Тёмный
No video :(

CHII CHAKAITIKA KUNA ROWAI 

Drewmas Media
Подписаться 225 тыс.
Просмотров 37 тыс.
50% 1

DREWMAS MEDIA POINT OF VIEW

Опубликовано:

 

27 июл 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 107   
@lillycee5054
@lillycee5054 2 года назад
Well spoken Andrew. You are right! Family hayina kuita follow up. Hindava?? They should have shown care. Family iri kuti ma expenses Ake such as food Ari kuonekwa nani? Families should do better! Ko Drewmas maybe if you can endai kunobvundza Kwa Mambo or the officials who we saw paya pamhemberero? Moreover what is ZINATHAs statement on this affairs because vabatsiri ava are under registration yavo.
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 года назад
Spiritual things are real,but it depends on what u believe.Good example varoyi.
@daisymuchichwa.7316
@daisymuchichwa.7316 2 года назад
Sei tisina kumuonaRowai wacho
@veronicawekwadick8182
@veronicawekwadick8182 2 года назад
Haaaa muchinda wekurova vana ngaasungwe no mercy on him
@fildahmugoniwa576
@fildahmugoniwa576 2 года назад
Sekuru andrew zvunhu izvi vanhu ngavajekerane tiite mubatira pamwe zvino kana chiwanikwa ichi chonyangarika zvorevei mnyika medu sekuru andrew fambirai nyaya iyi munotaura nevabereki varowai timupuhwe zvakare
@homeplusfurniture2660
@homeplusfurniture2660 2 года назад
Madii mambonobvunza wakapihwa basa racho wataure nyaya dzawo mushe nekuti pane pandisiri kunzwisisa ini ndomboda kuti ndiwe pa what'sapp group renyu ndiite kuisa recond chaiyo
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 года назад
Nhasi rarimwe zuva... Drewmas media ndiyo edzidziso
@memorygoche2574
@memorygoche2574 2 года назад
Machira haudzirwe rekutenga unozviroteswa ukaona wakunzi tenga tenga jira color yakat tiza nehupenyu hwenyu kunze kwere white chete
@faithnetone3234
@faithnetone3234 2 года назад
Chiri wakaenda kuchipatara usina mari unorapwa here Vanhu munoshupa endai kusingadiwe mari sei gogo
@gtrspeed1784
@gtrspeed1784 2 года назад
Chivanhu chiriko kwanegari kwana rowai ndiko kwedu ukahura mwana haayamwi kana uchiroya haumwisi mwana vachihwanga ndisekuru vangu rowai ndimainini vangu
@fungistosibs9378
@fungistosibs9378 2 года назад
Saka murikuti kudii nekunoona Rowai sei musinganoona kuti ava sei uye adyei
@elijahelephant9699
@elijahelephant9699 2 года назад
Saka murikudii kunowona hama yenyu kana varimai venyu
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 2 года назад
Kkkkk vaneshamba imika,mwana anenge aveka " small mameid" kkkkk
@learnmorekaronga2613
@learnmorekaronga2613 2 года назад
😅😅😅😅😅
@poloniuslawrence1366
@poloniuslawrence1366 Год назад
Mukoma Andrew nyay dzeny hadzinakujeka idzi.....dzavanechitsotsi nenhema
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 года назад
Yooooo rowai haacha vanikwa inga zvakaoma hazvoo
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Besides izvozvo kubudisa munhu ane 40 years mumvura imi it's not a joke
@gtrspeed1784
@gtrspeed1784 2 года назад
Variko vaiva vakasarudzwa kunzi ndivo vanoinda kwaiva narowai ndiye aiudzwa zvinodiwa achiuya kumba achipiwa achiinda nazvo
@mattymanuel3863
@mattymanuel3863 2 года назад
Drewmedia song iyo ndoida ndowanawo sei yamotanga nayo iyo
@freedommaringosi3436
@freedommaringosi3436 2 года назад
Zvakanafana nevaviri avo izvozvi mbuya shumba yaona vanotopemhera vanhu vanhu vane hama dzaiti vabudise izvozvi varowera kudzimba dzavo ASI kana yavananga inenge yava hama yavo vanhu musaite zvamusinga goni
@unitedj6996
@unitedj6996 2 года назад
The story of Rowai is just that. A story. Hapana nyaya apa. Zanu-pf inenge inobatsira ne channel iyi.
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Mafungiro evamwe varume haranga dzavo ngadzipururudze
@wkapere
@wkapere 2 года назад
Andrew regera kutamba nesu wakadii kumbotiratidza mapictures echidhoma chacho
@takundamamvura1870
@takundamamvura1870 2 года назад
Tsvagai mapicture ezvikwambo tsano
@miriammubaiwamubaiwa8201
@miriammubaiwamubaiwa8201 Год назад
Kana akadzokera haachadzokizve kuvanhu uye haachazoonekwizve kunze kuno....pakatokanganiswa masikiri ayo haaifanira kuita zvemari chivanhu ichi
@pedzisayizvoma5429
@pedzisayizvoma5429 2 года назад
Ini ndinoda chivanhu asi zvenjuzu izvi iam so confused nhy vaNeshamba ko mari inosiiwa mumvura njuzu dzacho ndozodzishandisei nekuti zvalambonzi dzinoba wani
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 2 года назад
Kuba inenge yaperaka kkkkkk
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 2 года назад
Good work dremas
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 2 года назад
Chivanhu chiriko kani ndomudzi wedu
@fungaisibanda3758
@fungaisibanda3758 2 года назад
Hellow Drawmas Media
@christendube7858
@christendube7858 Год назад
We're is sisi opha
@chrisjuniormalgas6083
@chrisjuniormalgas6083 2 года назад
Thanks mukoma Andrew
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 года назад
Rowai haachadzoki becoz hama dzake vaisada kunyatsotaura nezvake.Vanogona vakamuvhiringa.Its so sad.
@peterfox8299
@peterfox8299 2 года назад
Chokwadi pane karume kaye kaitaura zvakanoka
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 года назад
Ko mubvunzo wangu ndewekuti muzukuru wangu Andrew Neshamba arikufambira nyaya dzacho dzenjuzu idzowo njuzu dzirikumuona ko dzikamutora 🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠
@pricillamangwende
@pricillamangwende 2 года назад
Hadzitori munhu wadzisingadi saka Neshamba anotochengetedzwa
@loicengara350
@loicengara350 2 года назад
Kkkk ahatorwi kana asina shavi remanjuzu
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 2 года назад
Veduwee
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 года назад
@@loicengara350 🤠🤠🤠🤠 hamudi kuti atorwe amboendawo
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 года назад
@@pricillamangwende 🤠🤠🤠🤠 hamudi kuti eyende anoona pasi pemvura ozodzoka achitiudzawo kuti kwakamira sei
@freedommaringosi3436
@freedommaringosi3436 2 года назад
Havana hanya vanhu vacho avo hameno kuti vanozviitirei zvekuda chivanhu vanhu vanofunga kuti zvakachipa chivanhu chinodhura musatambe nechivanhu
@faithnetone3234
@faithnetone3234 2 года назад
Vanhu vanoti gogo vanonda mari. Kune vakawanda vari kumbunda muma TV makanzwa mari dzavano taura
@zoeyradebe5955
@zoeyradebe5955 2 года назад
Chivanhu that's true👏👏👏
@homeplusfurniture2660
@homeplusfurniture2660 2 года назад
Waripasi wacho hawazi wanenge wakubira vanhu ba here nekuti sei wachitora munhu asina mhosva nawo wozoda kuti mhuri yake ibhadhare panoda kuongoroorwa ipapo humbavha huripachena
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 года назад
Ransom kkkkk
@g.karodza
@g.karodza 2 года назад
mukoma neshamba makanyanya🔥
@loicengara350
@loicengara350 2 года назад
Kkkkkk anomwa bucket rese redoro
@mollysibanda8520
@mollysibanda8520 2 года назад
500 USD here or Bond?
@lovenesstavengwa8846
@lovenesstavengwa8846 2 года назад
201watching and 4 likes....guys dnt frgt to like
@learnmorekaronga2613
@learnmorekaronga2613 2 года назад
Drewmas media taking you.to another level
@bosslady933
@bosslady933 2 года назад
Vanga vasina shungu hama dzaRowayi
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 года назад
Kooo chamupuri chino tora munhu hr Kuma Andrew thanks nebasa renyu ramukuita
@viola849
@viola849 2 года назад
Ehe chinotora
@homeplusfurniture2660
@homeplusfurniture2660 2 года назад
Inyaya dzekunyepa idzo kuitisana chete gogo shumbayaonda hawana pawakambosimudzawo musoro panyaya dzematbudziko anoda chivanhu asi iwo wanoda kubatsirwa Vanoda kubhadharwa asi wachida kupihwa zvinhu mahara newanhu
@nancymabika6438
@nancymabika6438 2 года назад
Its funny how people can be gullible 🤦🏽‍♀️
@miriammubaiwamubaiwa8201
@miriammubaiwamubaiwa8201 Год назад
Vaviri avo vachadzokerazve kumvura hazvina mwaka vasati vadzokera, hakuchisina achachigona chivanhu...one mhondoro irimubako kwaMurehwa ukoo...vaneshamba endai munzwe nezvayo
@kumbulanimudubi4956
@kumbulanimudubi4956 2 года назад
Vanhu vanoda kumbomuwonawo Rowai wacho
@roots44
@roots44 2 года назад
Ko rowai anemhosva yei umm madziva toaziva sawira panenhau apa taitakure taiti imbotaurai nesu tikutsanangurirei aya madziva aya umm kana idzo homwe dzacho umm takuita muvhunzo vanekakubata bata apa
@veronicawekwadick8182
@veronicawekwadick8182 2 года назад
Chivanhu chiriko veduwe
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 года назад
Uuuuuuuu vanhu Taura kwamuswera mudzimu hapana paunoitwa pasina Mari ndochokwa nekuti zvese zvino itwa ipapo zvinoda Mari
@dubViny
@dubViny 2 года назад
Saka kusati kwaane mari mudzimu waiita sei?
@elisshumbamasevedze2298
@elisshumbamasevedze2298 2 года назад
Ù
@clararity
@clararity 2 года назад
@@dubViny kwaipihwa mombe, mbudzi etc
@phillthedrill
@phillthedrill 2 года назад
Andrew hindava kupusa so Rowina wani akavhara minister wani. Kumaunganidza but at the end of the day it was all fake
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 2 года назад
Nganga dzinehudyire
@shellychaitemura5892
@shellychaitemura5892 2 года назад
Chivanhu
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 2 года назад
Drewmas Media to the fullest
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Aaaaaah Saka rowai haako
@thandiwedube2379
@thandiwedube2379 Год назад
Pakashanda chitsotsi
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 года назад
Nhoroondo dzagogo dzakawandisa vanhu hatimbovaoni
@vimbainashemugadza571
@vimbainashemugadza571 Год назад
Its so sad pliz andrew go deeper visit the place that rowai was taken too lets hear wat the sangoma has to say obt her disappearance
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 года назад
Shadow Shadow
@ndlovu1699
@ndlovu1699 2 года назад
Thanks mukoma
@Ladypradaful
@Ladypradaful 2 года назад
ZvaRowai zvaisanzwisisika coz hatina kana ka pic katakaona zvichinzi hapadiwi ma camera saka zvaRovai zvonetsa ku believer..Rovai akadzokera kudziva, hanti akanga achiine makwati
@cherryplum4193
@cherryplum4193 2 года назад
Neshamba. Ndakamirira kekutumira consultation fee kuti ndiwane number.
@princessmamthe7043
@princessmamthe7043 2 года назад
Well presented 👏🏾 👍🏾 👌 🙌
@beautyblack9761
@beautyblack9761 2 года назад
INI zvangu kuzodongorera ma comments kkkkkkkkkkkkkk zii vangu
@cdechirume2979
@cdechirume2979 2 года назад
What Missing person? She went Missing 40 years ago. Maybe open a cold case.kkk
@unitedj6996
@unitedj6996 2 года назад
Whatever.
@sausage9806
@sausage9806 2 года назад
Uuuummmm vanhu vaakutsvaga mari nenzira szakasiyanasiyana. Njuzu dzacho dzinoda mari, ndidzo dzinogadzira mari yacho here, it doesnt make sense. Mari inosiiwa pamvura yotorwa nenjuzu uuuuummmmm this sounds like a scam to me. The whole thing
@cdechirume2979
@cdechirume2979 2 года назад
Kunotora vanhu kumvura kuti vanoregister to vote here? Kk
@politenyamutsaka3072
@politenyamutsaka3072 2 года назад
Hie drewmas crew
@petronellamagunje6526
@petronellamagunje6526 2 года назад
this is complicated ummmm
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 года назад
Todini nesu vanhu veMasvingo?
@nyashamacheka9441
@nyashamacheka9441 2 года назад
Ndokumbirawo number dzambuya
@zulualpha4603
@zulualpha4603 2 года назад
I was listening to you trying to explain the story about the missing person, please don’t take us for fools. Nonsense
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Kkkk hausi here
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 2 года назад
@@andrewneshamba5557 nice mhinduro
@malachaisamson6533
@malachaisamson6533 2 года назад
Anyone with Andrew number the drewmas number please
@romeocarloskadzunge4028
@romeocarloskadzunge4028 2 года назад
Tarisai pama vedios ese eDremas dzinenge dziripo pamusoro u can even check previous vedios
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Njuzu kutora munhu ane nhumbu ??
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 2 года назад
Ehe dzinotora
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 2 года назад
Ko vanoda zvemahara ngavatsvake n'anga dzeNGO nhai? MaZimba munoda zvemahara too much manje honai
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 года назад
report
@lawnyakura6827
@lawnyakura6827 2 года назад
Ummmmmmm, 'Rowai' haana kudzokera ku real family or real life yake here after the drama was successful? Wasn't her first return stage managed by with an imposter acting as Rowai? If it was stage managed, then it makes sense that the imposter has to go back to her real life,hence the new so called second disappearance. Looks like this Gogo specialises in this kind of drama.
@KM-sl9ww
@KM-sl9ww 2 года назад
Mkoma musataure pe zvamusingazive muchishandisa pfungwa dzechirungu,chikritstu nefundo yenhema.Tarisa kufumuka kurikuita chikristu?Munhorohwa neshamu yepasi. Kunyarara kuno kunda rufu.
@lmsau6718
@lmsau6718 2 года назад
True drama that woman uses her svikiro to try and scum people with her dramas. Nothing is true there.
@farie4585
@farie4585 2 года назад
Pagoshaikwa nemumwe anomuona here mazubano ewatsup musazonyanyoomesa misoro yenyu
@Zim22117
@Zim22117 2 года назад
It was all fake.
@unitedj6996
@unitedj6996 2 года назад
Yes. He is trying to do damage control. He trying to convince people because most people did not believe him.
@faithnetone3234
@faithnetone3234 2 года назад
Vanhu vanoti gogo vanonda mari. Kune vakawanda vari kumbunda muma TV makanzwa mari dzavano taura
Далее
CHIRUMANZII FINAL....  VORIPA NGOZI
21:59
Просмотров 6 тыс.
女孩妒忌小丑女? #小丑#shorts
00:34
Просмотров 10 млн
Gli occhiali da sole non mi hanno coperto! 😎
00:13
Akatorwa neNjuzu kwemakore 46- questions answered
53:49
MUSIKANA WEKUTORWA NENJUZU 'ROWAI' AKADZOKERA KUMVURA?
20:30
Latest on Mapanzure drownings
49:03
Просмотров 72 тыс.
Akatorwa neNjuzu kwemakore 40 ari mumvura
29:23
Просмотров 134 тыс.
Kungwara kwese kunopera-Prophet T Freddy
13:41
Просмотров 47 тыс.
女孩妒忌小丑女? #小丑#shorts
00:34
Просмотров 10 млн