Тёмный

MHONDORO................ MUFI AKAVIGWA COFFIN YAKAMIRA 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 37 тыс.
50% 1

MUFI NGAARWISE VAKAMUURAYA

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 179   
@lizzykarume9053
@lizzykarume9053 Год назад
Ska miti voiwanepi zim kungoomeserana kumusha vanowanepi mari yefence ...sungai mhondi kwete vemiti.
@NomatterMakahari-ng4ee
@NomatterMakahari-ng4ee Год назад
Nhai zvako. Dai vadzidzisa vanhu kudyara miti
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 Год назад
Batai ve forestry Andrew neshamba
@lillycee5054
@lillycee5054 Год назад
Such a sad story. Ndabatikana! Dai vemutemo vaita basa nomazvo. 😢
@leemuchetu4008
@leemuchetu4008 Год назад
This is murder why are these people not arrested
@charitymyredeemerlives5779
@charitymyredeemerlives5779 Год назад
This is heartbreaking for the wife, witnessing your own husband's death. I could not hold back my tears 😭
@rolandmoyo1423
@rolandmoyo1423 Год назад
Seiko vachipa bail panyaya iri very sensitive kudayi?. Murder case inoda kuti mhondi payinongobatwa ngayibve yangogarirako ichimirira mutongo wayo, bail ndeyeyi?, iyezvino mabhinya akatiza.
@phill0209
@phill0209 Год назад
Pane ma eye witness futi .ndonyaya dzisingade bail idzi
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel Год назад
Hapana munhu anofa sehuku. Regai tigozoona hedu with time. So sad. May his family be comforted
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
It's so painful. Zvichapfuka chete. Munhu haisi huku. Kugarisana kwacho kunotonetsa. Family iyo yakaponda yaingofanira kubva panzvimbo apa.
@williamnyamadzawo.1274
@williamnyamadzawo.1274 Год назад
Yaa miti haidi kungo temwa asi kuisa wire Mari vogara here pasina kusoserwa
@tawandamuzinda8427
@tawandamuzinda8427 Год назад
Ngawaende vanomwaya zviyo paguva anomuka pazvinotanga kumera paya
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 Год назад
Takazviita zviya ..hazvina chakabuda
@theresamuchena
@theresamuchena Год назад
Mhondoro ndaitadza uuummm
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Год назад
Translate,,,,🤣🤣🤣
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Год назад
​@@anoldknox8664yanyepa translate 😂
@Ubuntu-7
@Ubuntu-7 Год назад
Excellent environmental message Andrew🙏. I think some of this is due to a lack of environmental know-how, which is a shame. Yes, the government needs to do more. 👀What are those village mambos doing about it?
@valeriemashado2311
@valeriemashado2311 Год назад
Mhondoro Ngezi my home ko chii chapinda munzvimbo medu ,,ndarwadziwa
@tawandamhandu642
@tawandamhandu642 Год назад
So painful.... achamuka hake in his own time.. munhu haisi huku haarove zvekudaro. My heart sank when the wife was narrating..
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 месяцев назад
Zvakangooma hzvo zvinorwadza izvi thanks vaNeshamba.tirkuona nekudzidza zvkawanda bt vnhu tisadaro
@teekay993
@teekay993 Год назад
Drewmas media ndiyo nepfenyuro inotipa nhau dzakasiyana dzirikuitika muzimbabwe. Muri rudadiso tokutendai Shumba ✅✅✅
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 Год назад
Sorry zvenyu Zvinorwadza izvi veduwee vana vake vadiki zvisingaite. Vanhu vazhinji dzaamhuka havasisina moyo😢😢😢😢😢😢
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Zvinorwadza veduwe seiko mutemo uchiregerera mhondi dzauraya munhu dzichiregwa kudaro
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 Год назад
My his soul rest in peace kutonga ndekwa Mwari
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
So sorry family 😢Mwari ndo vanoziya achatonga ega.
@mildretchivhanga2867
@mildretchivhanga2867 Год назад
Kunonzi kumanyoni neshamba
@CharityChasakara
@CharityChasakara 8 месяцев назад
Very sorry hey,chokwadi kana nguva yakwanayatokwana munhu akatomuka arimutano achitofarao nehama dzake😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Год назад
Kuuraira munhu pamba pake kudherera kwakaita sei ikoko . Vanhu dzava munhuka chikwadi havasisina moyo
@bismarktinarwo8813
@bismarktinarwo8813 Год назад
Vaneshamba masvika kumba kwangu chaiko pakaitika izvi ndaive po zvakaitika musiwa 1 January
@victortawandahonzeri2422
@victortawandahonzeri2422 Год назад
Kumusha kwangu.zvakaoma hazvo..i knew mushakabvu zvese nevakaponda vacho takakura tese😢😢😢😢😢😢
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo Год назад
Kana Andrew agumirwawo veduwe ndarwadziwa mwana kufa vanhu vakatarisa sure iii
@manerschiwanziro5713
@manerschiwanziro5713 Год назад
MURI RYT VAnESHAMBA ASIKA RANGARIRAI KUTI HAASI MASANGO CHETE ANOGONA KUNGE ACHITEMWA. VAMWE VANOTEMA PAVARIKUVHURA MINDA YAVO KUTI VARIME. MUKATI WESE AWANIKWA NGAAPIWE MUTONGO MARESVA.
@chipochokuda7785
@chipochokuda7785 Год назад
What is happening in Mhondoro, this is the 4th murder I have heard in a short space of time
@edithnerwande6455
@edithnerwande6455 Год назад
This is happening munyika medu, isu takaurairwa baba vanhu vakabatwa after 8yrs and witness aktaura kuti ava vanhu ndovakauraya but it seems zvaisava nebasa upto now zvakangorova
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Год назад
MuZimbabwe here umu😢
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 Год назад
😢😢 zvinorwadza 💔 vana vake diki 😢
@lorrainemadombwe6250
@lorrainemadombwe6250 Год назад
Hmmm ngavaende kunomutsa mufi arwe ega cz vanhu vanojairira..vanoti vakangwara vabaya asi ngozi yacho ichapedza nekiti dzedzinza rese.
@AshleyGogo-u5j
@AshleyGogo-u5j Год назад
Chandongoda mwari ahasi benzi 😢😢😢😢😢vana vadiki avo veduwe
@brightonnzenzema1485
@brightonnzenzema1485 Год назад
Fambaiwo kuti awane simba rekumuka pamwe akatotsipikwa mumutsei chaizvo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
This is a very sad story. MHSRIP. Asi zvinorevavo zvakawanda kuti amai vemwana wakabayiwa chete ndovakamira voga kudzingirira bhinya rine banga varume varipo vagere zvavo (vachitya). Kurega mabhinya achitiza shuwa, community yakatarira?
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Год назад
Zvakaoma chokwadi. Vanofanirwa vanoshandisa mushonga kuti vasasungwe
@progressnhamoyebonde7609
@progressnhamoyebonde7609 Год назад
Bail out to Murder 😢😢😢😢
@KendraLipsy
@KendraLipsy Год назад
But zvekunzi akavingwa akamira zvabvepi no answer on that, manyepa
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Год назад
It's the song for me,😅😅mhiripiri inovava kachoro
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 Год назад
Mukoma Andrew music muri kubura zvenyu.
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure Год назад
Kuuraya munhu kunge huku here shuwa!! Ingozi hombe mumusha iyi
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Год назад
Zvinorwadza hazvo chose,muroora akabatikana zvandichemedza....l feel her pain ,her heart 💔 broken,mwari ngapindire chose
@cleofay9346
@cleofay9346 Год назад
hello Drewmas media family❤️❤️❤️ ummm Mhondoro zvakaoma shame zvinorwadza
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 месяцев назад
Ummm haa zvkaoma zvinorwadza vana vadiki ava ko ngavabatwe ka nhai why zim police iripiko
@rukudzomugomezi18
@rukudzomugomezi18 Год назад
Murder cases its like that mukati vachapinda zvavo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Год назад
Mukadzi wacho mwana mudiki asiirwa vana vadiki kudai
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
EMA haineyi nazvo chero illegal mineral panning nyika yave makomba bedzi
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Год назад
Rlp zvinorwadza mwana sikana mwari ndivo vanoziva veduvee 😭😭😭😭😭
@Chengeto32
@Chengeto32 Год назад
Pamazuva echristmas ne new year its best to avoid trouble vanhu vanenge vari over the cloud
@RosaKanengoni-cq2eu
@RosaKanengoni-cq2eu Год назад
Zvinorwadza achamuka hake nenguva yake
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Год назад
Drewmas media taking us to another level
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 месяцев назад
Ummmm nditsanana mbuya ava shame health worker
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le Год назад
Muri kunyanya kuridza mbira muchinonoka kutanga nyaya
@edithnerwande6455
@edithnerwande6455 Год назад
I can't hold my tears 😭😭😭really mukadzi uyu ari kurwadziwa murume kuenda mumaziso ake ummmm😭😭
@zimmeidai6754
@zimmeidai6754 Год назад
Aaaa mhondoro kunoitika minana veduwee
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Год назад
Mmmm zvinorwadza veduwe mufi ngaamukire vakamuuraya avashungurudze ndokuti azorore
@Spo7017
@Spo7017 Год назад
Haaa masango aparara ,mhondoro yese zvayo vazhinji vanokomberedza misha yavo nemiti,ndarwadziwa nemukadzi wechidiki uyo,vana zvavo
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 месяцев назад
Kwedu chaiko hakusisina miti.
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 месяцев назад
Mhondi dzakabhadhara mapurisa aya
@MaggieMombe
@MaggieMombe Год назад
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva rip
@kudakwashekamoto7923
@kudakwashekamoto7923 Год назад
Ndabuda musodzi when the wife was narrating the events .
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 Год назад
Vanhu ava ndovaziva Bee handina kuziva kuti uri mhondi
@cdechirume2979
@cdechirume2979 Год назад
First time I seen a woman make a mistake and add 10 years to their age. It's usually the other way round. Nevertheless what a sad story. Bless her and mhsrip
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
Dzokerayi toda kunzwa the other side of the story.
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 Год назад
Chero ripi munhu hafaniri kuuraya munhu zera ra B riya kutoita ngozi zvichavawana vekwa Biriyasi
@vimbaimakosa4390
@vimbaimakosa4390 Год назад
Ndawadziwa zvngu ini😢😢
@judx34
@judx34 Год назад
Inga zvakaoma veduwe... Vanhu havatye ngozi
@carringtonkasuntha9945
@carringtonkasuntha9945 Год назад
💔💔💔really sad😞
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Miti inonaisa mvura uye vose muti mushonga
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Год назад
Hmmm zvinorwadza, dai vakabva vamubatisa mutsvairo nebanga or demo. Kuda vari kumutsipika asi anomuka chete. Anofanirwa kutsvaira vose
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Iyi yave ZIMBABWE yatinoziva zvavakuitika uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo veduwe
@moudymukanda6335
@moudymukanda6335 Год назад
Zim yakutyisa veduwee
@EmmahSimiyawo
@EmmahSimiyawo Год назад
Ko mutemo hauchinji hre kuti munhu auraya munhu aurayivevo kani zvanyanya
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 Год назад
Sure
@MiriamMusa-l6h
@MiriamMusa-l6h Год назад
😢
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 Год назад
😢😢😢😢😢 zvinorwadza izvi
@edithnerwande6455
@edithnerwande6455 Год назад
Thank you so much Drew as media, you are taking us to another level Munhu auray anopiwa bail sei?? Zviri pachena kuti auray ngaavharirwe asadzoke
@hildajudy9161
@hildajudy9161 Год назад
Shumba my fatha, taking us to the higher level.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Ko vanhu vanotemerei miti like that. Ko chief vanosiirei vanhu vachidai? Kana mvura yacho inonaya sei kana nyika yave gwenga. Please stop that barbaric act.
@barbrachibanda5663
@barbrachibanda5663 Год назад
Makadii
@siphilechikovo1285
@siphilechikovo1285 Год назад
Painful story
@ChristinaGwehama-vq2ub
@ChristinaGwehama-vq2ub Год назад
Zvakaoma sure
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 Год назад
Unongo rasa nyaya,,, ini ukangotora video kumusha kwangu uchi humana ndozvitora zvima camera izvozvo
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Год назад
Mnozonyanyawo tsananguro pekutanga apo panyaya dzenyu dzese. Isu toda kupinda munyaya nekukasika, tsananguro idzi dzinofizura
@Yuji_itadoriDeathstare
@Yuji_itadoriDeathstare Год назад
Fambirai mufi arwise wega
@SpiweNjowa
@SpiweNjowa Год назад
Uuumm pakaipa
@tinashemujuru3538
@tinashemujuru3538 Год назад
Painful
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Год назад
Very sad these days vanhu havachadi kutaurirana nyaya yobva yagadziriswa, kazhinji murder inotongwa, kuhigh court uye inoti torei nguva asi kana yakufamba hapana kumira, unless kana varikufamba kudzin'anga kuti nyaya ivharwe. But at the end dzinza rose ratove nemhosva kusvika yaripwa, chandisina kunzwisisao sei mambo arikuregerera vanhu vachizvidza dare rake nekusauya pasina zvavanoitwa
@anywaymukaka2178
@anywaymukaka2178 Год назад
Eish inyaya inonzwisa tsitsi mwari ndiye anozivaa chandoziva mufi haarovii chero vakatsikidza cey zvinobuda chte rine manyanga hariputirwi
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Год назад
Muzim tave nepovo yepolice Sure kuita bail out pamurder
@FadzamoyoZimunya
@FadzamoyoZimunya Год назад
From today going onwards our new year will be celebrated on 01 July. Gogo finally changed the camera. Rest in peace our boy.
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 Год назад
So sad story 😭😭😭
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi Год назад
Ngavaparadze Nhumbi dzake chinobvondoka
@shingikavhai6422
@shingikavhai6422 Год назад
Ishona yerudzii kuti akavigwa coffin yakamira
@Dlodlo27
@Dlodlo27 Год назад
Hanzi nagogo 1 July tripagoredzwa😅
@Tanatswa12
@Tanatswa12 Год назад
Government is falling us judicial system
@lizzykarume9053
@lizzykarume9053 Год назад
Zvakangooma hazvo mhondi dzichingofamba munyika zvotyisa
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Год назад
Hmmm kana vatema dai vachidyara imwe, vava kuita sema China, maChina ngaabude😮
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 Год назад
Muroora ngaangwarire anouraiwa futi kuti akutaura nezvavo
@MerjuryMapurazi
@MerjuryMapurazi Год назад
Zvorwadza izvi veduwe mweyai inopinda muvanhu nhai veduwe
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Год назад
Tenga fence kaiwe , usazviitisa gadzirisa dze gold mafia first
@perseverance9096
@perseverance9096 Год назад
Veduwee ndachemawo , vanhu vaka uraya vakaita utsinye ,veduwe mhuri yake
@MataireMerinah-ef6de
@MataireMerinah-ef6de Год назад
Ndanzwa tsitsi veduwee mkadzi uyu asiiwanetuvana uum Mwari huyai
@barbrachibanda5663
@barbrachibanda5663 Год назад
Zvakaoma hazvo 😢
Далее
MUDZI..........AKANORAMWIRA MUKOMA WAKE CHITUNHA
30:17
小路飞嫁祸姐姐搞破坏 #路飞#海贼王
00:45
part 7 Masasi Satanism .
53:23
Просмотров 60 тыс.
NYANGA-NYAMAROPA..........VOPEMBERERA KURAMBANA
41:01
MHONDORO.......SABHUKU MADZIVA ONETSANA NEN'ANGA.
55:24
MHONDORO.......AKAFA AENDA KURUBHABHATIDZO
45:39
Просмотров 31 тыс.