Kutsanangurwa kwaitwa nemuzukuru Tinei anoziva first yasekuru vake sei asina kupinda mumba aona ropa rakadaro adzoka sei akatuma mukadzi uyo kupinda mumba iye ariye munhu rume that's my first suspect
Mzukuru please dzoka uti udze futi kuti kungoona bucket kunze kwemusha riine ropa woto tena kunodeedza vanhu usina kupinda mumba a why ko kana paurayiwa huku,,,Mapurisa huyai masuspects edu taanawo
Akandiudza kuti ndine mari yakawanda ,yematiles mari yebolehole mari yekuvaka mukati memba ende yanga yakawanda mari yemukomana wangu .Mapurisa paita basa kuno huyai
vanhu two varikufungidzirwa neruzhinji avo girlfriend muzukuru Tinei kt vanechekuita ini handina sekudaro , chokwadi chizazobuda pachena as time goes on,