Тёмный

SEKURU VATENGERA MAGWENYAMBIRA AVO MOTA MBIRI [+263784 614 908] 

SekuruTasvu Officials
Подписаться 30 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 95   
@NaomeMunyesa
@NaomeMunyesa 4 месяца назад
Sekuru ndimi 1wandatanga kuona Pavese vanobatsira anerudo asina godo neshanje tongoti mwari awedzere patapudzwa nemakore ekurarama panyika ndafara kuona Simba God bless you
@CharmaineChimbowa
@CharmaineChimbowa 4 месяца назад
Sekuru munogona zvose thanks sekuru ngoma ngaitsve yedu yeDande Guruve Bindura💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
@portiamuzhuzha8167
@portiamuzhuzha8167 4 месяца назад
Happy to see Simba strong and healthy thank you Sekuru Tasvu God bless you
@LindahMhondara2
@LindahMhondara2 4 месяца назад
My brother Simba sekuru tasvu number 1
@GiftAyanda
@GiftAyanda 4 месяца назад
Mudzimai wa sekuru tasvu unerudo chairwo vashoma vanozviita izvi komborerwai gogo tasvu ndimu moga gogo mwari awedzere pamatapudza gogo nasekuru siyabonga ❤
@silentmadenyika
@silentmadenyika 4 месяца назад
Aiwa zvinotendwa chose sekuru Tasvu nyika yose yaombera
@silentmadenyika
@silentmadenyika 4 месяца назад
Ndinoti sekuru vangu musanganganwe mukoma wedu vanotipa zvinoitika
@RumbieMukwada
@RumbieMukwada 4 месяца назад
❤❤❤ One love varoi ngavapere sekuru
@cobradube3827
@cobradube3827 4 месяца назад
Many thanks to you sekuru Tasvu, god bless you 🙏
@ShuvaiShenty
@ShuvaiShenty 4 месяца назад
Ndafàra kuona Simba sekuru rambai makadaro wedzerwai mazuva ehupenyu
@VitalisMbowe-c2n
@VitalisMbowe-c2n 4 месяца назад
Thanks sekuru munogonesa bsa renyu asi nziyo dzenyu dzinonakidza chikumbiro changu ndechekuti muite mavidios
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 4 месяца назад
Ndon'anga 1 yandofollower ine rudo
@tatendashumba2317
@tatendashumba2317 4 месяца назад
Muzotengerawo kamudhara ako kanoimba zvokuti anogona
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 4 месяца назад
Marwa mumire Nyamasvisva na gogo 🎉🎉🎉🎉ngazviende mberi ❤
@Christo0herMukono
@Christo0herMukono 4 месяца назад
Nice kule ndakabvapo apo April
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 4 месяца назад
THIS IS NICE SHUWA BOYS RAKABVA KARE NAYE SHUWA THEY DESERVE IT
@ForwardChinyerere-lz3bh
@ForwardChinyerere-lz3bh 4 месяца назад
Maitabasa Nhari unendoro Nyamasvisva vazungu veDande vatsunga for sharing with others mwana wababa wangu
@Wene-ho5iq
@Wene-ho5iq 4 месяца назад
Tinokutendai sekuru Tasvu nezvipo zvamurikupa kuvakomana venyu vamuno shanda navo.kubva kukura kwangu ndimi munhu wandawona anopa vashandi zvipo zvakura ndinoti rambai makadaro
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb 4 месяца назад
🎉varai vakomana maitirwa zvakanaka nasekuru vedu
@davidmuzondo6205
@davidmuzondo6205 4 месяца назад
Ssekuru rambai makadaro munogona sekuru
@bettybetty9569
@bettybetty9569 4 месяца назад
Makadiiko sekuru,wedzwewai pamatapimudza, baba avo vanoimba vane chipo vechikuru avo,ko modiu vatsikise mbira vanogona rambai muchienderera mberi nebasa,farisai gogoTasvu
@RonaldRusere
@RonaldRusere 4 месяца назад
Vakomana murume anorova ngoma naVocalist ma1
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 4 месяца назад
Love is sharing and caring❤.Ungati unofadzwa nebasa randinokuitira pasina surprise sei,maratidza kufadzwa nemagwenyambira Svikiro Tasvu nagogo Tasvu continue lead with example.On behalf of them ndafara nazvo
@flominamaviya4089
@flominamaviya4089 4 месяца назад
Come on Simba gara ipapo thanks sekuru tasvu
@Zinhle314
@Zinhle314 4 месяца назад
Vasatevedzera vanhu sekuru!
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 4 месяца назад
Makaropafadzwa Tateguru ngazviende mberi gogo Tasvu ❤ you 🎉🎉🎉
@JulieRusina-k3o
@JulieRusina-k3o 4 месяца назад
Sekuru munogona ngazviwedzere patapudzwa
@RonnieGuni-ob7qv
@RonnieGuni-ob7qv 4 месяца назад
Uuuuum mbira morova henyu
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 месяца назад
God meant blessings to be shared.Thank you for sharing with your crew!Well done sekuru!❤👏🏾👏🏾👏🏾🇿🇼👍🏾
@MakazaMakaza-z2f
@MakazaMakaza-z2f 4 месяца назад
Thank u sekuru netsoka dzamapa vazukuru vanagwenya mbira tatenda
@RonaldRusere
@RonaldRusere 4 месяца назад
Inorevesa hana ngoma iyo
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 4 месяца назад
Long live Sekuru Tasvu. I'm happy to see Simba doing well
@innocentMujeh
@innocentMujeh 4 месяца назад
Mwanangu wee , mudhara anondigonera uyo mhururuuu ukoo 😂
@trymorepfumbirai6231
@trymorepfumbirai6231 4 месяца назад
Tateguru Tasvu rudo rwenyu rwakanyanyisa ❤❤❤🎉🎉🎉
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 4 месяца назад
Ndokugona ropafadzo yako ngaionekwe pamushandi wako ❤❤❤❤
@admirari1
@admirari1 4 месяца назад
Ko idzo dzekwaMutare hadzisati dzaenda kkkkk..... Salud Sekuru Tasvu.Muchinda arikufara uyo🤝🏿🤝🏿
@PelagiaMadamombe
@PelagiaMadamombe 4 месяца назад
Ndotenda nebasa ramunobata sekuru tinovimba tichasvika wo kwamuri sekuru muzotisunungurawo matambudziko atiinawo
@JephiasMaposa
@JephiasMaposa 4 месяца назад
Mufaro mukuru sekuru kuona muchiri naSimba nanhasi sekuru. Ngazviende mberi huye anotamba mbira zvinonaka Simba
@McDonaldKhamba-nb9vq
@McDonaldKhamba-nb9vq 4 месяца назад
Ko dhafu muturikiri watateguru akapiwawohere MOTA Tateguru
@TheresaMaps
@TheresaMaps 4 месяца назад
Ane purazi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 месяца назад
Simba kutoita chibaba chaicho hmmmm happy to see Simba. Thank you sekuru nambuya ❤
@BarbraSeke
@BarbraSeke 4 месяца назад
Ngoma iyo inondifungisa Dande well done sekuru
@GoodNyamadzawo-du7qc
@GoodNyamadzawo-du7qc 3 месяца назад
Makanyanya ❤❤😂😂 sekuru
@TheresaMaps
@TheresaMaps 4 месяца назад
Ndokugona shuwa vakomana vanoshanda avo
@LorraineMushamba
@LorraineMushamba 4 месяца назад
Sekuru.tasvu munondigonera
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 4 месяца назад
Thank yu Sekuru vanoshanda varume ava nemoyo yavo yese
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb 4 месяца назад
Vaimbi venyu sekuru Tasvu vanoimba❤
@stellasibanda8039
@stellasibanda8039 4 месяца назад
Thank you sekuru may God bless you❤❤
@katsamberumbidzai9029
@katsamberumbidzai9029 4 месяца назад
Ndafara kuona Simba achitotambawo asisagweshe
@faresibera5568
@faresibera5568 4 месяца назад
Ende simba asimba sekuru akudyei
@JerinaChikwiri-f7c
@JerinaChikwiri-f7c 4 месяца назад
Ndiko kugona charity begins at home
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 4 месяца назад
Ukaona musha wakapfumbira,penemukadzi anerudo
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 4 месяца назад
Simba zvikumufayira hake akati ndichaendepi ndogara pandakasunungurwa
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 4 месяца назад
Nyc
@tracykume9689
@tracykume9689 4 месяца назад
Mudhara uyu anoimba chaiko
@faresibera5568
@faresibera5568 4 месяца назад
Ngazvienderere mberi
@mikematashu1289
@mikematashu1289 4 месяца назад
Thank you Tateguru Tasvu for supporting your guys
@timothychibike3512
@timothychibike3512 4 месяца назад
First to like
@frankantonio6920
@frankantonio6920 4 месяца назад
Dance raKachinde chinde munzwa chaiwo kkkk.Keep the fire burning Sekuru Tasvu
@RonaldZvemhari-kf2py
@RonaldZvemhari-kf2py 4 месяца назад
Sekuru TASVU for real
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma 4 месяца назад
Makuuya kuzotisunungura skr tiri munzira kuuya
@alicejena-sg7my
@alicejena-sg7my 4 месяца назад
Ndafara kuona Simba
@kwelaz05
@kwelaz05 4 месяца назад
simba atosimba miri
@tatendashumba2317
@tatendashumba2317 4 месяца назад
Kozvega arikupi
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 4 месяца назад
Sekuru bhora mberi, zvotaurwa nevanhu musazvigarisa mumusoro ngazvipinde zvobuda nekune imwe nzeve
@GiftAyanda
@GiftAyanda 4 месяца назад
Pamberi nebasa sekuru vangu ❤
@CleverSande-j5k
@CleverSande-j5k 4 месяца назад
Magona zvisingaite ndokuratidza rudo uku sekuru tasvu
@aaronchiwamba2037
@aaronchiwamba2037 4 месяца назад
THANK YOU TATEGURE NEBASA GURU RAMURIKUBATA
@MilandaFilimon
@MilandaFilimon 4 месяца назад
Zvaendwa Tateguru
@innocentMujeh
@innocentMujeh 4 месяца назад
Muturikiri wasekuru Tasvu , mudhafu dhunda uya hndimuoni apa arip
@NyashaZwimba-fp1cm
@NyashaZwimba-fp1cm 4 месяца назад
Ngazviende mberi samanyanga
@alishiaskaya9423
@alishiaskaya9423 4 месяца назад
Nyc nyc ❤❤❤
@BettyZindoga
@BettyZindoga 4 месяца назад
Mayita basa sekuru nagogo nerudo rwenyu
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 4 месяца назад
Manyaradza vanotaurisa sekuru uye munotovaitira zvakawanda zvisingaonekwe mazuva ese ndafara vegodo vonyara
@preciousmusavengana9734
@preciousmusavengana9734 4 месяца назад
Thank sekuru Tasvu nekubatsira team renyu
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 4 месяца назад
❤❤❤❤❤TASVU THE 1 💯💯🇿🇼🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉👏👏👏👏👏❤️💯
@LindahMhondara2
@LindahMhondara2 4 месяца назад
Simba kuita chimonya
@alicejena-sg7my
@alicejena-sg7my 4 месяца назад
Motendwa sekuru tasvu
@godfreymadzokere1430
@godfreymadzokere1430 4 месяца назад
Sekuru zvagara vabatirwa vanenge votsvaka kunyepa saka izvo siyai zvakadaro
@nyaradzokamutero4334
@nyaradzokamutero4334 4 месяца назад
Simba simba simba woyeeeeer
@KellyBNdlovu
@KellyBNdlovu 4 месяца назад
Paka rohwa ngoma apa
@faresibera5568
@faresibera5568 4 месяца назад
Ndotenda tateguru tasvu nemoyo une rudo
@gingerwingerful
@gingerwingerful 4 месяца назад
Sekuru tasvu mungatedzere vanhu here
@NoelSaraHamandishe
@NoelSaraHamandishe 4 месяца назад
Makabva Kure sekuru,,,,, vana uyu muroyi we ku Mozambique waive apedza hama uyu Mucha shandura pane Umwe musha ku border Nyamapanda uko "Patricia" The issue yemu chewa mudhara uya waiva ne miti yakaipa we zvi gure,,,,, rakazofa mukasunungura hazvadzi yake.. Saka Kure ndokwamakabva a sekuru ne evakomana vaviri ve Malawi voku romba vaya ve nharo neumwe wake wokuzoda kutiza motor ika ramba kumuka pa dare.
@sandramushawatu6768
@sandramushawatu6768 4 месяца назад
Atendwa pasi nekudenga nyamasvisva
@luxonnkala4864
@luxonnkala4864 4 месяца назад
I can see Simba❤
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 4 месяца назад
Simba hesi kani
@norestyasini
@norestyasini 4 месяца назад
Ko kulle zvaga how far
@RebeccaBumhira-c7r
@RebeccaBumhira-c7r 4 месяца назад
Icho sekuru tasvu munogona
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 4 месяца назад
Ende Simba asimba
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 4 месяца назад
Sekuru makachena mbuya varipi
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 4 месяца назад
Passmore l see you 😅
@EverestSimau
@EverestSimau 4 месяца назад
Not chivhayo
@RonaldZvemhari-kf2py
@RonaldZvemhari-kf2py 4 месяца назад
Sekuru TASVU for real
@NyashaZwimba-fp1cm
@NyashaZwimba-fp1cm 4 месяца назад
Ngazviende mberi samanyanga
Далее
Zvotoparadzana by Dorcas Moyo 2024 production
7:00
Просмотров 751 тыс.
КОТЯТА НАУЧИЛИСЬ ГОВОРИТЬ#cat
00:13
PERFECT PITCH FILTER.. (CR7 EDITION) 🙈😅
00:21
Просмотров 3,4 млн
Сколько стоит ПП?
00:57
Просмотров 338 тыс.
P6 Kufa kweMapositori panomuka Hohoho!!!!
1:42:34
Просмотров 103 тыс.
Sekuru Mukotsanjera Karanganda TV
53:19
Просмотров 54 тыс.
КОТЯТА НАУЧИЛИСЬ ГОВОРИТЬ#cat
00:13