By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Mambo uyu anehudzvinyiriri.Nyaya iyi yangayakayongwa Kare.Mombe dzedanga hadzibhadharwe Musina kuroorana.Nekuti mwana uyu akazvininipisa and haana baba saka vatora advantage.Ndomadzimambo anogadzwa nekuda kwe connection neZanu pf ava
Mambo atadza kutonga vakutoroodza mwana kaviri zviriko here angofanira kubvisa damage mombe 1 chete saka kana zvibvisa mwana achatora here sakwauko akagarira chii ichauya imwe mombe yehumai futi here
Angaachifanirwa kubvisa mombe imwe chete ye damage, imwe chete ye humai, nembudzi mbiri. Mombe ye damage iyoyo is enough for baba nekuti vachawana dzimwe kubva kune mukuwasha akazoroora mubvana vavo.
Vabatira mwana hezvo apa mai vemwana vacho vakatoroorwa kumwe Kana kumbonzwawo tsitsi kuti vana vakamitisana vari vadiki Anoiwanepi Mari yekutenga zvirikudiwa nekuoma zvinhu iii ndarwadziwa.
Kana nzvimbo dzenyu dzichisungirwa nembudzi musati vanosungira nemombe vatadza or vaita hudyire no,mukangoziva kuti culture inosiyana hamuite problem mambo havasi wrong pajudgement yavo kana musingazive bvunzai mubatsirwe,kana kwenyu kuchidyiwa haruurwa musazoti nyika yese idye harurwa kwete vamwe ndevemadora.sungiranai nembudzi kwenyu isu kwedu ndekwemombe so vese vearea yamambo ivavo vanotoziva kuti ndekwemombe,even mukaenda kwaNyamaropa dzaitobuda mombe 3 kana kwaBushu saka matare ndeekudzidza nekubvunza tisangomhanya kuti mambo vatadza or vaita hudyire murikuda kuti mwana azotambura kana akura here zvakunzi mombe yehumai haina kubviswa zvinhu zvachnjwa mukomana uyo ndezvekuroora mwana not amai saka zvinonakira mwana mangwana mulife make saka hatidi vanhu vanotaurisa munofunga kuti kwaakaroorwa kichabviswa futy mombe yemasungiro here hazvichaite plus dzedanga dzatova minus then humai its a must as long kwazvarwa mwana or vana inotouya chete uchida usingade.