Тёмный
No video :(

Tete Tilder speaks to Jacqueline, a human trafficking survivor, as she narrates her ordeal. 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 197 тыс.
Просмотров 47 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

29 сен 2020

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 257   
@queenbee9179
@queenbee9179 3 года назад
Thanks to Mai Tt may God bless u murandakadzi wedzerwai makore mazhinji ekurarama murambe muchiita mabasa akanaka amakatumwa kuzoita pasi pano naJehovah
@judx34
@judx34 3 года назад
Tete please regedzai zvekukata Mungu achitaura..y ask then momurambidza Kut apindure..
@lindamakumbe9847
@lindamakumbe9847 3 года назад
Aaaaaaa makaita Basa mai tt God bless you ❣️🙏❣️😭😭😭 ndarwadziwa ini .
@winnetnyamana9834
@winnetnyamana9834 3 года назад
Vanhu stop complaining nekubvunza kwatete tilder munhu angangotaura here asikubvunzwa here pluz ndopabasa pake
@luciahwenha354
@luciahwenha354 3 года назад
May God bless mai TT , very sorry my sister. Zvinorwadza izvi hama .
@innocentkarimanzira6347
@innocentkarimanzira6347 3 года назад
Ma1
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 года назад
Tilda stop cutting the person if she's still explaining so that people understands as it is not to assume please
@togodbetheglorybelieveinje3786
@togodbetheglorybelieveinje3786 3 года назад
Ibvapo iwe wadii kuita show yako
@Qwinpin
@Qwinpin 3 года назад
Kwana iwe
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 года назад
@@togodbetheglorybelieveinje3786 uri benzi nyika yese ingaite basa rimwe chete saskamu enda unogeza uko ukweshe mazino kwete kusviko ngotinhuhwidza pano mukanwa makaora
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 3 года назад
@@Qwinpin ndadii nhaimi
@samuelchiumia8278
@samuelchiumia8278 3 года назад
That's true stop cutting munhu kana achitaura it's not that professional
@chiponduna6191
@chiponduna6191 3 года назад
Sorry mwanangu😭😭 Mai Titi thank you very much. 👏🏿👏🏿
@hessiemaplanka2732
@hessiemaplanka2732 3 года назад
Are you are aware that Tilda,s interviews have got a time limit. The person being interviewed should go straight to the point.
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 года назад
True.thank you
@lavenderali3213
@lavenderali3213 3 года назад
Thanks for replying them
@margaretchabuka7344
@margaretchabuka7344 3 года назад
Sad story my dea! Eishhh i can't stop crying 😭😭😭 Mai Tt i salute you my dea, they are few people vane moyo wawunayo, may our almighty God bless you more and more dea, Jackie my dea Mwari vedu havana Kudhakwa
@tafadzwalkandeya8409
@tafadzwalkandeya8409 3 года назад
Nyika yaoma veduuwee .Mai titi Saka chikudai zvikuti dhuu Mwari awedzere pamakabvisa God bless you my sister.
@avantiemuradzi5424
@avantiemuradzi5424 3 года назад
very sorry my sister ndarwadziwa zvekuti asi mwari hakusiye akabva newe kure
@tendaimuswe7336
@tendaimuswe7336 3 года назад
Tilder, you need to do something about cutting off your interviewees. Maybe prep them before the interviews. I know you’ve been doing this for a long time and you are good at asking questions but ipapo gadzirisai tete vangu. Thank you
@irenengorima6973
@irenengorima6973 3 года назад
A big thanks to mai tt Mwari arambe achiwedzera pakatapudzwa Very sorry to you gal, but we thank God you are still alive and your healthy is good , ramba uchi rumbidza Mwari nguva
@everythingeverything8603
@everythingeverything8603 3 года назад
Its Tilda's show guys stop complaining about how she cuts off people she does that to dig information and to avoid off topics and as for sympathy, I can feel it ,Hameno moda acheme here Tilda wacho,stop complaining,dai asiri iye maidzvira nyaya dzacho kupi
@jackietaringa6271
@jackietaringa6271 3 года назад
Mai tt may God bless yu , we need more helpful Celebrities like yu in Zim . Big up mai tt i salute yu.
@tindo8745
@tindo8745 3 года назад
Mai Tt mai Tt Felistus God bless you and your family nevazukuru vako nezvizvirwa zvavo
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 года назад
People will always complain yoowe ...Thank you Tete Tilder your job welldone
@lindsaymutsigwa8117
@lindsaymutsigwa8117 3 года назад
Nhai hako iwe ,ngavatangewo mashow avo tione kugona kwavo
@roniamanyande1133
@roniamanyande1133 3 года назад
kwese kune zvima nigerian kunoita problem mxm!! you shall arise mwanaskana God got you.
@DaviraChibi5012
@DaviraChibi5012 3 года назад
Hey nhy vanhu mungadzidzisa Presenter kubvunza maQuestions here inga ari kubvunza zvakanaka wani haiwawo tibvirepo
@moreblessingmusiyiwa5126
@moreblessingmusiyiwa5126 3 года назад
Nhy hko iwe tildar agara nebsa iri Makutoda kumudzdzsa zvekuuit zvebsa rei izvozvo
@nyarainyamhandu6674
@nyarainyamhandu6674 3 года назад
nhai hako Haru
@missdaphinegator2867
@missdaphinegator2867 3 года назад
Kana teacher vanotoitwa correct nestudent wani
@mercychapuredima8391
@mercychapuredima8391 3 года назад
This is a very touching story.I wish ever. Lady or woman should hear the story Let us not be foolish enough chero ti.nenhamo mu Zim can't you just imagine Kuti Ivo vanosvaga vebasa kuno ikoko Hakuna vakadzidza here.Please be clever enough to ask yourself a lot of questions We thank god and God Bless you all who helped her to come back Home
@vimbaimawarire5445
@vimbaimawarire5445 3 года назад
Ndarwadziwa chokwadi,maitt god bless you,you are god sent👏👏👏
@auxilliamuringani4337
@auxilliamuringani4337 3 года назад
Thank you Mai Tt. God bless you 🙏 ❤
@moreblessingmusiyiwa5126
@moreblessingmusiyiwa5126 3 года назад
Zvekucutter izvo guys its part of her work,she cut off vnhu cz of different reasons,sh z experienced nebsa rke kubva kare imi makutoda kumuudzira offwhch she really knows how to hndle evry situation Smtyms anocutter vnhu esp those vanobuda musaga or kuzotaura mazita evanhu zvsingabvumirwe nebsa rke ,thats why she keep on doing her job.chero mkadaro her interviews and job remains d sem and achitoenda mberi,so dnt tok too much jus listen kna zvabhowa mosiya
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 года назад
Thank you so much.for having seen such like me.....people always complain but they can't help in anyhow imagine
@primrosemabaleka6207
@primrosemabaleka6207 3 года назад
Well put
@deedillamahlaba7561
@deedillamahlaba7561 3 года назад
Mai tt god bless u mwari ngakuropafadze cheso chawobata
@leeroy583
@leeroy583 3 года назад
Thank you Mai TT may the good Lord richly bless you and make u prosper.... Continue with your good deeds
@thandondlovu8696
@thandondlovu8696 3 года назад
Mai T was in UK that time. Bless her
@marvelousmahachi6567
@marvelousmahachi6567 3 года назад
Mai titie may God bless you you are such a blessing to our nation
@olimashambira7197
@olimashambira7197 3 года назад
Thank you so much mai TT ...may God bless you
@Media-mn4nl
@Media-mn4nl 3 года назад
Very unprofessional stop cutting people when they answer
@zenchen5792
@zenchen5792 3 года назад
She is a professional hadzisi nyaya dzekumenya nzungu. Agara naro basa. Munoziveyi? 🙄. Zvine time is izvi.
@Qwinpin
@Qwinpin 3 года назад
There's a time limit to the interview therefore Tilda wants her to get straight to the point. Tilda is very professional, one of the best to date!
@charmie353
@charmie353 3 года назад
But Tilda why do u ask a question and when the person start answering then u cut her ?
@georgiapeach1007
@georgiapeach1007 3 года назад
Very annoying! Tilda lacked sensitivity and professionalism on this interview nxa! The girl is a victim for crying out loud, all she needs is an ear.
@kayc2580
@kayc2580 3 года назад
I know! Zvandibhowa. This interview could have gone better. Poor lady probably feels worse than before she called.
@mdharamuddie5725
@mdharamuddie5725 3 года назад
Tilder is so insensitive and religiously biased. Haasi journalist uyu. I just listen to her programs kuti ndizive zviri kuitika but she is not professional.
@reginamundi2873
@reginamundi2873 3 года назад
Hanzi maka tester here? Zvikanzi ehe nditori ku safer house, asi nenyasha dzamwari..... zvonzi it's ok it's ok hatisi kuda kunzwa maresults.....aaaaaah nhai Tiridha
@3522able
@3522able 3 года назад
She is very bad at interviewing
@deesarahchihava8974
@deesarahchihava8974 3 года назад
Ma interview handiti zvine time here. Munenge muchida kuti Tilda asiye munhu achienderera nenyaya isingademburwe. Muchechi mukazoita time wani... Saka interview iyi mati Tilda wongosiya munhu achitaura zvisina mibvunzo mukati? Ende futi so ka
@maslinechachona7500
@maslinechachona7500 3 года назад
Thanks mai tt mwari vakuitireyi zvidhafu dhafu murandakadzi 👏👏
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 3 года назад
So sad,thanx God you are alive ,mai tt may you live long ,mwari wakuitire zvakanaka
@cathrinejori5863
@cathrinejori5863 3 года назад
Very sad ,thank you mai Tt God bless you
@ednamirriamburawa8578
@ednamirriamburawa8578 3 года назад
Mai TT Mwari vakuitire nyasha pane zvese zvamunoshuvira muupenyu murambe muine moyo
@cathrinemanyeruke6028
@cathrinemanyeruke6028 3 года назад
So sad thank you for the informing aunty Tilder.
@loicevitiwa5570
@loicevitiwa5570 3 года назад
These interviewing skills got me cringing, were you forced to interview this girl veduwe.....you are rudely interrupting her. I love your shows but this was very insensitive of you
@portiamaomberere7068
@portiamaomberere7068 3 года назад
Ndosaka ndichifarira muraa munhu akanzwisisa madambudziko vamwe kungoganza mari mari dzisinga betseri vanotambura
@lizkanon3290
@lizkanon3290 3 года назад
Thanks to Mai TT. God bless you love.
@petronellahpetty7933
@petronellahpetty7933 3 года назад
So sad ndanzwa tsitsi Mwari ngavakubatsire vakusimbise ukanganwe zvese izvi my sister
@blessingmupanya1177
@blessingmupanya1177 3 года назад
Shame nyaya inorwadza iyi. Mai tt god bless u
@pnmresearchers8950
@pnmresearchers8950 3 года назад
Tete tildah vanenge vachiitira tym yavo vanenge vachiziva kuti by so tym tofana kunge tabvunza izvi
@edilinematimbire317
@edilinematimbire317 3 года назад
Very sorry for what u went thru dear ndarwadziwa .Mwari pindirai
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 3 года назад
Thank you a lot Mai TT for your help for Jacqui
@nchiheraproduction9427
@nchiheraproduction9427 3 года назад
Thanks mai tt Mwari avenemi pose pamuri
@lloydkatsande5927
@lloydkatsande5927 3 года назад
What a touching story, dambudziko nderekuti aunty tilder nyaya dzeku interviewer vanhu dzinovanetsa, vano cuter cuter vanhu uyu havaratidze kunzwira munhu tsitsi esp maringe nenyaya inenge ichitaurwa, I think tete munofanira ku improver kwete kungomhanyisa mari chete, u must show some concern, ndinoona kunyangwe pa behind bars u don't even try to rebuke kana kuonesa munhu but instead u will be laughing,,, improve on ur interviewing skills tete pls pls pls
@trmangena2463
@trmangena2463 3 года назад
I like how aunt Tilda asks questions
@Dudue09
@Dudue09 Месяц назад
Jst seen this. So so painful. We thank God for His intervention
@evanschadambuka1076
@evanschadambuka1076 3 года назад
Zim Embassy wakatoita bho ukasaenda. They would not have helped even with airfare yekudzokesa kumba. most likely you would bump into rude embassy stuff blaming you for your naivety
@jackietaringa6271
@jackietaringa6271 3 года назад
Tete betserai mwana murume wake adzoke plis , talk to that guy azive zvinowanikwa muupenyu , angarambire mukadzi izvozvo here kwaive kusada kwake ,
@kayc2580
@kayc2580 3 года назад
Aunty Tilder I love your shows. However, you tend to cut people off mid conversation. I also cringed when she was crying and it felt like there was no empathy from your side. You also do this to Dr Choga when he is advising couples.
@irenemathambo4831
@irenemathambo4831 3 года назад
Absolutely right. I thought I was the only one noticing it and have always thought Dr Choga must be a very patient man, anyone else would have stopped contributing to the program . And to think Dr Choga is the professional but she keeps interrupting him
@dinny9891
@dinny9891 3 года назад
Yes been noticing the same. Too many questions. I think it's better to let a person narrate the ask questions later
@Padie_Mataranyika
@Padie_Mataranyika 3 года назад
she did the same when mai lessy was explaining where tapiwa was sitting. No empathy whatsoever. Even told her to stop crying so she can explain
@kayc2580
@kayc2580 3 года назад
@@Padie_Mataranyika I’m done with her shows!! Her lack of empathy is too much for me. She is definitely not reading our feedback.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 года назад
Vanogona kungoti okay ndatidaiso apa Dr Choga vachiri kutaura
@innocentmasedze6300
@innocentmasedze6300 3 года назад
The sad thing is wat this woman is narrating is happening someone right now😭
@KwaNhete
@KwaNhete 3 года назад
Ummm guys Human trafficking is real guys let's be careful that God you are safe my sister Mai Titi God bless you
@deedillamahlaba7561
@deedillamahlaba7561 3 года назад
Ndarwadziwa hangu zvepama fb izvi ngatisiyeyi veduwe wakaitirwa nyasha hama yangu
@maggiema6654
@maggiema6654 3 года назад
Very sorry nezvaka kuwira Jackie. Very sad story. I pray that God heal you and make you whole again. God will take away the pain and suffering that you endured in that ordeal, by the power of the Holy ghost in the name of Jesus.
@paulagladys8805
@paulagladys8805 3 года назад
😭😭😭 this is such a sad story ndarwadziwa veduwe
@blessingjarati8832
@blessingjarati8832 3 года назад
Welldone ma tt thank u so much
@mckolokiloik9027
@mckolokiloik9027 3 года назад
Mai Tt Mwari vakuitirei zvidhafu dhafu munhu waMwari
@pricillachidhanguro443
@pricillachidhanguro443 3 года назад
Thanks Mura u such amazing
@essieasher2364
@essieasher2364 3 года назад
Hugs & kisses ❤️🖤💜Jackie
@agnespetro7608
@agnespetro7608 3 года назад
Thanx u so much mai tt mwari varopafadze pawakatamupudza
@regiwellmarapira725
@regiwellmarapira725 3 года назад
Thank God u are alive
@nonom5659
@nonom5659 3 года назад
Whats with tilda and cutting pple amid answering questions
@Padie_Mataranyika
@Padie_Mataranyika 3 года назад
tete tilder really needs to work on her interviewing skills. they're not the best
@josephinewatungwa7306
@josephinewatungwa7306 3 года назад
Mwari akuitire zvihombe mai Tt
@mariazulu6805
@mariazulu6805 3 года назад
Ma Kenyans imbava veduwe vatobatana nema naigreain.ndakagara ku Kenya inini.ndakamboona mkomana mu Zimbabwe akambonzaro 2014.
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 3 года назад
Mai TT God bless you more
@ladypillarofficial8742
@ladypillarofficial8742 3 года назад
Zvorwadza thanks maititi
@mirimm9tv114
@mirimm9tv114 3 года назад
Muuu zvakaoma sisi maitit mwari ngaavemi ngavakupei makore akawanda ekurarama makaitabasa
@tendaichipato7308
@tendaichipato7308 3 года назад
I almost fell for this it cud happen to anyone luckily a friend told me not to go
@mikedube644
@mikedube644 3 года назад
thanks mai titi mwar vakuitir zvakanak.irizanu yese iyoy
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 года назад
Dai makataura neGoverment ye Kenya sisi Tilder kana zvichiita kuti zvifumurwe.
@richardkavaza8444
@richardkavaza8444 3 года назад
This episode was really touching and Tete Tilder please afford your guests time to explain themselves regarding their ordeals and not cut them off. Vanhu ngatingawirireyi nehupenyu hwedu
@patriciadzenga4371
@patriciadzenga4371 3 года назад
Serious she's cutting her off hatizonatsonzwa
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 года назад
Ndarwadziwa nezvakaitika uye imba yake yakatoparara murume wake akatadza kumunzwisisa ndinongotenda kuti mupenyu
@benzomutso7518
@benzomutso7518 3 года назад
Mai tt God bless you
@mclareenful
@mclareenful 3 года назад
very sad story we need to be carefully when you look for a job in other countries even in you country.
@herbertmhangami
@herbertmhangami 3 года назад
All because of Zanupf, ndopaunoona munhu achisupporta Zanupf nxa vana vatambura nyika haina mabasa zvinorwadza shuwa, nyaya iyi inochemedza
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 года назад
We need to respect and love each other. Work for the future and welfare of future generations. Zimbabwe needs more progressive thinking not abusing and focusing on hurting one another!
@reubenmusvuti8779
@reubenmusvuti8779 3 года назад
Eish ndarwadziwazve kuti matoparadzana nemurume APA vaishuvira kuti hupenyu huendekowo so sorry ufunge
@being_mimi96
@being_mimi96 3 года назад
So the Kenyan government can't arrest those people?
@elishebagodzi3541
@elishebagodzi3541 3 года назад
Kenya is so lawless, babies are sold, human trafficking is a daily thing, the police knows all the traffickers and sadly are gready such that they dont rescue and assist victims
@MaiNasheWashe
@MaiNasheWashe 3 года назад
Mmmmm zvakaoma nhamo inopinza vanhu pakaoma idi. God bless you tete and Mai TT🙏
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 3 года назад
Well done mai Tt..Mwari varambe vachikuitira zvakanaka 🙏🙏
@beautyadaarewa2176
@beautyadaarewa2176 3 года назад
Tete Tilda, thank you very much for your work, I am one lady who doesn't like Facebook in general and associated with strangers beside churches service and movies
@esierayner533
@esierayner533 3 года назад
U are not the first one I'm not on Facebook myself
@belindakuzanga468
@belindakuzanga468 3 года назад
Me too I am not on Facebook
@valentinezimbizi4225
@valentinezimbizi4225 3 года назад
Thanks mai tt and tete tilder
@moleenkuwanda1100
@moleenkuwanda1100 3 года назад
Thanks mai Tt god bless u
@esthermajoni5050
@esthermajoni5050 3 года назад
Ndarwadziwa Veduwee thanks kuna maitt Mwari vawedzere🙏🙏🙏so sorry my dear ufunge Mwari vakatendeka wakasara uri mupenyu just forgive yourself and start over. I can't even stop my tears😭😭😭😭
@georgiapeach1007
@georgiapeach1007 3 года назад
Forgive herself for what exactly? 🤔
@esthermajoni5050
@esthermajoni5050 3 года назад
@@georgiapeach1007 she might blame herself for what happens to her as it was her on decision or she might feel guilty
@ShmerahPasschier
@ShmerahPasschier 3 года назад
Mai Titi mwari vakuitireyi zvakanaka
@tracyedinah388
@tracyedinah388 3 года назад
Thanks kuna mai TT mwari vawedzere pamakatapudza
@MrRayRules
@MrRayRules 2 года назад
Uyu Jackie hasiye Takure wacho ari kuyendesawo vamwe mazuvano here?
@tanyamutare9958
@tanyamutare9958 3 года назад
I don't see wre this lady was rudely interupted well these interviews anobuda pamhepo ane mitemo yawo which must be adhered to by both parties the interviewer and the interviewee so ibasa rako interviewer to guide your interviewee so incase interviewee akusarika pane zvamunenge mawirirana pamutemo ye interview you have to chip in and guide them plus ma interviews aya they are time framed vanhu musade kuisa ma negative comments enyu paasiri necessary
@sukaimasvingise9355
@sukaimasvingise9355 3 года назад
Iiii aka pindana nezvakaoma thank God she is safe
@tsitsimashira8738
@tsitsimashira8738 3 года назад
Umm Mwari ngaaite ma changes munyila yedu vanhu vatambudzika
@causemorysayi6487
@causemorysayi6487 3 года назад
Thanks mai t
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 года назад
Mai Tt mwari vakuwedzerei pamakatapudza
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 3 года назад
Mam tt God bless you
@petronellahpetty7933
@petronellahpetty7933 3 года назад
I THANK GOD FOR YOUR LIFE MY SISTER
@mzee5533
@mzee5533 3 года назад
Where was your God when all this shit happened? Use your damn common sense mate.
@petronellahpetty7933
@petronellahpetty7933 3 года назад
@@mzee5533 cool thanks hey
@missdaphinegator2867
@missdaphinegator2867 3 года назад
Tete tilda you must let munhu say zvaarikuda coz sharing her story is part of her healing journey
@goatededitz567
@goatededitz567 3 года назад
True
@annetsitsi3062
@annetsitsi3062 3 года назад
This is too sad💔
@margaretgwekwerere3830
@margaretgwekwerere3830 3 года назад
Vasikana vari kuendeswa ku India nenyika dze Kwana Arabia, unobarya uranda uye vachi pihwa madrugs vazhinji vano zviuraya. Kune vakadzi naiwo varume veku Nigeria vanoita izvozvo. Please hama garayi muchi ita zvamunga zvibatsire nazvo nyika ichanaka.
@lizzyjones2689
@lizzyjones2689 3 года назад
Among all the embassies in the world Zimbabwe embassies are the worst and useless they offer no help so it was best she didn't even bother to go to them it's like they are just there to płay
@alimahchanyamwaka6942
@alimahchanyamwaka6942 3 года назад
Mai titi u are doing a great job may god bless u thnk u
@munyaijanet4893
@munyaijanet4893 3 года назад
Eish ndarwadziwa💔
@ronicamutanga7289
@ronicamutanga7289 3 года назад
God bless Mai tt God bless you🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@smartchishaya1670
@smartchishaya1670 3 года назад
Thank God wakasangana with good samaritan human traffickers
@accuratechauke2372
@accuratechauke2372 3 года назад
Thank God you are alive💗
Далее
A lotto win - I Blew It | Mzansi Magic
4:11
Просмотров 751 тыс.
MUSAMI FIRE- NYOKA YANGU YAKAURAYA VANHU 10 CHETE
44:22