Тёмный
No video :(

Huyai Munzwe Nyaya Ya Sister Veku Roma Zvavakaita Mu TrainVakabva Vadzingwa Mu Church 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 32 тыс.
Просмотров 27 тыс.
50% 1

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Опубликовано:

 

7 июл 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 72   
@carolinemapurisa3792
@carolinemapurisa3792 Месяц назад
Forgiveness is a process and you need time to heal. Praying usina kuforgiva mumwe munhu zvakafanana nekutambisa nguva....imbochinjai church or stay at home and heal first,pray about it also
@preciousprecious263
@preciousprecious263 Месяц назад
My sister ziva kuti hakuna man of God tese tiri vana vamwari uye tinotadza, mufundisi munhu unotadza uye ruchiva uye kusagutsikana bcz munhu, iwewe uri mwana wa mwari regerera ugone kunamata mwari wako pora pakati pako uye upupure kuti Mwari asevenze muupenyu hwako
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv Месяц назад
Enda kwa Prophet Miracle Paul uudzwe baba vemwana sister
@MindaKinder
@MindaKinder Месяц назад
Haana kumboita Sister veRoma inhema idzi. Hakuna Roma inoitisa abortion plus chero ukaita pamuviri haudzingwe muchurch unongosiiswa chipikiri chacho. Vanhu musanyepa
@canaanzheyu
@canaanzheyu Месяц назад
KO ndoyoga kereke hr ? Tsvakai imwe kwamunenge makasununguka.
@mairue903
@mairue903 29 дней назад
Ex-sister (nun) musasimbirire nekuchurch kwamakadzingwa. Tsvakai Mwari even mubvunzo wenyu, only Holy Spirit can lead you into all truth. Kana mwana wenyu anopodzwa naMweya Mutsvene.
@user-sw9vv7zn7b
@user-sw9vv7zn7b Месяц назад
The greatest prayer is you,you and your God. Don't depend on other people to carry your cross for you.
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Месяц назад
Gegegege pwatii hanzi vanhu havasi kuzorora
@ropafadzozinyurugwi1777
@ropafadzozinyurugwi1777 Месяц назад
Last confession kugona ngozi kuiripa tsvakai zita ne surname yemunhu akaurawa nababa venyu munoripa. Ngozi inouya zvakasiyana siyana munogona kunamata mukoma asi pasina kuripa hapana chinobuda
@theresansamba9148
@theresansamba9148 13 дней назад
Nun avo ngavaende kwaMiracle Paul unoudzwa baba vemwana nekwavanobva
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Месяц назад
I can help you kuti uwane baba ve mwana wako
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa Месяц назад
How
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Месяц назад
@@NatalieMusekiwa Ndakabatsirwawo
@beularwodzi9750
@beularwodzi9750 Месяц назад
Ndiudzewo ndina bamukuru vangu vatova nemhuri havazive Baba vavo
@patiencechibange9539
@patiencechibange9539 Месяц назад
Also need help on that aspect
@tre642
@tre642 Месяц назад
3# kumbira Mwari moyo wekuregerera
@user-fz3to3gk3x
@user-fz3to3gk3x Месяц назад
#3Haa Mufundisi vadodara zvavo ava ummm kkkkkkk chinjai Church my Sister
@esterdube8894
@esterdube8894 27 дней назад
Being born and bred as a Catholic I hate Zvimwe zvima rules zvacho. I don't understand there r lots of nuns vakapanduka but they're still in church. Ndeipi parish inoita kupenga ikoko as if they're holy
@carolinemapurisa3792
@carolinemapurisa3792 Месяц назад
#1 wataura option yako...apa u want us to support your decision chete. Ita zvichasiya moyo wako uchifara
@ChipoMashonganyika
@ChipoMashonganyika 20 дней назад
4th confession my advice mwanangu zvembereko wanmhanya its too early kuchema mbereko after only 1 year
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 Месяц назад
How can you call that man mfundisi , just confront him but there are consequences
@emmasonhlomayi5590
@emmasonhlomayi5590 23 дня назад
He is not mfundisi that man is just after money and tights
@margaretnyarambi7066
@margaretnyarambi7066 Месяц назад
Kokusiya church yacho dzana papa idzi dzonetsa
@DioutiMatebura
@DioutiMatebura 13 дней назад
Zvechurch tsvaga imwe sister haisi yoga church
@edwardmuna3701
@edwardmuna3701 4 дня назад
Ngozi inoda kuripwa not kutsanya pindayi musango mubatsirwe kunzwa kuti ngozi inodeyi pakuripirwa kwayo mukoma
@kundismuvirimi7016
@kundismuvirimi7016 13 дней назад
Mwana iyeye ndiye achakuchengeta
@Mimi-td9st
@Mimi-td9st Месяц назад
Vanhu siyai chipfambi hazviperi mushe!!!
@user-sw9vv7zn7b
@user-sw9vv7zn7b Месяц назад
Fumurai vafundisi ava vadzingwewo zvinoitwa vanhu kadzi. Why should it be women only be punished in adultery and fornication????
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Месяц назад
Mushonga wengozi kuripa, mungade kuwanda sei imi makaganhura hupenyu hwemumwe. Ripai musunungurwe
@user-ck5uz4di8m
@user-ck5uz4di8m 13 дней назад
Ma bhiridha hadzi Ari kudya vakadzi venyu vamakasiya kuzim uko Neva komana wemombe 😅
@honesttandanai5351
@honesttandanai5351 Месяц назад
To reduce bitterness, just mention it in prayer
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 Месяц назад
Sister makapusirei udaro chokwadi.kurara nemunhu wamusingazive mutain here.chrch hairambidze munhu .ivo vakakudzingai vatsene here.endai kuchrch tose tiri vatadzi including vakakudzingai vacho.makaita munyama wekubatira pamuviri but mave nechipo chenyu chemwana
@emmasonhlomayi5590
@emmasonhlomayi5590 23 дня назад
Even god did not forgive satan so its not a must to forgive its upon your decision within deep down from your heart...
@rebeccamaccamahlanu4601
@rebeccamaccamahlanu4601 Месяц назад
Hie mkoma Loving your prog❤
@MemoryNdanga
@MemoryNdanga Месяц назад
murikuvhura hombe vakadz 😂 chii chakadaro ichocho
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 Месяц назад
Uyo anoda mbereko, ngaambotanga aenda kwana chiremba aonekwe iye nemukadzi vese vane mbereko here. Zvekutti mukadzi akambozvara hazvirevi kuti haana kuzoita rimwe dambudziko.
@machings
@machings Месяц назад
Hongu munoshaya mbereko nekuda kwengozi ...endai moripa ngozi ndomushonga wayo chero mukatsanya zvinengei haizorore
@vernanyamukondiwa-xb7te
@vernanyamukondiwa-xb7te 19 дней назад
Aaah
@canaanzheyu
@canaanzheyu Месяц назад
Nyaya yakaitwa nababa vako ma 1,hapana kudhakwa APA asi Kuti hunhu hwacho hauyemuriki,tsvakai rubatsiro kuchechi dze mweya
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 Месяц назад
Ummm zvakaoma ko wakazviitirei nhai ko ukafa uchibvisa nhumbu yacho yaa ma1 murume akazviziva imba yaparara
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 Месяц назад
1yr usina mwana bro.nguva ichiripo.unochema negore 1 vamwe vachipihwa after 10yrs.endai kwadoc kana wanonokerwa but nguva ndeyaMwari
@oliesanko4513
@oliesanko4513 28 дней назад
Asina mwana uyu ndi Tytie uyu ndezvekupenga izvi
@ElizabethMudzudzu
@ElizabethMudzudzu 22 дня назад
Ko unoshingirira Church yawadzingwa ndo yega Church here? Ungabva waitao zvakadaro muTrain chaimo uuuu
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in Месяц назад
Nhay mukoma akati ngozi inoda kuripwa mukoma ripayi ngozi eye ngozi inodaro
@canaanzheyu
@canaanzheyu Месяц назад
Always madzimai pihwai madetails akazara nevarume kuitira mangwana.
@user-sw9vv7zn7b
@user-sw9vv7zn7b Месяц назад
Kubisa nhumbu is murder Mwana asati abarwa haana mhosva. Have peace with your God and keep this life.
@zendawendy821
@zendawendy821 Месяц назад
Ngozi inoita zvayada inogona kukupedzai mese kusvika maripa kukuitai mapenzi kana marombe kana kukushaisai mbereko mushonga wengozi kuripa
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 Месяц назад
Confession 1, chengeta pamuviri asi wobva pamurume. That's the only viable solution.
@user-vr5pd8nz6e
@user-vr5pd8nz6e Месяц назад
Manheru akanaka mukoma😊
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions Месяц назад
Maswera sei
@johncat107
@johncat107 Месяц назад
Hongu mbereko dololo mushonga wengozi kuiripa hapana muteuro or chinamato pachokwana
@rumbidzaigwatsvaira-s3e
@rumbidzaigwatsvaira-s3e Месяц назад
Mushonga wengozi kuiripa
@tre642
@tre642 Месяц назад
1,2 muri mahure mese chiregai chihure. Wudza mwana chokwadi iwe. Wudza murume chokwadi chengeta nhumbu.
@smurfet98
@smurfet98 Месяц назад
chinjai church sister
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Месяц назад
Uri hure wangu shuwa kuhurira murume aends kujoni unonyadzisa mhinduro unayo
@user-xi7yo6id1q
@user-xi7yo6id1q Месяц назад
Ko murimu toilet wakadini kungo udzwawo Zita wongotaurawo Zita rake
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 Месяц назад
Chokwadi vanhu havasi kuzorora
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Месяц назад
I can help you kuti uwane baba ve mwana wako sister
@honesttandanai5351
@honesttandanai5351 Месяц назад
Ngozi inoda kuripwa baba endai munoripa ngozi
@tsitsigwatidzo6136
@tsitsigwatidzo6136 Месяц назад
Mufundisi vane godo mainn zvibviseyi mumoyo menyu
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Месяц назад
Ukabvisa nhumbu unofa or kuzonetseka mbereko
@AngelineGurwe-i2c
@AngelineGurwe-i2c 29 дней назад
Mushonga wengozi kuiripa vahanzvadzi
@user-cz1qc6jt1f
@user-cz1qc6jt1f Месяц назад
Kufumura church
@TracyMoyo-tq9my
@TracyMoyo-tq9my Месяц назад
Ngozi haitsanyirwi hanzvadzi kutondoripa chaiko
@nomatterjonga92
@nomatterjonga92 Месяц назад
Mukoma ngozi inoda kuripwa not kunamatirwa
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Месяц назад
Madii kuenda kuL kuchitungwiza Pastor Paul
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Месяц назад
Usabvise vanhu ngavagare ne vakadzi vavo kuti chihure Chiite chichishoma
@tre642
@tre642 Месяц назад
Vengozi avo kutoenda kumasowe
@Joyce-ug7zv
@Joyce-ug7zv Месяц назад
😂
@user-sw9vv7zn7b
@user-sw9vv7zn7b Месяц назад
Go for tests in hospital for your male productivity son. You could have low sperm cells.
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu Месяц назад
Conf yekupedzisira ichokwadi ngozi inongoti chero chayaita mogona kuita aids imba yose kana kuita marombe anything chakaipa ngozi inozviita
Далее
Чёрная ДЫРА 🕳️ | WICSUR #shorts
00:49
Просмотров 1,4 млн
Classic Italian Pasta Dog
00:20
Просмотров 754 тыс.
Ruth Hwara has passed away asati awana rubatsiro
11:31
Чёрная ДЫРА 🕳️ | WICSUR #shorts
00:49
Просмотров 1,4 млн