Тёмный

Vasikana Vaviri Grade 7 newe Form 4 Vanogara Vega KuUswaushava Triangle Vanorarama Nemaricho 

Saint Tv
Подписаться 142 тыс.
Просмотров 36 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 352   
@addvolynenyakawere2021
@addvolynenyakawere2021 8 месяцев назад
Sabhuku, mp, canselor, headmaster wevana ava mese mune hustinye vanhu imi sure pakashaya akatora vana akagara navo Mwari akutongei, may God bless your neighbor
@houseoftongaandtumbuka111
@houseoftongaandtumbuka111 7 месяцев назад
Goodness and mercy shall follow these children❤❤
@AliceMushambi-o6h
@AliceMushambi-o6h 7 месяцев назад
Sometimes God has His own ways dzatisinganzwisisi .. maybe it could have been worse dei vakatorwa neumwe munhu
@rosemusembwa1988
@rosemusembwa1988 7 месяцев назад
Haaa ari maMP nemacounsellors vatumwa vasatani ka vaya vangabatsira havo
@DanielMufari-xr7wh
@DanielMufari-xr7wh 8 месяцев назад
Umwe munhu busy kutengera nyika ye Zimbabwe dzimota dzimwe hama dzichifa kudai nenzara
@houseoftongaandtumbuka111
@houseoftongaandtumbuka111 7 месяцев назад
Nhai zvenyu😢
@emmanuelmahove9989
@emmanuelmahove9989 7 месяцев назад
Taura hako hama
@TYRICchamunorwacpm
@TYRICchamunorwacpm 6 месяцев назад
Thank you uncle saint and amai Dorcas. Mwari ngavakurangarirei chaizvo. Saint TV. God bless you
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Maivepa next door Mwari ngakuropfadzei zvakapetwa
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 8 месяцев назад
Shuwa Kani ndagwadziwa vana vangu vaimbogarawo Mumba yakadaro vari Vega zvowanikwa izvi henyu mwari vanochengeta mufunge henyu
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 8 месяцев назад
😢😢😢😢😢
@HanaPhiri
@HanaPhiri 8 месяцев назад
Ngavakomborerwe mayivepa nextdoor avo Mwari avayitire zvidhafudhafu ndabatikana
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
@@HanaPhiri zvinorwadza veduwe apa vabereki vapenyu zvavo
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 8 месяцев назад
Shez so beautiful and humble
@samanthakane9986
@samanthakane9986 8 месяцев назад
ZRP needs to start arresting parents who abandon their minor children. Chii ichocho? Munovaitirei vana vacho I’m so mad
@PortiaJemwa
@PortiaJemwa 8 месяцев назад
You are right 👍
@margaretthomas1177
@margaretthomas1177 8 месяцев назад
I agree with you chii chakadero ,
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
1000% correct ngavatsvakwe vasungwe dei kwaiiswa mutemo wacho coz it’s too much kune umwe mukomana mudukusa wa ndkaona futi pana Uncle saint ivava vabereki vapenyu maivakatowanikwa kumwe
@primroselynettebukuta4534
@primroselynettebukuta4534 8 месяцев назад
Yeah vabereki vakusiya vana ngavasungwe vanopika jeri
@IsaacMatsigire-ol6gx
@IsaacMatsigire-ol6gx 8 месяцев назад
Ngavasungwe vaberki ava pliz,
@ludiabernard
@ludiabernard 8 месяцев назад
Thank you so much uncle anochengeta vanhu ndimwari chokwadi vanemazimba varikufa asi vana vanorara panze varikurarama ndichakunamatirayi vana vangu
@melissamaime6766
@melissamaime6766 8 месяцев назад
Down to earth little girl 😢😢ndarwadziwa am just praying kuti vanhu rume varege kutora advantage yevana ava 😢😢💔💔
@mariazulu6805
@mariazulu6805 8 месяцев назад
Mwana sikana ava may God bless her and her sister because haana kufunga zvenyika kurara nevarume God will surely bless you both with your sister…uncle saint please musazotendera Amai vevana ava kana baba vacho vachidzoka pamba apa vakuona vana vakuchengetwa .fungai grade 3 mwanasika kuzvichengeta doing maricho handi nyore veduwe.
@patriciachoto1803
@patriciachoto1803 8 месяцев назад
Dai mwari vavaitira Natasha veduwee ,,mai nababa avaka hvnamoyo wekubereka
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Vanoda kusungwa mapenzi evabereki vasingafunge
@addvolynenyakawere2021
@addvolynenyakawere2021 8 месяцев назад
Even yeroora ngavasipihwe
@enocensiasimozo1720
@enocensiasimozo1720 8 месяцев назад
I declare good health and wellness upon lolo and her sister.may God intervene in their situation uncle saint please give us a feedback on how the girls are doing this day thank you
@TruemanTrueman-z1v
@TruemanTrueman-z1v 8 месяцев назад
Thank u Uncle Saint for what u do these parents are fools how could u bandon your own blood imbwa dzevanhu mwari akuchengetei vana vangu
@BlessingNzembe-wk9ul
@BlessingNzembe-wk9ul 8 месяцев назад
Is the DA aware of the situation, what about childcare representatives. Lets all try by all means to help these young girls to get out of the painful situation. God bless you Uncle
@GraceMutomera-ug7bv
@GraceMutomera-ug7bv 8 месяцев назад
Pandinoti ndakatamburaka aiwa sorry mwari handina kutambura iyi ndoinonzi nhamo ummmmm ndarwadziwq hangu thanks uncle Saint ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@hazelkasinamunda-sb1zl
@hazelkasinamunda-sb1zl 8 месяцев назад
Ende mwana wacho munyoro hake mwari ropafadzai vana ava
@LoiceZuze-u2f
@LoiceZuze-u2f 8 месяцев назад
Ende akadzima dayi arimumwe akatorwa Kare
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 8 месяцев назад
I think my vepa next door vanovachengetedza sevana vavo kuti vasara hunhu
@LoiceZuze-u2f
@LoiceZuze-u2f 8 месяцев назад
@@aishamasibanda8061 mwari avakomborere vepa next door ivavo
@juliamusithu9740
@juliamusithu9740 6 месяцев назад
Amen
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Moyo wangu wadambuka veduwe vabereki vakaoma moto
@ngorimasithole7032
@ngorimasithole7032 8 месяцев назад
Taura zvako this is very bad at all
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 8 месяцев назад
Can't stop crying
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 8 месяцев назад
Amai vevana ava mwari akuitirei nyasha mungashinga kusiya vanasikana vega nekuti marambana nemurume uuumm
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 8 месяцев назад
uncle Saiint s this is the toughest story ever ndachema uncle
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Inochemedza nyaya yevana ava veduwe dei Mwari varamba vabata havo vana ava ndafara hangu kuti mwana uyu she is very humble aneshungu nechikoro dei varivamwe vachitohura kuti vararame ndarwadziwa veduwe
@nzotakilango9578
@nzotakilango9578 8 месяцев назад
Neni ndacha wena
@PreciousMadododo
@PreciousMadododo 29 дней назад
Thank you 💕 so much uncle for being contributed in this program
@jevasnzara9706
@jevasnzara9706 7 месяцев назад
What an excellent character of a girl child. May God bless you dearest daughter. May thy good character earn you so much favour from God.
@kolaboplasticindustries2416
@kolaboplasticindustries2416 8 месяцев назад
Umm ndarwadziwa hangu wagona hako Saint nekuzivisa nyika yose situation yakaoma kudai ,,boss Chivhayo hero basa chimbotangai kupa vana avo pekugara nedzidzo mozotengera zvenyu vaimbi motokari ❤❤❤
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 8 месяцев назад
Kkkkk iwe zvakaoma havabatsiri vanotambudzika vanobatsira vakapfuma
@famianazhanero9968
@famianazhanero9968 8 месяцев назад
Mhiko dzavo kubatsira vanazvo kudhara
@khumbumpofu2186
@khumbumpofu2186 8 месяцев назад
🎉Ndoda kukubikirai uncle I'm chef 🎉❤
@IsaacMatsigire-ol6gx
@IsaacMatsigire-ol6gx 8 месяцев назад
Vabereki ava vanoda kusungiswa uncle, they don't deserve to walk free, I'm so touched guys
@gloriamubaira4802
@gloriamubaira4802 7 месяцев назад
Zvirikurwadza
@evelynbhozhera5769
@evelynbhozhera5769 8 месяцев назад
Ndarwadziwa chaiko akzvibata mufunge mwana uyu yoo zvakaoma mufunge
@roseb8052
@roseb8052 8 месяцев назад
Moshi, Moshi I love Zimbabwe, and they say love people from Zimbabwe Shalla Machala🥰🥰🥰🥰🙌🙌🙌🤷‍♀️
@ChipoMarimo-do3ye
@ChipoMarimo-do3ye 8 месяцев назад
Vanhu weeka vana Mai musadaro 😢😢 ndoenda kuti vana ava Havana kubhinyiwa havo
@sikholiwencube2351
@sikholiwencube2351 8 месяцев назад
Eish mwari ngavakuropafadzei ma brother
@HomeratalentHomeratalent-pj6on
@HomeratalentHomeratalent-pj6on 8 месяцев назад
Moyo wangu wadambuka shuwa. Moyo wekubereka wakaendepiko vakadzi
@evelynbhozhera5769
@evelynbhozhera5769 8 месяцев назад
Aaa chekutanga ngavatobatsirwa nepekugara nemabirth mwana uyo anyore form 4 pamwe ramangwana rake richajeka thanks nekuzvibata mwanasikana
@pedzisainyamayaro
@pedzisainyamayaro 7 месяцев назад
Ndarwadziwa hangu God bless you uncle
@NestaiMhlanga-k3r
@NestaiMhlanga-k3r 8 месяцев назад
Eiishh ndarwadziwa zvangu
@alfredndhlovu3025
@alfredndhlovu3025 8 месяцев назад
Very sad indeed. Thanks Uncle Saint!
@Dumisanimthembu-q7j
@Dumisanimthembu-q7j 7 месяцев назад
Impilo inzima inyembezi zami zehla dont think ngikwanisa ukuba yi presenter yena situation akanje caz bangagcina bethulisa mina sengikhala
@MirriamPindahama
@MirriamPindahama 8 месяцев назад
Oooh ndokwedu vari nechepapi ava ndine something
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 8 месяцев назад
Kwedu chaiko 😢😢😢
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 месяцев назад
Thanks hama
@PraisemoreRukondo
@PraisemoreRukondo 8 месяцев назад
Kna ini ndokwandiinobva hanzi papi chaipo nhai
@MirriamPindahama
@MirriamPindahama 8 месяцев назад
@@PraisemoreRukondo handisati ndawana mhinduro
@PraisemoreRukondo
@PraisemoreRukondo 8 месяцев назад
Ok
@cynthiashamu7956
@cynthiashamu7956 8 месяцев назад
Thank you sekuru for the great work be blsd
@BOSSMUREVAZVIVIL2
@BOSSMUREVAZVIVIL2 7 месяцев назад
Iiiiih vakomana zvakaoma hazvo sure asi mwari vanova tungamirira ngava namate mwari vanotunga mirira.
@cleobiecre9191
@cleobiecre9191 8 месяцев назад
Ndarwadziwa neupenyu hwevana ava
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 6 месяцев назад
Ma pastor varipi, vanongoda mari dzevatendi. Headmaster vanofungei ma teacher anosiya vana vakadai, mp, sabhuku, chairman. In Zimbabwe we need vanhu vanjere kwete zvekuswero kutengera macheso mota. Isusu munyika mune vanhu varikurara zvakadai
@cathymadondo5150
@cathymadondo5150 6 месяцев назад
😢
@PriscaDzowa
@PriscaDzowa 7 месяцев назад
Eshi zvakaoma ndarwadziwa sure Mwari pindirayi sure
@RanganaiMakozho-nx3fl
@RanganaiMakozho-nx3fl 8 месяцев назад
Mwar ndipeiwo mari ndibatsirewo vakadai😢😢😢😢
@ShelterMawarire
@ShelterMawarire 8 месяцев назад
Mmmm zvakaoma shuwa ndarwadziwa
@Cory_9384
@Cory_9384 8 месяцев назад
Thank u uncle send god bless you 🙏
@Mklightmedia
@Mklightmedia 8 месяцев назад
thank you saint tv ini hangu ndokumbira kuti watorwe wachengetwe hongu wakurira po but wakuda care
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec 7 месяцев назад
True
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 8 месяцев назад
Ummm mwari vachengetei vana ava kubatanidzirawo nevangu vari kugara Vega mwari ndimi muchengeti ende mazera evana vangu Chaivo 😭😭😭
@maparadzewilliam8210
@maparadzewilliam8210 8 месяцев назад
Eish shame 😢😢😢😢😢....zvinorwadza izviiiiii thank you uncle saint ❤❤❤ god bless you 🙏🇿🇼👏👏👍 UNCLE SAINT 😢😢
@enokmakoto3859
@enokmakoto3859 7 месяцев назад
Zvinorwadza shm
@Briancharumbira793
@Briancharumbira793 8 месяцев назад
Vamwe vanhu Havana moyo chokwadi kusiya vana vakadero voga
@cornellianyatito8275
@cornellianyatito8275 7 месяцев назад
Ndachema hangu dai Mwari venyasha vakuitirei zvakanaka Uncle Saint mhuri iyi irikuda help nekukasira .Vabereki tisazodaro kutambudza vana vatakazvara tega risina kubatsirwa pfuti ndokuuraya kana ukazvara mwana
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 8 месяцев назад
Zvichengetei vanasikana kwamakabva kure ndinokutendai uncle saint
@nkulumomthombeni4465
@nkulumomthombeni4465 7 месяцев назад
Song Vana Passion Java varipi vazviratidze kuti vanerudo.Kwete zvekuswera vachingohwahwata nekurasa basa pasina kukodzera😊
@MiriamMusa-l6h
@MiriamMusa-l6h 8 месяцев назад
Ndapota mkoma saint endesai vana ku Angel of hope kwamai Munangagwa vachengetedzwe
@EttoNenko
@EttoNenko 8 месяцев назад
Ko vana Sekuru hama dzamai varipi. Ndovanhu vari very close to sch situations. Then We do have charity organisations, responsible authorities must Tek them there.
@kudzaisithole2764
@kudzaisithole2764 8 месяцев назад
Mai rudzii vasina Moyo wekubereka
@memoryzulu6949
@memoryzulu6949 8 месяцев назад
Life mu zim ikurwadza ummmmm Mwari zvakawoma hazvo kutambura kukuita vanhu venyu vamwe vachipazirwa dzimba
@mectilda
@mectilda 8 месяцев назад
😢😢😢
@RanganaiMakozho-nx3fl
@RanganaiMakozho-nx3fl 8 месяцев назад
Iiiiiii I'm speechless hangu😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 7 месяцев назад
Nhamo yakaona vana ava yakakura , vabereki kana vari vapenyu ngavasungiswe .hurumende inofanira kuziva situation yakaita seiyi vasati vaputsira vana.ava imba. Musha wavo wavakagara ngavasatorerwa hakuna kwavangainda ndosaka vachishingirira va pamusha pavakasiiwa
@SoulChinyemba
@SoulChinyemba 8 месяцев назад
Ndaburitsa misodzi ndichi terera nhorowondo yevana Avo...ndarwadziwa. Ndatora # yenyu. Zvakare ndicha kubatai hmmm ndarwadziwa. Vanoda kuvakirwa imba, vanoda protection yaka wandisa...😭😭😭
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
❤❤❤ Nyasha ngadziwande
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 7 месяцев назад
Yoooo ndarwadziwa hangu but vana avo vakagona kusaita zvevakomana mwari makanaka ndotenda uncle nekusvika kuvana avo
@MmerainqNcube
@MmerainqNcube 8 месяцев назад
Chinhu chinorwadza chaizvo vabereki ivavo vane Moyo wakawomarara Ini ndaifara kubatsira Vana ivava so andizivi Kuti zvinoitwa sei ndiri Ku South Africa but Kumba kwangu kumozambique.
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 7 месяцев назад
Hmmm ndarwadziwa
@rachelntini4252
@rachelntini4252 8 месяцев назад
Ndarwdziwa I also pray Mwari vaite Judah kwavo
@JosephtashingaMuzanenhamo
@JosephtashingaMuzanenhamo 8 месяцев назад
Mwari ndiye munyaradzi nemutariri wavo my sisters muchaitirwa nyasha 😢😢
@mandy8080
@mandy8080 8 месяцев назад
So these children were left alone between ages 5-8!!! 😭😭Vamwe varikutsvaga vana vamwe vachisiya kuti vatambure! Those parents need to arrested. Ko social services haipindire here in cases like this. We can't allow these vulnerable girls to remain living alone in the middle of nowhere….😢shuwa hanzi tatozvijaira... Hazvingajairike izvi honestly... I'm devastated!
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 8 месяцев назад
Mwari pindirai.moyo Wangu warwadza
@Nope35788
@Nope35788 8 месяцев назад
May God help fulfill their ambitions to the fullest
@Fundeck43
@Fundeck43 8 месяцев назад
You are doing great job reaching to the need, Mt Hampden, Chiredzi. Ndophilathropic work chaiyo
@PamelaMuchenga
@PamelaMuchenga 7 месяцев назад
Uncle saint Mwari ngaakukomborerei nebasa ramunobata
@kingbooke
@kingbooke 7 месяцев назад
Let's contribute any amount and save this innocent childrens let's show love as nation
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 месяцев назад
Vanodakubatsira neka 2 rooms zvako kekugara uncle saint dai zvaibvira.
@fadzaivhengere7494
@fadzaivhengere7494 8 месяцев назад
😭😭😭😭😭 l can't control my tears
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec 7 месяцев назад
😭😭😭😭😭😭😭💔, ndine vana 2 vaskana muzera iwoyu , ndarwadziwa handna hangu mare asi ndaiva tora hangu. Ndovachengeta
@choicejezzard1563
@choicejezzard1563 8 месяцев назад
akazvibata mwana uyu kusvika form 4.
@RaymondChagonda-vx2qr
@RaymondChagonda-vx2qr 8 месяцев назад
Dei ndine mari hangu ndaivabatsira hangu ini kohama dzevabereki nhy ndarwdziwa
@luckmoremazhambe7894
@luckmoremazhambe7894 8 месяцев назад
Uuuuummm zvakaoma
@MelodyBobo-w2j
@MelodyBobo-w2j 8 месяцев назад
Ndaimwari atonga vabereki vavo please ndaivabviswa pavarikugara dai Ari mwana wangu zvangu akazvibata shemu mwan uyu chero vakadzi vakuru vakaita sesu vanotadza nguzvibata baba namai Ava ngavasadzoke futi vachazovada zvavo vakaita utsinye usingaite
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 8 месяцев назад
Uncle yeah truly speaking life is not easy 😭😭 😭 it's so sad news
@TendaiKaremba
@TendaiKaremba 7 месяцев назад
Ndarwadziwa hangu mwari
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 8 месяцев назад
Uncle Saints God bless you lm an old u70yr old dai ndiine something uncle may God bless you sure
@MATRINAMATSVERU
@MATRINAMATSVERU 8 месяцев назад
Mwana aneshungu ramba wakadaro mzukuru ndiri gogo hangu handina chandinacho ASI Dai mwari varangarira mhuri iyi
@zuwarachomuyambo3959
@zuwarachomuyambo3959 8 месяцев назад
Samai maziso angu azara misodzi
@PreviousMukweveri
@PreviousMukweveri 8 месяцев назад
God bless you
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 7 месяцев назад
Mmmm mwari rangariraiwo vana ava sabhuku aripi na councilor
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
Luck gore rino mvura ishoma dai yainaya nemba iyo Iiii ndapererwa 😭
@teclazobel1589
@teclazobel1589 7 месяцев назад
Thanks!
@JulietMuzokura
@JulietMuzokura 8 месяцев назад
Vabereki ava havafungi shuwa kusiya vana hre tinokumbiravo vanokwanisawo vabatsire
@andrina84
@andrina84 7 месяцев назад
May God bless these kids
@miriammafukame88
@miriammafukame88 8 месяцев назад
Ndarwadziwa andifungisa makuriro angu
@mosesmathebula-gm1wi
@mosesmathebula-gm1wi 8 месяцев назад
Ma1 thanks uncle saiint
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 8 месяцев назад
Uswaushava apasi pano hama dzangu
@MollenMutanga
@MollenMutanga 8 месяцев назад
Amen and Amen
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 8 месяцев назад
Thanks to the neighbor munemoyo wekubereka
@ClaraChalandila
@ClaraChalandila 8 месяцев назад
Mwari vakuchengetei Lorraine nemunin'na wako ,kwawabva ndokure
@IvyGugu
@IvyGugu 8 месяцев назад
Ndarwadziwa kusvika pamahara
@violamuko6073
@violamuko6073 8 месяцев назад
Ndarwadziwa
@blessedmarecha2516
@blessedmarecha2516 5 месяцев назад
so touching eish
@KudakwasheMlambo-kz5mh
@KudakwasheMlambo-kz5mh 8 месяцев назад
Mwari ngavatibatsire. So sad ndarwadziwa
@EphraimThom-d8k
@EphraimThom-d8k 8 месяцев назад
Shemu iiiii ndadzwadziwa veduwe mwari vanononyeta vedu
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 8 месяцев назад
Vabereki tisadaro weduwee kna vana ava vazokura unozonzwa vabereki ivava vakuda kuchengetwa kunyanya vamai unozonzwa mai vakuti handisi kuchengetwa nevana ndichamuka ngozi asi imi makasiya vana vari vadiki kudai
@sylviamavule
@sylviamavule 8 месяцев назад
Chero vana baba voda fuma yeroora
@SheillahMazarura
@SheillahMazarura 7 месяцев назад
Lord keep them safe 🙏 😢 😞 😔
Далее