By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Sekuru is a fashion icon, Gogo keep managing that department, you’re the best! My greatest love to Gogo and Sekuru Tasvu! Long live! And brother Robs! Keeping giving us the honey, we love it! ❤
Iiiii ka dance ka gogo Tasvuu heeeiiiii ndanzwa kt nyau nyau mmmmm panezvandanzwaaa I can’t explain ndingangoenda ku zim chete ndikanzwa bira ra Tasvu ini pfachaaa
Well done sekuru 1 day chakaponesa simba chichaponesawo mhuri yekwedu and I promise kuti kana zvaitika ndotenderera Pasi rose ndichiudza vanhu nezvekunaka kwa sekuru tasvu 1
I have come to believe that Tasvu he's the really Godobori through simba hurwere Hwa simba ndakahuona kubva pakutanga kusvika agenda kwaTasvu achiponeswa Tasvu kuseri shasha yevaroi vese