Тёмный

Where Is The Bread? 

tichaona mazadza
Подписаться 6 тыс.
Просмотров 11 тыс.
50% 1

Isaiah 55: 1-6, 1 Samuel 17: 14-28, John 6

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 17   
@thandekaletlalo8192
@thandekaletlalo8192 5 лет назад
Ndoda kutenda Mwari kuti vatipa Mupositori aka fanana nemwi vaChiwenga ,nekuti moparidza shoko risina (kudailutwa)kudirwa mvura,ukaisa mvura mucoldrink inobva yaluza taste manje shoko ramoparidza ndoriri mubhaibhiri chaiko,rambai muchiparidza kuti vanhu vazive chokwadi chiri pashoko.
@nancydzanya8874
@nancydzanya8874 3 года назад
He has the title deeds to this corruptible world also. Do not come to Jesus for corruptible 🍞bread, corruptible things such as car/house/children/husband 💰💰💰 He has to offer but come yee for the Bread of Life. Blessed things are incorruptible - Jesus Christ/ Gospel/ sons of God's spirit man.
@brethrenzwelani3447
@brethrenzwelani3447 6 лет назад
Our Apostle Paul of today. Totenda Mwari ne Nyasha dzavakatiitira ne shoko rakadai
@julesngoni6788
@julesngoni6788 4 года назад
Hello hama missing you guys any news about vafudzi vedu 🙏🙏 Stay safe mabururu
@nomorekureva9134
@nomorekureva9134 4 года назад
True gospel thank you Jesus King of Kings
@nomorekureva9134
@nomorekureva9134 4 года назад
Amen
@clemencemagutah9318
@clemencemagutah9318 6 лет назад
Powerful AMEN
@rudotofu420
@rudotofu420 Год назад
ini hangu this is the true message . unotonzwa wega kuti zvitsva.tikateerera tinobatsirika tikararama. zvinoda kufumurwa fumura Apostle
@hillaryfloidy32
@hillaryfloidy32 6 лет назад
Iwe warwadziwa neyi kuti arikuparidza. Vanhu
@fobsgogoma1377
@fobsgogoma1377 6 лет назад
Amen
@eunesichikwenhere498
@eunesichikwenhere498 6 лет назад
Bhuku rakatakura chakavanzika chaShe wedu chotodai kunzwa nenyasha dzakapiwa muzarurirwi tinotenda Mwari mupenyu
@paulinemarunga6344
@paulinemarunga6344 6 лет назад
powerful
@nationkambewu5756
@nationkambewu5756 6 лет назад
rambai makadvanya munhu wamwari fambai nemonemo
@douglassddlamini3014
@douglassddlamini3014 6 лет назад
Shoko raMwari rakakura chaizvo musataura mazita evanhu paridzai hukuru hwake Mwari hamungaupedze
@sinyo06
@sinyo06 5 лет назад
Your comment shows on its own kuti unonamata munhu anodya sadza, achazofawo sazvauchaitaitawo, achazono tongwawo sezvauchaitwawo, haisi mhosva yako wakagara waomeswa kare moyo naMwari kuti usanzwe shoko rake asi unamate vanhu vakasikwa sezvawakaitwa. Vareerere murikupinda mudziva remoto mese. Kana maparidziro anoitwa pano asiriwo awajaira kumahumbwe kwamunoswera uko, hauna kusungirirwa necheni pano, quietly exit the same way you came pano coz hausi kumanikidzwa. Enda kunoparidzwa zvaunoda iwe sezvinonzi iwe naana magaya na guti namakandiwa ndimi makanyora bible
@douglassddlamini3014
@douglassddlamini3014 6 лет назад
PaGomba hamuchalume amana munotuka vanhu sandiko kuparidza
@priscillanyama5357
@priscillanyama5357 4 года назад
ndiwe muridzi wepagomba kana kuti ndiwe imwe church gara kumba kwako gomba hapasipako
Далее
Njodzi yekuva mumaoko emusikana fb
2:47:38
Просмотров 90 тыс.
The Good Part A
1:47:49
Просмотров 10 тыс.
ХОККЕЙНАЯ КЛЮШКА ИЗ БУДУЩЕГО?
00:29
pumpkins #shorts
00:39
Просмотров 25 млн
Berodach-baladan Trap
2:55:58
Просмотров 15 тыс.
Apostle T.F Chiwenga The Tophet Magormissabib Set Up
3:48:16
Surrender Yourself for More | Priscilla Shirer
35:39
Просмотров 779 тыс.
The Two Churches
3:14:45
Просмотров 4,9 тыс.
Apostle T.F Chiwenga JESUS IS CHRIST
2:33:44
Просмотров 193 тыс.
Varombo navapfumi Part A
2:52:54
Просмотров 90 тыс.
Pane Mwana Here Pano
3:15:23
Просмотров 6 тыс.
The Book Of Life
3:17:26
Просмотров 72 тыс.
The Belshazzar Dilemma
3:14:17
Просмотров 3,5 тыс.
The Lydda, Saron And Joppa Tutorial
2:35:37
Просмотров 15 тыс.
ХОККЕЙНАЯ КЛЮШКА ИЗ БУДУЩЕГО?
00:29