Тёмный
No video :(

Silent Killer Vs Kinna pastage vachinetsirana Mic at Killer T back to my roots 2023 

DriftErnest entertainment
Подписаться 70 тыс.
Просмотров 100 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

19 май 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 278   
@DisponibileHealthService
@DisponibileHealthService 8 месяцев назад
Kinnah ndomira naye chero zvadii zvenyu zvaana silent killer haaa hapana zvozikanwa Mr Mbare kumberiii❤❤❤
@DanJeezyZim
@DanJeezyZim 7 месяцев назад
Kinnah aingodawo kuti zvinhu zviende next level rekunakidza but Silent Killer was so selfish just because he is the man of the moment. That was a bad move by silent killer 😔
@blessingchikwenda
@blessingchikwenda Год назад
Silent killer has the character for Dancehall you don’t have to a push over in Zimdancehall. Panoda chipower power
@all_clips_dxn
@all_clips_dxn Год назад
Silent killer ticket rako ndotenga!
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 11 месяцев назад
Silent killer mdara wavo uyu kinnah musically na seh calaz vana uyu mdara true mbare legend
@ObeyNkomo
@ObeyNkomo 5 месяцев назад
Ndosaka akawachisva na Boss yalla haana minyaty wekudakwauyo
@zimbowabantu932
@zimbowabantu932 Год назад
Haa kinnah ngaasiye zvodhaka kana akuuya pastage
@bensontanakambweya8885
@bensontanakambweya8885 Год назад
Hanzi imbomirai zvechi mbwende ngwere for ever
@lewisfaraitimba4338
@lewisfaraitimba4338 Год назад
Silent killer haasi wekuitira dzungu chero zvodii chero uchifunga kt you are better than him he will humble you😂😂Big up Killer
@tapiwajames341
@tapiwajames341 Год назад
Havasi kumuziva ngava bvudze mad minox
@ironkag3
@ironkag3 Год назад
@@tapiwajames341 haasiriye though akamamisa minox ,bt the only guy who can put minox in his place on a verbal ting
@kelvinnyakabau4382
@kelvinnyakabau4382 Год назад
Ha musi uyu aisada zvendewe l think ngwere yaive igere muberewere inyerere
@ngoniegotore1492
@ngoniegotore1492 Год назад
Kinnah akatonamwa hakeee muregere uyooo
@bright892
@bright892 Год назад
Kinnah needs serious help like zvaizvezvi
@stroversndlovu2253
@stroversndlovu2253 Год назад
Zongororo rinemakumbo thousand but rinosiwa ne ostrich rinemakumbo 2😂😂
@RamzyMulla
@RamzyMulla Год назад
Credit to Silent Killer for handling it maturely…. 👏🏽👏🏽👏🏽
@talenttalent3098
@talenttalent3098 Год назад
One thing I like 👍 haaite mafunnies pabasa kana iri time yake ndeyake tym pastage ndeyake mupei killer the killer hurungwere nguva ndeyake
@banksmujaya6648
@banksmujaya6648 Год назад
Silent killer is the don he just needs management❤❤
@Ghettoyoutt
@Ghettoyoutt 2 месяца назад
Why kinnah achi actor kunge chimoko Zim dancehall inoda chibhuru big up Silent killer
@TrevorMukonomuwi
@TrevorMukonomuwi 3 месяца назад
Vote for president JAVA
@micqelahvan726Entertainment
Zimdancahall ndaitadza ini
@chris.tmushunje4354
@chris.tmushunje4354 Год назад
Maturity Silent killer🙏
@kingclayton17
@kingclayton17 Год назад
Taura hako
@praise_maseko
@praise_maseko Год назад
killer the goat 🎉
@garethkandima3857
@garethkandima3857 Год назад
silent killer is a maaaad performer🔥
@kingjaycee3593
@kingjaycee3593 Год назад
Not aSilent Killer fan but apa ari right.
@pahwehwemadzimure2361
@pahwehwemadzimure2361 7 месяцев назад
I luv silent but handna kufara Pana kinna, Kinna ibhoo munhu zvekut ,anga atouya kuzosimbisa Chete ende zvaitonakidza. Expect maSorry kubva Kuna Silent kuenda Kuna kinna.
@GodsendNdhlovu
@GodsendNdhlovu Год назад
Ngiroz haibatwe bapiro
@g2bluetick713
@g2bluetick713 Год назад
Silent killer to the fullest ✊✊✊✊✊
@zim_finest_lipz1935
@zim_finest_lipz1935 Год назад
Ngwere yaMulonyeniiiii🔥🔥🔥🔥
@lovemorechiweshe626
@lovemorechiweshe626 Год назад
icho😅😅
@stanegraciano1291
@stanegraciano1291 Год назад
Big up Silent killer ❤❤
@munyaradzichibiya4484
@munyaradzichibiya4484 Год назад
Silent Killer talked straight straight
@leokeniasmadhuku4832
@leokeniasmadhuku4832 Год назад
Inini hangu namatsvina wangu kinahhh.ko iwee Unani.
@desiregumbo728
@desiregumbo728 Год назад
Ngaachisara achitaura ega hake ,,kinner thot vachange vachichinjana but pane vazona kupinda nema feelings pabasa
@emmanuelmuremo6389
@emmanuelmuremo6389 Год назад
Apa kinnah akabhaiza at least silent killer akaratidzawo kukura
@ashtondiza8823
@ashtondiza8823 Год назад
kinna akuitsei ngaambomira uyo kudhara takanzwa tumangoma twake
@changamiredombo10
@changamiredombo10 Год назад
Mkoma kinnah respect....makaratidza maturity coz makura mugame so competition naSilent killer kuzvidzikisira dei vari ana mkoma Calaz vakaita iyoyo maitawo nharo coz you aresame age muGame
@craigsaonga67
@craigsaonga67 Год назад
After Soul Jah Love [RIP] ... Silent Killer horror
@user-pm5fw3si1k
@user-pm5fw3si1k Год назад
Huru ngwere
@edenunruly7909
@edenunruly7909 Год назад
ngirozi to di world
@evidencemahwite4983
@evidencemahwite4983 Год назад
Silent killer chimudharaa,Kufa kana kufenda Asekuru
@dolsmashaugustine9620
@dolsmashaugustine9620 Год назад
Murikusimbisa henyu Silent killer but yaita haisi bhoo kana ya time yemumwe drop the mic kwete kutora time Anway tripple spliffer havadi havo hondo dai arimamwe Ma artist paita fight
@spencerfurudzai4679
@spencerfurudzai4679 Год назад
Sir Mbare hanziii makandidhama kujoza kushosholozaaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@theantidote8813
@theantidote8813 Год назад
Ngwere yemulonyeni ma1 ayo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥📌
@thebeast-uk9hg
@thebeast-uk9hg 9 месяцев назад
big up silent killer wakachimaster chigame chacho
@NechazyChistar-r1m
@NechazyChistar-r1m 24 дня назад
Silent killer akaita respect kuna kinna
@ashleytapiwa7603
@ashleytapiwa7603 Год назад
Kooo kushosholoza munenge muchidhamirei vamwe? 😂😂
@user-ku6pq6gk2o
@user-ku6pq6gk2o 9 месяцев назад
Silent killer imboko kinnah Aida zvinakidze
@emmanuelmuremo6389
@emmanuelmuremo6389 Год назад
Kinnah anga akatorohwa nedombo hake aisagona kana kumira
@Abx4545
@Abx4545 Год назад
Silent killer aipepedzera mr mbare time mafans mamero 😂😂😂
@TinotendaMupamba-bg8hj
@TinotendaMupamba-bg8hj 6 месяцев назад
Kokinna arambidzwa kuimba here
@adrenaline-zw6383
@adrenaline-zw6383 Год назад
Mafans aisambofara
@brahgeedanahseh2493
@brahgeedanahseh2493 Год назад
Silent killer anomukwadza kinnah uyooo plus Kinnah anga akadhakwaaa
@thezhets7426
@thezhets7426 Год назад
Kinnah was on drugs that's not alcohol
@takundanashepemhiwa8924
@takundanashepemhiwa8924 Год назад
Silent 🤫 kana kuti violence 🔥🔥🔥🔥🔥🔥kufkaf
@sekainyanyiwa3280
@sekainyanyiwa3280 6 месяцев назад
Silent killer atora chinzvimbo chasauro
@tapiwafchimambo7692
@tapiwafchimambo7692 Год назад
Kinnah ange akabatwa lol. Kuzvi nyadzisa kudaro
@bidzmusengi7426
@bidzmusengi7426 Год назад
Kinnah kuwanza zvodhaka,akamakisa
@kudakwashemahara
@kudakwashemahara Год назад
Zviiko izvi nhai veduwe...ndoyatove music yacho here iyi😂😂😂😂 nzeve dziri munhamo
@siyabongamasondo-cr5wl
@siyabongamasondo-cr5wl Год назад
Kinnah ibenzi
@percivalzuva3437
@percivalzuva3437 Год назад
Kinnah akurova dombo
@tinotendataka6620
@tinotendataka6620 Год назад
Ngirozi haibatwe bapiro
@HudsonDulo
@HudsonDulo 11 месяцев назад
Silent killer Mr Mbare varikubata bapiro rengirozi ... mviromviro dze 😜😜
@user-bu5jz3lv3w
@user-bu5jz3lv3w 10 месяцев назад
Instrumental serial killer more fire more
@summychiura114
@summychiura114 Год назад
Silent killer on🔥🔥🔥💯
@tinashekambanje8829
@tinashekambanje8829 Год назад
Hero merooooo
@adrenaline-zw6383
@adrenaline-zw6383 Год назад
Munhu wenyu anonzi silent killer uyu ndi LAKAKA haana zvaanoimba idisorder chete
@treytroy293
@treytroy293 Год назад
Ari kupa kinnah tumbwa kty anwe akumuitira hutsinye kinnah will end up like dobba don
@MentoJango
@MentoJango Год назад
zvakasara sekuru....siyai buhwe...tikuku zivai.
@beatsmasterafrica
@beatsmasterafrica Год назад
Silent Killer is Baad Live yake should be sponsored by Strive
@isaacmanyenga7290
@isaacmanyenga7290 Год назад
Nonsense
@anesuishemugozhi3780
@anesuishemugozhi3780 Год назад
Strive haasponze matuzvi aya
@beatsmasterafrica
@beatsmasterafrica Год назад
@@anesuishemugozhi3780 wapinda nemoyo ka 🤣🤣🤣
@ErasmusMurambasvina-kh7zv
@ErasmusMurambasvina-kh7zv 8 месяцев назад
Masiiwa her
@munyaradzishayanowako7622
@munyaradzishayanowako7622 Год назад
Ma1 ayo❤
@englui
@englui Год назад
Silent killer akutadza kurespecter dance manje
@addovashandi4627
@addovashandi4627 Год назад
silent killer akaratidza kukura apo
@mariomawire-sh8pe
@mariomawire-sh8pe Год назад
Ngwere yanga iri sober😂
@tapiwajames341
@tapiwajames341 Год назад
Ukamuoona asvika pastage ariSober apa vanhu varikumuda sei idzwai a few people responding imagine if he was marketing
@TMJ_THE_MAKION
@TMJ_THE_MAKION Год назад
Silent killer can perform zvake
@user-ru2fm1jm1o
@user-ru2fm1jm1o Год назад
Ndosaka wakazvimamira ku Capetown
@BlessingChireya
@BlessingChireya 2 месяца назад
Ani manje
@KingcheckTee-ne2rf
@KingcheckTee-ne2rf Год назад
Haaaa silent killer unokarira stage uri mhata kinnah chibaba kana tazogara❤❤
@user-me4df1rf6r
@user-me4df1rf6r 4 месяца назад
Respect baba,kna usingàfarire silent killer just keep it to yourself not kumutuka like this..
@libertykamupira7657
@libertykamupira7657 Год назад
Chiii chirikuimbwa ipapa...ngaaende kumusha kunorima mbambaira
@tripodxxx1
@tripodxxx1 Год назад
Taura hako munhu ari kutaura ..hapana kana zviri kuimbwa apa...rest in peace soul jah love....
@Lionkingmediatv898
@Lionkingmediatv898 Год назад
I blame the organiser haana kuita line up yake zvakanaka,,kinnah haana mhosva apa, and if you listen carefully silent akatobatirira ku daka re ku joza
@tanakamavivi7456
@tanakamavivi7456 Год назад
Yaa but let's also not deviate from the fact that Kinnah looks drunk.
@tanaka93md63
@tanaka93md63 Год назад
kinnah looks drunk but sillent killer akakara stage. .... we ddnt get side raMr Mbare
@ElvisMusimudziwa-wv9og
@ElvisMusimudziwa-wv9og Год назад
Silent ❤
@tafadzwachadamoyo8977
@tafadzwachadamoyo8977 Год назад
kkk madhanz aKinnah ndeekufinhura
@RonaldChiunda-zr9yz
@RonaldChiunda-zr9yz Год назад
Kinnah imbomiraa kudharaaa ikoko .
@dylkav1441
@dylkav1441 Год назад
Dansi raenda ne ngirozi😂 ende iri kurova sweet like roses.
@noahtandari7206
@noahtandari7206 Год назад
Kkkk
@tofarakadenge7753
@tofarakadenge7753 Год назад
Mmmm haa music yacho soo haa , asi chii chirikunakidza apa ?
@brightchihwape5473
@brightchihwape5473 7 месяцев назад
Silent anojairira zimdancell haisi yake ega muno share stage mane mabhandity tumubvuta😅
@RuvarasheRuth
@RuvarasheRuth Год назад
Silent chopedza ndati 💪💪💪
@logicmachaka9226
@logicmachaka9226 Год назад
Skiri ra silent killer nderekukwata . Zvinogonekwa na Fantan izvi . Fantan angakuti mira mumwe apindewo ukarambaa uchirudunukaa kunge shinda anokuti wadyiwaa . Why uskadi kuti akupindurewo
@ceezyfyah4688
@ceezyfyah4688 Год назад
silent killer akapinda zvechi power
@MGC-nashe97
@MGC-nashe97 Год назад
zvakangooma hazvo ,,,, zvikuimbwa zviii asi
@normalisadube9742
@normalisadube9742 Год назад
Silent killer mupey maruva🎉
@kudakwashemagoronga1369
@kudakwashemagoronga1369 9 месяцев назад
Ana kinner ngavapere zvakanaka
@lydiamashiri
@lydiamashiri 4 месяца назад
Kufukafu
@redlovemilkiller6924
@redlovemilkiller6924 Год назад
Hanz mugabe akafa nemaausa kkk but stage ngekubgosiirawo umwe soo kwete kungokakarara wega wega hazvizodi zvogonwa nemwe kwete dancehall
@geniustinonaka-ge9kg
@geniustinonaka-ge9kg Год назад
Mabhazi kunge yutong uyu anopedza
@justinmudze6728
@justinmudze6728 Год назад
Kufa kna kufenda muhombe guys 🎉
@TrigoeTrivago
@TrigoeTrivago Год назад
Mulundukwa
@cognitonito2695
@cognitonito2695 9 месяцев назад
Mr Mbare 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@tinashemakusha-es6xh
@tinashemakusha-es6xh Год назад
Mukuru wegure
@leemgiya3816
@leemgiya3816 Год назад
Kinnah why apera kudai he's nolonger the one wekuma 2012😢
@beeshapmedialinkspro5876
@beeshapmedialinkspro5876 Год назад
Idombo
@rodneykngorora3996
@rodneykngorora3996 9 месяцев назад
Big up Ngirozi ye Hondo
@craig9687
@craig9687 Год назад
Kinnah zvaiita seiko
@tanakasiwawa6150
@tanakasiwawa6150 Год назад
Kinnah kuzomakisa so... Silent killer ma1 ayo musiyei akadaro
@safetech2616
@safetech2616 Год назад
Kinnah anga akadhakwa i can see
@preciousmwashita3404
@preciousmwashita3404 Год назад
Hoyo silent kunyararidza vanho
@kudamhemz825
@kudamhemz825 Год назад
Patois dze fake ngaatibvirepo Kinnah kkk
Далее
Killer T, Voltz JT, Ndunge Yut in one studio
17:05
Просмотров 59 тыс.
Silent Killer | The Daily Dose (8 February 2024)
20:24