Тёмный

Mhuri Yoratidza Kusarongeka muDare Vachipa Tsanangudzo Dzakasiyana Maringe neMunda weCoffee. 

Nhimbe TV
Подписаться 12 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Vouyisana kuDare nenhau yemunda wavakapuwa naSabhuku uyo urikunzi waiva weDemo.

Опубликовано:

 

13 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 33   
@gonotv4953
@gonotv4953 День назад
nyaya iyi kubva pakutanga kwayo mambo mutasa vane side ravakarerekera
@tthex6484
@tthex6484 День назад
There is no consistency in this court. A day a ago they said you can't claim land after a long time now they are disregarding that same principle when dealing with this family 😂😂😂
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭🤭🤭
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 День назад
What you need to realise is every case is different there's no blanket rule. What was said in then applied to that case. They are considering the circumstances of this particular case and this rule applies
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 18 часов назад
Inconsistence.
@OwenMutsukutsuri
@OwenMutsukutsuri День назад
Vanhu vanorwira Munda yekare kubva nguva yehondo voti vanoda minda iyoyo after more than 40 to 50 years hazviko imbavha idzodzo, munhu anenge aripanzvimbo for such a long period ndiye muridziiii ... Sando kuna chief batai basa neuchenjeri hwenyu ❤❤❤❤❤❤❤❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏
@vengaidengu8178
@vengaidengu8178 21 час назад
I nhaka yavo ka
@monicachiviya1798
@monicachiviya1798 16 часов назад
Chief Mutasa have patience They are repeating their nonsense over and over shame why can’t they look for elsewhere They have gone round kupa chioko muhumwe😊
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 День назад
Zvimwe zvinongoda kunzwisisana after so many years makunetsana panyaya yemuganhu. Apa magarisana all these years.
@b1nice923
@b1nice923 День назад
Hongu Mambo Mutasa munogona kutonga asi mukukundikana kupa maSabhuku enyu mutemo. Nyaya dzemuganhu nadzekutengeswa munda dzawandisa. MaSabhuku vakurasa muswe nekuti hapana ma Consequences.
@TheChekas
@TheChekas День назад
Pane mudare anongovhomoka achirasika nyaya zvinobhowa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Hahaha
@nomakhosibaroness6403
@nomakhosibaroness6403 14 часов назад
And it really distracts complainant it’s dt guy who sits behind the chief he should be told nxaa
@tariroleonatumbare327
@tariroleonatumbare327 3 часа назад
Mambo mutasa vari kutya Allen coz vakanzwa kuti ari kuDiaspora musadaro
@tthex6484
@tthex6484 День назад
Tete ndovauraya nyaya yes. Leave these ladies behind
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤣🤣🤣 pakaipa
@NgoniDhliwayo
@NgoniDhliwayo День назад
Vanhu havaziye mutemo 😅😅😅.zvipande after zvipande.this court inodudisa pachena kuti kukura ,kuchembera harusiruziwoo. Most elderly people are confused nekushandisa bonzo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭👏👏👏
@batheo-sg2jp
@batheo-sg2jp 21 час назад
Baba avo kupusa ndokuziva
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 День назад
Amai mamamira nyaya dai manyarara
@nyashanemukuyu5099
@nyashanemukuyu5099 4 часа назад
Vakastroker brain😂😂
@johnpega6588
@johnpega6588 День назад
nhasi ndini ndatangawo kusvika parisei pano
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Tinokutendai sure 👏👏👏
@HowardsaddamMeke
@HowardsaddamMeke День назад
Uyu murume anogona kutsanangura nyaya mbuya avo imbavha.zvimwe zvacho hazvid kuzodero
@JaamessyWilliam
@JaamessyWilliam День назад
Second madii madii team Nhimbe
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Hello Jaamessy, thank you for your support
@BrendaNyamande-k3k
@BrendaNyamande-k3k День назад
Baba awa wachena musoro kupusa hre
@TheChekas
@TheChekas 13 часов назад
@@BrendaNyamande-k3k vanorwara
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 День назад
Madii kungoroyana anenge asara ndiye anotora munda. Royanai royanai royanai zvipere
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤣🤣🤣 manje so
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura День назад
Mambo mutasa munechipo chekubata matsotsi kkkl
@HowardsaddamMeke
@HowardsaddamMeke День назад
Nzvimbo iyi inema1 kkk
Далее
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
КУШАТЬ ХОЧЕШЬ? #дистори
00:15
Просмотров 218 тыс.
Voendesana Kudare Nenyaya Yekutorerana Murume
27:18
Просмотров 78 тыс.
КУШАТЬ ХОЧЕШЬ? #дистори
00:15
Просмотров 218 тыс.