Тёмный

Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakaona Nyoka Yehurombwa Mumota Ma Boss Vangu 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 36 тыс.
Просмотров 4,2 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

30 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 66   
@peterphiri9590
@peterphiri9590 2 дня назад
I am a trained pastor too but l wouldn't judge umwe wangu uyo arikurotswa miti inorapa ;miti yose inorapa yakasikwa naMwari kuti ibatsire vanhu vake ndiko saka pavadzidzi vaJesu paivewo naherbalist Luke the physician..As long usingasvikirwe chete poresa vanhu iwe hapana chakaipa.
@nokuthulancekoncube7861
@nokuthulancekoncube7861 День назад
❤❤miti yose inorapa yakasikwa naJehova.....my grandmother was an Adventist but vaiziya mishonga inorapa vachiroteswa pekara..... Dai vatirapa veduwe tanzwa nema ulcer ND kidneys.
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 2 дня назад
1. Nhai iwe chenjera uno gona kusecrifiswa naboss stop asking . Better kurova pasi , otherwise iwe ucharumwa.
@JamiaSamu
@JamiaSamu День назад
Kuona zvinhu zvehurombwa it means you are the next sacrifice ndichitevedzera mamwe anombobuda pano. Vanoona vozopihwa ma gifts vozotanga kurwara. The rest is history 👋🏽
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 2 дня назад
Siyanayi nenyoka dzevanhu ushande chete kana kusiya basa racho kana zvarema
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 2 дня назад
Uyo ana mbuya vari kumurotesa mushonga ramba wakadaro tirapewo ko zvekurapa vanhu zvakaipei mwari vanozvitenda
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 14 часов назад
To Second Confession from last: Rambai Shave iro Nxa-a rashaiva kumwe kwokugara here,Endai ku Gomo mondotsanya 😮zvenyu Pastor
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 2 дня назад
2. Ungo zvisiya maybe God is protecting from your fathers family. Terera mamwe maconfessions some people are suffering varoyi nehama dzababa dzakaromba.
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 День назад
Mukoma Herbalist, apana kana chakamboshata apa ,because chitori chipo chakanaka wani nhy mukoma,apana huroyi apa ,Same neni ini ndairoteswa mishonga ne but ndairota dziri hope asi zvakazoperawo .Asi ndinorotesawo zvimwe but azvinzwisike hope dzacho ,asi pfuurirai nekubatsira varwere mukoma,gogo was good lady .
@CaroDlamini
@CaroDlamini 2 дня назад
1st confession boss venyu vakaromba sisi inyoka yemishonga regai kuramba muchivhunza boss muchapedzisira maroiwa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 дня назад
Mangwanani mkoma Nash nevedare
@naomimafemera4860
@naomimafemera4860 2 дня назад
Tsvaga place kwaipindirwa service naamai venyu gore rawakabata nhumbu then motsvaga zita raFather waipindira church panzvimbo iyoyo ndiko kut muone baba venyu
@Eva3rt
@Eva3rt День назад
True
@FlorenceCount-nl1uc
@FlorenceCount-nl1uc День назад
Wekuroteswa handioni chakaipa ini. Muti wakasikwa naMwari
@faithmapope9404
@faithmapope9404 2 дня назад
Mrng mkoma. I wonder someone follows this channel says I'm confused ndakaona nyoka. Its obvious chikwambo and ukaramba uchibvunza achakuuraya
@natashaweaper4370
@natashaweaper4370 2 дня назад
Rapai mukoma hapana chakaipa apo Mwari ndovakasika miti yacho chivanhu chakabvira kare chiriko ichi ndozvaingoitwa nemadzitateguru edu hausikurombesa vanhu urikurapa hako hazvina chakaipa mukati izvi batsira hako.....
@ShylineGwauya
@ShylineGwauya День назад
Its true.mkoma pamberi nekubatsira vanhu.hamuna kunzi gadzirai mheni ayiwa kuponesa vanhu uku Mwari ndiye akasika miti iyi kungoti vamee vanizoshandisa zvisizvo.chero kuchurch muchienda
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 День назад
Nhai mufundisi pane chakaipa hre kuropafadzwa nambuya venyu Iko kuchechi kwamunoinda hamuzivi hre kuti wakatanga sangano unoita zvechivanhu hapana munhu anotanga church asina kuromba . Teverai zvinodiwa nevadzimu venyu chivanhu hachirapiwi ,plus hachinamatirwi chinoteverwa ndiwo mushonga .
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 День назад
Hazvina kuipa endai munochera muchibatsira vanhu
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em 2 дня назад
Mukoma madirei kuvatsvaga nekuti mai vako vakakuudza kuti waizofa saka unofunga kuti vanozokufarira ere wadii wasiyana nazvo
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 2 дня назад
Zvinoitika muhama kuti hapana kna one anokuudza pamwe pacho unototukwa ingo zviisa mumaoko aMwari one day unogona kuzovhurirwa zvakavadika .
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 День назад
Iwe we nyoka u are next on his sacrifice run for life and pray hard urikufa ukaita zveku dzungaira
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 День назад
Morng mukoma uyo wekuda kuziva baba vake enda ku unit l kwaseke kwapastor miracle paul unoudzwa kuna baba vako
@SamazZim
@SamazZim День назад
I don't see anything wrong with herbs as long zvisiri zvehun'anga
@jerinahmukaratigwa6553
@jerinahmukaratigwa6553 День назад
Hanzvadzi yangu kana hama dza mai vako dzichitadza kukuudzai kuna baba vako enda kwa Miracle Paul ku Chitungwiza I'm sure vanokubatsira munoudzwa kune dzinza rako
@faithmapope9404
@faithmapope9404 2 дня назад
😂😂😂😂😂mkoma Nashy zvino ungadii kana munhu akat handibvise cap yangu😂😂
@RachelTavengana
@RachelTavengana 2 дня назад
Morning mukoma Nash
@ChipoDzvairo
@ChipoDzvairo 2 дня назад
Mrng mrng mkoma
@ShylineGwauya
@ShylineGwauya День назад
Mainini mkadzi wa boss venyu ndiye wamakaona mu boot ndosaka .boss vasingachakutarisei nerimwe ziso😂
@constancegwenzi1261
@constancegwenzi1261 День назад
2-usavadzinge gogo utori nechipo chehwurapi ukangovadzinga chete even zvechurch zvezvato vharana unenge wakungonamata asi hapana chaunenge wakuona chakanaka
@kundismuvirimi7016
@kundismuvirimi7016 День назад
Ukaramba uchibvunzisisa uchagumisira wapinda mumaproblem siyana nenyaya iyi as long as it doesn’t affect you
@NaomiMadzimai
@NaomiMadzimai День назад
Mkoma vekutswaka hama dzavo nababa vavo endai kwaMiracle Paul paChitungwiza munodzoka moziva zvose
@sandy-y8s
@sandy-y8s День назад
uyo wekuda kuziva baba vake imboenda kwamiracle Paul unogona kubatsirika
@Tinashe-i9g
@Tinashe-i9g 2 дня назад
Kurera imbwa nemukaka mangwana ino kuruma. Zvakawoma
@canaanzheyu
@canaanzheyu День назад
Do not fool yourself those were not hallucinations but it was real ,he won't engage in that conversation because it is sensitive and don't ever ask about it.its none of your business.
@tapiwabobo9799
@tapiwabobo9799 День назад
Morning mukoma uyo arikutsvaga baba wake ngaende kwa Prophet Miracle Paul anobatsirika
@racheljacksonnakilika9935
@racheljacksonnakilika9935 2 дня назад
Second confession uri mwana wehama yamai vako uka hama dzichiramba kukudza
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah 2 дня назад
1st confession zvi hu zveoromba can't be seen with a human eye saka kuo a kwawaita myoka it means u r a spiritual person saka vanonyara to flirt with u
@divinephiri3806
@divinephiri3806 2 дня назад
Good morning family❤
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 2 дня назад
Fst confession… siyana nazvo otherwise unozotsvagirwa plan yakaipa, vakatoromba zvavo avo
@canaanzheyu
@canaanzheyu День назад
Kana mazogara vamufundisi chivanhu chiriko kwete kunyepera vanhu uyezve tendai basa ramiri kupiwa nagogo venyu,musanyare ndozviripo hazvitiziki.
@millicentnzanga3322
@millicentnzanga3322 20 часов назад
Miti yakasikwa na Mwari hapana chakaipa
@nyashachijaka4469
@nyashachijaka4469 День назад
Munhu wese ane calling yehufundisi kana prophet zvisiri zvekutengera Munhu iyeye anenge ane mudzimu unenge uripaari . It’s normal you just need kukumbirirwa kuti usaite zvechivanhu ungoite zvechikristu
@FaythChisekula
@FaythChisekula 19 часов назад
Confession yehanzvadzi yangu Pastor vari herbalist at the same time i don't see anyrhing evil about that kungoti christanity hakauya nevarungu havaigona kutidzidzisa zvairerekera kurudzi rwedu asi vakadzidzisa zvairerekera kurudzi rwavo zvino ivo rudzi rwavo vanoshandisa mapills anove anogadzirwa neniti zvekare
@ChipoMarimo-sh2zu
@ChipoMarimo-sh2zu День назад
Ensai kwa Prophet T Fready mkoma ndakaona mumwe mkadzi akaudzwa baba vemwana wake vaisaziva kuti vakamitiswa neupi murume or Prophet Miracle Paul ivava vari 2 havapotse imbozamai
@JudithKarima
@JudithKarima 2 дня назад
Morng
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 День назад
Mukunda ko rubatsiro rwaunoda nderwei bcz boss wako wakaromba inyoka yake siyana nazvo iwe Shanda chete kana kusiya basa .
@tendaichinorinda5134
@tendaichinorinda5134 День назад
Mukoma vanoroteswa please help me , ndiri kudawo help please . Thank you
@ladislousgovere9401
@ladislousgovere9401 День назад
Iwe secretary unodanana naboss Simba rokuvhunza unoriwana kupi
@canaanzheyu
@canaanzheyu День назад
Yaah uri raiti unoda kuziva Kuma baba vako asi munhu aigona kukubatsira ndivo Mai vako.sezvo vasisipo don't bother yourself about it
@petronellapetty8752
@petronellapetty8752 День назад
Mukoma shandisai chipo chamuri kupiwa nambuya venyu chipo chakanaka kudai
@naomimafemera4860
@naomimafemera4860 2 дня назад
Ita zvemushonga oregano zvekuchurch because you will deceive church. Sarudza chinhu 1 womira nacho
@smurfet98
@smurfet98 День назад
tipeiwo number dza herbalist tibatsirike mukoma
@janemadziwa6880
@janemadziwa6880 День назад
Vekurota mishonga ndiwo maherbalists atinotsvaga. Ko handiti vanogadzira western medicine vanotongoshandisawo maherbs
@nycemyk
@nycemyk День назад
Brother Nashe, you did NOT post this in the english version for us on your other channel 😡! 😂
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah День назад
Pastor/herbalist avo ls help from Pastors intercessors kana uchinamata wega pasina change u must tell others those that Are more spiritual than u KANA USINGAZVIDE zvekurapa zvacho but if iwewe if u want to do it nobody can force u to leave them
@alicemukototsi3884
@alicemukototsi3884 День назад
Mukoma taurai namukoma abo vandipe number ndatambura nemaacids nemaronda emudumbu😢😢😢
@peemasiz9705
@peemasiz9705 2 дня назад
Full of i know hidey zvsnyoka yemunhu unei nazvo do your Job and get money
@agneskadewela6872
@agneskadewela6872 2 дня назад
Morning morning
@jerinahmukaratigwa6553
@jerinahmukaratigwa6553 День назад
Hanzvadzi enda kwa Miracle Paul ku Chitungwiza munoudzwa kuna baba vako
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 23 часа назад
Iwe hide kwana ukubvunzirei zve nyoka muchaurawa mind ur business
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 День назад
Morning mukoma Nashe
@timoteochiripo5961
@timoteochiripo5961 18 часов назад
Uyo wababa fata ngaende kwaprophet Miracle Paul anoudzwa kuna baba vake uye nemazita avo
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 2 дня назад
Fst confession… siyana nazvo otherwise unozotsvagirwa plan yakaipa, vakatoromba zvavo avo
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 2 дня назад
Zvinoitika muhama kuti hapana kna one anokuudza pamwe pacho unototukwa ingo zviisa mumaoko aMwari one day unogona kuzovhurirwa zvakavadika .
Далее
skibidi army returns (skibidi toilet 77)
00:49
Просмотров 2,4 млн
Tsika Dzedu
11:50
Просмотров 8 тыс.
Matsamwisa General hazvipere mushe izvi
21:05
Просмотров 1,9 тыс.