Тёмный

The Closure DNA Show Chihota Short Story 

Tinashe  Mugabe
Подписаться 3,4 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

The Platform Of Realities!!!
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / tinashe_mugabe_dna_man
Facebook: / tinashe-mugabe-1134660...
TikTok: vm.tiktok.com/...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RU-vid Channel: / @tinashemugabednaman

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 30   
@liberty.tmukumba6141
@liberty.tmukumba6141 2 года назад
Maiguru vanenge varikunyepa ava nyaya yavo is not adding up so vapindirwa vakadii kutaura evn mukomana paakapindirwa akadii kutaura .vanhu ava vanenge vaitodanana ava ndomaonero angu
@taujinga5630
@taujinga5630 2 года назад
I can sense kuti mukomana akaudzirwa zvekutaura kuti unoti ndakanzi wakapusa use kuti unoti ndakamanikidzwa uye there seems to be desperation to smear mroora zvichinzi a Tinashe was involved. Vana havana age difference yakanyanya uye kakomana kaitova ne upper hand ako ndosaka kaitorafura maiguru. Kakatotsvetera. So these are just two people of the same age group who fell for each other and the truant husband made it inevitable.
@jetmazodze348
@jetmazodze348 2 года назад
kkkkk yava part 2 here.takaiona iyi
@brianmambo8199
@brianmambo8199 2 года назад
Ndeya kare iyi
@beularmukozho7839
@beularmukozho7839 2 года назад
Saka vanhu vayifarira kuti 15yrs akaita mwana here kumushawo futi sooka shuwa kutowombera maoko ekuti muroora akapomba mumusha bamunini vakamitisa mukadzi wamukoma ummmmm zvimwe hazvidi kudaro yes havafanire kutsamwa asi vaifanira kubata miromo kushamisika
@mukanyasoccerchannel9933
@mukanyasoccerchannel9933 2 года назад
Takaiona kare iyi. gadzirai account yenyu not kushandisa zita remunhu
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 года назад
Atova baba Aine 15 years kauyu
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 2 года назад
Vakazoitwa Seiko maiguru Ava ,mukoma paakazobva joni
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 года назад
I can't wait, ngaiuye zvayo
@PaloSant
@PaloSant 2 года назад
Yakaitwa kudhara. Check past videos. Result takarinzwa
@beularmukozho7839
@beularmukozho7839 2 года назад
Mu juvenile akati handina kupusa ini 🤣🤣🤣🤣 maiguru vanemoto '"hanzi ndaigoita sei??
@gtiggsmusicstudent
@gtiggsmusicstudent 2 года назад
Messed up situation situation
@patriciazandonda2740
@patriciazandonda2740 2 года назад
Yoweee makuna kuna
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 2 года назад
Haa wana hawachatyi chokwadi.ko iye mwana aizodiiwo
@gracie2world
@gracie2world 2 года назад
Zvimwe zvinhu soo kaa dai mkomana uyu ari musikana murume aisungwa kunzi under age apa mukomana ambunyikidzwa hazvisi kuonekwa kuti atyorerwa kodzero dzake
@mukanyasoccerchannel9933
@mukanyasoccerchannel9933 2 года назад
Uuuum this is not Tinashe Mugabe account
@neliamangwayana5472
@neliamangwayana5472 2 года назад
Maiguru vakabata mwana
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 2 года назад
Babies having babies
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 года назад
15 year old kudya bota pana maiguru kkkk
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 2 года назад
Izvi zvinhu 💃💃💃💃💃
@tafadzwa6712
@tafadzwa6712 2 года назад
What a f..k up of great proportion
@mwanyaramanjeya3495
@mwanyaramanjeya3495 2 года назад
Zvakaoma
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 2 года назад
Ko yawekudzokororwa zvakare
@wendychikukwa1654
@wendychikukwa1654 2 года назад
Iyi ndeyekare...VaMugabe vaane mapage mangani PA RU-vid coz ndaka subscriber kare apa ndakunzi subscribe..how come to you so kukwidza forogonya yangu
@wendychikukwa1654
@wendychikukwa1654 2 года назад
@@tinashemugabednaman thank you..ndatobaya subscribe button
@gracie2world
@gracie2world 2 года назад
Yaah neniwo ndazvishaiwawo
@Craigsani
@Craigsani 2 года назад
Maiguru ngavasungwe nxaaa vanhu vapururudzei zvinhu zvorwadza soo
@ruum364
@ruum364 2 года назад
@@wendychikukwa1654 this is not Tinashe Mugabe
@KuziwaASauramba
@KuziwaASauramba 2 года назад
Jesus Christ
Далее
Тренд Котик по очереди
00:10
Просмотров 239 тыс.