Meaning kuti mwana uyu even mazuva akkaiswa mu cooler box umo ka aitove nazhinji not 1 day koz vakazviita vaitoda kuti Ano awore kuti ma ronda asazooneka
Vese vari kuziva zvakaitika kune mwana ummmmm yaa money is the roots of all evil asi chakangonakira kti mwari haasi munhu zvichabvondoka chete nerimwe zuva 😢
@@shadrecklittle4774Its obvious ndibaba na step mother.Mapurisa emunyika medu kubva zvapinda ED haachaite basa full of corruption mhondi dzawanda idzo
Saka chazokosha kugona kutaura English here kana kuti kukosha kwenya yataka tarisana nayo. Mumwe mukadzi arikuchema mwana wake, kwaa kukoshesa kuti English yatadzwa. Chibvai ma tanga ma English lessons achoka ipapa imi nyanzvi dze English chaiyo. Tilda haana nguva yeku peya attention kwamuri chaka kosha kwaari kuona kuti mudzimai uyu awana rubatsiro. İmi pfuurirai henyu mberi nema English lessons ku vanhu.