Тёмный
No video :(

VAROYI VOONA MOTO NEZVIPIKIRI 

Drewmas Media
Подписаться 225 тыс.
Просмотров 317 тыс.
50% 1

Sekuru Chipikiri muporofita mukuru

Опубликовано:

 

28 окт 2019

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 539   
@luciamusuka227
@luciamusuka227 3 года назад
Dai vanhu tagona kuzvinamatira tega tichitaura naMwari wedù tega panekuda kuturikirwa neumwe munhu anototadzawo zvekare otinyepera.Ah vanhu ngatinamatei tisiye zvekubatwa kumeso nevanhu vemapipi ava.Vanoenda kun'anga vonopiwa mishonga yekt vaite mbiri.Ah surrender chokwadi uku ndokunyepa kuri pachena mwana ngaaende kuchipatara uyo and zvekunzi mwana akatsikwa nekombi ingoriwo tsaona yakaitika iyo.Believe in God pane kutsvaga zvisipo
@audreynorbert6117
@audreynorbert6117 4 года назад
Mwari mubatsiri wangu dakara nazvino mudziviriri munhamo
@sophiadongo1067
@sophiadongo1067 4 года назад
sekuru munonyepa aah hnty munhu afambira kuporofitwa imi movhunza zvese kudaro munozoporofitei munhu
@muchanetampofu8456
@muchanetampofu8456 4 года назад
nhamo yemunhu mutema mhiko dzinoitwa nevehukama vanoda kutiona tichitambudzika kusuffer nekufa.i will never judge munhu anomhanyira kunotsvaka rubatsiro, what people go through its them who only understands.KUzimbabwe kunoroiwa vehama
@martinkeith20
@martinkeith20 3 года назад
Vaudze
@shebanyamajiwa8906
@shebanyamajiwa8906 3 года назад
True dear
@pelagiatarugarira368
@pelagiatarugarira368 3 года назад
Baba Chipikiri vanonyepa. Tarisai chinhu chavabvisa pamwana uya ndichozve chavabvisa Kuna baba avo. Pane pandaona vachiisa ruoko muhomwe ndipo pavabva vanodzura murume uyo. Chinhu chimwechete chirikubviswa pavanhu.
@tshaka7
@tshaka7 4 года назад
😆😂😂😂 he is asking questions and she was telling him everything
@siphiwechabata2394
@siphiwechabata2394 4 года назад
Killer87 ichokwadi wena 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@pertuniachai9492
@pertuniachai9492 4 года назад
Taura hako kkkkkkk haaa vanhu tinonyeberwawo zviripachena
@shingayimukafura6306
@shingayimukafura6306 4 года назад
taura hako
@sharonedandajena3326
@sharonedandajena3326 4 года назад
They are liars VANOZIVANA BEWARE OF JOINING THIS CHURCH OF HUNGRY LOOKING PEOPLE
@fungaigondo7354
@fungaigondo7354 4 года назад
Chinhu chatorwa muhomwe,. Zimbavha
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 4 года назад
Zvinamatireyi vanhu weeeee siyayi zvemaporofita enhema
@janezimunya188
@janezimunya188 4 года назад
Kana vasinga bhadharise regai vaite havo chakaipa kunyepera vanhu nekuvabira mari
@funnmarmarfunn13
@funnmarmarfunn13 4 года назад
Mambo Dhuterere akati "muchapfidza nemagumaguma hamuverengi magwaro"
@lifetimetv7460
@lifetimetv7460 4 года назад
Funnmar Marfunn 😂😂😂😂
@sharongutusamutizwa4683
@sharongutusamutizwa4683 4 года назад
Iwe apa anogona kuimba zvake😍😍😍
@lifetimetv7460
@lifetimetv7460 4 года назад
Sharon Gutusa Mutizwa ndiye 1 muporofita ane sugar in Zimbabwe vamwe vese i salt 🧂 zvayo
@sabinakuranga4970
@sabinakuranga4970 4 года назад
Kkkkk
@nattymaben6126
@nattymaben6126 4 года назад
@@lifetimetv7460 sugar ipi
@idahmavhima
@idahmavhima 4 года назад
Ini ndinemubvunzo, ko sei tunhu turikubviswa utwo twakangoda kufanana? TuneMa-beads twese. Does these varoyi order them from the same manufacturer?
@nelsonlethani4206
@nelsonlethani4206 4 года назад
Pakaipa
@10dayi
@10dayi 4 года назад
How old r u,probably too young to understand. Learn your culture and history.
@happisonnongai3522
@happisonnongai3522 4 года назад
Ata 'DubSupreme' Faya tiudzewoo tinzwisisewoo wena
@10dayi
@10dayi 4 года назад
Can tell,teach and or show you. The Sprit realm. Careful of what u wish for....
@joycechipunza2674
@joycechipunza2674 4 года назад
Katsotsi aka
@sibonilencube7743
@sibonilencube7743 4 года назад
Tanzwa nekunyeperwa nevanhu ivava vanoporofita nhema dzoga dzoga wy achibvunza amai Ava adiyi kuona zvirinetsa vanhu ava uuuuummm achatikuwadzira mwana
@Level-ff8cr
@Level-ff8cr 4 года назад
To ask is not a problem u know
@hikhalem5305
@hikhalem5305 2 года назад
São Miguel Quixeramobim Ceará
@terminator4557
@terminator4557 4 года назад
32:18 to 32:44 , watch how the man takes something from the left pocket with the left hand, removes the left hand from the pocket and sets it ready behind the scarf, pretends to remove something from the stomach of the "patient"with the right hand, pulls back the right hand to his body, moves something from the left hand into the right hand, and then puts that thing on the ground.... Muchapedzerwa nemagumha gumha aya hamuverenge magwaro.
@nigeljosesalamaya3643
@nigeljosesalamaya3643 4 года назад
TERMi NATOR I saw it clearly jho
@tishley06
@tishley06 4 года назад
Exactly i was going to say the same thing i kept repeating ipapo and it's speed yerwoko but apa abhaiza tamuwona. Zvakawoma vanhu tinotenda munezvakasiyana but me after watching 32:18 to 33:00 endai henyu mega
@alleyesonafrica4283
@alleyesonafrica4283 4 года назад
i saw it too
@sindisomoyo6026
@sindisomoyo6026 4 года назад
I just died laughing😂😂😂
@Walks.with.
@Walks.with. 4 года назад
Even a blind man can see that. I’m surprised there’re people who actually believe in this.
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Vanhu varikuda kuti tigone kuzvinamatira nekuverenga bible nekukwanisa kutawura na Mwari wedu thank you for the program you make us to understand vachanotsva kudenga vanhu Ava vanobhadharisa here
@raymondmafaro417
@raymondmafaro417 4 года назад
Musanyere vanhu chipikirii pliz kudenga Kuna mwarii nhayii siyana nezvauri kuita mabhidhiri ari kuita ayoo pliz pliz pliz pliz maporofita musadaro kanii
@user-xe2lh3px6h
@user-xe2lh3px6h 4 месяца назад
Hapana zviripo here APO ndezvake izvo imbavha iyi
@lizbertify
@lizbertify Год назад
But that little boy though, kanonhonga matombo.....so adorable 😍 💙
@nyaradzaimahito2963
@nyaradzaimahito2963 4 года назад
Ehhh sei varikuvhunza hanty muporofita ndiye anokuudza matambudziko iwe wobvumirana nazvo kana chirichokwadi ,mwari burukai hatichazivi chokwadi
@phenyophaladi4620
@phenyophaladi4620 4 года назад
Nyaradzai Mahito you can say that again
@manerschiwanziro5713
@manerschiwanziro5713 2 года назад
This is pure magic coupled with the spirit of wizards and witches
@darlingtonmakurumidze6303
@darlingtonmakurumidze6303 2 года назад
There is no magic in this,it's just pure lies. Click the three dots at the top left and put playback speed at 0.25. That thing ddnt come from the child , it came straight from his mouth
@takundamuneni8136
@takundamuneni8136 2 года назад
@@darlingtonmakurumidze6303 I noticed that also
@sqrd3536
@sqrd3536 2 года назад
True, I was said it. Our people are such magicians just just a touch below David Cooperfield who flies in the air. That one is a real master of illusion.
@acmfirst5481
@acmfirst5481 5 месяцев назад
ie Acting!!! and foolishness, all designed to waste people's time.
@samuelmhizha1538
@samuelmhizha1538 4 года назад
Watch what he does with his left hand on slow motion from 32:30. He took that item from his pocket and quickly passed to his right hand disguised by his garment.
@gylldiyasha5427
@gylldiyasha5427 4 года назад
😀😀 also saw that too
@brightonsibanda7293
@brightonsibanda7293 4 года назад
saw that too
@pydashamella3713
@pydashamella3713 4 года назад
Haaa ndazviona asi varipo vavharwa kumeso iiiiii Mwanakomana waMwari ava munzira
@kayddon5723
@kayddon5723 4 года назад
ndapawona ipapo
@oneafricaafrica4all486
@oneafricaafrica4all486 4 года назад
Uuuuuum a whole fake prophecy n healing nhemadzegadzega
@naisonmandigo4135
@naisonmandigo4135 4 года назад
Where is this place in Harare, I see an opportunity of selling zvipikiri.....
@charitymareya255
@charitymareya255 4 года назад
Kkkkk, ingatoita mari shuwa
@tafadzwakarenmalgas6747
@tafadzwakarenmalgas6747 4 года назад
Kkkkk makanyanya
@naisonmandigo4135
@naisonmandigo4135 4 года назад
@@tafadzwakarenmalgas6747 aaaah iwe just imagine pakauya vanhu 1000 a week demand yezvipikiri will rise.....so I need to establish relations with the so called prophet to be a sole supplier of zvipikiri....lol
@alibautiofficial2852
@alibautiofficial2852 4 года назад
@@naisonmandigo4135 😂😂😂👏
@sisiemvendasisiemvenda1884
@sisiemvendasisiemvenda1884 4 года назад
🤣🤣🤣🤣🤣
@PatienceMadumbu
@PatienceMadumbu Год назад
Endai muzvipatara munobatsira varwere zvipatara zvisare zvisina vamhu vanorwara
@nomorekureva9134
@nomorekureva9134 4 года назад
Apostle Talent Chiwenga where are you please tell them what you’ve told to warn this generation.
@melodymandizha9362
@melodymandizha9362 4 года назад
Toziva kt muporofita haabvunze kt chii chrikuitika but iye ndiye anototaura kt tizive kt ichokwadi anyway kana vachiyambutsa vanhu chete that's cool as long zvisiri zvemushonga asi vachidaidza zita raJesu
@chipomukonde350
@chipomukonde350 2 года назад
Kkķkk mwari avenavo baba ava ummm
@ramadirealestatedubai841
@ramadirealestatedubai841 4 года назад
guys am i the only one who just noticed that at 32minutes and 10 Seconds he puts the Mbiya on to the other hand then the empty hand goes to feel his pocket to check for something. Gives the other guy the mbiya then puts hand into the pocket , then pulls up sleeves of the other hand before reaching to his patient to remove something then when he remove whatever it is from the patient stomach he slides the other hand which was under the cloth onto the hand which just coming from the patients stomach. Please tell me that you all saw this. just start watching from 32Min and 10Sec
@margaret7446
@margaret7446 3 года назад
Ndazviwona kkkkk
@trustmanmanwele292
@trustmanmanwele292 3 года назад
Amen ndochurch yangu God bless you baba chipikiri
@pablonyoni2571
@pablonyoni2571 4 года назад
Concentrate on the left hand all the way
@terrypain6277
@terrypain6277 3 года назад
Kkkkk pfana we dama rakazvimba akwadzirwa mahara eish I feel for him
@thembelihlemoyo249
@thembelihlemoyo249 4 года назад
Haa ava vokudzura dont trust masalamusi ayooo
@i4stsmartsolutions929
@i4stsmartsolutions929 3 года назад
@Drewmas Media munotiwo kudii nazvo kunzi he took the objects from his pocket…play in slow motion pa 32:20…it was on his other hand??? Remember you have a responsibility for what you put before the world. Play at a playback speed of 0.25 and see for yourselves. I think you're doing a good job of raising the people's awareness of what's happening, but what do you say about this guy?
@waynenyamhanza8255
@waynenyamhanza8255 2 года назад
Ah nda zvionawo shit
@honmuchies8308
@honmuchies8308 2 года назад
munoona yoooh achitora ne the other hand ndokuvhara nechijira chaakaisa muhuro then paaita kunge adzura he quickly transfered it kuruoko rwadzura. tsotsi iri
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 года назад
Ini ndakabviswa mudumbu ndaive vamwe vevanoshora... mudumbu kuti ziiii ndaiti ndichanzwa zviya kusvika nhasi...kubvira ipapo handishori vanodzura
@ntombizodwatshuma6494
@ntombizodwatshuma6494 3 года назад
Kana neni ndakadzurwa because of mbereko ndikagara 4 days ndikabva ndaita mimba. Chandinoshora kune ava vanobvunza munhu kuti dambudziko nderei instead of ivo vavaudze zvirikuitika. Ava ndevenhema ava
@estevaoalexandresozinhochi213
@estevaoalexandresozinhochi213 4 года назад
manhepo egha egha namatai mwari ari kudenga, jhon 8. 32
@angelinechigidhani8249
@angelinechigidhani8249 4 года назад
chipikiri anogarepi uyo..ndikuda kuita goback to sender.
@tendaimtizva6404
@tendaimtizva6404 4 года назад
Kkkkk tsotsi ra nineteen 70 .hanzi Changa chiri munyama.these positoris are wicked. Ivo vanhu kushaya zivo. Hona musondosi lol Thank u drewma media
@tatendamarufu8814
@tatendamarufu8814 4 года назад
Zvinhu zvirikudzurwa zvakafanana wani saka vanhu varikuroiwa nemunhu 1!
@priscillahchiromudzimu6206
@priscillahchiromudzimu6206 4 года назад
Matricks Ayo long slice ndeyei tarisai muone chinhu chazunzwa mushirt kwaaaaa maporofita Aya Kumba kwedu taivanavo saka hapana chandoudzwa navo vanhu ava
@patienceshantynemutambwe8206
@patienceshantynemutambwe8206 4 года назад
Kkkk handifarire muporofita anobvunza kuti chikunetsa chii.The real prophet anofanira kunditsanangurira dambudziko rangu ndisina kumuudza. Ndizvo zvandinogamuchira nazvo kuti munhu vamwari vemachokwadi
@raychingwana181
@raychingwana181 4 года назад
Jus did a slow motion on the second guy.all along chipikiri s hands wher dangling free until wen he reaches into his pocket wth lft hand and brngs it out an keeps it hidden in the neck cloth ,as he removes the wateva using his ryt hand wen hi pulls from the guy ,hi quickly gets his hands close enuf to hand that thing from his left hand to his ryt....watch carefully its a very fast move...matsotsi anoda kumamiswa....
@tinashechawatama617
@tinashechawatama617 4 года назад
Are you saying family iyo iri mumadhiri or Havana chavaona from the left hand yawati yaiswa mu pocket?
@tnporu
@tnporu 4 года назад
Chipikiri imboita hako but one day is one day, Fake magic dzauri kuita uchitora tunhu twako muhomwe na left hand. I got hurt with those innocent souls the kids yu have involved, Musondos & that guy akazvimba dama wawatsunya. And why pawati wadzura chinhu mwana asara akangozvimba
@lindave1350
@lindave1350 3 года назад
iyi imbavha iyi
@pardonchinyanga9526
@pardonchinyanga9526 4 года назад
Mwari huyai moone vanhu vaya vatangu ummm
@edwintshabalala9728
@edwintshabalala9728 3 года назад
Handina mazwi Zhombe handina kuzviona ndichikura
@happisonnongai3522
@happisonnongai3522 4 года назад
vaukii avo musandipikisa handidi zvekuitiswa nharo endai munotambidzwa mamhepo ikoko kusvika mafa muchitambura .......
@Lulue05
@Lulue05 Месяц назад
Denga vamwe vachaita rekugoogler chokwadi
@snakedoctor8178
@snakedoctor8178 3 года назад
Drewmas please ita kuti mapurisa abate kablaz kane musoro ngoto aka kari kunyepera vanhu. Ndatsamwa mhani apa kari kunyepera vanhu "hanzi ndakatumwa naIshe". Mapurisa ngaakaise muzandom kamusuri kemunhu.
@nonongilosi7061
@nonongilosi7061 3 года назад
These are surely last days the Lord is coming
@rachelntini8581
@rachelntini8581 4 года назад
Hehehehehe Mwari kurumidzai mauya tatambura Chimbetu Chopa Amati have kuyenda kumawero🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻
@tafadzwatidolski7487
@tafadzwatidolski7487 2 года назад
Whoever thinks such things are not necessary vanenge vasati vambosangana nematambudziko. Hama dzinoroya zvesure n it's real!!!
@LillianMhandu
@LillianMhandu 4 года назад
yah makwikwi as long as vanhu vachibatsirwa thats all that matters
@priscakarambi2316
@priscakarambi2316 4 года назад
Taura zvako
@fungaimabuda3377
@fungaimabuda3377 4 года назад
Sure thing kkkk
@tchitambira6465
@tchitambira6465 4 года назад
hz fake that guy, check my comment
@sindy308
@sindy308 4 года назад
N'ganga dzakusevedzesa chiporofita kutsvagawo mari sana papa🤣🤣
@lavumochingomaigwenzi
@lavumochingomaigwenzi 4 года назад
Zveshuwa marevesa
@trustchipato5984
@trustchipato5984 4 года назад
Ini zvangu ndiri mupostori we Johane masowe hatidzure varipo vanozviita zvavo but chishamiso ndechekuti zvinhu Zviri kudzurwa izvo zvakangofanana seiko vanhu vachidzurwa zvinhu zvimwechete hazvirevi here kuti pane zvikiribidi zvinoitwa apo ndiri kuona sekudaro chinhu chabuda munyama chingadaro here varume uye umo mubag Zviri easy hazvo kuti chingava chaisirwa asi vanhu ngavanamate mwari Kwete kuvimba mumasaramusi ayo ari kuitwa pasi pano dai vaingopa zvavo zvipikiri zvavo izvo zvekudzura ndinoona senge pakawanda chitsotsi apo. Pakaresveka apo varume ummm
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 4 года назад
Munhu wese Kungozviti mupostori kkkkkkkk
@lisahmutsamanyangadze3995
@lisahmutsamanyangadze3995 3 года назад
Uyu muporofita uyu anoda shamhu😂😂😂😂
@melphinesavanhu7559
@melphinesavanhu7559 4 года назад
Aaaah hakasi Kaye kambodzurwa kamwana uye here Kane tumabeads kanongowanikwa pavanhu vese here kkkk gegegege
@chengetaimapuranga9618
@chengetaimapuranga9618 4 года назад
Umm yah vanhu namatai mwari nguva yakwana yekuti vanonamata mwari nemuzvokwadi namatai .kunevaporofitq vandisina kumbotuma ini muchenjerere .rinodaro bk redu dzvene
@bhebhenjabulo504
@bhebhenjabulo504 4 года назад
Baba siyakubongela inkosi mayihlalelawe amen amen mwari akukomborere
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 2 года назад
Tibvireipo nhema idzo . Tarisai ane red jira manhongero aari kuita. Ko sei bag risina kubudiswa zvinoonekwa . Kurovanisa vanhu musoro .
@constancemabara
@constancemabara Год назад
Plz chipikiri imbavha akabva ku jeri kare nemhosva ye rape plz plz mbavha iyo andrew munhu uyo imbavha ndomuzivisa chose
@conceptormapendere3632
@conceptormapendere3632 Год назад
Umm izvi andizvibvume ini aah magic chaiyo iyi aah
@lisaloveringanayi1292
@lisaloveringanayi1292 3 года назад
Hezvo ko ndokuporofita kwacho uchibvunza zvese vanhu ngatiponei titye Mwari tizvinamatire tega
@talentmatarirano1787
@talentmatarirano1787 4 года назад
Aaaaa n’anga iyi
@snakedoctor8178
@snakedoctor8178 3 года назад
Kangoto chipikiri usanyebere vanhu kuti wakatumwana naMwari iwe. Wakazvituma kuzobira vanhu iwe.
@patriciamashindi429
@patriciamashindi429 3 года назад
Haaaa ndezvake murume uyu itsotsi haiwawo kkkkkkmaporofita enyu Aya mangwarirei
@johnrhodesmurombedzi5776
@johnrhodesmurombedzi5776 Год назад
ma gangsters aya🤣🤣💯
@mre.smataruka4928
@mre.smataruka4928 4 года назад
Prophet Spikiri in'anga ava. Handitruste vanhu vanobvunza kuti mambondiona ndichidai here vobva vaita zvimamiracle.
@justbecause6472
@justbecause6472 4 года назад
Ko kuzopfeka white coat😂😂😂😂
@blessingmapaco6397
@blessingmapaco6397 4 года назад
@@justbecause6472 mmmmm
@simbanegavitinotafadzwa3132
@simbanegavitinotafadzwa3132 4 года назад
Musi uchauya Mwari haaaa zvakaoma here??
@sarahmoyo9325
@sarahmoyo9325 4 года назад
Sekuru ava i sangoma chaiyo, vari kunyepa ne zita ra mwari
@tawandamatimura6463
@tawandamatimura6463 4 года назад
Ok
@angelinechigidhani8249
@angelinechigidhani8249 4 года назад
nhaimi mwana anedama rakazvimba uyooo kuita kukwachurwa kudaro...ah
@sqrd3536
@sqrd3536 2 года назад
That thing looks new. Magic chaiio. Why use red material except when doing magic rituals?Zvikwambo zva Sekuru. We have been exploited for too long. The poor baby, sorry baby Emmanuel 💚💙!
@elvisbungeni1600
@elvisbungeni1600 4 года назад
Denga richapindwa nevashoma hama dzangu kkkkkkkkkkkkk...
@wellingtonmugave9373
@wellingtonmugave9373 2 года назад
Masaramusi aya
@learnmorenzvimbo8317
@learnmorenzvimbo8317 4 года назад
C I D kkkkk hanzimurikuoneyi amana kkkkk
@nonoechibs2775
@nonoechibs2775 4 года назад
Religion makes pple docile somehow, as pple we need to be enlightened coz we tend to believe everything these pple say playing arnd with our minds, instilling fear n using religious beliefs as an ideology to exploit frm innocent pple.Why does these people who help others continue to live in poverty yet they talk to God directly
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 Год назад
Say it again pls
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya Год назад
ASI chero iri n,anga ichigona hapana chakashata , haadi kunzi n,anga chete , ndana sekuru Tasvu
@richarddhliwayo9248
@richarddhliwayo9248 2 года назад
In ndinoda kubvunza kty vanogona kubastira pafoni hr
@silibazisomayara8171
@silibazisomayara8171 4 года назад
Ko vanombokushirei vanhu mvura ndomune zvavanoshandisa kupofumadza vanhu vasaona zvanoshandisa ko sei vachingoti kubvisa uye unonzwa achiti munei mumaoko angu ko mapofu tingaonei.Plz ngatisanyengedze Mwari tichirombera kutsvaga mari
@mhunguassociates9547
@mhunguassociates9547 3 года назад
Majokes aya
@lovenessmaphunu5337
@lovenessmaphunu5337 4 года назад
Tsvakai mwari achawnikwa imi ,Jesus is coming soon
@melodytom4437
@melodytom4437 3 года назад
Mapiripiti aya🤣🤣🤣Zambuko dhololo
@kagomogononong6902
@kagomogononong6902 4 года назад
Kkkk haha Magaya two kngoti uyu haataure hake chirungu plus zvake zvinechidofo mkati kkkk apostle chiwenga mripiko v
@abelmoschusesculentus2255
@abelmoschusesculentus2255 4 года назад
Mwari ngaatibetsere iye oga
@user-uw3vw5vi5y
@user-uw3vw5vi5y 4 месяца назад
Ko kubvunza kunhu kudii ikoko nhayi muporofita
@fourduma5397
@fourduma5397 2 года назад
Kozvodzurwa zvacho zvose zvakangofanana
@kagomogononong6902
@kagomogononong6902 4 года назад
Veduweee jesu ndye anoporesa vnhu
@zakaliatolani7082
@zakaliatolani7082 4 года назад
mutikitivha uyu kkkkk
@domborembudzimurewa5700
@domborembudzimurewa5700 4 года назад
Tarisai parikushandirwa murume akabvugama nemadzimai vairi avo.paarikunzi ane chinhu mudumbu tarisa madzibaba vachipinza ruoko muhomwe vachitora chinhu vohwandisa pajira tarisa pavanodzura zvavanoita naoko avo
@pertuniachai9492
@pertuniachai9492 4 года назад
Hiiii iwe ndaona kkkkkk varikutotanga vachifeela kuty chirimo hr kana vapedza kudzura vobva vachakanda fast kuneruoko rwadzura,nhay Mwarii
@ibrahimadeh9809
@ibrahimadeh9809 2 года назад
Uyu anoda kurohwa uyu haanyare here this is an old trick zvakadhakwa izvi
@Ishmael4513
@Ishmael4513 4 года назад
Preying on the vulnerable Vamwe vanotobirwa vakarova ma suits. Zvakabvira kare izvi and hazvipere.
@gracioushorinda1635
@gracioushorinda1635 4 года назад
Umm baba ndovaziva hangu ava pa Overspill pa Epworth apo bt in hangu vakambondibatsira panyama kwete pa mweya Andikukanganwei zvangu makandibatsira Mwari ngavarambe vachikuitirai nyasha mugone kubatsira vanhu sekundibatsirawo kwamakandiita
@dennisthomseni1675
@dennisthomseni1675 4 года назад
Ndipowo no. Yavo shar
@dennisthomseni1675
@dennisthomseni1675 4 года назад
Yangu iyo 0027740325779
@priscillahchiromudzimu6206
@priscillahchiromudzimu6206 4 года назад
😂😂😂😂Hakuna muporofita akadai arikuudzwa oti ndiri kuporofita ngaagare Pasi
@archiboldchinho53
@archiboldchinho53 4 года назад
varume tarirai zvakanaka kubva pa 32:12. the left hand inochecker chinhu muhomwe then obva achiburitsa obata. paanodhonza annenge akaviga ruoko pasi pechipeice chegemenzi anobva aisa muruoko rweright.
@josephgapirakb
@josephgapirakb 4 года назад
Muporotita N'anga haa Muzimbabwe so
@pastormvhvoices
@pastormvhvoices 4 года назад
Sekuru ava iNGANGA asi anoshandisa zita ramwari zveFake, why achibisa vanhu zvinhu zvakafanana kunge muroyi wavo mumwe chete, Anoita masaramusi uyo, ndiHapurakatakura hapana mweya mutsvene apa.
@eugeniarafomoyo9123
@eugeniarafomoyo9123 4 года назад
Mwari chiuyai vanhu venyu vatanga 😏😏😏😅
@nitodumani6363
@nitodumani6363 4 года назад
Ngachidzoka zvakare zvakwana kkkk
@sarahmoyo9325
@sarahmoyo9325 4 года назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@sharonpanda8169
@sharonpanda8169 4 года назад
Ah shuwa ngadzike
@lifetimetv7460
@lifetimetv7460 4 года назад
Pane ane song Dhuterere here ndimbonzwa hangu 😂😂😂😂
@memorysarahgorongakamuto879
@memorysarahgorongakamuto879 4 года назад
🙂 hei
@samemasunda9378
@samemasunda9378 4 года назад
U
@TeeStillStanding
@TeeStillStanding Год назад
His body language tells you he's lying. Kutoti mutoyi ndimai. Can you imagine how many homes are being broken through this foolery.
@cheleeeboymosonmount667
@cheleeeboymosonmount667 4 года назад
HaaA mazi porofita ayaa ano nyepa ayaaa kkkkk kana unobvunzirei zakarota vanhu wona wega xaaa
@seniormurwisi6624
@seniormurwisi6624 3 года назад
Iboo dea,nsab
@sarahgomez8621
@sarahgomez8621 Год назад
Vanhu ava vanzwa nekudya mari dzevanhu pliz mwari pindirai
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 4 года назад
Dzimwe nguva kunoitisa stress kumapositori uku mmmmmm takabva Neko
@richardchipindu8095
@richardchipindu8095 4 года назад
Haasi mupositori uyo in'anga kkkkkkiiiii, munhu wamwari haapfeke bhutsu
@emilymajachani4843
@emilymajachani4843 3 года назад
Chokwadi unodzoka wane stress
@pridegon
@pridegon 4 года назад
well done drewmac media but please protect vana vadiki from these videos. they shld not appear like that
@marvelousjoymranganwa465
@marvelousjoymranganwa465 4 года назад
haiwawo ,
@miriammuseba9551
@miriammuseba9551 4 года назад
Idzi ndidzo nhema chaidzo kutsvaga mari uku tirikurarama pamazuva okupedzisira vaporofitae venhema vachawanda ndivo avo namata wega tsanya uchienda kunonamata kusowe rako iwe woga mwari anokudzwa kwete nhema idzo
@forgetdick5573
@forgetdick5573 4 года назад
Ini gumbo rangu hamurawani ikoko kusvibisa chipostory kutiii sekuru ndokutii
@buffalosharjah5457
@buffalosharjah5457 4 года назад
musajutwe zvakapusa..at 32:37 - 32:38...dzini rakashafwa from left hand to right hand...nxaaa nhema.thats why dzakaviga rwoko nechiscarf
@babatinashe4472
@babatinashe4472 4 года назад
Buffalo Sharjah ndaiona maths yake
Далее
RUSHINGA ........ MUTEYO WOITISA VAROYI TSVINA
46:01
Просмотров 70 тыс.
Kungwara kwese kunopera-Prophet T Freddy
13:41
Просмотров 47 тыс.
kuurawa kweNjuzu paChivhu
48:19
Просмотров 443 тыс.
MAshura muroora kudya Nyama mbishi pamberi  pedare
18:33