Тёмный

Akafa akavigwa 20 years ago but nyama yaramba kuora 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 126 тыс.
50% 1

CHITUNHA CHOVHUNDUTSA VANHU KWARUSAPE

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 240   
@lilianmlambo2769
@lilianmlambo2769 2 года назад
Who else love the drewmas media song.....musha hauna haranga here💃💃
@kudzanayigwanzura694
@kudzanayigwanzura694 2 года назад
Yha yha kkkkk
@nellysinatramuchetwa1005
@nellysinatramuchetwa1005 2 года назад
I sing it me and my boy
@ashleykunaka9087
@ashleykunaka9087 2 года назад
I always sing along
@brianmuzhongo7232
@brianmuzhongo7232 2 года назад
Who sang the song
@azizimas2354
@azizimas2354 2 года назад
Pamusoro. I don't think pane chivanhu but zviri common. I did archaeology and through researches it is true kuti some bodies anogona kurarama more than a 100 or more years Ari intact and what contributes is the environmental conditions anege akavigirwa munhu. You can go on internet mono ona ma researches akaitwa a Tutankama, Tollund man the Iceman all these proved that after death munh anogona kuramba Ari intact for years caz zvine chekuita nepaavigirwa nechekuita ne alkalinity and acidity iri muvhu zvakare. Ehe chivanhu chiriko but on this issue inhau one chekuita ne environment around the burial site. If it was possible maigona kuita did around zvakare vakavigwa same area maigona kuona vari the same nemunhu uyu.
@SamSpadeLives
@SamSpadeLives 2 года назад
Watopedza… ignorance iri kuZim mahwani
@senitamadembo9054
@senitamadembo9054 2 года назад
Just want to thank mhuri iyi nekutevedza chivanhu chedu and want to give more thanks kumwana haana kuita pride yemamwe maDoctors anongozvida nekuzviti vakadzidza , mwana wakaita what's best for your life usatambudzwe nezvinhu zvinogadzirisika ! Thank you Drewmas, nonstop following zvangu🤝
@carolziyenge5587
@carolziyenge5587 2 года назад
True💞💞💞
@loversiyani3493
@loversiyani3493 2 года назад
Happy new year vana veZimbabwe
@everquitekudzaishematare6220
@everquitekudzaishematare6220 2 года назад
Ndiani azopinda muguva akaona nyama isina kuora take you to onother level 🤣🤣🤣🤣
@alicechitomba930
@alicechitomba930 2 года назад
Haibooo ndatoita vo mubvunzo seiwoyu k(kkkkk ahhh vanhu ,vanhu ,vanhu haaaa.
@pricillamangwende
@pricillamangwende 2 года назад
Nhai nhai akaiona isina kuora ndiani vakavhura guva necoffin here uye vachizviitirei
@lilbae--mimmie2481
@lilbae--mimmie2481 2 года назад
😂😂😂😂
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 года назад
Kkkkkkkkkk i think vanga vachimirira kunovigwa kumusha kwavo ndosaka vakaramba vari fresh😀😄
@pricillamangwende
@pricillamangwende 2 года назад
@@tanyairene3225 Kkkkkkk ayasss
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Hanzi yayava skeleton. Momz vatsanangura zvinonzwisisika ava.
@talentmandaza2222
@talentmandaza2222 2 года назад
Pazvinhu zvirikuitika kuZim guys this is the best channel yandaona hangu. rambai makadaro mukoma Neshamba naChihera wangu wandinoda
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 года назад
Woolan yeblue yakange ichipo paskelton 😂😂😂😂
@annkaysvpamusic
@annkaysvpamusic Год назад
Ini hangu ndakungopa conclusion yokuti saka mabhonzo ndoanorema pamunhu nyama hazvingarambike asi inogona kunge yange yakatooma pakuvigwa zvoda kuongororwa kuti vainge vasina kuitisa zvinoita munhu aome here asaora
@cosmuscharakupa7986
@cosmuscharakupa7986 2 года назад
Madzimambo nemadzishe vanongotikamawo hedu
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 года назад
Ndofunga uyu ainzi Ishbowsheth, akaramba kuroyeka muguva
@sirclassics
@sirclassics 2 года назад
May all your success doors be ready to open for you this year 2022👈👌👌
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 года назад
Thank u Sekuru neShamba.Yes chivanhu chedu chiriko.Izvi zvinotirakidza kuti kana tafa tine something usual zvinogona kuitika sezvakaitika kumufi.Tichirikuramba zvinhu zvinoitika nekuda kwechirungu chatapinda.Happy new year everyone.
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 года назад
Taura hako
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 года назад
Taura hako ndochokwadi chaicho chivanhu chiriko
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 года назад
Happy New Year Drewmas Media team. What a great start into 2022!
@Eatlifeandenjoy
@Eatlifeandenjoy 2 года назад
Yaiwe yawe skelton zvataaura tete...😬
@nyadzisaisixpence7585
@nyadzisaisixpence7585 2 года назад
Ko mwanakomana haana kukwanisa kutora ma videos here
@gladysmutyiri8864
@gladysmutyiri8864 2 года назад
Dr Charles Nyamukachi ndaona kuvideo yenyu a massive beautiful house and big nice cars kuita zvekusarudza kuti moda kufamba neipi nhasi. Zvamapedza reburial yababa dai machionawo kuti mbuya vakakuberekerai baba vagara zvakanaka.
@leesutv4990
@leesutv4990 2 года назад
Tete (hanzvadzi yemufi) excellent.vanogona kutsanangura nyaya zvinonwisa mvura
@talithadube6468
@talithadube6468 2 года назад
Madzishe aya imbavha but why apa vanotambiriswa futhi
@godfreyvavi7033
@godfreyvavi7033 2 года назад
No. Hakusi kukama.Chivanhu chedu.Kuvhukunyura munhu kunogona kukonzeresa mudunhu saka panechivanhu chinoitwa.Dunhu rimwe nerimwe rinevene varo
@vhuranjero
@vhuranjero 2 года назад
Hei hama dzacho dziri kuvanza mashura akaitika zvinotyisa
@masclinemapfumo
@masclinemapfumo 27 дней назад
Nhy veduwee chinhu chiri muguva hachiori ende hachisakare l remember ndichiudzwa nababa vngu vaiti vaikanya zvidhinha vakabuditsa lace riya repamusoro peguva ranga risina kubvaruka vakazoenda kwavashe kuno mhan'ara
@synodianyakudya3510
@synodianyakudya3510 2 года назад
Ko ainhuwa here?
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 года назад
Makorokoto egoredzva. Zvido zvemunhu ngazviteedzwe
@progressmuchenje6002
@progressmuchenje6002 2 года назад
Madzimambo munonyanya kukara munodaku pfuma nevakafirwa🤔
@LaizahMhaka
@LaizahMhaka День назад
Makashamisika manga makambofukunura vananiko mukavashaya
@lindiwejiya8179
@lindiwejiya8179 2 года назад
Zvinoitika pane vaiurawa navana mujibha mu hondo vaifukunurwa vamwe vaiwanikwa vakadaro ne watch dzichishanda after some years
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 года назад
Ichokwadi ndakambozvinzwawo
@thefire3465
@thefire3465 2 года назад
This is was this channel is unstoppable it’s so consistent
@senzenichiuyunycesong4672
@senzenichiuyunycesong4672 2 года назад
Takamirira yeku Mhondoro yemusoja wekupfura vanhu please
@elvistalent57
@elvistalent57 2 года назад
Dremas media thank u nekutipa nyaya dzikuitika
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
ndichatouya kunojungwa vaccine ipapa paclinic yekumusha
@bigcharlesmudziwapasi
@bigcharlesmudziwapasi 2 года назад
makorokoto egore idzva Drewmas Media rambai makadaro
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 года назад
The truth is there was still human flesh, tete avo nekamfana ako vari kuviga chokwadi asi vafakazi vamwe vese vataura chokwadi. Tete dai vatonyarara zvavo nekuti zvese vakanzwa hapana kana chavakaona paprocess yekufukunura
@winniemupanduki2283
@winniemupanduki2283 2 года назад
Kuñgoti hatifukunuri hama nguva dzose....but recently my mom's grave was rebuilt.vanhu vaivapo vakaona lace raiva rakacover coffin necoffin racho zviri intact...saka I think hazviori or kubvaruka zvekudaro.and she was buried 2004 and guva rakagadzirwa 2021
@nyadzisaisixpence7585
@nyadzisaisixpence7585 2 года назад
Ko chitunha chaibudisa mweya here.drewmas media,taking us to another level
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 2 года назад
Kkkkkkkk
@normanziso539
@normanziso539 2 года назад
Guys gumbezi hariori zvekumhanya..magumbezi mangani amuinawo amava nemakore anodarika 15 years asi achipo
@prosperbereza6475
@prosperbereza6475 2 года назад
Happy new year drewmas media🎉
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 года назад
Hanti zanu payai fukunura vanhu venguva yehondo maiti vanonyepa
@rangacharumbira880
@rangacharumbira880 2 года назад
Vanhu vanoshamisika ne science ndozvazvinoita kana munhu avigwa zvichienderana nevhu riripaaisa nemhando yemucheka waavigwa nawo. Zvinodzidzwa kuchikoro isu tinozviita chivanhu.
@LaizahMhaka
@LaizahMhaka День назад
Hapana nyaya apa bhonzo hant ndorinorema here
@vhuranjero
@vhuranjero 2 года назад
Musanete kutipa dzinopisa nedzino tonhorq
@ricksonmaunda2743
@ricksonmaunda2743 2 года назад
kumapurazi hakuna varoyi ikozvino makanofukunura ku viledge hapachina akatopera
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 года назад
Yowe nyaya dzemunyika medu dzakaoma ko kungosiya zvitunha zvizorore nhayi pane kufukunura
@mavismupunganyi6076
@mavismupunganyi6076 2 года назад
Pamwe honye dzaidya zvishoma zvishoma 😉
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 2 года назад
Hapana chishamiso zvapo , kana munhu akaitwa proper burial the flesh stays intact it just loses it’s bulkiness . Only a body which is exposed to weather conditions deteriorates faster and his bones exposed .
@obviousmutakiwa-435
@obviousmutakiwa-435 3 месяца назад
Ok I didn't know kudzidza hakuperi
@Hlakamakore
@Hlakamakore 2 месяца назад
What do you mean by proper burial when others have been buried in the same manner. If they never conducted mumyfying rituals it's shocking.
@turem8855
@turem8855 2 года назад
Apa matadza, started the yr on a bad footing. Why did u not interview the son. I can bet u pane footage ye the whole event. It could have been more authentic. Try getting hold of the son, tozokupai sando dzenyu.
@walterlongwe2871
@walterlongwe2871 2 года назад
Zvavanga vakamuviga vakozoona cy kut haasat awora
@lookout1234
@lookout1234 2 года назад
Haa hapn nyaya cz hapn ati akaona wese ari kngot ndakanzwa dai matotsvaka aiita basa wacho or mwana wacho chet ndo2 vanhu vakaona saka
@lydiachikudzula7077
@lydiachikudzula7077 2 года назад
Vaneshamba rambai makadaro mukomborerwe zvizhinji nekuda kubuditsa chojwadi Che zvinoitika tichidzidzawo happy new year to you and your family and your team
@tichaonamunetsi3481
@tichaonamunetsi3481 2 года назад
Chii chakaitika kuti body ifukunurwe
@ndizvo06
@ndizvo06 2 года назад
Inga zvataurwa wani
@aggiemach2675
@aggiemach2675 2 года назад
Dzidzai kuteerera 🤣🤣
@rutendonyamusambira8359
@rutendonyamusambira8359 2 года назад
Matitsikawo kwedu chaiko 👍👍
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 года назад
Tinokumbirawo tinokumbirawo gwara rehupenyu !!!
@tafadzwakwangwari2940
@tafadzwakwangwari2940 2 года назад
Pamhidzayi mabota
@mhofu02
@mhofu02 2 года назад
If anything this confirms my argument not to waste money on expensive boxes better kuchengeta vapenyu nemari dzacho unless kutoita project and make mabhokisi efertiliser
@leonamusindo8544
@leonamusindo8544 2 года назад
Taura hako
@percymagutshwa6931
@percymagutshwa6931 2 года назад
Aaaaaah akapindamo aripo hre munhu azviona wacho
@talentmandaza2222
@talentmandaza2222 2 года назад
Happy new year mukoma Neshamba naChihera nerimwe team ramunoshanda naro rese randisingazive
@rm9483
@rm9483 2 года назад
19 hours into 2022 and I'm ready for a head spin 😩 Happy New Year 🎉
@agripahanganile9367
@agripahanganile9367 2 года назад
Man is complicated. There are a lot of things we don't know.
@pamelanzarayebani8029
@pamelanzarayebani8029 2 года назад
I think I know a Brian Neshamba from that side takambogara kudombo kudhuze neKriste Mambo is that where you come from,
@morvenmuriro574
@morvenmuriro574 2 года назад
To make your story more interesting I suggest you were supposed to interview, the chief, undertakers and medical doctors too.
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 2 года назад
Happy New Year 2022 vana Mkoma Andrew fambai nebhora👏👏👏👏
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
Drewmas media irimuraini mangu chaimo
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 2 года назад
Toziva zvipi manje
@duduzilesibanda6789
@duduzilesibanda6789 2 года назад
The son has the whole truth why didn't you talk to the son and his siblings
@membersd
@membersd 2 года назад
Check second episode. Son was interviewed and confirmed. Tete avo nemwana vari kuvanza family secret
@lorrainechingogoro6980
@lorrainechingogoro6980 2 года назад
Munhu ari muguva haaparare ndosaka zvichidzi vakafa vachamuka panouya kritsu mumba make maari haaparari
@listermatara7301
@listermatara7301 2 года назад
Happy new yr mukoma Andrew
@violetlittle4893
@violetlittle4893 2 года назад
Ko kuvashakabvu munotsvakei ,nhai munoiteyi 🙄
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 2 года назад
Vari kutevedzera zve mukuru wenyika , kuvhukunyura mugabe na rhodes, nokuti misiro ya nehanda na kaguvi idzoke.
@peterngwenya1232
@peterngwenya1232 2 года назад
Kana mugabe hawore muchakaona
@berthamapfumo1726
@berthamapfumo1726 2 года назад
kkkkkk kwana
@mejurychimwai6252
@mejurychimwai6252 2 года назад
🤣🤣🤣🤣
@ivysamcare5152
@ivysamcare5152 2 года назад
🤣🤣🤣🤣🤣Usadaro iwe
@samuelmuchapararwa216
@samuelmuchapararwa216 2 года назад
Kkkk
@ayeshaclifford7020
@ayeshaclifford7020 2 года назад
Ziana kkkk mandipedza
@ngonichimumba6048
@ngonichimumba6048 2 года назад
Imbondipaiwo contact ya gwenyambira
@everngelistasexevier8211
@everngelistasexevier8211 2 года назад
Happy new year drewmas media
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 2 года назад
Munhu akafa akavigwa mugomba rakadzika haaori anooma because ivhu rine maStages repasi harina kana honye inorarama. Vanooma. Takazviita wani kuScience level stages of soil
@julietndlovu2476
@julietndlovu2476 2 года назад
Iwe haunzwi here kuti skelton😊
@njabulogaba
@njabulogaba 2 года назад
the issue is that a dead body is heavy, bones are heavy , the blanket and stuff is bound to be new yes pamwe area yacho haina majuru, then theres a conflict of facts apa vamwe varikuti flesh body, vemhuri varikuti bones saka now hatichazivi kuti which is which, bones will stay intact as long as the body is undisturbed ,i heard that paneimwe documentary
@Princengonikelvin
@Princengonikelvin 2 года назад
Makavhura guva muchitsvagei
@bettybettypeterbetty4489
@bettybettypeterbetty4489 2 года назад
Happy new year drewmas and team followers ❤
@tinodaomusiyarira3724
@tinodaomusiyarira3724 2 года назад
Hie Andrew, *#ko date makabvisirei paFar left top of the videos *
@loversiyani3493
@loversiyani3493 2 года назад
Pkaipa zveshua zvimwe zvinoitika so
@Boomslang1
@Boomslang1 2 года назад
Hapana nyaya apa! Are these family members forensic experts? If mummified bodies over a thousand years old are still being found intact, chavhundutsa chii, the type ye coffin and how it was sealed will hold a lot of clues.
@sirclassics
@sirclassics 2 года назад
But of course his body was not mummified.
@samsonsteelfabricationptyl774
@samsonsteelfabricationptyl774 2 года назад
Zvakatoshamisa vanhu
@Boomslang1
@Boomslang1 2 года назад
@@sirclassics it doesn't have to be fully mummified, I was illustrating a point chete. Let's not overanalyse zvinhu Amana, the rest of the world has made and continues to make inroads in science and technology because they are not obsessed ne superstition dzisipo. Tirikusara shure, apa ndipo pasitorina nyaya zvamuchose kkkk
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv 2 года назад
Was this body mummified?
@sirclassics
@sirclassics 2 года назад
@@Boomslang1 okay okay.. Anyway I clearly understand your point. The other reason is that burying the body in a coffin can also be a way of preserving it from decomposing,however dry summers produces great variability in decay rates of human remains anyway.
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 2 года назад
20yrs down the line you're still exhuming the remains,,,, why not let him rest,,,, chivanhu chacho panwe pacho chinorasisa,
@ttfam8742
@ttfam8742 2 года назад
Andrew kana Chihera asipo akangofanana nemunhu asina kupfeka. Aripi Chihera apa
@lowisekambarami1501
@lowisekambarami1501 2 года назад
Tete and mzukuru thanks for clarifying this.
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia 2 года назад
Happy new year but chandirwadza munhu arikunzi akanofukunura ndidoctor arikutadzawo here kuchengeta mbuya navatete vake mumba umo hamuna kumira mushe
@flossykandy8113
@flossykandy8113 2 года назад
If we open up the graves in Zimbabwe, we would see more of this. Nothing unique it only means there were no termites where he was buried and the grave was properly built up. In Egypt, the flesh inoita chimukuyu and no skeletons are broken apart body is kept in one.
@gazakim3060
@gazakim3060 2 года назад
Errrm how you mean there was no termites … iwe ka!! The body will decompose with or without termites . Egyptian corpse were embalmed before burial to slow down the decomposition process .. musataure zvamusingazive
@primrosemungwari6441
@primrosemungwari6441 2 года назад
In Egypt bodies were mummified which was a process to keep them from decomposition... your termite theory needs to be revised
@flossykandy8113
@flossykandy8113 2 года назад
@@primrosemungwari6441 people bury their dead differently. There is no one way of doing so
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
Atanga kutaura uyu ndisekuru wangu chaiwo bt ndiripaJoni
@fadzie0105
@fadzie0105 2 года назад
Davi was mwana watete wangu, hello homie
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
@@fadzie0105 mushe kuriseyi happy new year
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
@@fadzie0105 NdiRateyiwa wepa30B here uyu
@fadzie0105
@fadzie0105 2 года назад
Thanks, happy new year to you too. No Rateyiwa weku Guta kwa Rateiwa
@fadzie0105
@fadzie0105 2 года назад
Bt mbuya Nyamukachi is my tete
@kudzanayigwanzura694
@kudzanayigwanzura694 2 года назад
Pa20:00 sando kuna mamah vakusakura kumashure uko havana basa necamera zvavo kkkkk
@margarethmaroso3150
@margarethmaroso3150 2 года назад
Drewmas munogona basa keep it up
@tophethove9997
@tophethove9997 2 года назад
Tipeio ma likes
@tarwireisifelan7046
@tarwireisifelan7046 2 года назад
Yowe ndatya nazvo
@abrahima4135
@abrahima4135 2 года назад
vanhu vese ava ihama dzangu
@praisenyebera8300
@praisenyebera8300 2 года назад
Saka toziva zvipi vamwe vakuti anga aribhoo vamwe vachiti akaora
@davisonmachaka7021
@davisonmachaka7021 2 года назад
Mumwe anenge arkukuratidzai kusafara nekuvigwa kwaakangaa akaitaa
@swingyjr
@swingyjr 2 года назад
we will soon call Mr Mugabe. Chihera is preg...... 😂
@venanciocheneuza6256
@venanciocheneuza6256 2 года назад
Thanks Baba
@nahshonruzvidzo1117
@nahshonruzvidzo1117 2 года назад
Makazodii nekutsikisa song iyo vaneshamba ndinoida zvisingaite goodbye my friends
@Ladypradaful
@Ladypradaful 2 года назад
Ivo ana Mambo ava hudyire, chivanhu nehorombwa zvopa zvitunha kushupa kuvigwa, mai avo kunyepa kutiza chokwadi
@munyaradzideshe2819
@munyaradzideshe2819 2 года назад
Mmmm first time yangu kuzvinzwa kuti munhu anofukunurwa
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 2 года назад
Drewmas media channel of the year
@berthamapfumo1726
@berthamapfumo1726 2 года назад
Inga zvakaoma nhai
@worldclass1219
@worldclass1219 2 года назад
Pane anzwawo here kuti scaleton🤣🤣🤣🤣
@primrosee112
@primrosee112 2 года назад
Happy New year . Let’s bring back kuDzidza Hakupere featuring Samaita vaye vakamboita topic renjuzu . Vane knowledge havo .
@marypangiti2067
@marypangiti2067 2 года назад
Chivanhu chiriko nyaya iyi ndakainzwa isati yabuda padrewmas media ndeyekumusha kwedu
Далее
JURU......... AKABA AKAFA ACHICHEMA HUKU MUDUMBU
27:29
#慧慧很努力#家庭搞笑#生活#亲子#记录
00:11
OYUNCAK DİREKSİYON İLE ARABAYI SÜRDÜ 😱
00:16
Просмотров 3,1 млн
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 13 тыс.
@HeadmanChigodora Vanhu wese makashata!
54:49
Просмотров 50 тыс.
DNA results, mombe
28:07
Просмотров 37 тыс.
SHAMVA........... AKABAIWA NEBANGA MUBHAWA AKAFA
22:37