Тёмный

Makamboonepi mudzimai anopfimbwa nekutoroorwa nezuva rimwe chete? 

Nhimbe TV
Подписаться 8 тыс.
Просмотров 2,3 тыс.
50% 1

Dare ramambo Makoni rinotonga nyaya yemumudzimai arikuda kuripwa nemombe shanu achiti iye murume akamutambisira nguva yake vachiita bonde vasina kudzvirira nhasi akutsikatsika kuroora
Ngationei zvizere musi weChitatu paRU-vid Channel yeNhimbe TV.
Nhimbe TV - / @nhimbetv
Call/App/Text: 0713839751
Email: nhimbetv23@gmail.com
Facebook/Twitter/SoundCloud: Nhimbe TV
Website: nhimbeyouth.org
RU-vid: / @nhimbetv
Nhimbe TV © 2023

Опубликовано:

 

7 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 16   
@tap403
@tap403 Год назад
Pane varume vane wisdom apa thank u madzisekuru edu, pana ana sekuru vaviri ivavo vanenge vaiva pfambi chete kusaidhira zvakapusa
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Hahaha zvakaoma
@esierayner533
@esierayner533 8 месяцев назад
Long live Mambo Makoni ,munopa vanhu time yekut vanhu vataure
@rogerchanda
@rogerchanda Год назад
Funniest dude ever. Anogona kuita mari ne comedy blaz uyu
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Hahaha musadaro munhu akaripiswa
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 9 месяцев назад
Ummmmm asi mai ava havana kukurambidza kugara neumwe murume here , apa vati murume wavo akashaika last year.
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 9 месяцев назад
Semunhu wandifadza ndoku extendera nguva😂
@pmuringa1
@pmuringa1 Год назад
Tikaita zvose zvinodiwa ndikavapa mari 😅
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Hahaha zvakaoma
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 Год назад
Mambo Makoni matonga Sando dzenyu 🙏👏👏👏
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Vakugonerai here mambo?
@jordanrusike5124
@jordanrusike5124 Год назад
But last time makamboti kune mumwe Murume,, Haana RIGHT yekuti Mukadzi waakagara naye 2-3yrs asina kubvisa Tsagirai- Kuno😢😢
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Hahaha munoti pakapotseka here?
@Rebhara
@Rebhara Год назад
Makubirana mavideoka 😂😂😂😂ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-ZZllcQD89KM.html
@nhimbetv
@nhimbetv Год назад
Kwete we record in the same court rooms. Macamera edu anenge atongori padivi nepadivi.
@veem6547
@veem6547 9 месяцев назад
Vanhukadzi dzidzai kuti chero kuva rume kunema gold digger. Vapedza vokunyadzisa pamberi pevanhu wakamu chengeta.
Далее
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Просмотров 15 тыс.