Тёмный

CHIEF NYAMAROPA: Girlfriend Yakasvika Ndinechikara Ndichida Bonde Chaizvozvo 

SlyMediaTv
Подписаться 306 тыс.
Просмотров 40 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

30 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 87   
@OdisiasTivaone-ev3xq
@OdisiasTivaone-ev3xq 3 месяца назад
Chief apa marwadziwa nenhoroondo yababa vemukadzi uyo chete but mukadzi uyo ihure mataurire ake,,, musoja uyo mamubatirira that's not fair
@EdwickSakutukwa
@EdwickSakutukwa 7 месяцев назад
Munhu atori nevamwe vana anoswerera matakanana akadai mainini teramirai muchengete vana
@LovemoreChinyandura-g6h
@LovemoreChinyandura-g6h 22 дня назад
Ana symedia chingotipai news chete zvisinei kutanga mambotaura😂
@tapiwagono8847
@tapiwagono8847 6 месяцев назад
Mambo ava l used to like your videos but apa makatadza to be honest ndiri ini muface uyo handaibhadhara ndaiikwidza kumusoro nyaya iyo
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 7 месяцев назад
Pamusoroi mambo. Idzo pfambi dzinovhura makumbo kuti dzigozoripwa idzo dzichikupedzerai nguva. Hanzi ndakamboita nhumbu fu , kanenge kakatobvisa dzakawanda ako. Mambo munoremekedzwa musatongeswe mahumbwe aya vairarana. kakutoda mari oo kaickechesa ako
@TavongaMahachi
@TavongaMahachi 7 месяцев назад
Munhu anevana anorambira kumba kweboyfriend achiti nekuti tarara tese
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 7 месяцев назад
Imagine
@muksmud2024
@muksmud2024 7 месяцев назад
Mahumbwe chaiwo
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 7 месяцев назад
Taura hako kutadza kushandira vanz uchada marriage yei iyo yekutanga yaramba uchazadza imba nekuda marriage
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 6 месяцев назад
Aaah chihure chabhadhara
@EmmelymazhaleMazhale
@EmmelymazhaleMazhale 7 месяцев назад
Chief apa mathaza zwikuru.mukadzi uyu I hure
@RachelNyanyiwa-w9e
@RachelNyanyiwa-w9e 6 месяцев назад
She vanotsigira chihure munharaunda Vanhukadzi vese vanongonzi vari good Avapi varume nguva yekutaura Heyi heyi vanova vhara voteerera vanhukadzi Vanovhundutsira vanhurume kana votaura Ndiri gogo ndarwadziwa apa Receipts unochengeta bt mari yakapera kare wani
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 7 месяцев назад
Chief dai tarega kutambisirwa nguva nemabhishu.
@chiedzarunhare8310
@chiedzarunhare8310 7 месяцев назад
varume takes advantage yevakadzi to satisfy themselves , vakadzi tinopinda murudo for love but ivo vaine a different reason hanty manzwa achiti semunhu angaagarisa asina mukadzi .Kana usingade mabishu stay away form them
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 6 месяцев назад
Smile irikurohwa nemuface akapfeka shirt ine Malines red and black ikundipedza kanenge katsotsi
@LoreenChapepa
@LoreenChapepa Месяц назад
Next tym achadzokazve mudare awana mumwe. The chief is crazy
@chelseaganda3629
@chelseaganda3629 7 месяцев назад
Hapana zvinozivikanikwa nemutongi uyo ane dzungu too much
@ExodusGokova
@ExodusGokova 15 дней назад
Ummm chief munosimbositobga nyaya zvaknaka Asi apa maikonewa zvachose. Mukadzi uyu zviribpachena Kuti ijoki zvaro haaa apa mabatirira gunners hazvisizvo izvi
@KudakwasheMusandura-li2tv
@KudakwasheMusandura-li2tv 7 месяцев назад
Useless judgement
@ClementTahuona
@ClementTahuona 6 месяцев назад
Mambo hamuna nasimba ekudzinga munhu mu soldier basa ini munoziva hre zvodzingisa munhu ku army apa manyepa akatopusawo zvake musoja wacho chima waakutaura akato i condemned hatching kana simba kkk
@simbarashechirenje7840
@simbarashechirenje7840 7 месяцев назад
Mmmmmm mambo varikudzvanyirira munhu apo kudanana nemunhu haisi mhosva uye kurara nemunhu hakudzingise basa so long wazviita usiri pa dutie
@clubparadiseunitedfamilypa4347
@clubparadiseunitedfamilypa4347 6 месяцев назад
Enda unotsvaga lawyer hama yangu ukwidze nyaya kuMagistrate's Court. Kutsva kwendebvu varume vanodzimurana. Apa wabatirwa.
@IshmaelMashiri
@IshmaelMashiri 7 месяцев назад
this chief is very useless
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 7 месяцев назад
Mambo musakurudzire chipfambi imi kurudzirai ma singles mothers kushanda
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 6 месяцев назад
Vangani vari kutongwa apo masingle mothers
@ClementTahuona
@ClementTahuona 6 месяцев назад
Chero zvakaita urine padutie unopiwa inonzi field parchment kkk kana kuende dB chete haisi rape iyo
@MoyoMuyambi
@MoyoMuyambi Месяц назад
Ndozvinoita mahure anoda mari pfutseki yemukadzi
@MoyoMuyambi
@MoyoMuyambi Месяц назад
Kungonakirwa nekuita nhumbu kuti murume akude kuzungaira munhu unevana kusafungira vana remangwa benzi remukadzi
@LoreenChapepa
@LoreenChapepa Месяц назад
Chief ava naChief Makoni matongero avanoita nyaya dzimwe haasi bhooooo. Not fair at all
@luckmorendarowa5429
@luckmorendarowa5429 4 месяца назад
Musoja uyu ari kutaura swrius uye zviri pamoyo pake, zvaiwe zvemjolo
@MoyoMuyambi
@MoyoMuyambi Месяц назад
Murume uyo achinya akasiyaniranei nemukadzi basa rekusada kuona munhu kadzi benzi remurume
@edzaimukuchu3243
@edzaimukuchu3243 7 месяцев назад
Ini kwa mambo handiende kutongwa nezvakadai
@Monica-z3t
@Monica-z3t 7 месяцев назад
Kwatokupromota chihure uku
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 7 месяцев назад
This is bad Matongero ekupenga aya kutipedzera data
@LillianChiwanda
@LillianChiwanda 3 месяца назад
Madhara awo
@the_priest4315
@the_priest4315 7 месяцев назад
Ko makupesanisa ma Topic enyaya futi
@Who_Wolff
@Who_Wolff 3 месяца назад
Ihama dzachief idzi chete kupihwa 6waya
@OnardSaruchera-gf7ns
@OnardSaruchera-gf7ns 7 месяцев назад
Kane utsinye ka Mambo ikaka
@anniekurewa878
@anniekurewa878 9 дней назад
Musandorara pese pese musoja roora
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 4 месяца назад
Uri benzi
@tafadzwanhembe345
@tafadzwanhembe345 Месяц назад
Matemayi 😂😂😂
@priscillahmagaiso
@priscillahmagaiso 4 месяца назад
Kamukadzi kane kanonzi kaferefuva
@chamumuzah5916
@chamumuzah5916 2 месяца назад
Mahure awanda kupfuura vakadzikama
@shumbanyakurungwa8814
@shumbanyakurungwa8814 7 месяцев назад
Ummmm, Mambo, how far judgement
@GugulethuSibanda-ze8uc
@GugulethuSibanda-ze8uc 4 месяца назад
Mukoma utu aiti pamuti here paaizororera
@ChidochasheChandiruma
@ChidochasheChandiruma 3 месяца назад
Mambo hamugone kutonga imi nxaa
@dope_kid_adie6521
@dope_kid_adie6521 3 месяца назад
Mambo uyu ari biased
@PrimroseVunganai
@PrimroseVunganai 2 дня назад
Mambo apa matadza kutonga
@JBMashabaMashaba
@JBMashabaMashaba 2 месяца назад
😂
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 4 месяца назад
Wakatamba nevana vevanhu 2
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 4 месяца назад
Semunhu ajaira maitiro ake veduwee munozvichipidirei kunyange muri mvana
@tinashejongwe4765
@tinashejongwe4765 22 дня назад
Mukadzi anohura
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 7 месяцев назад
😂😂😂
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 4 месяца назад
Akamboita nhumbu
@Giant-e1f
@Giant-e1f Месяц назад
Mambo is spot on nyika yake should be cleaned, uye people should think before taking others for granted , vhunzai team UK kuti mitemo ino protector vanhukadzi sei ikoko
@sqrd3536
@sqrd3536 3 месяца назад
If only people had jobs to keep them occupied it would stop them being so loose. They are not married so why is she complaining? This girl is to blame. Masoja ndiko kurarama kwacho. His job is not part of the relationship.
@lewismujuru2612
@lewismujuru2612 3 месяца назад
Hure rekumusha
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 4 месяца назад
Ngaadzikame
@EmmaMagejo
@EmmaMagejo 6 месяцев назад
Chief vanodya bota pahure iri cz kutonga kwacho hakuna kuenzanisa
@JamesKanoda-nf2ud
@JamesKanoda-nf2ud 20 дней назад
Nxaaa
@SakhileMlalazi-mx2cz
@SakhileMlalazi-mx2cz 3 месяца назад
Chief this case you mishandled it ,this girl only want to to fix this guy Here you abused the office
@SakhileMlalazi-mx2cz
@SakhileMlalazi-mx2cz 3 месяца назад
Ummmmmmm chief matadza basa This women is used to this game Maintenance from another's man and now suing another man Aiwa dare radzikira You should consider revisiting this case
@priscillahmagaiso
@priscillahmagaiso 4 месяца назад
Uuuuuu
@BrianGotore
@BrianGotore 4 месяца назад
Mambo vane maSubjects manganiko 😂😂😂
@EmmaMagejo
@EmmaMagejo 6 месяцев назад
Chief siyai basa musiire ana mutongi gava,asi munokwirana nehure iroo
@EmenicinanceMazowe
@EmenicinanceMazowe 5 месяцев назад
Shandai madzimai yowe kwete kubatira vana vevamwe
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 7 месяцев назад
Yoo nxa singasebezisa izahla zethi singeke safika lana
@nobizaho2340
@nobizaho2340 7 месяцев назад
Kuomesera hakusi kutonga nyamaropa.usaise emotion pakutonga
@bossWamba
@bossWamba 7 месяцев назад
Chief anodhererera uyo
@PeterMapfunde-k9s
@PeterMapfunde-k9s 7 месяцев назад
Koimi mambo makuita kunge makutonga nedemo seizve
@PeterMapfunde-k9s
@PeterMapfunde-k9s 7 месяцев назад
Ko munotonga cey mambo zvekuti mukataura nyaya moti ndofona here kubasa hakuna kutonga nyaya kwakadaro ishe wngu ndoona sekuti apa humambo mahutadza apa
@ShingiriroPGozo
@ShingiriroPGozo 3 месяца назад
Ndarwadziwa, that was not fair
@Love3usipho1000kises
@Love3usipho1000kises 7 месяцев назад
Mukadzi Uyo Ari pa businesses
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 7 месяцев назад
Makutonga zvemu mjolo futi😂😂😂😂😂
@libertychipere7498
@libertychipere7498 7 месяцев назад
Mface ngaabhadhare uyo
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 7 месяцев назад
Hakuna vanodakubatsirwa here?Awa matakanana chaiwo
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 7 месяцев назад
Mazita amunopa vana munomavanepi Musapa vana mazita eruvengo
@EmmelymazhaleMazhale
@EmmelymazhaleMazhale 7 месяцев назад
Chief you are bias
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 7 месяцев назад
Nyaya dzacho Soo, vakadzi, shandisai vana nemaoko
@OnardSaruchera-gf7ns
@OnardSaruchera-gf7ns 7 месяцев назад
Kutongera utsinye
@blessingmukarakate1232
@blessingmukarakate1232 7 месяцев назад
Nyaya dzenyu dzirikumashure
@ChipoMateta
@ChipoMateta 7 месяцев назад
Bab avo vanonyep
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 7 месяцев назад
Timewaste
@LebriattoSithole-tg1ww
@LebriattoSithole-tg1ww 7 месяцев назад
Hezvo
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 5 месяцев назад
Varume nevakadzi vemazuva ano vari kuita chipfambi chinosemesa
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 5 месяцев назад
Mwari tibatsire isu varume nevakadzi tibatsire
Далее
ТАРАКАН
00:38
Просмотров 1,2 млн
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
Просмотров 31 тыс.
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
Просмотров 16 тыс.
Headman Chigodora to Zesa
1:20:03
Просмотров 121 тыс.
KUROHWA NEMUKADZI Karanganda TV
1:02:04
Просмотров 14 тыс.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Просмотров 200 тыс.