Calaz akutenga vanhu uyu. Vanhu havana kuprinta vega zvimapepa izvo akupa vanhu mapepa iye nevanhu vake. Calaz yaukuita yakadhakwa. Same nezvawakaita na sillent killer pastage, or els ana fantan vari involved coz mese muri team yema benz ndapedza musatiitise we want good and fair musin industry in zim
Wakambonepi Artist anogara pa speaker umwe achi performer. Apa nguva yake yapfuura. Ma fans haana kuudzirwa zvekuita vakangoita zvavaiona zvichiita. Calaz anokwana papi ipapa