Тёмный

MADZIWA: Mukadzi Akandisungisa Kuti Ndakabata Mwana Wangu Ane 4 Years Chibharo Ndikamusvuura Svuura 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 57 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

5 июл 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 53   
@user-wu2bm3cj6x
@user-wu2bm3cj6x 5 дней назад
Mwari batsirai murume uyu. Dei zvaibvira baba ava vagona kuwana Basa kumwe.Thank you Mambo nokugona kutonga.
@ShepherdZvemoyo
@ShepherdZvemoyo 22 часа назад
Thanks mambo ne good judgement.mukadzi uyo imbwa yemunhu uye muroi chaiye achingoti kushata kumeso ,pfungwa zvese nemoyo
@MollieMapara
@MollieMapara 5 дней назад
Well done mambo CC W hazvisizvo zvawakasarudzirwa zvokunyepa nditorivo CCW hatishandi nekubhadharana sezvawakaita izvo
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m 5 дней назад
Chief vanogona kutonga ava keep it mambo
@lynglobal
@lynglobal 5 дней назад
Rudzi rune munyama pasi pano varume chokwadi.😢 Pamusoro pazvo vanovadawo sei vanin'ina vaJezel sei ivo varume ivava. Kana tazogara zvedu varume varipama 1000 pasi pano. May this man God bless him mightily in the presents of his enemies. Ndarwadziwa zvangu kuendesa kujeri munhu wawairara naye everyday wotosara uchidya sadza nekuita boyfriend wototi God hear my prayers everyday. Haha zvakawoma hazvo.
@AilineIvo
@AilineIvo День назад
Keep it up my chief
@HezelNcube
@HezelNcube 4 дня назад
Ndarwadziwa nababa ava. Mwari tarisaiwo vari mumajere asi vasina mhosva.
@user-gf8yg8lk5w
@user-gf8yg8lk5w 5 дней назад
Raramai henyu mambo muchine basa, ndarwadziwa
@cathymakoni7114
@cathymakoni7114 5 дней назад
Vanonyepesa Mai Ava
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 4 дня назад
Thanx mkoma Robby
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s 5 дней назад
Kunyangara nekunyepa ....... Chief handei nenyaya tibate nhema dzamai avo
@FanazDema
@FanazDema 5 дней назад
Murinzenza mai imi hure pfambi mbaramatonya bhishu
@respectchapendama8161
@respectchapendama8161 4 дня назад
Mambo wangu mashasha
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 5 дней назад
Vanhu kana muchinokwira dare kwa Chief Nyamaropa, think before you claim your case otherwise unonyadziswa nekushaya zivo 😂😂
@peembano253
@peembano253 5 дней назад
Well done Chief ❤❤
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 5 дней назад
Vana vethese days hamuvazive they are 2 clever
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 5 дней назад
Well done chief
@AishaMunemo
@AishaMunemo 3 дня назад
Magona mambo munotonga zvedii 100 percent
@EdwinChando-nr2cm
@EdwinChando-nr2cm 5 дней назад
Jerry it's easy story mai vanomuka husiku chete avo kuroya chaiko ndarwadziwa NaKajevhu uyu
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 5 дней назад
Chakambouya achoo tipei zvitsva
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 5 дней назад
He stole this video from Sly media
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 5 дней назад
Mai vakanyangara face nemoyo
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 5 дней назад
Mambo raramai nekusingaperi kugona kwenyu kwakapfurikidza
@BrightonMutototi-cz3qt
@BrightonMutototi-cz3qt 5 дней назад
Mukoma siyanai nemukadzi uyo anepo yekuda kukupinza mujeeri iye osara achiita zvechifambi
@peembano253
@peembano253 5 дней назад
Haa mambo ava Havana chizivano ne munhu vane face yebasa always 😂
@tendai4043
@tendai4043 2 дня назад
Iiiiiii this is a painful story amai moving like WiFi even though the family is in turmoil
@nyashamusafare1643
@nyashamusafare1643 5 дней назад
Nyaya dzevabereki hadzipindirwe . Kunyangwe baba vakaita muroyi hazvichinje kuti ndibaba vako 😢
@kudzaimlambo4687
@kudzaimlambo4687 5 дней назад
Ndarwadziwa mmm murume uyu Mwari ngamutungamirire 😢
@cathymakoni7114
@cathymakoni7114 5 дней назад
Mambo munondigonera magona kutonga
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 дней назад
Chimunya kaichi che Mashonaland
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 дней назад
Ndatozvionawo
@user-nz1jb4tw8m
@user-nz1jb4tw8m 5 дней назад
Mambo vanogona avo
@obertmamvura4729
@obertmamvura4729 5 дней назад
Mambo sando dzenyu
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 5 дней назад
Mukadzi uyo Muroyi Haasikuda Murume Imbada yemunhu
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 5 дней назад
Vana 6 apa wakusiya baba vacho ft yooh makashinga sis vangu henyu
@user-lg7cq7ii1l
@user-lg7cq7ii1l 5 дней назад
Mambo mwari avedzere makore enyu. Vakadzi tisadaro kuita kutsinye hwakadai.
@Smoyo
@Smoyo 5 дней назад
Haa kudenga kure sure
@spiwemunhenga5112
@spiwemunhenga5112 5 дней назад
Mambo murume uyo aripi ndiri singuru 🤣🤣🤣 👋 helloo
@fatimaduri9666
@fatimaduri9666 5 дней назад
The husband is innocent 😢
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 дней назад
Kana mukadzi asisade murume ngayende mushe kwete kugadzirira munhu mhosva yasina
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 дней назад
Amai imi Jeri remunhu akarepwa hatibudike ,vekumhanya muchatongwa naMwari imi
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 5 дней назад
Mai avo mmm doubt,, apo mambo magona chaizvo
@user-bx8hn5zh1b
@user-bx8hn5zh1b 5 дней назад
Handisati ndapedza kuona but ha mom's inonyepa iyi😂😂😂
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 5 дней назад
Mambo nyamaropa kumberi chogumbuka veduwe
@chipomutimurefu6945
@chipomutimurefu6945 5 дней назад
Guys motipedzera data nyaya iyi takaiona Kare why you uploaded things we watched already
@KuzivaFaka-bt7hq
@KuzivaFaka-bt7hq 5 дней назад
Chimunya
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 дней назад
Mataura idi mambo
@FanazDema
@FanazDema 5 дней назад
Munoti haana kudamburwa tsinga u mean nenhengo yababa avo itadze kudambira tsinga mai imwi musatamba nepfungwa dzevanhu
@user-vo6wr3zn9f
@user-vo6wr3zn9f 5 дней назад
Vakadzi hunhu wa Eve
@RudoMukombe
@RudoMukombe 5 дней назад
Kkkkk chokwadi chemahara
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 5 дней назад
Kunyepa hakudi Munhu akanyangara face kudaro kubva waipa face zvose nemoyo Satan
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 дней назад
,,,😂😂😂😂😂😂😂😂😂4 yrs kundomira mu court 😅😅😅😅😅😅😅😅
Далее
Беда приходит внезапно 😂
00:25
Просмотров 952 тыс.
Zlatan embarrasses Speed 😂 #ishowspeed
00:32
Просмотров 11 млн
Chikomba Chabatwa Pa Chief Mutasa
27:53
Просмотров 20 тыс.