The family of slain Mary Kapuka aka Mavado, the late Hopley resident and alleged sexx worker perfomed a strange ritual on her grave as they sought to cause her spirit to avenge her brutal killling. Check it out...
Yadiiko CCC varegei vacheme nevanochema imhosva here kupfeka yellow kana kuyenda ku nhamo waka pfeka CCC ko kana dziri hama dzake, ko kana vari vavakidzane vake
Zvinogona kushanda.Kwedu pane zvakaitwa parufu munhu wese achiona zvekashanda. Asi kana vanzi itai pakahwanda or pasina vanhu then ndozvisingashande . So I believe kuti vakangonzi itirai ipapo pa burial. I hope acharwisana nemhondi dzake taneta dear