Тёмный
No video :(

Silent Killer akagara 🧐paspeaker Seh Calaz achiimba live at National Cup Clash City Sports Center 

DriftErnest entertainment
Подписаться 70 тыс.
Просмотров 144 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

22 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 452   
@eurooceania5562
@eurooceania5562 7 месяцев назад
Calaz aka master chi game ichi kare kare. Ndiye muridzi wedhanzi muZimbabwe. Fullstop. One munhu anomisa Calaz pazvinhu izvi ndi Soul Jah Love but he is late now....May His Soul Rest In Eternal Peace.
@gilbertkuta3045
@gilbertkuta3045 7 месяцев назад
Ko winky ukumuisepi nhaiwe
@KarimatsengaKudakwashe
@KarimatsengaKudakwashe 7 месяцев назад
ahhh KO winky haumuzive
@kieya27
@kieya27 7 месяцев назад
Seh calaz hapana zvripo musamupe tsvimbo pasina gafa
@Meshelimiah500
@Meshelimiah500 7 месяцев назад
​@@gilbertkuta3045winky is on his level but calaz is good it's like kubhora you can't compare mbappe with Messi but Mbappe anogona
@eurooceania5562
@eurooceania5562 4 месяца назад
@@gilbertkuta3045 kana uchifollowa dhanzi zvakanaka-naka hanty u knw kuti Calaz na Winky vaive ne open beef. Winky akaenda kunoridza ku Stordat akadzingwa nemafanz 2014 mafans achida Tawanda pa stage. Ndipo chete pakatemwa Winky nema can mudhanzi mafans achida Calaz. So amana siyanai naye Tawanda.
@PopsTheMan
@PopsTheMan 7 месяцев назад
Tawanda Seh Calaz has grown up. He's now so matured. I think a number of artists have something they need to copy from Bhanditi.
@lawrychitagu7950
@lawrychitagu7950 7 месяцев назад
Aaah kwana iwee
@franktinashe5406
@franktinashe5406 7 месяцев назад
kupera nekuva mature zvinhu 2 zvakafanana here?
@kingpinlaw3675
@kingpinlaw3675 7 месяцев назад
Regai mujaya ati kunoda oder kumangoma. Unongoona wega kuti type dzevanhu vacho mutoriro wegawega
@samuelmuvirimi3783
@samuelmuvirimi3783 7 месяцев назад
@@franktinashe5406 une 0 level?
@mrmarkvee4133
@mrmarkvee4133 7 месяцев назад
He doesn't owe you anything
@tinotendaemavetera7674
@tinotendaemavetera7674 7 месяцев назад
Mu City Sports munonetsa kumisa Tawanda .. 1 munhu aimisa Tawanda mugomba ndi Jah love .. ndiri Gafa zvangu but Winky mu City Sports clash na Calaz hmmm togona kurira . City ngoma mabhanditi
@tinotendasimeti5632
@tinotendasimeti5632 7 месяцев назад
Uri mubandit iwee gafa kupiko
@louismupazi5326
@louismupazi5326 7 месяцев назад
Haaa unonyepa winky akanzi mugomba 3/4 yevanhu vanenge varipo mafans emagafa
@beyondhappiness.youtube
@beyondhappiness.youtube 7 месяцев назад
@@louismupazi5326 winky kugomba kunomuremera wangu haauye ku cupclash haayimbe kugomba winky
@believechigava6587
@believechigava6587 7 месяцев назад
Enough respect Tawanda you are so mature ...you preached peace Uyo wema drugs ngaamboenda ku rehab
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 7 месяцев назад
This guy anga akunyara kudzika after atemwa nemafans. All those supporting him didn’t see him achidzingwa and even the mc’s pleaded with the crowd not to throw stuff. Anga akushaya kuti obvawo sei pastage Silent wenyu uyu paakaenda uk 🇬🇧, he thought kuti caenda nenyika. Unfortunately abatirwa pa toll gate
@sibandadenford7398
@sibandadenford7398 7 месяцев назад
Kkkkk avo vanozviti Silent Killer vamuwana akura Seh Calaz kkkk. Ndatenda hangu. Well done Bhandity you have grown up. 👏 enough respect my King
@user-np4ws8hd4f
@user-np4ws8hd4f 5 месяцев назад
Bhanditi to the world
@artwellOfficial28
@artwellOfficial28 6 месяцев назад
Calaz, did a great thing as great artist.... respect to th bhandit🤘🤘#levels n fantan keeping th production going.... @zimdacehall 2 tha world 🇿🇼🌎🔥🔥🔥
@elviskhayzkamutanho3986
@elviskhayzkamutanho3986 7 месяцев назад
Dancehall inotoda chihunhu ichii fantan hapan pachada silent killer tozviziva akadii akaita kut clush ingoitwa ipapo ipapo tumuzik twemuzik twakadhakwa
@Mupaose
@Mupaose 7 месяцев назад
Vokal anemoto, that's how you stand up for your brother. And shout out to Fantan for making sure the show goes on, the voice of the people.
@wishesayandachikochi9193
@wishesayandachikochi9193 7 месяцев назад
Truly speaking calaz ndiye aitemwa not silent killer
@DJYung-w3x
@DJYung-w3x 8 дней назад
Nyambo hadziteme mabhandit to the world
@user-et4my7gn9e
@user-et4my7gn9e 7 месяцев назад
Now i understand why json trixx always say seh calaz is a good person
@tadieynashe9681
@tadieynashe9681 7 месяцев назад
Rest easy Sauro clash yaidiwa ichigonekwa na Tawanda n Sauro😢❤❤❤❤
@trymorerasmanymoresangu3936
@trymorerasmanymoresangu3936 7 месяцев назад
Elder Shambare ndakazvitaura last week izvi kuti pasina imi ngwere inodzoka mustreet ndokwatikuenda u are the best Elder Shambare u deserve my salute
@nephiastekere2336
@nephiastekere2336 7 месяцев назад
Ngwere ngaidzikame, ichiri mwana zvisingaite kuna calaz
@user-ys6wr7sy6s
@user-ys6wr7sy6s 7 месяцев назад
Bt mfesii anonzii silent killer ngaaambooomireee chigudooo chakeeee chaakuitaaa specially dis daez kunetsanaa nemunhuuu veseee hreeee gyz
@PortiaMusiya-lz8zn
@PortiaMusiya-lz8zn 7 месяцев назад
Ngwere vanenge vakato tsomwa zvawo, mabhanditi hoyoooo
@user-hj1vc9oj9u
@user-hj1vc9oj9u 7 месяцев назад
Tawanda harove buwe silent zerarake ndivana dorbadon vedombo kwete tawanda muhombe mamuona silent angaakadhakwa zvake nebuwe manyara naye
@tanakaskadyauta6955
@tanakaskadyauta6955 7 месяцев назад
Seh calaz is the boss he just did what have to be done he is the best of all time ❤
@jacobnyamuda5661
@jacobnyamuda5661 7 месяцев назад
That Calaz Guy has an error, Ngwere yakatonzwisisa kuti Calaz is my brother, kuimba diss hazvireve hatred but ku hyper ma fans. Cala took it personal and planned kutyoredzera ngwere. Ko Calaz why wakataura kuti ngwere yakaimba zvekuti mabhanditi whatever, ko wakadii wakango performer ngwere yakazvigarira hayo. Wakadhakwa Calaz iwewe
@user-ly4si2lg8k
@user-ly4si2lg8k 7 месяцев назад
Yaa true that chibaba Calaz varatidza kusava matured apoo
@user-gv9ti1of6c
@user-gv9ti1of6c 7 месяцев назад
Ngwere chibaba ende anototyora mabhanditi achitosiya awaudza shit one person can not touch silent killer panotoda the whole stadium ❤ its giving ngweree
@takundandoro5267
@takundandoro5267 7 месяцев назад
like if you witnessed how that guy was shocked by the sound effects😂😂😂 4:08
@ngoniegotore1492
@ngoniegotore1492 7 месяцев назад
REST IN PIECE *SOUL JAH LOVE* WE MISS YOU
@user-ij4jb1od4t
@user-ij4jb1od4t 7 месяцев назад
I mean uku ndokwakuri kubasa kwake.......#homeground#$auro
@tadieynashe9681
@tadieynashe9681 7 месяцев назад
❤❤❤this clash yainakidza pana sauro😂😂😂😂😂😂😂munenge muriku show apa uchifarira vese😂😂😂😂😂😂😂😂😢😢😢😢we miss you Sauro 😢
@user-bo8eo5hf8q
@user-bo8eo5hf8q 7 месяцев назад
Zvaiwana ngwere yaita mwana
@BostonMarufu-de4iu
@BostonMarufu-de4iu 6 месяцев назад
Ko kn achingoda sting nebhanditi ngataure ka silent bhanditi ndibba kwauri uchiri kumbokura iwe unorohwa home and away yacho nebhanditi
@user-jb6sm4hy7x
@user-jb6sm4hy7x 6 месяцев назад
ngwere ndewekushaya tongomusekererawo uyu otherwise haoana chisvinu chaanitomboimba anenge akadhakwa ipapa
@shephardmuzenda5485
@shephardmuzenda5485 7 месяцев назад
Seh Calaz is underrated.
@FilsonMunyoro-oy9yc
@FilsonMunyoro-oy9yc 7 месяцев назад
Mwana ane 3yrs or 4yrs anofarira kugarira na baba vake sterek ....but ukazomubvunza deep down kuty unofarira ani btwn Mom n dady anonyatsokutaurira ....Calaz ndi Mhamha pa stages ...Ngwere ichapera ikada kutamba na Calaz
@mdaradziva1551
@mdaradziva1551 7 месяцев назад
Fantan wenhumbu ndiye problem
@user-fy3gk9jd1m
@user-fy3gk9jd1m 7 месяцев назад
Bigup sir calaz
@Gee7TruthSeeker.
@Gee7TruthSeeker. 7 месяцев назад
Ngirozi yeHondo yakatsamwa (Jesus Christ) ❤.Yasungura Mabhadhiti (Slaves) from Egypt.. I warn Pharoah (Dragon) not to follow Mabhandit since Silent killer (Michael - Jesus Christ ) is ready to part the Red Sea The rest is already History. The blood of Mikaire ngirozi yehondo shall never loose power ..Hebrews 13 all of it 🦁
@Praisemvundura
@Praisemvundura 7 месяцев назад
I don't know how many people are getting this the same way I'm doing. Silent killer is also a singer people shouldn't have done that to him ko dai vakamusiya akagara mic yaidzima here f**k this security nxaa so disrespectful and too violent hapana chaanga amboita kungogara chete here aiwawo him people let's not hate Silent for nothing zvekt anoimba achti takatyora mabhanditi hazvina kana basa vanhu vanoimba vanenge vachizivana ava
@Marky2216
@Marky2216 7 месяцев назад
Kumangoma kune mutemo kana nguva yako yakwana ibvapo silent killer akaudzwa wani kuty tokumbirawo ubve asi akaramba tarisai patanga video security ndobasa rayo kana waramba kutaurirana meaning ukuda hondo unongopihwawo hondo Sauro na calaz pavaiitq maclass makamboona vachigarirana paspeaker here silent killer musadefeder zvinhu zvisina basa izvi akadhomoka apo vanhu havait3 things according to zvaarikuda even inenge yakaplanwa vanhu voita zviri paplqn
@Eddyfisheries
@Eddyfisheries 7 месяцев назад
Bhanditi harichad noiz ❤❤❤❤it
@user-ux9ok2ew3u
@user-ux9ok2ew3u 7 месяцев назад
Team chilsport nebhadhiti family vane error guys ndovatotanga kukanda Macan chigame Ichi chinenge chakarongwa kare kare ,
@richmondmanyora7415
@richmondmanyora7415 7 месяцев назад
Chigame they planned ngwere chete hapana apa ana calaz vaingo disser big man wani no feelings .
@mrnyanyestofficial5965
@mrnyanyestofficial5965 7 месяцев назад
Manga musiko ngwere ngaiende kunorima kumusha😅😅
@ChatukutaPrince
@ChatukutaPrince 7 месяцев назад
Kana jah love azohwina hake but calaz ahapisike ndongoti sorry Silent next time Tanha dzaunosvikira
@Giggs826
@Giggs826 7 месяцев назад
With all due respect for Silent killer, that was a dump move. In any case he is not yet there haasati ave kugona zvekuita clash na Calaz. Boss Yalah muhombe so far since the Departure of Ngwendeza. Stage yaive ya Sauro
@christophercharinda-pu9fv
@christophercharinda-pu9fv 7 месяцев назад
Tawanda akaita narrow escape.hana yaitorova paye.Ngwere dai yakapihwa mukana yakatyora mabhanditi....
@ThabisoNyathi-rk4jt
@ThabisoNyathi-rk4jt 3 месяца назад
Unorwara iwe
@Mamacee002
@Mamacee002 7 месяцев назад
Iro hure rakazokwidzwa pa stage ndiani ,makadiyi kuita one one pana ngwere ,munopondwa mabhanditi ,seh calaz agara anoremerwa kubvira kudhara, vakuda cage match
@DJYung-w3x
@DJYung-w3x 8 дней назад
Mabhandit shown respect
@BossFire-en2bb
@BossFire-en2bb 7 месяцев назад
Thanks calaz chibaba
@baseibanhamombe8326
@baseibanhamombe8326 7 месяцев назад
boss yala all the way
@munndandawaz3530
@munndandawaz3530 7 месяцев назад
Hanzi nemafunnes siyanai naye Tawanda kkkk hapana ati ngere
@maestro098
@maestro098 7 месяцев назад
Ngwere chii ichocho 😂😂😂 uku ndekwekuimba hahaha
@olymanowennhakaniso8573
@olymanowennhakaniso8573 4 месяца назад
saka silent killer arikuda kuimba tsina dzake panoimba calaz hre
@blessingchikwenda
@blessingchikwenda 7 месяцев назад
Isusu takatyorwa nemabhanditi Tanga tada kuvaudza shitii Check check banditi boss😊
@kimberleychikomba1559
@kimberleychikomba1559 7 месяцев назад
Tawanda warakidza hurume apa shemmmmm biguppppppp
@alfheirs8726
@alfheirs8726 7 месяцев назад
Hwereshende dzeMabhanditi nhasi izuva musarwadziwe kuti keke harichachekwe, batanayi nezvikwekwe zvese zvemuKwekwe mukwire mubus kudzokera kuGokwe monopesana nebeaty ikoko👌👌
@trivagravia4837
@trivagravia4837 7 месяцев назад
Regardless of what Silent Killer did, thats not how to treat a fellow artist, be the bigger man ..set an example...treat people with respect ..Calaz is overrated why wld he even take part in such a commotion of a show
@user-sx4gk8fo6l
@user-sx4gk8fo6l 7 месяцев назад
Seh calaz has matured... .
@user-yq5hy6dc3i
@user-yq5hy6dc3i 7 месяцев назад
She for real
@lilrangoofficialartist1213
@lilrangoofficialartist1213 7 месяцев назад
Ngwere ndeyedu boiz musamubvute Kanii 😂😂😂😂🤣😂🤣😂🤣🤣😂🤣😂🤣😂 Ngwere yakamama handi ajaira kutuka ma dj And others
@user-em4jb2be7n
@user-em4jb2be7n 7 месяцев назад
Yala was contented n collective ready for the show...silent too much drugs...
@munndandawaz3530
@munndandawaz3530 7 месяцев назад
Ndongodira dancehall kuti havanonoke macan vanokuda pasocial media live vokumamira
@NyarieMarozva
@NyarieMarozva 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@ronaldg5067
@ronaldg5067 7 месяцев назад
Chinhu chapera ichi dzava nharo gomba raitova empty kaaa iro😂😂😂😂RIP sauro
@trevortanaka5323
@trevortanaka5323 7 месяцев назад
Gomba hariitwe ka2
@bervenmangove769
@bervenmangove769 7 месяцев назад
She calaz ndiKing ngwere yagara ichi kuzvionera ,mugomba hamuna kubatana and hamuna zvekutaura ndemekuimba
@ArthurMafocus
@ArthurMafocus 7 месяцев назад
Silent killer is a dancehall but why today. Dj fantan no man
@deejaydwayneofficial
@deejaydwayneofficial 7 месяцев назад
Seh calaz haakho uyu ncnc ndokhuphera khwacho
@Patiencekamukurismurffamily
@Patiencekamukurismurffamily 2 месяца назад
Calaz wakadhakwa u destroy talented people ndizvo zvawakaita sauro
@SamGodfrey-jr3hd
@SamGodfrey-jr3hd 2 месяца назад
Ngwere bhoo makaipa but yala mi bredda
@tatendanyamandi9395
@tatendanyamandi9395 7 месяцев назад
Boss yaalaaaaahhhh!!!!!
@themilleniumloudspeakersho1163
@themilleniumloudspeakersho1163 7 месяцев назад
The drama was meant to tarnish Silent killer or to create another tiff for the continuity of zimdancehall just like the Jah love colaz one.Whyvdid Calaz sing paakamuona akagara pa speaker? Was it coincidence Kuti elder sham are vagaregera ku manager silent 7 days or less before the clash and it was all over?
@user-takutakuew
@user-takutakuew 7 месяцев назад
My seh calaz wakagona angaende uyo
@oalvnanyandra7018
@oalvnanyandra7018 7 месяцев назад
Haaa zvima show zve pondo izvi😂😂😂
@trustchirisa4027
@trustchirisa4027 7 месяцев назад
Zvakadhakwa izvi
@NicholasTakundaMarime-gc2bp
@NicholasTakundaMarime-gc2bp 7 месяцев назад
Salute mabhandity
@SimbarasheChikerema-bi6mj
@SimbarasheChikerema-bi6mj 7 месяцев назад
Ava ndibaba ngwere inoimba kujiti
@Cmutobaya
@Cmutobaya 7 месяцев назад
😂😂😂
@GutahzOb
@GutahzOb 7 месяцев назад
Kkkkkkkkk kna zvichidayi zimdancehall inenge yakunaka fut zvepanguva yana jah love ... Luv that mhen....,
@CASHBOYTIPS
@CASHBOYTIPS 7 месяцев назад
I miss Soul jah love 😢😢
@clintonzuluncube4721
@clintonzuluncube4721 7 месяцев назад
U feel like silent killer wanted ti seek relevancy ,,becoz dai akapihwa mukana wekutaura aida clash but zvanga zvaonerwa ,,thats y calaz hed to leave the stage ,,,””
@marcussok6469
@marcussok6469 7 месяцев назад
Thats why music iyi isina kumbobvira yandinakidza , madrugs oga oga
@Kingsley_Tadiwa-978.
@Kingsley_Tadiwa-978. 7 месяцев назад
Asi uripano ka😂😂
@brianjustin1642
@brianjustin1642 7 месяцев назад
Calaz is a small boy mumangoma..... He is threatened by silent killer Aka zviita futi sting naSoul jah love....😂😂😂
@lloydkingzhuwau4999
@lloydkingzhuwau4999 7 месяцев назад
Kana ivo elder Shambare modawo vadii pakadai 😢 Silent Killer anotoda masoja nemadoctor as management 😂😂
@marcusStiffy313
@marcusStiffy313 7 месяцев назад
Calaz ndaimu rater naWinky asi apa akaratidza kuti nyana kune Gafa
@user-bj9qh8ij4j
@user-bj9qh8ij4j 7 месяцев назад
Haaaaa mukoma calaz is big
@user-uf6gd1un2d
@user-uf6gd1un2d 7 месяцев назад
Rest in peace Saul Jah Love
@kelvinkambiro
@kelvinkambiro 7 месяцев назад
Mabhanditi zvinhu midzimu yaSillent Killer haisa skiri
@citizenchild547
@citizenchild547 7 месяцев назад
Mukasekerera munhu anogona kungodhotera pastage. Ngwere yekudii munhu anofanira kuenda kuRehab.
@crispenrakafa6255
@crispenrakafa6255 7 месяцев назад
Silent killer arikurira hake kudarika kaRasta aka mune godo vakomana vekumbare imimi munoyadzisa
@user-yq5hy6dc3i
@user-yq5hy6dc3i 7 месяцев назад
Sir Calaz wakatanga kuimba kudhara.haucharwadziwe naSilent killer zvekusvika to this extent,you set him up.any how gwere varikupisa that is the truth reality
@richardsapira240
@richardsapira240 7 месяцев назад
Sauro dzangowa nyemba dzaku zimdancehall,....
@Basil_Mushonga
@Basil_Mushonga 7 месяцев назад
Silent killer was just chilled amudhonza ndiye aita wrong ,zvamupa hasha
@user-ui6hm1fh1k
@user-ui6hm1fh1k 7 месяцев назад
Iye aigarirei Paspeaker n Maida asvike nguvai achiimba apa achitemwa futi 😅
@tofarakadenge7753
@tofarakadenge7753 7 месяцев назад
Mubhanditi asi akapera hake haana kana one hit song
@tinashewekwamasendeke8712
@tinashewekwamasendeke8712 7 месяцев назад
It's not about hits its about consistency
@slimatically
@slimatically 7 месяцев назад
Tarisa schedule yake ya december wobva waziva zvinhu zvako
@tofarakadenge7753
@tofarakadenge7753 7 месяцев назад
Yes rangovawo Zita haangashaye kwekudeedzwawo hake, consistence yei apa , reggae dzirikurira kupi there is no consistence there
@lovejoymachingura6905
@lovejoymachingura6905 7 месяцев назад
Kupera haana hake😂😂
@slimatically
@slimatically 7 месяцев назад
@@tofarakadenge7753 siyai tawanda aende unogoma kushaya hit asi ngoma dzako dzichitererwa tawanda anovengwa nevakawanda
@munyachimhungwe2864
@munyachimhungwe2864 7 месяцев назад
Song yaridzwa na dj before Fantan apinda apo inonzi chii
@user-vg4mq6xs1u
@user-vg4mq6xs1u 7 месяцев назад
Inonzi maswera cy ndeya Dobba Don
@user-kx4cd2ki2c
@user-kx4cd2ki2c 7 месяцев назад
Haisi kids game wangu Calaz muhombe
@KelvinMachisa-tu6md
@KelvinMachisa-tu6md 7 месяцев назад
Top General tawandaaaa
@user-xs7gk9ti1f
@user-xs7gk9ti1f 7 месяцев назад
Check check 🔗⛓️🔥🔥🔥🔥
@Wise915
@Wise915 7 месяцев назад
Ninja man anoimba binnie or buju aripaside,calaz kubva nana jestara iskiri rake
@user-xf9hh1kj1y
@user-xf9hh1kj1y 7 месяцев назад
❤❤❤❤Boss yala😂ngwere yepondo vangavakuibvuta bvuta😂😂😂
@Seize_Wacho_Official
@Seize_Wacho_Official 7 месяцев назад
I know hangu kut Seh calaz is bigger than Silent killer but nyaya dze hit ichokwadi hapachisina kana hitiii shout out to silent killer
@TinTin235j
@TinTin235j 7 месяцев назад
I don’t know why they treated silent killer in this way…. It’s so humiliating
@TafadzwaGono-cv8vc
@TafadzwaGono-cv8vc 7 месяцев назад
Akaramba kuburika pastage apedza kuimba
@makdubb
@makdubb 7 месяцев назад
Are you a fool or what? A celebrity sat on a speaker while suppressing the sound while another celebrity was singing.
@MutsaMhlanga-ie6uc
@MutsaMhlanga-ie6uc 7 месяцев назад
Iwe ungade kupakurirwa chikafu chako nemunhu apedza kudya kudhara here odya wakatarisa , ndizvo zvaakaita Kuna kinnah
@Blackculture21
@Blackculture21 7 месяцев назад
Ko amboenderei pa speaker
@Citizensofheavenafrica
@Citizensofheavenafrica 7 месяцев назад
Because I dofo 😂😂😂
@VitexChikati
@VitexChikati 7 месяцев назад
Noooo calaz akonzera maoko ndavapedzerane madiss cz mangoma kunakidzana kwete kubhohwana
@user-of3qd3uy9f
@user-of3qd3uy9f 7 месяцев назад
Call my best vocalist in zimdancehall
@user-np1pe3ch8i
@user-np1pe3ch8i 7 месяцев назад
Seh mungoda chibaba chachooo kana winky deeeeee haaaa
@DonaldBayai_Samanyika
@DonaldBayai_Samanyika 7 месяцев назад
Ibenzi calaz ndiye akonzeresa akutiza futi
@africaunite2488
@africaunite2488 7 месяцев назад
These are barbaric moves, why silent killer was being pushed using that force? I'm not understanding kudhomoka. Kugara paSpeaker kunokanganisa chii???
@NyarieMubhanditi
@NyarieMubhanditi 7 месяцев назад
Boss Yala
@obviouschimbwinya8867
@obviouschimbwinya8867 4 месяца назад
Keep it up good work
@nicksonmavaza-lm2wz
@nicksonmavaza-lm2wz 7 месяцев назад
Ndoona sekuti zimdancel ndezvekumama
@takudzwamuseba1509
@takudzwamuseba1509 7 месяцев назад
Zvakarongwa izvi vaimubvutireiko ngwere
@user-cd9zt5br6c
@user-cd9zt5br6c 7 месяцев назад
Kkkkk Ngwere yakuita sei futi pamusoro peSpeaker kkkkk mahorror😊
@seanmapiki817
@seanmapiki817 7 месяцев назад
Chero makadii silent killer ndiye akurira
@ndhlovuabraham8244
@ndhlovuabraham8244 7 месяцев назад
Silent killer kungojuma wakutoda kuzvi compare na Boss Yala😂
@MollenShumba
@MollenShumba 7 месяцев назад
Guys Mabhanditi airemerwa nechibaba rest in piece soul jar love
@Faniemoney22
@Faniemoney22 7 месяцев назад
Isusu takatyora mabhanditi👏
@mrnyanyestofficial5965
@mrnyanyestofficial5965 7 месяцев назад
Achipengereka hakeee
Далее
Seh Calaz vs Silent Killer
2:43
Просмотров 6 тыс.
Gelik yoki Velik?
00:20
Просмотров 464 тыс.
Qora Gelik
00:26
Просмотров 527 тыс.
SILENT KILLER LIVE @ONEMONEY OK MBARE 2017
18:43
Просмотров 80 тыс.
Silent Killer | The Daily Dose (8 February 2024)
20:24
Winky D live on stage
1:22:39
Просмотров 4,5 тыс.
Ollah Interviews - Silent Killer
39:06
Просмотров 239 тыс.
Gelik yoki Velik?
00:20
Просмотров 464 тыс.