Тёмный

Tilder live 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 201 тыс.
Просмотров 61 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 146   
@blackcherry9344
@blackcherry9344 3 года назад
Priceless love mama ❤️❤️❤️
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Chimwe chandinoda kukukurudzirai vanaVeZimbabwe namatai chro mukagara mega musina vabereki chero ukaita Mari seyi mwari ngaanamatwe guyz siyai nyika iyi yakadaro
@watsowatsonwatson8117
@watsowatsonwatson8117 5 лет назад
Tete ndadzidza zvakawanda thrugh yo programme hama ndadzidza ini i giv my lyf to christ
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Aaaaa muchinyanyawo mvarume zvibatei Kani kumabhawa uko potai muchinwira Doro pamba kana kurega zvachose muite zvekunamata mwari musiyane nenyika hamuigoni mungatopera ndimi dzingidzi gonyera pamwe maruva enyika haaperi zvinorwadza izvi 😱😭😭😭
@ustelazeki9136
@ustelazeki9136 3 года назад
Varume vachinyanya vedewe havadi ku gutsikana
@gideongavera2244
@gideongavera2244 4 года назад
I am not from Zimbabwe I can't hear the language but moms iyi idzvanyangwe
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Momz vanosekesa matauriro avo,ndofunga vaimborova vanhu mu area
@libratefondoka432
@libratefondoka432 2 года назад
Taura hako ndasekawo nhamo serugare kkk
@tashachirands7897
@tashachirands7897 5 лет назад
Mmmmm mother’s love is priceless amai vanoda mwana wavo ava hey.... vachinyanya kuda kukwatira mahwaga xnaaa
@Mr1234manu
@Mr1234manu 3 года назад
Vakanzi huyai nemabiscuits 😄. Haa maporofita asadaro veduwe kkkkk
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Kkkkk hanzi na mhomz ' nyora vanzwa .....kuna John ikoko'.....
@omegasandrah663
@omegasandrah663 4 года назад
Kkkkkk mai avaa vanogona kutaura yooh
@florencenhunge4732
@florencenhunge4732 4 года назад
Bt ummmmm vakafita kusumuka nefight zvakaipa kkkkk
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 3 года назад
Vanotaurq vanenge vanoparidza
@prettynyangombe25
@prettynyangombe25 5 лет назад
Sorry i don't mean to laugh but matauriro amai manje😂
@christopherbhau8341
@christopherbhau8341 4 года назад
Chero ini anondisetsa
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Kkkkk mhomz varimberi
@josephinepapaya6805
@josephinepapaya6805 4 года назад
Kkkk kut mkomana uyu akurwaadza ,john
@patiencekwaramba6034
@patiencekwaramba6034 4 года назад
Kkkkkkk
@fauchat3038
@fauchat3038 4 года назад
Kkkkkkkkkkk Kana iko kudeedzera vazodzikisa volume yeVoice vabvunzwa kuti munoenda kuChurch here
@richardclivebanda2734
@richardclivebanda2734 3 года назад
😅😅😅 hanzi inga,wakangwa wani
@nyashabuwerimwe9682
@nyashabuwerimwe9682 2 года назад
Mai ndovane yese manje kkkkk the way she talks haa unotoseka chokwadi kkkkk
@maxforce210
@maxforce210 4 года назад
Ungaroye vanhu ukadii but one day uchafa chete ende kwaunoenda ikoko vanhu vese vawakauraya vanenge vakakumirira
@manondoe69
@manondoe69 4 года назад
Shem ngavatsvake rubatsiro vanhu Ava .uye dzidza kutaura chokwadi wokasika kubatsirwa nhai
@user-md3xh4ji2w
@user-md3xh4ji2w 4 года назад
What happened at the end. Did he get assisted
@barbaramapfungautsigwesu9690
@barbaramapfungautsigwesu9690 4 года назад
Aakutambudza amai shuwa. Paaifara vainge vasipo. Zvisinei hazvo ndinomushuvira kuti apore. Mwana mudikisa uyu
@tinachikwava2151
@tinachikwava2151 4 года назад
Akazopora hr amai kwese kwamurikuenda nezvamurikutsanangura maporofita nen'anga dzenhema hakuna marapiro akadaro
@tendaitaderera5400
@tendaitaderera5400 5 лет назад
I feel fr this mother,,Dai mawana rubatsiro shuwa
@jusmos2407
@jusmos2407 4 года назад
I have spoken nehama ya Stanley nemuzukuru wake and they said vakomana vakapora after vanamatirwa kwa Magaya
@prosperchidyiwa
@prosperchidyiwa 4 года назад
mazowe Jumbo mine zvakaoma vana torwadzisa vabereki 27 yrs moshare mukadzi haaa nyika yakuparara
@denzelwashingtonruzvidzo8066
@denzelwashingtonruzvidzo8066 5 лет назад
haaa handione pakabhadharwa apa
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Lol momz vakarwadziwa nehuku yakasara,ko vakadii kugoverana half half 🤣🤣
@edwinsouza975
@edwinsouza975 4 года назад
Tete tilda I love you kikkkkkkkk John warwadza
@lynalisenga2731
@lynalisenga2731 5 лет назад
Yaàa musikana ndiye nyanga iyoyo inoda frige nechitofu makarara nechikwambu ndicho chikwambu chacho
@ntandoyenkosindlovu6748
@ntandoyenkosindlovu6748 3 года назад
Eish life so bantu umfazi lowo kadingwe
@petersabesa1347
@petersabesa1347 2 года назад
Gagaenda kwasekuru Kafera
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 года назад
Runyoka ruriko so please varume dzidzai from these boys. Very sorry Mama makapinzwa busy nevana vanoda zviro
@snakedoctor8178
@snakedoctor8178 4 года назад
Nyaya yemahure ngatisiyei varume
@kathrinefire9996
@kathrinefire9996 4 года назад
Yoohwe matauriro amai ava iiiiii kunge varipanze
@rumbyrumb3993
@rumbyrumb3993 4 года назад
kkkkkkkkkl kukanga tsono
@florencemhunyukwa1738
@florencemhunyukwa1738 3 года назад
Hanzi ndaimuti bbe kkkkk
@modesterkaduwo357
@modesterkaduwo357 2 года назад
Rudo rwaamai❤️❤️❤️
@talentmatarirano1787
@talentmatarirano1787 4 года назад
Tete tilder you inspire
@brucemapisa9796
@brucemapisa9796 4 года назад
Akomana ngatidzikamei amana ....ndadzidza zvakawanda
@roots44
@roots44 4 года назад
Mums varikumberi kkkkkk
@ricematenda
@ricematenda 4 года назад
Tete Tilder, everyone cannot be a Christian or be religious. Mibvunzo yamunobvunza munhu kuti sei usingaende kuchurch, faith yake inenge isisiri muchitendero chekuchurch.Ndoziva hangu kuti nyaya iyi yave yekare. I think tofanira kuzvigamuchira kuti munhu wese haasi musame faith, tikadaro vanhu zvinozoita kuti vanyepe kuti they are of your faith yekuchurch yet they might not be following a specific religion.
@tatendamutukwa6720
@tatendamutukwa6720 4 года назад
Kkkkk hanzi waimudeedza uchiti chii kkk zvikanzi baby zvakaoma
@ricematenda
@ricematenda 4 года назад
Kutonokecha kubhawa zverev kuti ndiko life style yavo, haisi life style yemunhu anoenda kuchurch although tichiziva hendu kuti kuchurch munotogona kuva muine varume vanenge vachirarama saizvozvi asi vohwanda havo nereligion
@irvinemasakara2834
@irvinemasakara2834 3 года назад
Mukadzi uyu ane Runyoka rwehove. Ndokusaka vachida kugara mumvura.
@user-md3xh4ji2w
@user-md3xh4ji2w 4 года назад
Yu wl discover a true prophet after yu face a real challenge
@GD-td4sd
@GD-td4sd 5 лет назад
Shame, nyaya yekuda kunakirwa nehure zvakutambudza amai vasina chavakatadza
@peachesbagidi4522
@peachesbagidi4522 4 года назад
Ndavachirenga kumuendesa kuchikoro mwana uyu chero ndakagara izvi ndasumudza maoko
@ashantichimombo1786
@ashantichimombo1786 3 года назад
Moms aaa mune rudo weduwe
@kayceelisha6184
@kayceelisha6184 5 лет назад
Ahh nhai vanhu monobayisa munhu mapiritsi e siki Iye achitsva pasi pemakumbo chokwqdi
@kudzanayigwanzura694
@kudzanayigwanzura694 4 года назад
Nhai zvako iwe
@charitysibanda3769
@charitysibanda3769 4 года назад
🤣🤣🤣
@chipomunemeri6735
@chipomunemeri6735 5 лет назад
This is a great lesson to all men. Chionai kutambudzwa nemabasa erima. This is pathetic
@mphoomlilo4882
@mphoomlilo4882 Год назад
Havana hr number dzake vafone
@florencenoonelikeyuhilda3647
@florencenoonelikeyuhilda3647 4 года назад
Amai ndovaanavo
@vgfmuknya9882
@vgfmuknya9882 4 года назад
Ndaingomuti babe
@mashendengemadzudzo6591
@mashendengemadzudzo6591 4 года назад
Mai ava mistake yavo iri pakusanganisa chivanhu ne mteuro. Hazvizoshande zvinotoputika kuita wesi chaiko. Varume ngatidzidzewo kuti chihure ngachikandwe pasi tirarame muhutswene. Mai siyanayi ne n'anga muende ku masowe eku chishanu hakubhadhariswe. Ende mukutoita munyama wekusangana nematsotsi futi haaaaaa ndanzwa tsitsi.
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Chokwadi ndosaka zvichinzi musarega vanavachingokura vasina mwari, uye kusaterera kunobayisa
@pricillahnyambuyi9455
@pricillahnyambuyi9455 4 года назад
Runyoka urwu
@ashantichimombo1786
@ashantichimombo1786 3 года назад
Ko why he suspected sti iye akashandisa protection
@nyashagumise1755
@nyashagumise1755 2 года назад
some people prefer to pray at home due to fake pastors and all other horrible things happening in the world. Also, religion is by choice or preferred especially here in the UK, no one can ever ask another person why they don't pray or go to church. I personally think religion is personal and private, it can be a sensitive topic for most.
@natashsatsi2339
@natashsatsi2339 4 года назад
Saka maiti mukuwachisa ndimi makazowacha
@giregrace1599
@giregrace1599 4 года назад
Kwai waimudana uchitii "babe"
@chipomuguti5232
@chipomuguti5232 4 года назад
Hie asi Vanhu vapindura neyivedu vana ngavatenge kudaro chokwadi nyika yashatisa veduwe ndarwadziwa veduwe
@kayceelisha6184
@kayceelisha6184 5 лет назад
Anonyepa mkomana uyu sei aifungira kut I siki Iye akashandisa protection, ahana kuushandisa uyu
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 2 года назад
Ndokuti mai 💞💞
@ruthkunyongama7828
@ruthkunyongama7828 5 лет назад
Runyoka
@mancubemancube8582
@mancubemancube8582 4 года назад
Inga zvakaoma.Munoona zvinhu izvi tete mazuvano munyika maminama,otherwise mukadzi uyu musatanist kana mese muri kufamba amai murikungonzwa kuti varikungodyirwa mari isatanism iyi ngavatsvage Mwari
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 года назад
Linjan tete hey abantwana bethu lulunyoka lolu
@rumbyrumb3993
@rumbyrumb3993 4 года назад
vana vedu vakomana ava vanotiparira shuwa
@francischivhunga7001
@francischivhunga7001 4 года назад
Zvamaoma mweya yemadzidza iriko ukaiteedzera anopera ndiwe
@christopherbhau8341
@christopherbhau8341 4 года назад
Takatenga mabiscuits ne rice kkkkkk
@florencenoonelikeyuhilda3647
@florencenoonelikeyuhilda3647 4 года назад
Zvakaoma tete tilda ,veduwe batsirai vakomana ava
@ruthkunyongama7828
@ruthkunyongama7828 5 лет назад
Ihure makamubata muroweyi mukadzi iyeyo
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 3 года назад
Mama vanonyatsotaura zvakanaka hahahahahahhahq
@preciousmutakiwa2780
@preciousmutakiwa2780 4 года назад
Makarara nechipoko imi vana Stan
@natashsatsi2339
@natashsatsi2339 4 года назад
Amanaka hanzi zvanga zviri zvekubhawa
@moreblessinganashemwazha1704
@moreblessinganashemwazha1704 3 года назад
Mwari chetengai Amai ava vashingisei lshe😪😪
@pardonmbofana8130
@pardonmbofana8130 5 лет назад
Mukomana uyu ngaone kunamadzibaba stiven
@luciasanduruzani4452
@luciasanduruzani4452 4 года назад
Mhamha; ko hanti wakangwa here Mwana ; zvarwadza
@israelmasona2022
@israelmasona2022 4 года назад
Makabhadhara here imimi kkkkkkk😜😜😜😜😜🙄😀
@nomakhethomthombeni9310
@nomakhethomthombeni9310 4 года назад
Kkkk yeah you don't pay you get into trouble.
@annacolletamanzunzu9510
@annacolletamanzunzu9510 3 года назад
Akazodii Stan nemuzukyuru wake
@jackietaringa6271
@jackietaringa6271 4 года назад
Ini huku yangu ndotoida , ndoenda nayo kkkk lol.
@nomakhethomthombeni9310
@nomakhethomthombeni9310 4 года назад
He does not know her name, if the lady was putting on a wig/weave and a make up he is not going to recognise her without it. Life yemaregrets
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 4 года назад
Mukadzi Uyo tete anerunyoka
@irvinemasakara2834
@irvinemasakara2834 3 года назад
Mukadzi uyu ane Runyoka rwehove. Ndirwo rwatambudza vanhu ava.
@irvinemasakara2834
@irvinemasakara2834 3 года назад
Ndokusaka vaida kugara mumvura. Runyoka rwehove.
@patiencekwaramba6034
@patiencekwaramba6034 4 года назад
Momz 😂😂😂😂😂😂 varikuseri
@christinewashaya7093
@christinewashaya7093 4 года назад
Uuuumm if you are a mother, unosangana nezvakawanda, Ndarwadziwa hangu, Mai Ava Havana mhosva, asi Mwoyo wokubereka, haaa Ndarwadziwa. Vana vanotiparira shuwa. Dai mawana henyu rubatsiro Amai.
@chenaigaja3621
@chenaigaja3621 4 года назад
Moyo wekubereka mai ava shame vanerudo
@chenaigaja3621
@chenaigaja3621 4 года назад
Shuwa
@cynthiampofu7967
@cynthiampofu7967 4 года назад
Kunzima kungathi bengathola sizo
@tendaigudza3142
@tendaigudza3142 2 года назад
Moyo wekubereka
@blackcherry9344
@blackcherry9344 3 года назад
John anoparira eish
@silentchimanja9913
@silentchimanja9913 4 года назад
Zvakaoma chokwadi vana vedu ava
@waynemaziwa1101
@waynemaziwa1101 4 года назад
Ummmm zvakaoma kupinza amai bsa shame
@patumahundi4263
@patumahundi4263 5 лет назад
Ummm zvakaoma shuwa dai vanhu vadzidza chokwadi 27 years nemahure emubhawa
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
Taurai henyu life z too short to be fooled zvibatisise hama ukahura uchapiwa bhasera rako muchadzidza kunamata chete zvemafaro siyanai nazvo izvi
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 года назад
@Clive Nyathi kuhura chaiko zvevakadzi vemubhawa unotsvakeiikoko
@rudomabusha7821
@rudomabusha7821 5 лет назад
Pathetic... Marume dzikamai man
@ebenezerndirowei241
@ebenezerndirowei241 4 года назад
Ndipeio # dzavo
@rojamillerover
@rojamillerover 4 года назад
Endesai fridge ne stove musati mazvitsvagira imwe problem kun'anga idzodzo futi
@mashendengemadzudzo6591
@mashendengemadzudzo6591 4 года назад
Mzukuru ka 1 inini ka 2
@waynemaziwa1101
@waynemaziwa1101 4 года назад
Ummmmmm chihure choparira weduwe warume chenjerai weduwe
@rosemarymanyeku347
@rosemarymanyeku347 4 года назад
Haà mai ava kkkkk kutaura kwacho
@ozwelljonas3390
@ozwelljonas3390 4 года назад
Amana musangoti varume. Ko ivo vakadzi vacho. Akazviwana ku murume here kana mukadzi
@colenmagumbezi4949
@colenmagumbezi4949 3 года назад
Chitumwa icho
@colenmagumbezi4949
@colenmagumbezi4949 3 года назад
Chinonzi chitumwa icho chino fema
@tinachikwava2151
@tinachikwava2151 4 года назад
Endayi kuchiredzi pachisase kwachibwe ivavo mononoka musati masvika
@user-md3xh4ji2w
@user-md3xh4ji2w 4 года назад
Vanobhadharisa marii
@pridemataps
@pridemataps 4 года назад
Vanonzani ? I'm from Chiredzi
@promisemoyo5846
@promisemoyo5846 4 года назад
Sry shemu mwana wamai musikauyoakaitautsinye😭😭😭😭
@denselenyangombe7790
@denselenyangombe7790 4 года назад
haa pakarema
@israelmasona2022
@israelmasona2022 4 года назад
Kuseka nhamo serugare
@florencenoonelikeyuhilda3647
@florencenoonelikeyuhilda3647 4 года назад
Zvakaoma veduwe.mukomana uyu ngataure chokwadi ,abatsirike.
@florencenoonelikeyuhilda3647
@florencenoonelikeyuhilda3647 4 года назад
Hupenyu nhwakaoma
@sherryinegondongwe2065
@sherryinegondongwe2065 5 лет назад
Mmmm chiroora pane kuita zvemahurw
@lindiwemoyo954
@lindiwemoyo954 4 года назад
amai manje kkkk
@luciasanduruzani4452
@luciasanduruzani4452 4 года назад
Potse potse kurara nechipoko
@charitymhere512
@charitymhere512 4 года назад
Mupfidze vakomana
@ricematenda
@ricematenda 4 года назад
I feel sorry for the mum.
@justbecause6472
@justbecause6472 4 года назад
😂😂😂😂😂 muchizvinyanya!
@roots44
@roots44 4 года назад
Runyoka akatorerwa hurume condom iroro raakasiya ndopanenyaya
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 4 года назад
Nonsense mfana taurachokwadi
Далее
Women’s Free Kicks + Men’s 😳🚀
00:20
Просмотров 4,1 млн
Living life on the edge 😳 #wrc
00:17
Просмотров 6 млн
Women’s Free Kicks + Men’s 😳🚀
00:20
Просмотров 4,1 млн