Тёмный

Uzumba: Muroora Oudza Vamwene Kuti Anoda Kuvagadzira NeMushonga Nekuda Kwemakuhwa Muraini 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 71 тыс.
Просмотров 12 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 94   
@dzikamai4142
@dzikamai4142 3 месяца назад
Mambo ongororai uye maminutes from headman. Mambo please mbuya vanoda kubatsirwa zvakanaka musavabatira
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 3 месяца назад
Kuzimbambwe ukangochembera outomatically watove muroyi
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 3 месяца назад
Ndozvakuitika mazuvano
@yeukaichitambira2015
@yeukaichitambira2015 3 месяца назад
Unenge uchitoroya.
@AnnaSekesu
@AnnaSekesu 3 месяца назад
Zvinorwadza henyu kuchembera Hanover mhosva muZimbabwe
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 3 месяца назад
Haiwawo kana achiroya anoroya munhu zvekuchembera izvo radrama akagara akachembera here achitokura aitonzi muroi but achityiwa kuudziwa chokwadi neveukama😳
@catherinechadoka9457
@catherinechadoka9457 3 месяца назад
Mambo havabate mazwi
@marykamunda7784
@marykamunda7784 3 месяца назад
Mambo tongai nyaya kwazvo. Musarega mbuya vachishungurudzwa
@Tarisaitarwireyi
@Tarisaitarwireyi 3 месяца назад
Mambo hamugone kutonga ndosaka ndichida mambo Mutasa vanobva vafonera munhu akatonga nyaya before. Saka munofunga kuti mbuya ava vari kunyeba here.
@emmanuellwendys-nk6xx
@emmanuellwendys-nk6xx 3 месяца назад
Kana mbuya dzinonyepa wangu
@livyz02
@livyz02 3 месяца назад
Headman Chigodora vanodzirapanura nekudzitonga zvavo dzakaita dzemhuri mhuri idzi. Regai ndione inopera sei iyi.
@estellesimon430
@estellesimon430 3 месяца назад
Ka voice kagogo kunge radhikurasi
@AnnaTarisaiKazembe
@AnnaTarisaiKazembe 3 месяца назад
Hahaha 😅😅😅 bhoo here wangu
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 3 месяца назад
Ndimambo ani avo vasinganzwiisise zvinhu zviri very simple amai is very articulate panyaya iyi and mambo vanofunga kuti the accussed angabvuma nyaya here. Why not refer back the case to the headman vowana ma full facts.
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 3 месяца назад
Apa kutongaMambo ava havagone zvachose
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 3 месяца назад
Pamusoroyi wedare, mambo imii dzirimo here sei muchitongera kuvenga
@heathertapererwa
@heathertapererwa 3 месяца назад
Dare iri harina moto Voice rambuya ava ndisina kutarisa ndichinzwa izwi ndabhoti pamwe ndiRindikuirasi
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 3 месяца назад
Kkkķkkk voice rinondibhowa iroro😂
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 3 месяца назад
Kkkķkkk voice rinondibhowa iroro😂
@JacobDembedza
@JacobDembedza 3 месяца назад
Kkkkkkk
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 месяца назад
Kkkkk
@Taki-ne4qw
@Taki-ne4qw 3 месяца назад
Kkkkkkkkkk
@archiekushinga2721
@archiekushinga2721 3 месяца назад
Tbh, Mambo treat any cases handled by Dyora as suspicious!
@PriscillaNgulube-d3v
@PriscillaNgulube-d3v 12 часов назад
Mbuya varikutaura zvinobatika ava amheno kuti mambo varikuvhiringika papi
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 3 месяца назад
Anombo ziva kt achazova ripa hre amai avo variku chengeta baba vake
@gaudenciamunemo1447
@gaudenciamunemo1447 3 месяца назад
Shame pamwe gogo vave kuita memory loss. Zvakaoma chokwadi. Kudai gogo vawanirwa rubatsiro.
@amandafish3022
@amandafish3022 3 месяца назад
Kuchembera haisi mhosva
@vimbaimatiza6893
@vimbaimatiza6893 25 дней назад
Mambo vari kudzidzira kutonga Ava ngavatarise ZvinoitA chigodora namambo mutasa Havas kutarisa nyaya
@Shamukandatsamar4299
@Shamukandatsamar4299 3 месяца назад
Pane nyaya dzeuroyi mambo or Jinda rinoda mvumo here kuti riite execute mitemo yamambo .ini ndofunga mambo vane simba refuting zvavareva zviitwe. Ko chii kuti mukomana uyu azenge anzio uya nababa vako.iye ari simba.mhosva dzake dzichamirirwa nababa here.? Ko sei dare raid kuti vapiwe mupurisa vafambe? Ko mukomana uyu kana asina zvakaipa zvaaziva ,chakamupa simba rekuzvidza shoko redirect reminds kwave kusauya kudare Chii.?Hapana kujeka ipapo.. Jinja rinenge riri kutsenga mukanwa seiko havakwanise here kungotaura kuti padre rekutanga taxation zvakati ndipo saka takazenge tati vauye na baba.
@CarolineMurapa
@CarolineMurapa 3 месяца назад
Chimambo icho chakadzungaira hachiziwe zvachoita endai kwamutare kwachigodora kna kwamutsa wanotonga fair
@Shamukandatsamar4299
@Shamukandatsamar4299 3 месяца назад
Mambo pane hidden agenda ngaibude pachena kuti vanhu vagadziriswe.
@MobyGomwe
@MobyGomwe 3 месяца назад
Mambo ava havagone zvachose kutorasika musoro wenyaya amai ava vari kuda kuchenurwa chete
@MobyGomwe
@MobyGomwe 3 месяца назад
Mambo ava havagone zvachose kutorasika musoro wenyaya amai ava vari kuda kuchenurwa chete
@MobyGomwe
@MobyGomwe 3 месяца назад
Mambo ava havagone zvachose kutorasika musoro wenyaya amai ava vari kuda kuchenurwa chete
@MobyGomwe
@MobyGomwe 3 месяца назад
Mambo ava havagone zvachose kutorasika musoro wenyaya amai ava vari kuda kuchenurwa chete
@tafadzwamaponga7745
@tafadzwamaponga7745 3 месяца назад
Vanhu ngavafambe vachenurana avo
@jenahazvi3809
@jenahazvi3809 3 месяца назад
Sekuru wangu hii wakanodeweta
@mercychiveso110
@mercychiveso110 3 месяца назад
Ndewe kumusha kwangu awa muoora uyo ndomuziva zvakaoma
@jessicamtize7898
@jessicamtize7898 3 месяца назад
Nenhamo mwana iwewe hokoyo ne ngozi yawava kuburwa iyo. Chenjrerai vakadzi vamunoroora ava
@RudoMukombe
@RudoMukombe 3 месяца назад
Chief vekwedu kwachipfunde
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 3 месяца назад
Ko havagonenkitonga sei kuignowa ma facts aripachena
@CleopasSanyatwe
@CleopasSanyatwe 3 месяца назад
Mambo ava havagone kutonga haiwawo dofo iro kana kut vatengerwa super ameno nonsense
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 3 месяца назад
Mamboka itai boe nenhau mutonge zvirir ferere ferere
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 3 месяца назад
Uyu mukomana uyu rombe remunhu.haana kunjera
@elizabethgopoza9978
@elizabethgopoza9978 3 месяца назад
Mambo to gain nyaya sezvairi asi matengwa makutoshungurudza wo gogo
@TamaryManyika
@TamaryManyika 3 месяца назад
Voice ra gogo kuita kunge ridiculous
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
Mbuya ava it's so sad 😞 kana wada kuchengeta nerudo wakutaurirei mashoko aya and nyaya yemimba yavari kusimbirira it's sad 😔 futi huye bodo
@marypumhe-lx2mk
@marypumhe-lx2mk 3 месяца назад
Mambo hamuziwi zvamunoita
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 3 месяца назад
Ndinhikwi mbuya iyo
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 3 месяца назад
Gogo vanotaura kunge Rhidhikulasi😂
@prechyakatsoma6811
@prechyakatsoma6811 3 месяца назад
😂😂😂 ndazvinzwawo
@JulietMango-wh9wk
@JulietMango-wh9wk 3 месяца назад
Uzumba yangu mhai
@eljayjay7884
@eljayjay7884 2 месяца назад
Uzumba yedu yakati tonhorei😢
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 месяца назад
Mkoma Robby kwakadii
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 3 месяца назад
Mambo haagone kutonga
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 3 месяца назад
Voice ra rhidhikurasi nhasi rina gogo
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 3 месяца назад
😂😂😂
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 3 месяца назад
Kumabuja kunorira pfeeene ini zvangu ndiri paTamutsa pana Crispen apooooo😅😅
@Wene-ho5iq
@Wene-ho5iq 3 месяца назад
Mambo nemakurukota avo vose havasi kutarisa nyaya sezvairi chinonzi kutonga chaicho hapana chinozivikanwa
@tigermaps9909
@tigermaps9909 3 месяца назад
Uyu mambo ibenzi chairo. Ko atadza nei kukumbira ma minutes akabva kwa headman or kufona mxm tsek
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 3 месяца назад
Ndokwedu iini paRukariro apo ndofunga hangu amai ava varikungoda kuripwa chete hapana nyaya apo
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 3 месяца назад
This is soo painful to watch Mambo ASI vatengwa here
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 3 месяца назад
This chief is not fair.gogo avo need justice.but this court is biased
@nathanc1840
@nathanc1840 3 месяца назад
Dare rakadhakwa iri
@livyz02
@livyz02 3 месяца назад
Vapeiwo mukana 😅
@barbragava
@barbragava 3 месяца назад
Mambo havagoni kutonga
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 месяца назад
Mbuya ine problem hombe chaiyooooooooo kunyeba chaiko vanokugona gogo ava
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 3 месяца назад
Iiii guys musadaro maivepo here kkkk
@BlessedTMugaradziko
@BlessedTMugaradziko 3 месяца назад
Mambo kana pane kwabva nyaya kana paita nharo torai fon mufonere mnhu akatonga kwavabva kwacho.monzwa chokwadi
@rascocky6366
@rascocky6366 3 месяца назад
@user-ny8cw4rb2h Mambo uyu akapusa zvikuru!! Ko mambo wacho atadza sei kurova runhare kana kuti atumirwe ma minutes akaitwa ikoko. Gurukota ririkuvhunzwa hapana zvariri ku remember!!
@anniekurewa878
@anniekurewa878 3 месяца назад
Chengeta baba vako iwe
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 месяца назад
Kuseri kwechuru
@MollenMutanga
@MollenMutanga 3 месяца назад
Apa munenge muchiti pamberi neznu pf muchitongera pakadai mwari rangariraivo nyika yezimbabwe tiburiseivo munyika inehutabwa weznu pf sure
@MiltonMvundura
@MiltonMvundura 3 месяца назад
Hall vanayo but hameno kut sei vasiri kuenda
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 месяца назад
Varipamusha pamambo
@IsaacGatiyaMatambo
@IsaacGatiyaMatambo 3 месяца назад
Good Job mukoma Robby
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 месяца назад
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@MiltonMvundura
@MiltonMvundura 3 месяца назад
Udzai Chief Nyajina vatongere nyaya kuHall plus ngavaidzanise nyaya
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 месяца назад
@@MiltonMvundura hall ipi and ngavaidzanise nyaya ndokuti chii
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 месяца назад
​@@robertapfumaneyizvirikunzi ngavatonge zviri fair
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 месяца назад
Umm pandatanga kuverenga macomments ndabva ndangosvotwa nekuteerera nyaya yacho regai titsvage kumwe pamwe ndingawane Chigodora ndamusuwa
@MiltonMvundura
@MiltonMvundura 3 месяца назад
@@robertapfumaneyi Hall iripa Mashambanhaka apo
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 месяца назад
Volume please
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 месяца назад
Ndakamirira hangu
@archiekushinga2721
@archiekushinga2721 3 месяца назад
Thanks Rob for covering my endz 🎉
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
Mbuya imi pachokwadi makachena here imi
@livyz02
@livyz02 3 месяца назад
Haha 😂 ndabva ndanzwa voice racho
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 3 месяца назад
@@livyz02 kkkkkkkkkkk
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 месяца назад
Ini maglass 's voice vekwaChigodora
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
@@mollineshato8442 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ehe samukoma Allen zvakaoma molline
@anniekurewa878
@anniekurewa878 3 месяца назад
Mambo muridofo
@ZandileNdlovu-zk8yk
@ZandileNdlovu-zk8yk 3 месяца назад
😂😂😂😂
@aginelah6387
@aginelah6387 3 месяца назад
Dofo ramambo
Далее
I Took An iPhone 16 From A POSTER! 😱📱 #shorts
00:18
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Просмотров 36 млн
КВН 2024 Встреча выпускников
2:00:41
MUNHU AKAFA KUMA 1970s OVAKISA IMBA KUGURUVE
50:40
Просмотров 44 тыс.
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
Просмотров 44 тыс.
I Took An iPhone 16 From A POSTER! 😱📱 #shorts
00:18