Тёмный
No video :(

Worwira munda wawakawana before independence 

Manass chibanda
Подписаться 58 тыс.
Просмотров 1,2 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

15 авг 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 7   
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn Месяц назад
Mambo madii kuti muedze kuti mudzvekenyedze kuti mbuya muvapewo rimwe garden sezvo mukomana ange aboora mvura kuti project yake isadzokere shure.Ndoona munhu anoda kuzvishandira kusiyana nevamwe vechidiki vanoita zveukopokopo.Ndoona kana makamuwedzera minda anotounza great development mudunhu nenyika and take also into consideration that ho is orphaned.Thank you mambo and your honour.
@Countrychoice253
@Countrychoice253 Месяц назад
Kana mombe ikabiwa wosiirwa baba vako yoziwanikwa have nemhuru ,mhuru ndeyako here Kana ndeyevardzi vekubirwa mombe Tikaiita pfungwa idzodzo varombo ,nherera,chirikadzi,chembere dzinotorerwa Misha nevane mari nesimba Kana land Uri indispute hauite maimprovements you maintain status quo. It's his loss
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h Месяц назад
Please.pamiganhu pachengereyi nokuti ndipo panokonana vazhinji . Kune vane pfungwa dzokubvutira vamwe nzvimbo dzavo nekuda kwemakaro uye kutorera vamwe pasi kana kuti kusevenzesa udzvanyiriri
@PriscaRazerera-tb9tt
@PriscaRazerera-tb9tt Месяц назад
Mr chibanda volume yenyu ishoma
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Месяц назад
Ndichief ani ava?
@manasschibanda
@manasschibanda Месяц назад
Chief Njelele, Midlands Gokwe
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m Месяц назад
Mukomana arikuita hutyire
Далее
What is ChatGPT doing...and why does it work?
3:15:38
Просмотров 2,1 млн
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19
Classic Italian Pasta Dog
00:20
Просмотров 1,4 млн
Kubatwa kwezvikwambo-Details in the video
41:43
Просмотров 2,8 тыс.
Kwete kungozara nendimi chete.Apostle Matema
12:53
Просмотров 114 тыс.
DOTITO: Ndakaroohwa Namwene Abatwa AneChikomba
38:02
Просмотров 15 тыс.
Mukadzi wake akugara nechikomba- Details in the video
19:42