Тёмный
No video :(

Domestic Issues:- "Andifarire zvemajokes ako and you must pay me for cooking and washing for you." 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 197 тыс.
Просмотров 28 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

11 июл 2020

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 129   
@tendai4043
@tendai4043 4 года назад
Tete we thank you for being our Tete in this life where vana tete veropa are now destroying our marriages negodo. May God bless you🙏🏽🙏🏽
@tindo8745
@tindo8745 4 года назад
Parenting yaramba apa. 15 yrs haafaniri kuteerera nyaya dzakadai. Anofanira kunge akarara hapana dzidziso apa. Ndoona sekuti chikoro chishoma pana sisi. Mainini kumusha babamukuru kujeri
@tendai4043
@tendai4043 4 года назад
Aw and Pastor May God increase you in all aspects of your life. We thank God for imparting all this knowledge that will help us. 🙏🏽🙏🏽🙏🏽
@esterndlovu6722
@esterndlovu6722 4 года назад
😀😄sorryi kucomenta takaterera Ava Mai Ava vakatizira avachadi murume munomboziva here Kuti in life unodanana nemunhu mongomhanyira kugara mese apa wongozoona Kuti uyu munhu anongondibhohwa ,zviriko in life veduwe kungonzwa kufinhikana so kkkk ndiwo madhimon chayiwo
@elsyhova8906
@elsyhova8906 4 года назад
You can say that again
@Blissfullife1
@Blissfullife1 4 года назад
Zvimwe tisanyepera mademon kani anenge asitori wako
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 года назад
Aaah iye Mwana we 15 years kuteerera nyaya dzechikuru aaah .cc vari strong avo aaah ndomurova agodzokera kumba
@tinevimbomemory3912
@tinevimbomemory3912 3 года назад
Kkk
@tagutalilian9808
@tagutalilian9808 4 года назад
Mukadzi uyo we30yrs haagatike naye uyo siya zviende izvo. Ane mashavi ake uyo
@melodytom4437
@melodytom4437 3 года назад
Doctor Choga nanganai nepane dambudziko remunhu zvehuwandu Hwevana vemunhu zvapinda papi.Hakuna is no what so ever reason inoita kut vana vatuka mai zvinyadzi.Dont try to justify things which are very bad.Imi mukore wamaberekwa ana mai venyu vaibereka 9-10 vana wani asi maivatuka hr
@angelinekombo1060
@angelinekombo1060 4 года назад
Sisi ndavaendesa mwana kwaMutoko. Because this won't be the last time kuti vanyengane. Aaah ndapererwa mwana wamai vakoo sure. Kamwana akoo kakatoiravira kudhara.
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Murume uyo ari munhamo chaiyo uyo mkadzi haadi kuvaka zvachose chose siyana naye mhani utsvake umwe not Benzi iro
@choicejezzard1563
@choicejezzard1563 4 года назад
matora side pana second caller .ini ndabva ndarega kuterera .
@loxlux8118
@loxlux8118 2 года назад
Soft man ndivo nzenza kupfawira kutana he knows kwaakasungwa
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Ngayende ane mweya ye tsvina anoda mari kupinda murume wakadirei murume an
@shona276
@shona276 4 года назад
Hiii veduwee. I think tete and Dr Choga were too harsh on the woman wenhunzi. Ndaona kunge murume ane problem but aitwa kunge haana chipomerwa. Honestly how can you joke uchiti une nhunzi pakati pemakumbo. Mukadzi uyu ari kutongosvotwa zvake nemurume. Majokes haachasetsi
@Chidhuwa
@Chidhuwa 4 года назад
Shuwa kani, murume uyo ibenzi remurume, ngaabvisire mukadzi uyo, and munhu akambomitiswa, hazvidi kungoshandisa vana vevamwe aaaaah
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
Mamwe madvice so, why are you attacking this woman for having 9 children. Tsve nezveproblem yake nange nange nenumber yevana
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 3 года назад
At tthat age kanoteerera domestic issues for what..this is so sickening 😟😢
@rmufandaedza
@rmufandaedza 3 года назад
15 years! That's rape. Ngaasugiswe murume uyo!
@tindo8745
@tindo8745 4 года назад
Apa Tilder na Dr Choga matadza kugadzirisa imba iyi. Maakutokurudzira vanhu kuti vaparadzane. Mukadzi uyu haadi ma jokes for a reason. Joke yokunzi ndiri kuoona nhunzi hainakidzi akadii kupa joke yechinhu chinonaka kwete nhunzi inovengwa nemunhu wese. Haana demon Mukadzi uyu asi vese banoda kubatsirwa. Uye varume kana muchitora umwe mukadzi munevana venyu tauriranai nhau yacho mobvumirana kuti mukadzi iyeye anokwanisa kuchengeta mwana wako here. Kana asingakwanisi siyana naye asi dambudziko revamwe varume kuda pakati pemakumbo. Tilda watadza zvako kutora rutivi unogona pane zvimwe apa wakuchidzira moto. Dai ndawana number dzevanhu ava . Madam pakiteshi zvavo havakwanisi kushanda nokuti havana rudo nevana. Ini ndoshora murume akakoshesa pakati pemakumbo kudarika mwana wake uye angadai akaziva musikana wake vasati vagara vese.
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 4 года назад
Mkadzi uyo ari wrong ukada murume ambenge ane mkadzi wake unozvibata loose,ukada kuita hard nazvo.marriage inofa.murume haanyimwe bonde anosviba moyo newe.mkadzi ane mabasa akanaka ikorona yemurume wake.ukaita zvakanaka munhu anofungawo
@mukadziaknaka01
@mukadziaknaka01 3 года назад
Joke inonakidza makaguta simple
@veronicaparirenyatwa1789
@veronicaparirenyatwa1789 4 года назад
Mai ava ndivo vane problem havadi murume chavanoda imari chete rudo hapana tete tilder. Murume uyu ngaamusiye haadi zvemba
@Blissfullife1
@Blissfullife1 4 года назад
Doc is ryt zvotangira panhumbu depression is real ,,it's called postpartum depression if not treated and helped it leads to hatred towards e child.. zvoda psychiatric help chaiyo ...vanhu vatema we don't believe in dat so we tend to overlook and w think it's normal
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Ahhhh yekupedzisira iyo murume uyo ngaarove vana avo mhani kana shamhu yaramba ngaarove nedanda chairo.....nxaaaaaa kunetsewa nemwana here wawakazvara ahhhhhhh kushota shamhu
@mamoyomurapa7878
@mamoyomurapa7878 4 года назад
Chokwadi
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
@ Lucia Tafundikira .....ndozvazvoita kana vana vasingarobwi hako
@paulinemuhomba6571
@paulinemuhomba6571 4 года назад
Vanoda kugadzirirwa shamhu chaidzo dzuhabhurosi dzinetsarapu
@tendai4043
@tendai4043 4 года назад
Wow!! Dr Choga I salute you. Only if people paid attention to their marriages the way they do their phones. Fon chaiyo ndiyo yaakutouya pakati pemacouples akawanda. Some spent time sharing the same fon in their initial years but now mafon avekukiiwa😂 ur spouse is kept outside of conversation you have with mere strangers and you expect your wife to still respect and submit to you. Only God fearing men will know their priorities for sure. For worldly men will have other priorities than what God has given them.
@mutsetse
@mutsetse 4 года назад
Pastor thank you ndadzidza apa chekukwatira chiripo here pamba
@feonnamubayi7724
@feonnamubayi7724 4 года назад
Ari kutoda groscery rekuchengeta mwana wake ngamudzosere kumba kwake
@nkosiyazimoyo6162
@nkosiyazimoyo6162 3 года назад
Ko why are they blaming the 15yr old?
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 4 года назад
Munhu wamwari hameni 🙌🏽🙌🏽🙌🏽 areruya
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 4 года назад
Pasta apo pamamin skirt nematrousers bible rinotii kuti mkadzi apfeke zvinobisawo vamwe varumewo pamberi pamwari,mukadzi asapfeke mbatya dzechirume nemurume dzemkadzi vakorinde 20..22 check about dressing.nyika yapinda muchurch
@shingiriromupanda7391
@shingiriromupanda7391 4 года назад
Tete tilder would u appreciate munhu anotaura nhunzi in your skirt chero iri joke dont u think it is demeaning chero dai mukanzwa mwana wenyu achinzi anzwarwo would u be happy there re many other ways ari respectful ekutaura or to communicate about intimacy asiri demeaning nhunzi is not a joke ndabatikana u all sided nemurume and the pastor said zviite a three year old why should a woman reduce her age to a three year old when she is an adult yet they should communicate as such. Wrong on many levels
@leighlee681
@leighlee681 4 года назад
Taura hako joke pane kwarinoenda nekwarinobva zvoita sekuti variku supporter anenge afona
@comfortm8286
@comfortm8286 3 года назад
Agree 💯 this was very one sided. Not every joke is funny. If she says she doesn’t like the joke the husband should respect her feelings. Tete tilder napastor this one you were out of point
@elinahmaziwofa3905
@elinahmaziwofa3905 3 года назад
Masiya kubvunza kuti vana 9 avo vakakudzwa muimba yakakura sei. Chikoro chikuendwa here uye church.
@manondoe69
@manondoe69 3 года назад
Iyi yakandipotsa tete ndine yanguwo sure nyaya yemwana àaaaa tete
@angelinekombo1060
@angelinekombo1060 4 года назад
Avo vana vainetsa mai ngavarohwe kana kuenda kwanofunga kuti ndokune rugare. Isu takakura tichirohwa netambo yamagetsi. Ndine mavanga muviri vese but ukokujairira chaiko
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 4 года назад
Zvekuvengwa zvinokonzereswa nemadzitete anopoisena vamwe vadiki achiita kuti adiwe iye ega nevaroora vachipesaniswa nemadzitete anokonzeresa.amwene vanofeedwa nevana sikana vavo
@carolcarol2300
@carolcarol2300 3 года назад
Mkadzi uyu ibenzi mkoma siyana naye haana kana respect
@charitymareya255
@charitymareya255 4 года назад
Mai ve kunzi vane nhunzi avo vachizoita hasha murume achiita ma jokes navo ummmm. Ndaona patori nemweya chaiwo wekusada imba and zvikonzero zvavo zvese hazviite. Ngaa yende hake kunoita hu House girl hwake. Futi anoda mari kkk hanzi unofanira kundi bhadhara kubika nekuwacha kkkkk
@leighlee681
@leighlee681 4 года назад
Hapana mweya but nyaya iyoyo haina kutongwa zviri fair saka mukadzi anotozira haazi mukadzi chaiye ummm a lot is going on there
@Chidhuwa
@Chidhuwa 4 года назад
@@leighlee681 u can say that again, varume ngavasashandise vana vevamwe
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
@@leighlee681 but akatizira nekuda, kutizira atoti takataurirana. Kutizira kureva kuti mari hapana. Zvino pa3 months anga aiwana kupi.
@mamoyomurapa7878
@mamoyomurapa7878 4 года назад
Uyo mukadzi anopenga ,inga kune mamwe macouples atoone kana 7 years murume asina kuroora but bonde vanoita wan wachitowirirana ,mmm madzimai mudzimba umu ngatiitey zviri fair
@julietmushayagwazo8473
@julietmushayagwazo8473 4 года назад
Bt varume ngavatibvisirewo mari kungoti chete arikusanganisa nyaya chete mukadzi uyo
@susansmart5504
@susansmart5504 4 года назад
Mukadzi haasi serious nezve marriage
@susansmart5504
@susansmart5504 4 года назад
Chokwadi
@Chidhuwa
@Chidhuwa 4 года назад
@@susansmart5504 mukadzi anoda murume bt murume ari kuvhiringa, arikuda zva EX wife, akutopa mukadzi uyu stress, and iye chinomutadzisawo kunobvisirawo munhu waanogara naye, varume ngatiitei cerius
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Ahhhh muchinda uyo vo hahaha ungatamba uchiti umwe wako ane nhunzi here .....mukadzi uyo ari ryt ko ngaaende kusina nhunzi zve.....
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 4 года назад
What was wrong about that murume kutamba nemukadzi wake
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
@Mildred Zinhema aaaaah achititaura zvenhunzi here Mildred....zvekutamba nazvo zvakawanda kwete kuti kune umwe wako nhunzi musketi lol 😂
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 года назад
Aiwa ini yejock yenhunzi handiitambire kutaura chokwadi coz unoita seusina kugeza coz nhunzi inogara pakaora .Dai akat ndaona kasvosve bbie yes ndotojamba ndichiseka not nhunzi iiiii chero ikasvika kunana Mai vanot handis kugeza.ngaaite mamwe majocks zvoita not iyo nooooooooo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
Zvamaida kuroorwa Ko makatizira sei? Apa hamuna nhumbu
@fungayimachekanyanga8941
@fungayimachekanyanga8941 4 года назад
Sister wangu sungisa munhu uyo cos you can't share murume uyo cc go kupolice
@englotv
@englotv 3 года назад
programme iyi yakaita sedoro no under 18 kkkkkkk kanodhaka kkkkk
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
Hanzi vana vaishungurudzwa
@siyabongasiyotula4667
@siyabongasiyotula4667 4 года назад
Tete Tilder shasha ine rudo mhoroi mhoroi
@Gushazi1983
@Gushazi1983 3 года назад
kkkkkkkkkkk aah hey hanzi ndipewo chii bonde kkkkkkkkkk mainini vanoda kurhoorwa zveshuwa that is why vasingade zvema jokes hameno
@elsyhova8906
@elsyhova8906 4 года назад
Matambire akuita bamukuru namainini ummm
@faithmandizadza4252
@faithmandizadza4252 4 года назад
Zvakaoma mainin 16 years na bamkr hmmm
@brownsugar2142
@brownsugar2142 4 года назад
Dr Choga's advice is seldom, especially to women I'm afraid. Waste of time ...
@sarudzaichibamu4099
@sarudzaichibamu4099 4 года назад
Ini help yaDr Avo ummm handiione ini vanoita kuzvambarara panyaya
@radzwadesigns
@radzwadesigns 4 года назад
Haaa Dr Choga's advice is horrible, and pamwe outright wrong medical advice zvayo, eish
@Joyjoy12149
@Joyjoy12149 4 года назад
Dr Choga has helped a lot of people, I’m afraid I’ll have to disagree with you
@lizzygrem5516
@lizzygrem5516 3 года назад
@@Joyjoy12149 I know people always hate the truth.
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 4 года назад
Mufundisi vanotaura chaiko chaiko .Mudzimba mune basa chaiko.Tete maita basa nemaprogrammes akadai masentive issues akadai.
@jonathanjhoey2685
@jonathanjhoey2685 4 года назад
hahaha i haven't heard tete muchikecha mafeelings asi nhasi hamuna kufara nemukadzi wemajokes
@joyleenjames
@joyleenjames 4 года назад
mmmm mai vekunyima munhu stonyeni vari desparate nekuda kubvisirwa bt mmm dai murume uyo asiya
@shingiriromupanda7391
@shingiriromupanda7391 4 года назад
And l think u need to get a non religious or that is not biased towards religion counselor because havasi vese vanhu ma christians on this platform. Do not assume munhu wese mu christian makutomuvhurira ma verse Hamusi kunzwisisa ma underlying issues tht man choga is a pastor not a professional counselor get one in that field so biased muri ku interogater mukadzi and blaming mukadzi. All you did was address the symptoms l dont think u did justice on this issue
@jonathanjhoey2685
@jonathanjhoey2685 4 года назад
ambhuya avo vari wrong
@mukadziaknaka01
@mukadziaknaka01 3 года назад
Taura hako not everyone is religious and it seems as if u re not a christian u get judged
@petronellachagwedera3707
@petronellachagwedera3707 4 года назад
Mkadzi wenhunzi uyo hasha dzakawandisa ummm munhu asingade kujokwa naye kk
@shingiriromupanda7391
@shingiriromupanda7391 4 года назад
I think. Nhunzi ne ma private parts haisi joke inonakidza it is demeaning i understand her completely kuti Mamwe ma jokes haasi funny plus a lot of underlying issues
@elsyhova8906
@elsyhova8906 4 года назад
I think anemumwe vanofambidzana naye anenge asisadezvemba uko kkkk
@elinahmaziwofa3905
@elinahmaziwofa3905 3 года назад
Maiguru vekuwana mrume akashama ndaona murume amitisana namainini apa he aint even apologetic arikutoseka.
@carolcarol2300
@carolcarol2300 3 года назад
Mai awa hawana kukwana
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 года назад
Nhunzi muskirt yakonzeresa
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 3 года назад
Anenge ane spiritual husband
@modestamanatsa1770
@modestamanatsa1770 3 года назад
Kana matauriro acho unotoona kuti munhu akagarwa chaiko. Demon mbishi chairo
@julietmushayagwazo8473
@julietmushayagwazo8473 4 года назад
Vana 9 chaiwo yooo ndawatya vana 9 mukore uno yoooooo
@lydiat7636
@lydiat7636 4 года назад
Taura hako kuzvara sembudzi chaio
@priscachakwenya1315
@priscachakwenya1315 4 года назад
@@lydiat7636 lives and choices,it's their life they are allowed to choose what they want vana havana kuipa chakaipa kubvisa nhumbu nekurasa vana, I only have 2kids wish I could afford to have more.
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 3 года назад
If you can't afford them doesn't mean everyone can't. I have six and still counting..we have a very blessed and comfortable lifestyle.
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Zviripachena uyo akarara naye mynn
@winandamurombe3648
@winandamurombe3648 3 года назад
Uyu haadi majokes head I murume anoda mari chete rekuti namai vale vatengerwe grocery chete hapan a love nemukadzi uyu
@jonathanjhoey2685
@jonathanjhoey2685 4 года назад
15 years haa pakaipa guys
@janembabane5165
@janembabane5165 4 года назад
Mai avo vasingade ma Jokes demon chairo
@faithmandizadza4252
@faithmandizadza4252 4 года назад
True
@jonathanjhoey2685
@jonathanjhoey2685 4 года назад
lol hanzi haasi mafunnies
@carolcarol2300
@carolcarol2300 3 года назад
Mai ihure iri hanzwadzi
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 года назад
Plaz mukadzi hake matauriro ake munhu Ari mood haaseki seki hake
@8malachite670
@8malachite670 4 года назад
Ummmmm Mai vekubvisirwa mari avo iiiiiiiih
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 4 года назад
Mai ava vane problem havanzisisi
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Bamkuru avo vanoswera kwiza mwana ane 15 years avo ngavaende kujere mhani nxaaaaaaa
@julietmushayagwazo8473
@julietmushayagwazo8473 4 года назад
Chokwadi ndarwadziwa hangu
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 года назад
Ummm zvakaoma veduwee
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 года назад
Ahhhh zvimwe zvinhu so ka
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 4 года назад
Uuum mai venhunzi vanotyisa
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Shamhu ikushota pavana ava rovai mhani
@Blissfullife1
@Blissfullife1 4 года назад
Avo venhunzi shes so immature anotodaa help kkkkkkk
@Mindbogglingsecrets
@Mindbogglingsecrets 2 года назад
Wakombonzi ukunhuwa here if not don’t judge
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 4 года назад
Mai avo vane demon risingade imba mkadzi anozviisa pasi pemurume 3 mnths pasina chii yoyo mahouse girl ane kahunhu kakadaro kuoma musoro
@tinevimbomemory3912
@tinevimbomemory3912 3 года назад
Ko vasiri mahousegal vanodaro wani
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Baba batai huro mutsike murovese chaiko chaiko
@margaretmativenga2269
@margaretmativenga2269 4 года назад
She is not ready for marriage,she is demon possessed, and mwoyo wakaoma chose. She needs deliverance from a very strong pastor. Akatasva nemweya yakakura chose.
@colindoyle7302
@colindoyle7302 4 года назад
Zvenhunzi izvo hazvina bsa rese izvo uyo unopenga uyo
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 4 года назад
Nhai nhai hako iwe murume was joking nemukadzi wake what's wrong about that
@Mindbogglingsecrets
@Mindbogglingsecrets 2 года назад
Kujoker nekunzi ukunhuwa….wapedza wozonzi bvisa bhurugwa aaah maya. Ita wega majokes acho.
@benhildadube6128
@benhildadube6128 4 года назад
Venhunzi avo vane demon spiritual husband anotoda deliverance zvasimba
@paulinemuhomba6571
@paulinemuhomba6571 4 года назад
Vana aaaaa anofanira kuteerera ku vabereki vavo vanoda kurairwa
@joycechitere995
@joycechitere995 4 года назад
Zvakaooma sure
@barbaramujaranji1883
@barbaramujaranji1883 4 года назад
Baba vekudhinguka maketsi viagra
@esterndlovu6722
@esterndlovu6722 4 года назад
Vanedimoni risingade imba Mai avo jyooo variko vanotswaga vanoita navo majokes bt kutovashaya mmmm pakaipa idimoni chayiro shame
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Ngayende kumusha kwake ane dambudziko wana mumwe mukadzi zvinopera habetsereke
@thembimguni5852
@thembimguni5852 4 года назад
Kkkkkkkkk kwaa
@tendaimaringe7505
@tendaimaringe7505 4 года назад
Pfee ndatangavo nhas
@mercymatiwenga1010
@mercymatiwenga1010 4 года назад
Murisei tete
@norah3739
@norah3739 3 года назад
PooP
@Blissfullife1
@Blissfullife1 4 года назад
And it's a cycle shem
Далее
아이스크림으로 진짜 친구 구별하는법
00:17
Gelik yoki Velik?
00:20
Просмотров 789 тыс.
"AMBUYA VANGU VARI KUNDITAMBUDZA"
1:28:28
Просмотров 32 тыс.