Тёмный

Mwana wemakore 11 otsanangura zvinoitika muhuroyi, uye arikutsvaga angamubatsira kubuda mazviri. 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 194 тыс.
Просмотров 47 тыс.
50% 1

Muchirongwa chanhasi, Tete Tilder varikunzwa nyaya yemwana akapinzwa muhuroyi aine makore 9.

Развлечения

Опубликовано:

 

13 июл 2020

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 139   
@rudomukamuri2911
@rudomukamuri2911 4 года назад
Zvakaoma veduwe such a young child ndarwadziwa
@christinemupfukura2209
@christinemupfukura2209 4 года назад
Asikana ndarwadziwa sure Mwari kombererai vans wedu vasagamuchire zvipo zvehuroyi
@maiano7593
@maiano7593 4 года назад
Kufunga kwangu mai ngavaudze baba vemwana dambudziko ravapo.Mwari ngaabatsire mwana uyu
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 года назад
Zvochemedza izvi veduwee 11 years here pliz pple who help help this child😥😥😥
@paulinemuhomba6571
@paulinemuhomba6571 4 года назад
Guys witchcraft iriko for real saka kunamata kwakakosha
@agnesmlambo942
@agnesmlambo942 3 года назад
42333q60
@aggiemach2675
@aggiemach2675 3 года назад
Chokwadi
@farie4585
@farie4585 3 года назад
Ndopaya paunozoona munhu achisvika pakunoponda mumwe munhu.hakusi kuuraya mwana wemumwe munhu here uku.hupenyu hwake huchazovei.dai tangodzidza kudanana sevanhu vamwe mwana womumwe wova wako hauzombofungi usatan hwakadai.tibatsire wedenga
@learnmoretakawira9079
@learnmoretakawira9079 4 года назад
Iii shame this is so heartbreaking , God have mercy with our children
@ennetermagomo3238
@ennetermagomo3238 4 года назад
Mwari muripi ndimi makati vadiki ingirozi dzenyu zvino pindirai pakadai,zvinopisa tsitsi izvi
@millionsorgin9718
@millionsorgin9718 4 года назад
Ukaona vazhinji vanoita zvese zvehuroi ndaanatamburai instead yekutsvaga mari basa kudya nyama yevanhu sis munonyadzisa varoi mese mhani
@ruvarashectanekha3807
@ruvarashectanekha3807 3 года назад
Iiii zvakaoma sure
@tatendaqongo6068
@tatendaqongo6068 4 года назад
May she be delivered in Jesus Name
@traceymutara7477
@traceymutara7477 4 года назад
Jjibcvnthyddadfzģģygdvbwed
@kevsthomas4309
@kevsthomas4309 3 года назад
Amen
@taniachingandu2266
@taniachingandu2266 3 года назад
Amen
@zanelekutsoma3603
@zanelekutsoma3603 4 года назад
I think mwana uyu akatemerwa uroyi,atova neshavi reuroyi rinotoda kubviswa.Batsirai veduwe
@christinewashaya7093
@christinewashaya7093 3 года назад
Ooooh my Lord have mercy hiiii, ini ndotya kutivana vangu vagare nemunhu eish.... God help this little girl
@angelammudzingwa1032
@angelammudzingwa1032 2 года назад
Amen 🙏🏻
@believechikomo5058
@believechikomo5058 2 года назад
Ndapererwa hama,Lord Jesus Christ have Mercy
@nomatterbutau106
@nomatterbutau106 4 года назад
Yeah panodiwa nyasha zhinji pamwana uyu, Mwari pindirai muupenyu hwemwana uyu shua 😭😭😭😭😭 shua vanhu vongajoinise mwana mudiki uyu mmmm kudenga kure shua
@violaketo6757
@violaketo6757 Год назад
Please deliver this kid and also protect my daughters
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 2 года назад
I didn't believe kuti kune huroyi ndatanga nhasi 🙌zvakaoma veduwe
@mbk228
@mbk228 4 года назад
Lord have Mercy please deliver her 💔💔
@loratomatsheng5059
@loratomatsheng5059 3 года назад
Ndarwadziwa veduwe ndabva ndafunga mwana wanc so sad eiish plzz God kip my daughter safe and my yng ccta safe
@marvelousmahachi6567
@marvelousmahachi6567 4 года назад
Mwari ngatichengetere vana vedu chokwadi ii pamachembere anoshandisa vana kunoroya
@juliaruwende4058
@juliaruwende4058 2 года назад
Shame ndarwadziwa hangu .mwana mudiki asina kana chaanozivaa veduwe.Mwari hamunyarare tinozviziva .pindirayi tenzi
@faithncube2587
@faithncube2587 4 года назад
Yooh kubuhlungu lokhu zihlobo zami uthixo akangenele umtwana omncane so okhuluma into ezinje so bathakathi liyesabeka shuwa liyenzani ngabantwana bethu god help this child plis
@fredahama3957
@fredahama3957 4 года назад
Midzimu yemwana iri kuramba kuroya mwana uyu saka zviri kubuda pachena.Dai awana kusunungurwa mwana uyu
@carolinaziyenge5861
@carolinaziyenge5861 3 года назад
Ndarwadziwa ndachema ndaneta,i have a 10year old kid,ndakamutarisa ndinoona kuti kachitori kacheche through the way he behaves but uyu mwana uyu they forced her brains to think and act like munhu mukuru sterek,you can tell kuti mwana but akutotaura zvisina zera naye,i wish kuti dai zvaibvira tabatana semhuri yeZimbabwe taendera kachembere aka nemwana uyu tokathreatener zvekuti kanosurrender tokati kabvise huroyi hwese hwakakaisa pamwana uyu coz she is the only person who can unlock everything pasina chinosara,ndokanoziva zvakakaita saka ndokangatoziva better than other prophets,nekuti vacho vanoshandira dzimwe nguva havazokwanise kuita zvakakwana so i suggest if there is any other way takaendera togara nako whereever kachibvisa zvese kusvika mwana uyu aaright.Hutsinye hwerudzi urwu hautambirike if we as Zimbabweans cant fight for the life of this innocent child then who else is going to help her.Lets not ignore pipo of God,pliz lets show the world that united we stand,divided we fall.
@juliadzingayi358
@juliadzingayi358 4 года назад
Ndarwadziva vasikana. Paadaira fon ndanzwa musodzi kuda kuyerera. Mwari pindirai 😢😢😢😢
@KwaNhete
@KwaNhete 3 года назад
Eish we are living in an evil world please vanobatsira batsiraiwo mwana uyo and she is so innocent umm ndarwadziwa
@selinafenjure5025
@selinafenjure5025 2 года назад
ndaradziwa sure mwari pindirai 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 varoyi imbwa dzevanhu zvinorema sure
@albertmoyona992
@albertmoyona992 4 года назад
Eish izvi zvorwadza weduwe aaah mwana ane 11 years eish ndachema shuwa
@vanessamaposa5184
@vanessamaposa5184 4 года назад
Hope nzabva nzapera. Ndavhunduka pandotora vangundombo famba. Navo ndaperwerwa shuwa
@believechikomo5058
@believechikomo5058 2 года назад
It's so painful hey
@angelammudzingwa1032
@angelammudzingwa1032 2 года назад
Pamwe akadavira zvinopera. Gogo vanenge vanerudzikinuro hwemwana 🙏🏻
@portiachisindi3597
@portiachisindi3597 3 года назад
Zvimwe zvacho zvinongoda Mwari atibatsire
@fatimakatona2079
@fatimakatona2079 4 года назад
Mwari dai apindira hake veduwe this innocent child. Mwari mubatsirei mwana nemutoro waapihwa nechembere idzi. Its soo sad
@rufaromakombe6286
@rufaromakombe6286 3 года назад
Haa pakaipa this child needs deliverance chokwadi
@theafricanprincess8906
@theafricanprincess8906 4 года назад
Umm veduwe zvinochemedza izvi, mwana mudiki akadai here veduwe. Mwari dzikinuraiwo mwana uyu
@efildachirwa7907
@efildachirwa7907 4 года назад
Ndarwadziwa ini varoyi vanodirei kudaroo pamwana
@chibanguzasharon9383
@chibanguzasharon9383 Год назад
Tete Tilder udza Pastor kuti zvinonzi AN ENEMY not A ENEMY
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 4 года назад
Haana hre kukanganiswa maeererano nezvepabonde mwana uyu.asi ngavazivise baba wemwana nekuti zvinovapandukire mangwana
@limitrumbi8753
@limitrumbi8753 3 года назад
Makadiyi tete tinofara chose nechirongwa chamunotipa ini zita rangu ndinonzi Limit karimanzira ndiri Maputo ini zvangu tete ndinoti ngaanamate tete zvinopera
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 3 года назад
Shame this is so touching ndarwadziwa hangu ndabuda musodzi.Zvorwadza izvi why mwana mudiki so ko vanhu vanoitirei kudaro veduwee
@natheben6977
@natheben6977 4 года назад
1st to view
@matibisachatyoka
@matibisachatyoka 4 года назад
Tete munofara,here,,,
@veronicaparirenyatwa1789
@veronicaparirenyatwa1789 4 года назад
Shame unotonzwa misodzi kuda kubuda uchinzwa zera re11yrs richitaura zvehuroyi
@tinadupwa
@tinadupwa 4 года назад
Mwari itayi Nyasha pamuduku
@melodyzimunya5253
@melodyzimunya5253 4 года назад
Ndarwadziwa veduwee mwari pindirai 😭😭😭
@gugulethuchiwandire6638
@gugulethuchiwandire6638 4 года назад
hmm lord have mercy asi chii nhai
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 4 года назад
Shame poor baby Dai mwari vamubatsira,zvakaoma zvepasirino veduwee
@dudzaitanya6882
@dudzaitanya6882 4 года назад
Haaaa zvinorwadza tete but zvaavekutaura mwana zvatofumuka ngavanamate
@lindybasvi5096
@lindybasvi5096 4 года назад
Umm tete mwana uyu ngaabatsirwe nyaya iyi inorwadza
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 4 года назад
Zera remwana wacho 11yrs hre. Varoi musadaro kudzidzisa mwana kuroya nxaaaaa. Anosara woita mhandara ava kuroya.
@patriciagunzo4360
@patriciagunzo4360 4 года назад
Nyika ino inorema shuwa ,lshe tivhumbamirei
@rubenbarnard3172
@rubenbarnard3172 4 года назад
Shem mwari pindirai 🙏🙏
@selinamukandatsama9641
@selinamukandatsama9641 3 года назад
Zvakaoma zveupenyu mukuroorwa umu mwari sunungurai mwana wenyu
@constancedube9661
@constancedube9661 4 года назад
Chokwadi 'pakaipa' mhuri yeZimbabwe
@monamollangilazi5464
@monamollangilazi5464 4 года назад
So sad😢
@chipotigere5856
@chipotigere5856 3 года назад
Shame very innocent ....Lord have mercy🙏
@sithabilemadzikanda1062
@sithabilemadzikanda1062 3 года назад
This girl needs prayers and fasting.
@talemazhindu5856
@talemazhindu5856 3 года назад
Shame ndanzwa tsitsi such a young soul ..hope she will get help😔😔
@chinakazimharo3821
@chinakazimharo3821 4 года назад
Tete murisei..zvinorwadza tete zvirikuitika pamwana 11years vakomana dai mwari vatibatsira tete
@carolinenyamadzawo8898
@carolinenyamadzawo8898 4 года назад
ahisi kana nyaya yekufungira it's real shame ndarwadziwa haa ari kunyatsotsanangura mwana semubereki unonzwa sei chaizvo
@kundaihuchu9522
@kundaihuchu9522 2 года назад
Ummmm zvakaoma...Mwari pindirai
@beautyncubelufunowamashudu5670
@beautyncubelufunowamashudu5670 4 года назад
Yeah nyaya inorwadza iyi hama haaa zvinogwadza izvi
@sheilagotora860
@sheilagotora860 2 года назад
Dai mabvunza kuti iye aizodii nemisoro yevanhu yaaipiwa? Get to the bottom of it please.
@karenmukuku3899
@karenmukuku3899 4 года назад
Vanhu vasashandiswa nasatan zvakadai chokwadi, ndarwadziwa. Ko sei vanhu muchipa vasina mhosva vuroyi hwenyu?
@tinahmaduu8646
@tinahmaduu8646 4 года назад
Eish soo sad
@edithmaradzika2265
@edithmaradzika2265 Год назад
So sad shame zvorwadza izvi and zvinotyisa mwana akuziva zvandakazwa ndakura mmmmm
@muchamadembo4778
@muchamadembo4778 3 года назад
Uuuumm so sad ,
@nancymautsi6900
@nancymautsi6900 4 года назад
Ummm nyika yakatakura zvinoyera
@carolinenyamadzawo8898
@carolinenyamadzawo8898 4 года назад
vaye vanozviti vanotaura nedenga help ngirozi yamwari veduwe
@maiano7593
@maiano7593 4 года назад
Ndarwadziwa hangu
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 4 года назад
Nyika yakatakura kurema mwari tibatsireyi uuuu
@luciahwenha354
@luciahwenha354 4 года назад
Zvakaoma , mwana mudiki akadai hr nhai mwari
@beatricemuchenje4034
@beatricemuchenje4034 4 года назад
Ummmm zvakaoma izvi Mwari pindirai mubatsire mwana
@cathrinepfudza3198
@cathrinepfudza3198 4 года назад
Shame zvakaoma Mwari deliver mwana uya
@abigailbonyongwa3060
@abigailbonyongwa3060 4 года назад
Inyaya inorwadza iyi dai mwari abatsira
@noxblablabla136
@noxblablabla136 4 года назад
Tilda ,,how are u?
@lifetimetv7460
@lifetimetv7460 4 года назад
Nox Blablabla I’m fine😂
@symoyoz9423
@symoyoz9423 4 года назад
Shame...but did i just hear "pakaipa" from gogo??
@tnporu
@tnporu 4 года назад
😂 😂 😂 Yes she said so
@chntymnemo3964
@chntymnemo3964 4 года назад
Pakaipa chokwadi vashaya mashoko gogo,shame
@fredahama3957
@fredahama3957 4 года назад
😂😂😂😂
@josephinepapaya6805
@josephinepapaya6805 4 года назад
Pakaipa sure
@talentticharava6258
@talentticharava6258 4 года назад
ummmmm zvakaoma shuwa batsirirawo mwana uyo
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 4 года назад
Umm zvakaoma
@rejoicevilla2645
@rejoicevilla2645 4 года назад
Yooo
@siyabongasiyotula4667
@siyabongasiyotula4667 4 года назад
vanhu vanodarirei nhy ndanzwa hasha
@carolinathandem9647
@carolinathandem9647 2 года назад
Hey pakaipa
@vhuranjero
@vhuranjero 4 года назад
Heyiii zvakaoma idiii
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 4 года назад
Nyaya inorwadza iyi
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 4 года назад
Haaaaaà 💔💔💔💔💔💔💔 aipiwa musoro ende shuwa zvichembere musadaro veduwe
@sinikiwemasuku5607
@sinikiwemasuku5607 3 года назад
zvinorwadza izvi
@juliaruwende4058
@juliaruwende4058 2 года назад
MWARI CHENGETAYI VANA VANGU
@ruthmamboma1473
@ruthmamboma1473 4 года назад
mmmm zvinorwadza asi ndodaira zvafumuka
@zuvabrian8963
@zuvabrian8963 4 года назад
shame, may God deliver her little soul
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 года назад
Ndarwadziwa😭😭😭
@oripaalice8711
@oripaalice8711 4 года назад
Nhai Mwari vanhu chii chaicho
@queenleewekwamazarura9090
@queenleewekwamazarura9090 3 года назад
Ma1
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 4 года назад
Shame haa ndarwadziwa ini zera racho kani nhai Mwari pindirai vanokwanisa kubatsira batsiraiwo mwana uyo
@tawazshumba3146
@tawazshumba3146 4 года назад
Shame ma1 hanzii nagogo pakaipa shame
@crosswaydhambuza9175
@crosswaydhambuza9175 4 года назад
Regai kunyarara Jehovha
@thembimguni5852
@thembimguni5852 3 года назад
Zvakaoma zvenyika iyi veduweee
@bettychatsega9440
@bettychatsega9440 4 года назад
😭😭😭😭😭😭 zvakaoma sure mwari pindiraiii mwana uyu mwana mudiki veduwe asi chii nhaimi
@progresschipata7493
@progresschipata7493 4 года назад
Zvakaoma
@yvonnebesa8631
@yvonnebesa8631 3 года назад
Shame.....so sad ichokwadi ichizveuroyi akazvinzwepi mbuya ava vakapa mwana uroyi ndikavabata ndino vazvambaradza nekurova
@muterobequick5631
@muterobequick5631 3 года назад
uuum asi vanhu vanodarireiko nhy
@ravirozava1347
@ravirozava1347 3 года назад
Chembere idzi dzooda kurohwa nxa
@herodmoyo7748
@herodmoyo7748 4 года назад
Mwari achapindira
@sandramutematsaka5672
@sandramutematsaka5672 4 года назад
Zvakaoma
@sharonndhlovu2531
@sharonndhlovu2531 3 года назад
Hanzi vaindipa msoro 😳
Далее
D3 Ваз 2107 Не умри от зависти!
18:57
Кто понял тот понял
00:24
Просмотров 462 тыс.
Envy recreating this new trend ✨ #shorts
00:14
Просмотров 2,4 млн
Prenatal Part 2 - Labour and Birth
41:24
Просмотров 1 млн
From Birth to Two: the Neuroscience of Infant Development
1:42:01
Product Marketing Meeting (weekly) 2021-06-28
42:41
Просмотров 445 тыс.
"AMBUYA VANGU VARI KUNDITAMBUDZA"
1:28:28
Просмотров 32 тыс.
Me: Don't cross there's cars coming
0:16
Просмотров 11 млн
Кошки не нарушают закон😂
0:34