Ndonzwa kubatika melfort ndinoiziva nzvimbo ndimo mune hama dzamai vangu parizvino ko kana zvichidai tototya kana kushanyipo hre nevana, ndiri muzukuru waDhaka pasouth Africa
Saka vana madzibaba vanenge vachiyeresa chii, asi vasingaoni kwa enda mwana, saka zviporofita zhenhema chete, Kuya kokunzi kubikwe Doro how far Mwana akawNikwa here
Ende futi ka imi murikurwadziwa ne3 days what more kuHwedza vaakukwanisa 1 month vasat vamuwana, plus vana ava kuuya kweDrewmas Media hazvireve kut vapopote ka nhai veduwee, vana should know zvekutaura serious