I always pass the post of this guy because I'm tired of Zim preachers. Then today yabva yazviplayer this man is standing nechokwadi and tichapera nekkutevera anapapa ava
Yeah hakuna chokwadi chichapfuura apa.Mukai vana veZim.Chengetai vabereki venyu vakakurerai uye vana venyu pane kupa the so called prophets mari.It’s a blessing kuva nevabereki vapenyu even vachitambura.let’s love our parents
Wakadzungaira kufana Papa wako. Only fools believe n think kuti Magaya is a Man of God. Hate Apostle Chiwenga all u want hazvina basa Jeso achauya ipapo ndopauchana kuti Magaya is a Spiritual fraudster.
He has a right to defend the gospel it’s scriptural. Magaya is a rapist why do you want to defend him achibata vanhu. Exposing false prophets, is a responsibility of every believer including you if you are a true believer you must expose false prophets and money mongers like Makandiwa. Zimbabwe wake up and smell the coffee. Haasi ma church aya anaMagaya, ma shrine. Chii chinoita kutiarambe achirepa vanasikana. Anenyaya ngani ku court dze rape? But you still defend him. You were bewitched. He is an outright rapist and a fraud star.