Тёмный

Sekuru Tasvu Votengera Ana Gwenyambira Vavo Mota Yekuvatenda Nekubasa Guru Ravari Kuita Mumatare 

SlyMediaTv
Подписаться 309 тыс.
Просмотров 27 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 140   
@maideitakawira3531
@maideitakawira3531 Год назад
Aiwa kana nevarikuMhepo varikukutendai nebasa ramaitira vakomana may God keep on blessing you Sekuru Tasvu
@tendaimakoni9918
@tendaimakoni9918 Год назад
Ndaisa zvanza zvangu kwamuri sekuru Tasvu....Aiwa vana gwenyambira vanobata basa guru nemoyo wakaperera vano deserver chkwadi kuti muvaitire zvino vafadzawo Thanks so much for your appreciation well done kule
@faithfaith1748
@faithfaith1748 Год назад
Matendwa tateguru Tasvu👏🏻👏🏻👏🏻
@loneranger7319
@loneranger7319 Год назад
Mavagonera nekuti Ivo vanogonawo sekuru you are just too kind
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Год назад
Well done Sekuru Tasvu, much respect 👏👏👏
@dianahmandizvidza9682
@dianahmandizvidza9682 Год назад
Thank you so much sekuru nekuvatengera mota
@GivenDzviti-fq7kv
@GivenDzviti-fq7kv 8 месяцев назад
Aewa tinozvitenda chaizvo tateguru tasvu nerudo rwamaratidzai panana gwenyambira venyu ava kuvatengerawo chivimbiso chavo vadzimu namwari wenyu ngavarambe vachikuchengetai nebsa guru kwauri kuita kusunungura pasi rese munhamo nemadzudzo kusanisira futi nehurombwa❤❤❤
@memorymoyo8287
@memorymoyo8287 Год назад
Sekuru nagogo mune rudo ndodada nemi Mwari ngakuwedzerei makomborero mazhinji chaizvo
@admirekwangwa5097
@admirekwangwa5097 Год назад
May the good lord bless you more tateguru Tasvu, thank you so much 🙏
@kefaskeretia
@kefaskeretia Год назад
Yaaaaaa kana muchiziva kunonzi kugona sekuru Tasvurai🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
@thomaschangwa8291
@thomaschangwa8291 Год назад
It seems one car mentioned,, how are they going to share?, Sekuru Tasvu dai matengera umwe noumwe yake.
@praisehlupo5606
@praisehlupo5606 Год назад
Sekuru Tasvu rambai makadero madadisa zvinoda kutendwa izvi rambai mune moyo wenyu uye muchibatsira vazukuru venyu tateguru
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Pamwe vachasvika ikoko. Asi ipfungwa yakanaka yamareva zvenyu. Pamwe inovatora kudzimba kuvaunza kubasa havo
@judamugomba7817
@judamugomba7817 Год назад
@@shingiraitrevormboto2105 urikupengera kupi mazuvano
@TrevorPorcupine
@TrevorPorcupine 2 месяца назад
Dont be ungrateful more gifts are coming let to appreciate
@rudavirokaseke-st7br
@rudavirokaseke-st7br Год назад
Tinotenda zvukuru may God bless u all the days of ur life amen hazviitwe be Vangani izvi
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Год назад
Weldone sekuru you're one out of a million
@darlingtonchivunga7912
@darlingtonchivunga7912 Год назад
Zvinodadisa kty basa riri kufamba zvakanaka thanks Sekuru
@immaculategumunyu1485
@immaculategumunyu1485 Год назад
Izvi zvinowengwa nemuroyi chete ,weldone sekuru Tasvu...sekuru venyika.
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Год назад
May God bless you sekuru Tasvu nechipo chakapa vana gonyambira Ivo vanoridza Kani so much in love with mbira
@eunicadumbura1500
@eunicadumbura1500 Год назад
Thank you sekuru Tasvu
@costaricaZW
@costaricaZW Год назад
Chaa chirungu!!! Welldone sekuru Tasvu.🙌🙌🙏
@florencerufu1032
@florencerufu1032 Год назад
Thank you so much sekuru tasvu
@emmaculatematambo8537
@emmaculatematambo8537 Год назад
chakanaka ngachitendwe ,👏👏👏👏💃💃💃💃💃
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 Год назад
Thank you sekuru kwasara muzukuru wenyu Giant 😊
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Год назад
Gwenyambira Edmore isimbi yebasa. He composed the song MARUPA out of nothing and its a hit
@noriamupanguri8360
@noriamupanguri8360 Год назад
Mavagonera vanhu venyu sekuru Tasvu. GOD BLESS YOU NEVADZIMU VENYU
@tanakamoleen2995
@tanakamoleen2995 Год назад
Thanks Kuna sekuru manake chaiwo
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 7 месяцев назад
Vakomana vembira zviripamuriii🎉🎉🎉 vanabamnini neboys yavo
@jackagah7611
@jackagah7611 Год назад
You are good example Sekuru. Salute you ...... keep it up.
@LillianMuzenda-db8kq
@LillianMuzenda-db8kq Год назад
I salute you sekuru God bless you
@sophiamaphosa3503
@sophiamaphosa3503 Год назад
Well done Sekuru Tasvu 🙏
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 Год назад
Well done sekuru Tasvu 👏👏👏
@g2bluetick713
@g2bluetick713 Год назад
Good bless you sekuru TASVU you are really good man 🙏🙏🙏🙏
@patience8696
@patience8696 Год назад
Well done sekuru Tasvu matigonera nesuwo Varoyi hokoyo
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 Год назад
Zitateguru rangu sekuru Tasvu ndinokutendai nezvaitira vana gwenyambira aiwa zvino kudzwa tateguru.Ngazvirambe zvakadaro tateguru .Asi maita favour sekuru rasta mudiki uyo wehosho mamusiyawo pachipo apo naambuya Tasvu.
@njabulobhebhe7145
@njabulobhebhe7145 Год назад
Tasvu kayi one siyabonga sekuru 🙏👌
@joemakerdzawo5586
@joemakerdzawo5586 Год назад
Well done TETEGURU TASVU
@alletamachongwe3102
@alletamachongwe3102 Год назад
Mota iyo pane munhu atoitorerwa..... I was there I know everything.... Vakatombonditi ndipe mota kana imba ndikurape apa ndanga ndabvisa 300 USD...... Mukoma Sly muudze vanhu zvakazara vasati vaenda .
@muadmutata6481
@muadmutata6481 Год назад
True vanozviita vanhu vacho ivavo n'anga dzemazuvaano dziri pabussines chete
@munyaradzigura8699
@munyaradzigura8699 Год назад
Ma1 chaiwo eish
@munyaradzigura8699
@munyaradzigura8699 Год назад
Saka amuna kutozorapwa
@marymagoke5298
@marymagoke5298 Год назад
Musataure manyepo..kana musingafariri munhu amumanikidzwe mkuru
@alletamachongwe3102
@alletamachongwe3102 Год назад
@@munyaradzigura8699 vakandirapa zvekungotiwo..... Zvekuto kumbira asi vaida mari chete ... Pamusoro pe 300 USD...... Zvekuti vakanditi unofunga Kuti wabvisa mari ?
@faithmotsi4618
@faithmotsi4618 Год назад
Ndafara sekuru Tasvu rambai muchiita basa ..kwatabvira kure nenhamo dzemadzinza idzi hatichadzida..#HOMWEIHOMWE
@TafadzwaMamire-y3j
@TafadzwaMamire-y3j Год назад
Keep well brothers
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 Год назад
Sekuru magona I like the tall guy na short one haa vanonyatsonakirwa nebasa ravo....
@ottiliachishanga5916
@ottiliachishanga5916 Год назад
🤝👏👏👏zvinotendwa
@howardfungai2515
@howardfungai2515 Год назад
Zvinotendwa sekuru tasvu
@AnnaAnna-cv3kq
@AnnaAnna-cv3kq Год назад
Ndatadza kunzwisisa shuwa nekuti vakomana vatatu ka vanoitasei nemota one ndibatsirei ndinzwisise shuwa hama handina kutuka asindati vatatu vanodii imota yebasa here
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Pamwe dximwe dzichauya wenaa
@mtauser86
@mtauser86 Год назад
Speech ya Dhafu muturikiri🤣🤣🤣🤣hanzi sekuru Tasvu mayinyeyiwa kuGuruve 🤣🤣🤣🤣🤣🙌
@g2bluetick713
@g2bluetick713 Год назад
Mbira idzi dzinondi fungidza Kure kwandisati ndasvika 🥹🥹🥹🥹🥹
@clarachifamba6642
@clarachifamba6642 Год назад
Garimoto zvatendwa 😘
@abigailsaunyama5250
@abigailsaunyama5250 Год назад
Ndiri kupururudza kwete zvekutamba kufara chaiko maita basa sekuru
@salimakaritawo3540
@salimakaritawo3540 Год назад
It seems kunge mota ndeye ku advetiser sekuru Tasvu iyi why vaisa advert pa mota yavatengera munhu
@BlacklykMi
@BlacklykMi Год назад
Dhafu ndeipi yako 🤗
@CarolineMike-xl2fh
@CarolineMike-xl2fh Год назад
But chikumbiro kuna sekuru batsiraiwo munhu nemari yaanenge awanawo pasina izvozvo kunongouya vane mari dzavo n'anga inotenderwa kubatsiramunhu nepaawana
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Год назад
Maita basa sekuru tasvu hoyoooo
@MaryChirova-sj9dt
@MaryChirova-sj9dt Год назад
Sekuru Tasvu tinokutendai nekubatsira kwamunoita sekuru
@phinielmoyo8808
@phinielmoyo8808 Год назад
Sekuru mazondifadza. Ndinogaro ona vary me Ava vachikwenya Mbira zvese nokuimba. Tinotenda
@felixmarufu5210
@felixmarufu5210 Год назад
Izvi zvinovengwa nevaroyi veGuruve chete haaa magona sekuru Tasvu
@Giresigee8628
@Giresigee8628 Год назад
Shona inonetsa sure Hanzi gogo (MUKADZ)?we homwe 😂really Kunonzi Mudzimai chii chadaro
@memorymoyo8287
@memorymoyo8287 Год назад
Magona sekuru mafadza mhwere dzenyu
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
Tatenda sekuru RAMBAI MUCHISUNUNGURA MHURI
@lizziefombo7800
@lizziefombo7800 Год назад
Maita basa sekuru na mbuya murambe makadaro
@tsitsimutambisi9362
@tsitsimutambisi9362 Год назад
I think it would have made more sense kutengera umwe neumwe yake APA matsvaga kupesanisa vana gwenyambira venyu kana mari yanga isingakwane maingovagovanisa,this is not a wise move
@munyaradziusai9973
@munyaradziusai9973 Год назад
Kkkkkkkkkk bho hre apo tsitsi
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Год назад
Guys if this guy is real for real apa haana musvikirwa ngataureka neshona nekuti anoiziva saka unongoona kuti ndezvekunyepa imbavha idzo apa opfeka zvemasvikiro echizezuru vanhu musapusiswe munorohwa mari embavha idzi kutsvaga pa Harare
@tafadzwamangwiro1006
@tafadzwamangwiro1006 Год назад
I've a good testimony with this man am in Canada now he helped me a lot kuvhura zvange zvkavharwa muhupenyu hwangu
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Год назад
Ndanzwa tsitsi panzi pamwe pacho taitoridzira sadza... Ndokuremekedzai sekuru Tasvu maratidza kukosha kwenyu
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 Год назад
Kananeni ndapotsa kudonhedza misodzi chaiyo
@lionessmimz3124
@lionessmimz3124 Год назад
Maita basa Sekuru Tasvu
@peace-lanez380
@peace-lanez380 Год назад
chakanaka chakanaka mukaka ahurungwi munyu sekuru tasvu maitabasa murambe makaderoo patapunzwa ngapawedzerwe
@weshallovercome-dg6si
@weshallovercome-dg6si Год назад
Zvino kana N'anga kana dzozvi advertiser kudai uuuuummmmmm?????
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Год назад
Ini ndini ndoga ndinoti ngavatengere umwe nemumwe yake
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 Год назад
Matendwa sekuru tasvu
@petechinake6193
@petechinake6193 Год назад
Sekuru tasvu vanogona makugara kupi nhai sekuru
@Madubewangu
@Madubewangu Год назад
Zvinoda kutendwa izvi ndikuuyawo kuzoimbira tateguru nekutamba ft🤣
@brillianthute8251
@brillianthute8251 Год назад
Maita henyu kulee Tasvu bt madii maisa ma stickers ana Gwenyambira pamota kutatidza kuti ndeyavo or ndeye company hayoo sezvo yakazara ma sticker enyu na ambuya
@tarirochikata1877
@tarirochikata1877 Год назад
Thank you so much Sekuru kasi was it necessary to put stickers on
@majesticmotorscapetowntele6154
Handisati ndamboita zvekusvika pan,Anga but sekuru avo ndoona sekuti vanoziva zvavanoita unfortunately ndiriku SA ndanga ndichida bambondibatsirawo
@siphiwekhoza5543
@siphiwekhoza5543 Год назад
Inenge yebasa anangwenya mbira avo vanenge vachishandisa motaiyo kunogamuchira vanouya kwasekuru mutown nemota iyoyo ndeyebasa iyi thats WY iri for threee
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
With due respect, i think it was! Even macompany anoita madinations anoisa mastickers avo if m not mistaken hangu
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
@@ruvachazika1223 nyaya ingave ipi?
@irenechihowa4414
@irenechihowa4414 Год назад
Vaku advatiser basa ravo zvee
@veronicamanda5070
@veronicamanda5070 Год назад
Maita henyu tateguru Tasvu
@raymondvurayai3438
@raymondvurayai3438 Год назад
Last Bus Stop
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Год назад
Saka hakusi kuwatengera imota dzebasa chete
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 Год назад
Kikikiki horaiti
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 Год назад
Tinotenda sekuru Tasvu mazvita
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Vanokwana hre
@eukerias1
@eukerias1 Год назад
ehe
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Год назад
Tinotenda.sekuru.Tasvu
@samsonmahala9360
@samsonmahala9360 Год назад
Xap🧡🧡🧡🧡🧡🙏
@praisehlupo5606
@praisehlupo5606 Год назад
Hazvidi godo izvi sekuru vaita chinhu chikuru kuvazukuru vavo
@washingtonkwashira3425
@washingtonkwashira3425 Год назад
Drive ndripo sekuru ndipeiwo bsa
@phillipquichine5795
@phillipquichine5795 Год назад
I am appealing that gwenyambira with red hat to smile, never seen him smiling
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
Kkkkkkkk...wandisekesa wena kkkkk
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 Год назад
Asekerera kkkkkk.
@trishchikuvanyanga243
@trishchikuvanyanga243 Год назад
Sekuru tasvu aiwa apa magona basa gariende mberi musaitire ivava chte wedzerwai pamatapudza
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Zviri paari hazvidi kudero. Kkkk
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Hooo vatatu chte
@angiemugondora6176
@angiemugondora6176 Год назад
Maitabasa sekuru tasvu
@princemakena3621
@princemakena3621 Год назад
Zvinoda kutendwa Tateguru ngavarambe vakadaro
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 Год назад
Zvinotendwa kule weee,mhururu nemiridzo ukooo
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Год назад
Ngazvikudzwe chokwadi.maita.basa.sekuru.tusvu
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
Ndeve chokwadi hre sekuru tasvu tabaiwa nekutorerwa Mari ndidaireivo hama
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 Год назад
@@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 kana zvichiitira vamwe zvingatadze here,chimbozama,even Jesu chaiko vaimuzvidza ASI anonga aporeswa aizove nekutenda
@paulmusisinyan8466
@paulmusisinyan8466 Год назад
Sekuru tasvu isvikiro re chokwadiii sure
@sitshengiechasauka
@sitshengiechasauka Год назад
Zvinotendwa izvi tateguru zvaitwa izvi zvaonekwa
@TrevorPorcupine
@TrevorPorcupine 2 месяца назад
Matendwa tateguru mogona basa uye kutevera chikaranga chedu
@manondoe69
@manondoe69 Год назад
Tasvu maita basa apooo zvedii uuumm
@clarachifamba6642
@clarachifamba6642 Год назад
Vari mugomba varamba kudaira
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Makorokoto tateguru neramabata pamahombarume ayo ndodzora zvanza
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Kamfana dread kazvimukirira aka. Kkkkkk
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Год назад
Zvakanaka hazvooo
@petronellamagaramombe9483
@petronellamagaramombe9483 Год назад
Mashoko makukutu kubva ku mwana
@phinielmoyo8808
@phinielmoyo8808 Год назад
Taura hako Roberto
@takudzwamaramba5420
@takudzwamaramba5420 Год назад
Sekuru ko dhafu mamuitirawo chii
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Pamwe anayo kare
@LydiaChikudzula
@LydiaChikudzula 10 месяцев назад
Kuenda kusi a godo
@pheneasmoyo6585
@pheneasmoyo6585 Год назад
Zvedi ati guruve manyara kkkkkk
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Год назад
magona asekuru
@muadmutata6481
@muadmutata6481 Год назад
Pane mumwe ari kuchema so imi muchifarira mota
@kennethziwa8172
@kennethziwa8172 Год назад
how?
@dennismurendoraiva7042
@dennismurendoraiva7042 Год назад
tokutendai tateguru
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 Год назад
Ndokugona sekuru
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 Год назад
Tateguru Tasvu Midzimu naMusikavanhu zvinokudzwa chose zvirambe zvakadaro Ini ndatenda
@godknowsmafoveraa1163
@godknowsmafoveraa1163 Год назад
Kamufana ako kkkkkkkkkkk
@ayloniahmpofu8340
@ayloniahmpofu8340 Год назад
Imota yebasa inganzi ndeyako here ine mufananidzo wevaridzi vatenga
Далее
Kufukunurwa nekuvigwa patsva kwaBaba Gombakomba
49:57
SCRUB: SpaceX Attempt One - Starship Flight Test
9:9:58
Counter-Strike 2 - Новый кс. Cтарый я
13:10