Тёмный

Tezvara vabya Magaka mambishi pa Dare Ra Chief Makon 

TICHKACH MTV
Подписаться 58 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 25   
@makonidanies7851
@makonidanies7851 8 месяцев назад
Zim yakapenga zvanzi mutemo mutsva hauchamanikidze kubvisa pfuma unoita uchida
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 8 месяцев назад
Mukuru atotaura wani big decision yekuti ari kubvisa mombe? Saka DATE benzi ndiro richada kugarirwa DARE nana amai pachii; yet atopedza key decision yekuti mombe iri kuenda? Vanhu ngavasatsenga-tsenga zvisina basa mhani? Anenge atanga achida kunyepera Dare muchinda uyu. Manje azvipinza shinyasi naMambo Makoni -vabvavatoti mombe ngaibude mudanga zvekumhanya kwete zvake zvokutamba izvo.
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 8 месяцев назад
Chakashata kuti munhu ataurire mukadzi wake chii ndokuti baba namai ka
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 8 месяцев назад
Magaka mambishi acho akadyiwa papi zviye ndapashaya ini🤔
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 8 месяцев назад
😂😂😂😂 apa wachinge awanototya kutaura..
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 8 месяцев назад
Hapana kunomhangwara here kungaiswa chichemo nematongero arikuita chief makoni Ane hudyire too much haungati mombe mbiri dzema cost eish it's too much
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa 8 месяцев назад
Haana kunzi abhadhare those costs but its being used as a deterrent if at all you are harbouring thoughts of not paying zvataurwa nedare.tarisa nekunzwa mudhara uyo abvunzwa kuti mombe yewareva ukubhadhara riini ange oda kutsika tsika hiding behind vakadzi vake and you could see kuti mudhara uyu wanted to play nice mudare abudamo he wasn't going pay anything.so he has been made to see the repercussions of not paying willingly as expressed in th judgement nekuzoita zvekuteverwa once defaulted.its everywhere ukatumirwa chikonzi unotobhadhariswa nema cost echikonzi
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e 8 месяцев назад
Check yo spellings pama Headlines enyu plus impression yamopa vanhu ngayibude iriyo ndashaya meaning yekudya magaka yamakatinyorera
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 8 месяцев назад
Tezvara avo hutsi zvahwo kupusa kutaura seasiri muridzi wemwana
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 8 месяцев назад
Mudhara uyo arikukona uyo wants to fix the baba vemukomana
@user-yf3ef5mj4u
@user-yf3ef5mj4u 8 месяцев назад
mmmm chief let that man talk to his wife first.is that what you do kumba kwenyu.you are a dictator.
@tiyamati
@tiyamati 8 месяцев назад
Sabhuku Makoni
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 8 месяцев назад
$2000:00 ndeyeyi
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 8 месяцев назад
People should work not kuda kuwana mari nekuzvara vana vasikana it's not a business to give birth to girls
@johannesnyamagwada2416
@johannesnyamagwada2416 8 месяцев назад
A dictator mambo 😢.rubbish .forcefully judging vanhu zvine chisimba mukati .baba awo handina kuona chawatadza warikuzamawo kuto cover kwatezvara wawo
@tiyamati
@tiyamati 8 месяцев назад
Mombe mbiri dzema costs??????
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 8 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 In short ari kunzi kurumidza kubhadhara
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 8 месяцев назад
Munhu uyu Ane mhuri saka anofanirwa kugara Pasi nevakadzi wake first
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 8 месяцев назад
Uko idare remombe chete chete,nemari. Kunodyiwa vanhu mari idzi ka doctor haana
@OrchardMupaso-ix7np
@OrchardMupaso-ix7np 8 месяцев назад
Mambo uyu ngaaitwe sabhuku zveumambo havazvigone
@johannesnyamagwada2416
@johannesnyamagwada2416 8 месяцев назад
Kkkk ndinowirirana nemi ipapo kkkk ndimambo wekuma humbwe
@user-rb8kq6yt8x
@user-rb8kq6yt8x 8 месяцев назад
Kwete kuti aitwe mudhibhisi here 😂
@Exodus1075
@Exodus1075 8 месяцев назад
Manga muchida kuti itongwe sei
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 8 месяцев назад
Musadaro chief vedu
Далее
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34
Dare raChief Mutasa
29:57
Просмотров 32 тыс.
Ndakamubata Nechikomba Vasina Kupfeka Mubhawa
22:30
Просмотров 15 тыс.
Hosiah Chipanga Padare Rachief Mutasa
19:12
Просмотров 6 тыс.
Murume vake Ndakamuona Akapfeka Bhurugwa Rangu Remukati
41:25
MUDARE MUNOMUKA HOHOHO
28:00
Просмотров 309 тыс.