Тёмный

GLENVIEW : Murume "akauraya" mukadzi wake ndiye tande panze ari musvo asina kupfeka kana bhurugwi 

Destiny TV
Подписаться 81 тыс.
Просмотров 60 тыс.
50% 1

Baba Ryan veku Glenview vakauraya mukadzi wavo amai Ryan vachibva vanyepa kuti azvisungirira. Vagari vemu nharaunda iyi varikuramba kuti mai Ryan vakazvisungirira nekuti mai Ryan vakawanikwa vakazara ropa

Развлечения

Опубликовано:

 

14 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 312   
@waynnekisi5863
@waynnekisi5863 7 месяцев назад
The best Journalist in town right now
@rudorwashemashingaidze3642
@rudorwashemashingaidze3642 7 месяцев назад
Dai mashedza tete tilda vaonewo 😂😂
@Janemacelyn
@Janemacelyn 7 месяцев назад
She interviews 3 to 5 people at same place, same story and asks same questions. Based against men on GbV
@MasterMwase
@MasterMwase 7 месяцев назад
You’re the best journalist is Zimbabwe. You really know what questions to ask and how to ask them. Thank you
@yolandamhene2574
@yolandamhene2574 7 месяцев назад
Its high time our community and the elders encourages separation or divorces! Izvi zvekuti ndozvinoita dzimba or kushinga hazvichade. Kana zvisisaite vanhu ngavasiyane
@BenhildaMadondo
@BenhildaMadondo 7 месяцев назад
Taura zvako mazuvano hazvichaite unofira mahara aaaah zvakurwadza zvrikuitika
@nomamathe977
@nomamathe977 7 месяцев назад
true. vanhu mazuvano vave heartless. kare ndopazvaiita kuti shingirira.
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 7 месяцев назад
Tikazvitaura totanga kutukirirwa tichipihwa mazita ...zvirinani kunze hauna than kugara nemurume wezita ..
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 7 месяцев назад
haa taura zvako
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 7 месяцев назад
ichokwadi chaicho apa iye ndiye aitoshanda zvekuti aitogona kurarama life yake ari egaaa haaa kutiza nehupenyu kurinane sure
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 7 месяцев назад
Let’s walk away from abusive relationships/marriages munhu haachinje , so sorry for her kids , family and friends,RIP mai Ryan.
@unity9896
@unity9896 7 месяцев назад
RIP mai Ryan💔💔💔💔,akaroya Zimbabwe mwari avanaye,varume imbomirai kutiuraya tichengete vana vedu
@chilindasakala9499
@chilindasakala9499 7 месяцев назад
ZANU PF ibvai tiwane mabasa nhai, ana wicknell chivharo aakutoita magaro ane mubato apa ghetto is rough, taneta
@medicineC1998
@medicineC1998 7 месяцев назад
Mwari makaita henyu mukandipa mweya wekusiya😩😭😭
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Ahunyepe❤
@faithmukarakate6934
@faithmukarakate6934 7 месяцев назад
Ini ndane 12 yrs ndasiya murume ahhhh ndakzvitadza
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Apo kuudza munhu kuti siya unoita sewakufurira😢
@selinawoyo6047
@selinawoyo6047 7 месяцев назад
Thank God ndakazvisiya apa ainwa Doro mbanje nechihure
@user-co2it4mp3t
@user-co2it4mp3t 4 месяца назад
Me too ndakazvisiya yoooh ndoforei dear
@WayneMakisi
@WayneMakisi 7 месяцев назад
Best Journalist unonyatsomirira munhu ataure nyaya yake uchinyatsobvunza haa zvakaoma zvekuurayana izvi muZimbabwe chii kudai veduwe varikuuraya ngavachekwewo msoro vamwe vachiona vadzidze lesson
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 7 месяцев назад
Ini handisi kurohwa asi ndakanyengerwa mukadzi wepanext door ndakamboshinga ndichiti zvinopfuura Unenge uchimbonyara uchiti vanhu vachati kudii ndikasiya imba ,noise yanga isingapere kani vana vasingachengetwe Zvekt mune muchato izvi ndakazvisiya Ndakaona kt ini ndini ndinofa nestress kana kufira mujeri ndatema munhu ndakatuta nevana vangu ndakabuda ,hapana paunofamba uchinzi avo vasina murume Nkt mashoko acho andaitukwa nawo so
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec 7 месяцев назад
Thanks lady ❤
@Spo7017
@Spo7017 6 месяцев назад
Well done
@schumieelf3232
@schumieelf3232 6 месяцев назад
You did well for you and your kids! Well done and God bless you
@YakienySigauke
@YakienySigauke 2 месяца назад
Tiri vamwe
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y Месяц назад
Wakagona
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 7 месяцев назад
I'd rather have a divorced daughter than a married dead daughter. Chinoshingirirwa kushota kwemari not abuse
@user-ti5ji1mt5l
@user-ti5ji1mt5l 7 месяцев назад
Yeah imi munenyaya dzinobatika keep it up
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 7 месяцев назад
dai Destiny ambobatsirana naTete Tilder mamwe mashows vachimbomupa tinyasonzwa full inform tete tilda varikumanyisana ne time so vanoti ga ga ga this Tete she is excellent 🎉🎉your flowers you remind me Linny Ngugi show if you are not following her please go and learn more and more
@petronellamushiri1514
@petronellamushiri1514 7 месяцев назад
You are right dear I do follow her
@LeonardMuza
@LeonardMuza 7 месяцев назад
Rip Mai Ryan
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y Месяц назад
Yes coz tete Tildah vanoti Musataure mazita nenzvimbo yazvakaitikira kkkk
@ruemkhula163
@ruemkhula163 7 месяцев назад
Mai vane blue top you talk sense.Thank you.
@lyndabanda4809
@lyndabanda4809 7 месяцев назад
They should remove the 16 days cause thats when casesrise
@user-dh2wh5zt2b
@user-dh2wh5zt2b 7 месяцев назад
Nyangwe akaita 30 days hazvishandi let's preach love tikave ne rudo zvinopera izvi
@user-pf6gn7wu1k
@user-pf6gn7wu1k 7 месяцев назад
Mwari weeee tatadzei sevanhu kadzi munyika ino😢😢😢
@user-wm9hq4rr3i
@user-wm9hq4rr3i 7 месяцев назад
So sad very sorry .munhu anongochinja Chero ukaroorwa neanoenda kuchurcch kwacho zvave kungoda kt Mwari apindire zvorwadza hazvo
@nyashatanyanyiwa683
@nyashatanyanyiwa683 7 месяцев назад
Yeah true zvakungotyisa
@samaz9982
@samaz9982 7 месяцев назад
Vanhukadzi ndimi vananyakubereka,u always talk of vanhukadzi vanhukadzi .pliz talk about teaching boy child as well.mwanakomana arikushaya dziidziso
@SharonMhariwa
@SharonMhariwa 7 месяцев назад
I thank God ndakakasira kuvhura maziso zvisati zvadai 😢
@SarudzaiMhlanga
@SarudzaiMhlanga 7 месяцев назад
Taura hako neniwo
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y Месяц назад
Me too😢
@we_talk_
@we_talk_ 7 месяцев назад
may her soul rest in peace shame this is sad some women are scared of living for the fear of being single mothers and being judged by the likes of Shadhaya
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 7 месяцев назад
The biggest problem we have in our communities is vakadzi havana kubatana, instead yekuti vabatsire mumwe wavo kana ari padambudziko, ivo vanenge vachitomunyeya yekumuseka kuti ari kuhurirwa. Kana pachizenge payita chiitiko chakadayi ndipo pavanozouya vachida kuzviita maGood-Samaritans. PayiAbuswer mukadzi uyu maNeighbours ese ayitozviwona but hapana kana 1 akauya kuzomubatsira.
@TawandaSawi
@TawandaSawi 7 месяцев назад
Waida kuti vabatane vaite sei vabatsire sei
@rachelntini4252
@rachelntini4252 7 месяцев назад
My destiny Tv we thank you for the works you are doing may our good Lord continue and give you strength to expose these people let join hands and pray about this Mwari vanoti wrira
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 7 месяцев назад
Thanks daughter..another good job RIP..mummy
@thandymchiro4290
@thandymchiro4290 7 месяцев назад
Ndoosaka mvura isinganai, kuurayana kwacho kwanyaya, zvivindi zvacho zvanyanya RIP baby girl
@jeffersonmushimbo1864
@jeffersonmushimbo1864 7 месяцев назад
Poor government in Zimbabwe causes problems
@vegtales_larry4962
@vegtales_larry4962 7 месяцев назад
Environment yeZimbabwe yasiyana neyekuna 19 gochanjenembe😢. Ivo vanasikana musamhanyire dzimba. Nekuda kunzi mai nhingi. Mai vangu vaiti ukaona mukomana achisimudzira ruoko ibva wasiyana naye. Nekuti atiratidza kuti achagara achikurova😢. Kwaive kuma 1990s. One guy tried it and I told him its over, he asked me why and i told what my mum said. I am glad i listened, also it was one of the best decision. Glory to God. 23yrs from that decision🙌🙌🙌🙌🙌🙏
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 месяцев назад
Very true. Bt vanasikanawo dzimwe nguva musaitewo zvinosimudzisa ruoko. Kuma 90s kwamukureva vakadzi vaive vakadzi baba vari baba Now vanhu ava vaenzana ave masimukatienzane and now this!! Its sad the society that has been brought to us!! Toringepi!!?
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 месяцев назад
Men back then deserved the respect.... Respect is earned not forced.... Nowadays too much entitlement over women zvino hazvishande. Murume kana wawona kuti mukadzi haaite siyana zve naye ko unoroverei kana kuponda. It's shocking majority of men refuse to end the relationship even achiti mukadzi kayipa why???? Deep down murume anenge achiziva kuti mukadzi akanaka, and achiziva kuti kunze uko no one will accept or tolerate him.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 месяцев назад
@@chiyenyumba7135 yes they got respected cause women knew how to respect. Vakadzi veiko zvino are the reason God and Jesus never married!!
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 месяцев назад
@@shingiraitrevormboto2105 kikkkk because god and jesus never existed. We are Africans when we accepted western religion, as African men we lost our manhood. Women and children need a leadership of men who know who they are. As you say "women in the past knew how to respect" don't ignore that "the men in the past also knew how to gain women's respect". Are we not the very same men that signed Beijing now want to blame women? 😂 😂 😂 😂. Scapegoating women for everything is soo out of fashion.
@kudzikudzai3324
@kudzikudzai3324 7 месяцев назад
Vanhukadzi ngatisiyanei nenyaya ye kushingirira iyi aiwa murume anorova haaiti chero nyika ikazara zvayo ma single mothers bhow zvokuti pane kuswera shingirira zvisingaiti nxaaa waurawa kudai kwenyu ndokunenge kwashot apa vana dzave nherera Mai vafa baba kujeri zvabatsirei apa mucheche uyo anotoda mukaka unotengwa nani siyanai ne kushingirira zvisingaiti ma sisters out there 😭😭😭😭😭😭😭😭😭zuva nezuva vanhukadzi vari kuurawa se huku kukasairawa munhukadzi kunourawa vana ahhhh tikuendepiko senyika nhaimi nhymi ko president nyaya idzi muku tombo dzinzwawo here nxaaa
@benoniamarange3005
@benoniamarange3005 7 месяцев назад
RIP mai Ryan. Mwari vanyaradze mhuri yarasikirwa.
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Vana zvavo koanga aripamukaka
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk Месяц назад
Zvekushingirira ngati siye honai zvazvatove izvi
@gracengundu
@gracengundu 7 месяцев назад
May her soul rest in peace, zvakaoma kuganhurirwa hupenyu nemumwe munhu.Its better to be single than to stay in abusive marriage
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Sure apo apana chaaimuchengeta nacho ummm andibate kushingirira ngozi
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 7 месяцев назад
😢he tried to cover up asi ngozi haina cover up , he must rot in jail.
@Sandramkunyade266
@Sandramkunyade266 7 месяцев назад
Bba avo zvekuziva mwari hazvishande izvo iyi yekuurawa kwevakadzi yatove mhepo yetenderera nenyika iyi let's pray
@sinodiakwaramba5601
@sinodiakwaramba5601 7 месяцев назад
Baba Ryan Mwari ave nemi sure mungati munhu azvisungirira murimo mumba macho like seriously ...mwana oti mairwa mabva kurwa ndobva vazvisungirira imi makatarisa henyu ndobva mazobuda kuudza vanhu afa imimi kaaa
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 7 месяцев назад
Mai vechelsea vataura chokwadi
@ruel1703
@ruel1703 7 месяцев назад
Good show but please tokumbirawo ma follow up enyaya idzi especially kumajeri but great work 🎉
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 7 месяцев назад
Panoti Destiny TV ndipo panoti Stella Muusha to the fullest unogona wena
@dephinemanamike4990
@dephinemanamike4990 7 месяцев назад
Zimbabwe yaipa vanhu hatichache kudeura ropa. Dai mwari vapindira.,😭😭😭RIP
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 7 месяцев назад
Stella unogona basa
@priscillandawi
@priscillandawi 7 месяцев назад
RIP mai Ryan Mwari vachengete vana vako vawasiya
@MontyMukudzeyi-id1ck
@MontyMukudzeyi-id1ck 7 месяцев назад
Eshii vuka uye kuye dade wethu don't rest my sister
@cathrinesamanga
@cathrinesamanga 7 месяцев назад
Weduwee chiiko chapinda muvanhu mazuva ano vanhu vakuurayana se huku
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 7 месяцев назад
Mutemo uri kurerutsira mhondi nekuti vemutemo wacho imhondiwo tichangopera..muchaona next week achipihwa bail zvobva zvanzi hapana evidence...Dai mwari vatibatsira...If i was a president ndaiisa national prayer day...mhepo dzacho dziri kunyanya
@thulanyoni249
@thulanyoni249 7 месяцев назад
Some of these who pretend to know God are worse, just get to know the person, do your due diligence & ask around any red flags 🚩 leave
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 месяцев назад
More than true!!
@TawandaSawi
@TawandaSawi 7 месяцев назад
Mugoni wepwere
@doreensibanda7832
@doreensibanda7832 7 месяцев назад
So sad guys Mwari vakasika muchato kuti tifare mauri asi Satani apfunya chisero mairi.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 месяцев назад
Satan akadzika 2000 on a mission to destroy marriages. Satan then got some agents namely single mothers/ small houses/slay queens to use juju to target married men especially. Satan's main reason is to destroy church and he knows the church is full of families and families is made of marriages. Baba vakahura mai moyo worwadza church haachaende
@esinahladye4089
@esinahladye4089 7 месяцев назад
Problem panevamwe vasingadii kutaura zvikuitik mumarriage mavo,thy keep on keeping secrets on how thy are being abused, at least try to share wth someone poitwa action before its too late😢😢😢😢Rip amai Ryan😢
@MelindaMasanga
@MelindaMasanga 7 месяцев назад
My fmly and friends, we are in pain fmly yekwaMasanga that was my Auntie killed by Tawanda (baba Ryan) zvorwadza mufunge kubairwa hama sehuku zvakadero,,,,,moyo yedu yakatsemuka hatigoni kuzvitsanangura ,,,,,Thank you destiny TV
@user-vp3cm4fj3k
@user-vp3cm4fj3k 7 месяцев назад
Sorry dear
@MelindaMasanga
@MelindaMasanga 7 месяцев назад
Ndikuita sendotsva mufunge ,,, crying 4 the kids so young and vatove nherera baba kujeri Tete vangu in mortuary kutoenda sure ,,nekuda kwehure ,,,risina haro depression about this incident,,, mwari dai vatibatsira semadzimai vatirwira mumweya wekupondwa wasimuka uyu ,,,,,
@patiencemapfumo4669
@patiencemapfumo4669 7 месяцев назад
Mweya mutsvene akunyaradzei
@ellinamhlanga9386
@ellinamhlanga9386 7 месяцев назад
Nyaradzwai naMweya mutsvene
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 месяцев назад
​@@MelindaMasanga pasi nemahure. My prayer is mahure ngaaiswe life in prison....mahure anokanganisa upenyu hwevanhu haaa
@naomemahowa4615
@naomemahowa4615 7 месяцев назад
Rest in peace mai Ryan. We live in a cruel world
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 7 месяцев назад
Zvemarriage izvi dai tasiyana nazvo hazvichashande izvi varume dzàamhondi idzi in zvangu ndinoti netsana nemhondi iyo kusvika wadzorera😢😢
@user-kw7qc5dz6p
@user-kw7qc5dz6p 5 месяцев назад
Best journalist ever
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 7 месяцев назад
The more ma single mother akawanda the more chihure chichiwedzera unowana mukadzi achibuda mu marriage kuti murume iye achienda kumba kwavo anenge akudanana nevarume vevanhu saka unoshaya zvinofamba sei
@mildretebanda3550
@mildretebanda3550 7 месяцев назад
Mmmm shame zorora hako murugare mai Ryan kazhinji kacho vabereki nfovanokonzeresa unenge uchingonzi shinga ndozvinoita dzimba unoendepi nevana mmmmm tinzweiwo veduwee zvinorwadza izvi
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 месяцев назад
Say it again
@elishebagodzi3541
@elishebagodzi3541 7 месяцев назад
Kune vamwe vanhu vagara vatori neAttitude yakashata towards the female gender. I have a brother atori neruvengo kuvakadzi akatokura ari violent. Saka akanzi auraya munhukadzi handishame. I attitude dzimwe nguva, kungovengq vakadzi
@beautychirimuuta8946
@beautychirimuuta8946 7 месяцев назад
Fly high my sister wabirirwa nababa Ryan
@JuniorMbiri
@JuniorMbiri 7 месяцев назад
Ahh vanhu vonoita zvinoshamisa nezita ramwari ..the best plan is to pray for this spirit..
@angelabasarokudya4430
@angelabasarokudya4430 7 месяцев назад
Vabereki kana vana vauya kwamuri vachida kudzoka siyai vauye
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 5 месяцев назад
Mataura ipapo vabereki vakutiregerera ini ndane 2good years ndikugara mumba asi handichada
@angelabasarokudya4430
@angelabasarokudya4430 5 месяцев назад
@@user-nz9ik3cc4z taurai nevabereki mudzoke monofa asikana,munongovasiira vana imi motavaga basa kana musiri kushanda mopota muchivatumira vachidya nevazukuru vawo hope mukataura nawo vanonzwisisa ini sisi vangu vakaita kutiza izvozvi vari kuchengeta vana vachigarawo nehama.mukaona vabereki vasingadi tsvagai hama inokuchengeterai vana imi moshanda muchitumira chikafu
@user-bv1op8qc5w
@user-bv1op8qc5w 7 месяцев назад
MuZim dai vangoti wese auraya munhu ndaauraiwewo maybe vanhu vangatye kuuraya vanhu
@user-rp5ko5iy4g
@user-rp5ko5iy4g 7 месяцев назад
Ini ndini mumwe anga achabhudha mumapepa ndakasarudza kubhudha ndichifamba pane kufa
@magretchisvo5799
@magretchisvo5799 7 месяцев назад
Varume Vandana chifambi ini ndinofirapo nekuti ndikabvapo ndichawana umwe anemhuri yake . Zvinodaka zvanyanya munyika pfambi ngadziende ku bhawa 😭😭😭😭zorora murugare Mai rayen
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 7 месяцев назад
Mmmmh mhepo yacho yanyanya pindirai Mwari
@AnesuKapuru
@AnesuKapuru 7 месяцев назад
Zvakawoma nyikayatinogara 😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔
@user-dm9tu9ji1x
@user-dm9tu9ji1x 7 месяцев назад
Dai vakamurova akashama kudaro 😢😢😢😢
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 7 месяцев назад
Mhondi kujere for ever
@melisamaphosa2395
@melisamaphosa2395 7 месяцев назад
Madzimai kana zvemba zviri kuramba siyai than kufa mosiya vana dziri nherera,Muri kushingirira nekusada kungonzi single mother 😢 shandirai vana venyu madzimai zvinorwadza izvi abusive marriage siyai pliz.
@SarudzaiMhlanga
@SarudzaiMhlanga 7 месяцев назад
Rest in peace mai Ryan.Vanhuweee tisashingirire kugara nemurume ari abusive.Especially varume vemacombi inini am talking from experience.Ndakatiza nevana vangu nenhau yekurohwa iyoyi.Tiza neupenyu hwako
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 7 месяцев назад
So sad news life is not easy
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 месяцев назад
Shame so sad dont rest fudza rbe rako kusvika rati eke
@rutendomukondo8697
@rutendomukondo8697 7 месяцев назад
Ah ndibatsireiwo kunzwisisa veduwee urikubhadhara rent,fees,food wega asi woramba uchigara nemunhu kusvika wafa? Ladies haa let us respect ourselves .Leave him please honai vana dzava nherera
@agnesdzingirai1780
@agnesdzingirai1780 7 месяцев назад
Rip Mai Ryan 😭😭😭😭😭😭
@angelabasarokudya4430
@angelabasarokudya4430 7 месяцев назад
Rest in peace mai Ryan
@giftndawana
@giftndawana 7 месяцев назад
😢😢 Yoo nhai veduwee vanhu vakungourayana zuva nezuva
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 месяцев назад
Ko vaye vayiti mwana wekuchekwa itwas because mother was small house. Zvino nhasi munoti kudiikooo. Tawurai tinzwe.
@user-uw2wo2rm4d
@user-uw2wo2rm4d 7 месяцев назад
Vana dzave nherera maii vaenda bb kujeri
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 7 месяцев назад
PachiMalawi mudzimai nevana vasikana ndi Amai
@MemoryMajanga-cy6zw
@MemoryMajanga-cy6zw 7 месяцев назад
My father used to call me Amai
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 7 месяцев назад
I like you,the way you do your works is owesome
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec 7 месяцев назад
Inn pendichaita president mutemo. Wangu auraya anourayiwawo , arepa kuurawa wo, mbavha kuurawawo haaa ndarwadziwa hangu 😭😭😭😭😭😭
@patiencemunyaradzi1014
@patiencemunyaradzi1014 7 месяцев назад
Zvinorwadza izvi my classmate RIP Rujeko
@lenainock3982
@lenainock3982 7 месяцев назад
😭😭😭😭😭😭
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 7 месяцев назад
Nyika yengozi chaiyo
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 7 месяцев назад
Satanism
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 7 месяцев назад
Aunt Stella munogona
@lydiachinenu8872
@lydiachinenu8872 7 месяцев назад
President munangwa help women please please please Mr president do something
@AbigailMakumbe
@AbigailMakumbe 7 месяцев назад
Zvorwadza izvi Mwari vakunyaradzei vemhuri yekwamai Ryan. Please let's say no to abusive relationships ladies topera
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 7 месяцев назад
Zvakaoma veduwe nguva yaMugabe kwanga kusina izvi
@user-mt9yj3yg4k
@user-mt9yj3yg4k 7 месяцев назад
Zzvinorwadza izvi Zimbabwe yashata RIP mai Ryan
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 месяцев назад
Zimbabwe is better than south africa
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Apana better apa
@nyikafreejoy3571
@nyikafreejoy3571 6 месяцев назад
Kuuraya hazvisi bhoo ndirwo rudo rwacho ere 💔💔💔 chinondirwadza ma sistren ese arikufa aya anenge akatombotiza oteerwa nekuseri onzi dzoka pamba pliz kana wafunga kusiya siya usadzoke zvinorwadza problem yacho ndeyekut munhu ukamuudza anofunga kuti urikumuitira godo
@LovenessMuzhange-pf9xu
@LovenessMuzhange-pf9xu 7 месяцев назад
Ndpaziv pamba apa
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 7 месяцев назад
Zimbabwe yaipa chokwadi ummmm 😢😢😢
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 6 месяцев назад
Eish zvakaoma, vanhu vari kushungurudza mudzimba umo. Shuwa kana ukaona kut murume arikukura abuser usatye kusekwa nenharaunda coz unofa vamwe varume dzamhuka
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 7 месяцев назад
Ndarwadziwa shuwa ini ndatodzidza wo
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 7 месяцев назад
Iyesu mkristu ndisu tinokuza vanhu kusarambana tisararamire kunzi wat will people say
@danmasinge7488
@danmasinge7488 7 месяцев назад
Zvinobhowa. Even varume tinoshungurudzwa asi hazvina anotaura ndosaka kuuraya yoita seoptioñ. Sechaiwo kuti sei mkadzi achishungurudzwa. Zviri kwese kuvakadzi nevarume
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 месяцев назад
Asi %yevaeume vanopondwa nevakadzi vashoma pane varume varikupomda vakadzi nevana ...murume you can get out of a relationship easily than women and mosiya vana vachichengetwa nemukadzi so ndosaka gbv irikunyanyoita senge iriku favour madzimai asi hazvisizvo😢😢😢😢 no to violence hazvinei mukadzi or murume
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 7 месяцев назад
Mwari pindirai muzimbabwe , zvanyanya , everyday kunotofa munhu nekupondwa, Zimbabwe rangowa ropa Rega rega
@EileenMaugara
@EileenMaugara 7 месяцев назад
Veduwe zvakaoma nyika yacho😮 yanetsawo.zimbabwe yanetsa.ko wakadiiko ko wakadiko kumuendesa kuvabereki wake kana wanga asingamudi.mutoriro wanetsa
@fungaichinamo7133
@fungaichinamo7133 7 месяцев назад
Vanhu varikungokinditswa nevanhu vanoti vanoziva Mwari
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 7 месяцев назад
True
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 7 месяцев назад
So sad 😢😢
@annahmudzengerere6038
@annahmudzengerere6038 7 месяцев назад
16 days iyi haisi kushanda semaonero angu ndoopari kutonyanya kuurayana kwacho,,, sleep well mai Ryan😭😭😭
@NyarieMarozva
@NyarieMarozva 7 месяцев назад
Taura hako
@memorymuropa2775
@memorymuropa2775 7 месяцев назад
Ndarwadziwa ini ndinongoti nyaradzwai nedenga uye ityai mwari vanhu kuurai munhu kunge huku yooooh
@paidamavi2270
@paidamavi2270 7 месяцев назад
Madzimai dzidzai kuzvimirira musada kushingiria zvisina basa
@daretoliveonce
@daretoliveonce 7 месяцев назад
Zvakaipa chose. Vana vedu vopera
@FlorenceAnastazia-mq4xy
@FlorenceAnastazia-mq4xy 7 месяцев назад
Zvinorwadza weduwe tikupera vanhu kadzi mwari pindirayi
@Elizabeth-on9yg
@Elizabeth-on9yg 6 дней назад
Wese aurairwa hama pliz endai kwaTasvu kana kanengo , nowadays zvakuda action
@user-fd1sp3xo3t
@user-fd1sp3xo3t 6 месяцев назад
Rest in peace Mai Ryan
@forgetjenyura3369
@forgetjenyura3369 7 месяцев назад
Rest in peace Mai Rynn
@SleepyHangingGondola-qw4on
@SleepyHangingGondola-qw4on 6 месяцев назад
Nyika yaipa iyi mukawona Mwana auya achi abuswa nemurume musamuti dzokera
Далее
Ютуб был хороший...
00:52
Просмотров 266 тыс.
@HeadmanChigodora Mukadzi wemunhu haabatwi Pt1
48:21
Просмотров 39 тыс.
CHII CHAKAITIKA KUNA ROWAI
22:46
Просмотров 37 тыс.
#фильм #кино #фильмы
0:58
Просмотров 3,3 млн