Тёмный
No video :(

SVIKIRO NEMADZIBABA VOSHANDA PAMWE CHETE 

Drewmas Media
Подписаться 225 тыс.
Просмотров 20 тыс.
50% 1

Dare raSekuru Hungwe

Опубликовано:

 

17 сен 2020

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 70   
@EvaEva-ku3pl
@EvaEva-ku3pl 3 года назад
Team iri ndarida. rinotaura chokwadi vakadzi vazhinji tanzwa nemaspritual husbands masari tichingochekwa kasingapere.wish you r in south Africa.
@bepro-fitbk9557
@bepro-fitbk9557 3 года назад
Unselfishness, humbleness, servile, sycophantic and high spiritual awareness, are some of the words I can only use to describe these two vessels of Musikazvose. It takes a lot of courage to step off the conveyor belt and work on something unique, for and applicable to the needs of the children of our blessed sacred land of Alkabulan/ Africa🤲🤲🤲
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 года назад
Madzibaba ava vari correct mapositori naana papa vakawanda havaudzi vanhu chokwadi kuti vapone..uchingopiwa matombo nemvura nema bracelet etc asi chinobuda hapana,
@ZimtachVisuals
@ZimtachVisuals 3 года назад
Haa sekuru vatsanangura zvinonzwika chaizvo hapana chekubvunza apa
@jeofreybanda4193
@jeofreybanda4193 3 года назад
Bla Andrew apa mazotipedzera,ndochokwadi chaicho team yakatokwana yakadaro,mapostori munnhu anemudzimu unenge wakatenwa kuita zvekuringa kudenga
@massmorekomboni7151
@massmorekomboni7151 3 года назад
Sekuru hungwe magona apo pakuti munogona kudzosa mudzimu wakavharirwa muma dende,mudzimbiya nevakasungwa.tokumbirawo #dzenyu.
@Ladypradaful
@Ladypradaful 2 года назад
Vema testimony huyai mutiudzewo kuti vari sei rava gore manje
@beegeedhliwayo3648
@beegeedhliwayo3648 3 года назад
Andrew Neshamba vanhu vakuita zvemari kwete kubatsira madzibaba Stephen charged usd500 before doing anything and refused to help before I pay saka panoda kugadziriswa ipapo munhu must pay after results because hazvina refund ka izvi
@Zimaestro
@Zimaestro 3 года назад
M not there fto judge but munhu anotungamidza mari mberi ane error ,kana Jesu aiti ndodawo kubhadarwa vangani vaitenda kut mwanakomana wamwari,ivo vanoda kubhadarisa mweya wacho vanohuhodhepi zvekut vanotya kuita loss imbavha vanoda kubarwa before results nxaa
@PaloSant
@PaloSant 3 года назад
Vazhinji hamubatiki kaba zvaakufaya kuti muzotenda. Regai munhu abhadharise upfront.
@Zimaestro
@Zimaestro 3 года назад
@@PaloSant but mweya mutsvene unofosewa munhu kubhadara hre,unotenda wega remember haris simba rake
@swingyjr
@swingyjr 3 года назад
Thank you @Mr Neshamba and crew...ndokut hoza Friday
@droxleypirate
@droxleypirate 3 года назад
ko sekuru hungwe nedzihwa chiiko kule
@mainotty3365
@mainotty3365 3 года назад
Ngavapihwe ma tissue 🤧 😢
@bepro-fitbk9557
@bepro-fitbk9557 3 года назад
Africa, Embo, or Alkebulan, is a sacred land indeed. It is a land that seeks to bless, feed and provide for all its children, both spiritually and physically. It is a land that is able too. These two are indeed vessels of the great spirit of the blessed land. Always able to provide for its children, one way or the other. In times of greed like we live in, it takes courage,unselfishness,humbleness and much spiritual awareness to be able to team up like these two have. This is more like a hybrid spiritual way forward developed by the great Spirit of our blessed land, FOR its children. All praise be to almighty Musikazvose🤲🤲🤲
@roots44
@roots44 3 года назад
Ibute
@modest8917
@modest8917 3 года назад
Kkkkkkkkkkkkk
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 3 года назад
Ranyanya dzihwa iro.
@kingbruno9338
@kingbruno9338 3 года назад
I think I like this
@florencekwaramba7285
@florencekwaramba7285 3 года назад
Amugonewo here kubatsira nyaya yanetsa yemusoro wemwana urikushayika
@florencekwaramba7285
@florencekwaramba7285 3 года назад
Wekwa murehwa wekwamakore
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 3 года назад
Madzibaba nesekuru Hungwe ndinotenda nemushandira pamwechete wamuri kuita.VaNeshamba basa mberi musanete
@pauldambudzo3115
@pauldambudzo3115 3 года назад
Drewmas Media..taking you to another leveeeel.....
@thembakhumalo3113
@thembakhumalo3113 3 года назад
...the level the African has to blend his religious beliefs of the past ...and the modern..in the effort to understand life ...Its never a one sided view to things...
@yvonnebesa8631
@yvonnebesa8631 3 года назад
Ndizvozvo.....sekuru munogona chikaranga chedu
@leomufunga4741
@leomufunga4741 3 года назад
Kkķķkķkĺ sekuru avo murume ari very very simple hake n anodhakwa big tym Pahuruyadzo apo chitungwiza.anogona hake .kubhadharisa anobhadharisa hake but hazoite sezvinoita rimwe team ummmm ndosak mchiona hake anoita seakashoreka .hameno kuti zvazobatana na madzibaba avo kut ava kuida zvakadii
@sishalochenjalo5766
@sishalochenjalo5766 Год назад
Ndipeiwo nhamba dzavoka
@superrutansprivatelimited9865
Ndipowo number dzake
@darlingtonchivhunga1575
@darlingtonchivhunga1575 3 года назад
Good work
@dorothymanjengwa8875
@dorothymanjengwa8875 3 года назад
Aiwa munotendwa madzibba mataura idi
@patrequeeduardoalfai
@patrequeeduardoalfai Год назад
Ini ndine dambudziko asi sekuru vangu vakafa vakati usazofa wanwa mushonga ndoita sei?
@mulanation4062
@mulanation4062 3 года назад
Todawo number dzavo
@reasonzhuwao9517
@reasonzhuwao9517 3 года назад
Yah mataura chokwadi zvakesari kuna kesari
@mabasojack1871
@mabasojack1871 3 года назад
Apa mapedzera vanenharo pasvikiro nechiporofita
@muslinjanuary8386
@muslinjanuary8386 3 года назад
Hamuna corona here sekuru Hungwe
@elliotchembe8115
@elliotchembe8115 3 года назад
usanyepere vanhu uri n'anga iwe
@liemuchipisi5259
@liemuchipisi5259 3 года назад
Mune nharo baba tsvakai nhau idzo
@melodymuringa5755
@melodymuringa5755 2 года назад
Combination ndaifarira varipachokwadi varume ava
@conniemsmango1563
@conniemsmango1563 3 года назад
Number dzavo pls tandzwa nekutambura
@jameszhanero3748
@jameszhanero3748 3 года назад
Manga marova
@ruvarashechinyanga6055
@ruvarashechinyanga6055 3 года назад
makadii mose manga marova
@muchamadembo4778
@muchamadembo4778 3 года назад
Phone number dzavo plz I think izvi idi katatu midzimu yedu iriko
@bissoacetauro3811
@bissoacetauro3811 3 года назад
Estou em Moçambique é possível ter o número de telefone??
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 3 года назад
Para ser robado nehh?
@takundandawana
@takundandawana 3 года назад
Yes
@nkomonobesuthunobenkomo5829
@nkomonobesuthunobenkomo5829 3 года назад
The problem with this channel they dont leave or write their contact details
@trmangena2463
@trmangena2463 3 года назад
Zvimwe chete izvi
@colinetaziveyi1102
@colinetaziveyi1102 3 года назад
Ko number todziwana sei
@kaymer835
@kaymer835 2 года назад
People of God.. This is blasphemy iripachena how come Munhu wamwari anoti andikwanise zvechivanhu Munhu ndomu endesa kwaSekuru... There is no problem which is bigger than God in heavens... You madzibaba stop fooling people the surname of the spirit yaurikushandisa it's jus the same neyesvikiro iro.. Murikuita dhiri then sekuru vobhadharisa then opiwawo mbijana... Please we are just tired of these false prophets vachibira vanhu.... The spirit which is working on you its not from God OK... Wamwari ahudero... People learn to honor God's word and confront him with confidence anotinzwa otibatsira nematambudziko edu ngatiregei kubirwa nevanhu ava.
@moreblessing8940
@moreblessing8940 3 года назад
Kovanopenga keee
@nollytawo6098
@nollytawo6098 3 года назад
Kumbirao number dzavo
@bosslady933
@bosslady933 3 года назад
👂🏿👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
@beegeedhliwayo3648
@beegeedhliwayo3648 3 года назад
Ko munoda marii nemari inobviswa munhu awonahere kuti zvafamba otenda ega
@ruvarashechinyanga6055
@ruvarashechinyanga6055 3 года назад
thank you so much
@leratokgopane3034
@leratokgopane3034 3 года назад
Ko nei mavideo enyu asina ma Ads @ Drewmas Media
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 3 года назад
Pedzai Corona kaiyo
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 3 года назад
Nomasiza Rejoice Nyathi Mdluli Makwa uriduzvi wakadzidzi kuzvika papi
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 3 года назад
Nomasiza Rejoice Nyathi Mdluli Makwa kaduzvi fatherless child go look for your father
@locadiasaruro4064
@locadiasaruro4064 3 года назад
Thank u drewmas
@theoracleofthenorth2870
@theoracleofthenorth2870 3 года назад
Sugary coated nonsense camouflaged as religion. 1 plus 1 do you think these chaps don't desire good life? Unorohwa bag nevakomana wakasvinura sematemba Itora mari United
@richmoremudzingwa4627
@richmoremudzingwa4627 3 года назад
Rapai henyu but budai pachena vanabadzibaba ne n’anga hazvisi zvaMwari. Ndezva Satan. Satan anorapawo.
@miriamhandoh7961
@miriamhandoh7961 3 года назад
Saka wakasikwa na satan nekuti munhu wekutanga kurudzi rwako aiita chivanhu achinamata the ancient way
@thembakhumalo3113
@thembakhumalo3113 3 года назад
Satan ndianiko nhai....try find out exactly who satan is...
@richmoremudzingwa4627
@richmoremudzingwa4627 3 года назад
@@thembakhumalo3113 Satan munyengeri.
@amosconstruction2413
@amosconstruction2413 3 года назад
Hapana chiripo apo ngavataure kune musoro we MWana wekwamurehwa uko. 2 ngavanange izvozvi PAparerenyatwa hospital apo varape varwere vakazara ikoko. Satanism yamurikuita iyo iregei please Kristu arikuuya.
@amosconstruction2413
@amosconstruction2413 3 года назад
Neshamba ipa vanhu avo mvura yokugeza vombogeza first. Iwo mweya unoda tsvina iyo mweya werudzii. Vana vadiki chaizvo vape mvura.
@manondoe69
@manondoe69 3 года назад
Chokwadi mataura Idi
@hloniphanikhembo442
@hloniphanikhembo442 3 года назад
phone number dzavo plz
Далее
Вся Правда Про Хазяевов !
41:02
Просмотров 2,1 млн
Svikiro rinobatsira vanhu mahara - Pachena- For free
47:48
WITHIN WITH HAZEL S3 EP7 HLENGIWE NKWANYANA
1:54:04
Просмотров 492 тыс.
NDINOROMBESA UYE NDINOBATA MBAVHA
38:08
Просмотров 10 тыс.