Тёмный

Murume akawanikwa akarembera pamuti akafa kuDzivarasekwa , vamwe vanoti akapondwa 

Destiny TV
Подписаться 77 тыс.
Просмотров 41 тыс.
50% 1

Dzivarasekwa📍Murume akawanikwa akarembera pamuti akafa, vamwe vanoti akapondwa haana kuzvisungirira

Опубликовано:

 

4 май 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 71   
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Год назад
Auntie munogona mufunge keep up the good work
@CharlieSasha-uq6zc
@CharlieSasha-uq6zc Год назад
Thanks aunt nichirongwa chenyu Toti RIP Dickson bro...haana kufa zvinetsarukano if vari vanhu Mwari ndimi munotonga Amen
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Год назад
Ah manje kana kuri kupondwa vegure nekuziva kwavo mishonga kuye munhu iyeye hokoyo.Asi kana akapondwa newe gurewo pamwe vakatoshandisa mishonga.Usarare muka urwise
@patriciamusizvingoza1754
@patriciamusizvingoza1754 Год назад
Vakauraya havana chavakagona vachachiona chigure kuhope daily vanhu vemishonga awo achapedza dzinza rese yatowe ngomso mumusha iyo honour neguleeeee
@ppiro8084
@ppiro8084 Год назад
Watching from Gaborone.Behind your program aunt 100%
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
The coincidences are too much. The possibilities that he was murdered are high. Ngavaire chivanhu amuke
@tutsiraimwanaka780
@tutsiraimwanaka780 7 месяцев назад
Zimbabwe yashata
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
So sorry 😢 to the family, this is heartbreaking and sad , nyaradzwai na Mwari, vaponda ngozi inouya kwamuri chamagona hapana.
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
If someone hanged themselves, maziso tsinga dzemumaziso dzinozvimba dzakatsuka nekuzvimba neropa. Gurokuro(carotid) rino tsemuka because of the pressure applied during strangulation. Maoko nemakumbo zvino zvimba nekuda kweropa rinenge richiita retained into those lower extremities. Sorry I'm mixing two languages because some words are hard to put in shona from english. Postmodern has to be performed to find nature of death. If he was hanged after he was killed the autopsy will find that out
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
*postmortem
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
@@chiyenyumba7135 why not
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
@@juliaherbet2063 well postmodern is not postmortem ndipo pane "why not" here
@kwarummond77
@kwarummond77 Год назад
​@@chiyenyumba7135 😂hanzi post modern apa nharo manje😅
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Год назад
Ngamuke mukomana apedzere mhondi idzi hamungauraye munhu mondomusungirira munezvivindi aaaah
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Год назад
Pakuda chivanhu APA plz . 😢so heartbreaking 💔💔💔💔💔😭😭😭😭. Zviri pachena he was killed
@confidencenhau
@confidencenhau Год назад
Akagwinhwa mabhora ndokufa ndopanokasika kuuraya vanhurume shame uye hazvikasike kuoneka
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Год назад
Vehukama ngavafambe kupedza zvose pamwe Awuraiwa nevamwe vake vezvigure
@sqrd3536
@sqrd3536 10 месяцев назад
Very sad story. I saw something similar at a young age. It looks very suspicious as well, he looked like he had been strangled and strung up, almost kneeling down. Sekuru's analysis is very spot on!! My condolences to the family. Such a handsome young man who deserved a better future. Sad😢❤
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 Год назад
Good Reporter 👍
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Baba vachema nemuti wavo
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 2 месяца назад
Thanks tete Stella
@shaodregwavaira-rv3dk
@shaodregwavaira-rv3dk Год назад
Ndarwadziwa hangu fumi ngaizvirwire ega😢😢
@aishaadetta878
@aishaadetta878 Год назад
Ngaadzoke mkomana apedze mhondi idzo
@tellmoremurwira7574
@tellmoremurwira7574 Год назад
Ask brother yake , kuti vakarwa nani
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 2 месяца назад
Bwelela mwama wakumudzi😢😢😢
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 Год назад
Mmmmm zvakaoma hama dzangu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
I am also worried why the younger brother failed to stop his brother from going back to fight since iye anga vharigwa nemukadzi wake? Then, if the two guyz had already been out-gunned, by the better armed Rasters, why would he go back to fight them "alone" and without knives (since the wives had stooped him from taking knives)?
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 Год назад
shame chandinoziva munhu haarovi😢
@nnnsandra
@nnnsandra 7 месяцев назад
I am watching this 7 months later vakazobatwa here varikufungidzirwa Kiti ndivo mhondi
@isaacraiva2993
@isaacraiva2993 Год назад
Great work Aunt
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 Год назад
Shame
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Makomana ngavasungwevekumutema nembemba plus ndovakatomusungirira vanotoda kubaiwa futi netsono
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Год назад
Mweya wemunhu haurove ,chero dai vakatsipikwa munhu anorwisa chete ,apa aurayanwrong munhu wezvigure haaaa soon tichavanzwira ,not good kuuraya munhu ike that
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Год назад
Avo vananyakuponda vachauya meso arikugotsi, nyau avasi kuiziva
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 6 месяцев назад
Ndobasa repostmoterm
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Год назад
Akaurawa akasungirirwa chete uumm
@Hungwe
@Hungwe 8 месяцев назад
Munhu akazvisungirira anozvimamira
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 Год назад
Zvakawoma shuwa
@user-gr3rl2zu8n
@user-gr3rl2zu8n 2 месяца назад
MHISRP Dickson
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 Год назад
Zvorwadza shem
@Lydia-hi7mk
@Lydia-hi7mk Год назад
So painful mhosva hairovi
@lydiat7636
@lydiat7636 Год назад
Taura hako
@rebeccanyariri3353
@rebeccanyariri3353 Год назад
Akauraiwa uyo akasungirirwa ipapo
@aishaadetta878
@aishaadetta878 Год назад
Gure wamkuru anopfuka chete uyu kupika kudai
@MaggieMombe
@MaggieMombe Год назад
Rip
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 Год назад
Ngaarwe ega kana akasungirirwa
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Pamwe vakatouraya varipo pagure ipapa vachitoimba
@SibongileMangwalala-wj6jr
@SibongileMangwalala-wj6jr Год назад
RIP
@digotakehkdmaredza8647
@digotakehkdmaredza8647 Год назад
Rest in peace Dickson ndakakura naye same location
@lydiat7636
@lydiat7636 Год назад
Sorry may he rest in peace
@nicolagandiwa5904
@nicolagandiwa5904 Год назад
Shame,akaurayiwa....ma rasta fake,ma rasta vanhu vari peaceful wani! Vachamukirwa negure moto
@christinechihota2608
@christinechihota2608 Год назад
Uum shame .,Zvakangooma hazvo
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Год назад
Maybe vakamudzvanya maballs kusvika afa, shame
@mercychikodzi3349
@mercychikodzi3349 Год назад
Its possible dea
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Год назад
Shameee
@nyaraikaiyo5482
@nyaraikaiyo5482 Год назад
Hello tetez
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Sekuru mashoko avataura makukutu anorwadza uye munamato Mukuru uyu anodzoka chete mukomana mhondi dzichabuda and dziri kuuya
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 Год назад
MHSRIP
@ameliajoaomateus5736
@ameliajoaomateus5736 Год назад
One murasta haasi mudhara uyo here?
@mathiusmagwiroto3489
@mathiusmagwiroto3489 Год назад
Plus munhu anofa nekuzvisungirira anoita dhodho plus anoita weti uyezve anobuda rurimi nekubudisa maziso
@rutendomatanha8572
@rutendomatanha8572 Год назад
Akauraiwa nevakomana vaakarwa nawo
@mercychikodzi3349
@mercychikodzi3349 Год назад
Kna asina zvironda vanogona vakamubata mhengo yake kusvika afa
@lydiat7636
@lydiat7636 Год назад
Zviri pachena dz police ngaite basa conserning this matter .vaakarwa nawo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Vanhu havachatye kuuraya munhu zvesure zvakaoma
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 Год назад
Iwe zvakaoma
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 Год назад
Saka manje Dhluwayo why talk about Drugs issue???
@Chichie.S
@Chichie.S Год назад
Va dhliwayo ndibo vatoita madrugs ivava
@theophilus6147
@theophilus6147 Год назад
Anopenga mudhara uyu kuita sekuti ndoamuuraya kana 1 chaa taura chine musoro sa councilor
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Vakomana marasta iwayo mujeri apana chitsotsi apa
@niccymugudubi7005
@niccymugudubi7005 Год назад
Zviripachena izvo kuti munhu akaita kuurawa uyo mapurisa ngaatsvage vanhu vakanetsana na dikson vanotaura chokwadi
Далее
Дарю Самокат Скейтеру !
00:42
Просмотров 583 тыс.
ШОКОЛАДКА МИСТЕРА БИСТА
00:44
Просмотров 644 тыс.
CHIVHU....SADZA.....AKARUMWA NEMUPURWA AKAFA
30:18
Просмотров 19 тыс.
Дарю Самокат Скейтеру !
00:42
Просмотров 583 тыс.