Тёмный

Mudhara Wekuzviwetera Kwa Headman Chigodora Obatwa Kwasekuru Tasvu, Vabvuma Huroyi 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 67 тыс.
Просмотров 112 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849.

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 746   
@user-nz9gz1pm6r
@user-nz9gz1pm6r 7 месяцев назад
The best headman in Zim, i wish you many many years to come and your successors.Ndino kumbirawo kuti madhara aya muaripise mombe imwe chete yekuramba zvavanoziva padare pemwe vonobvuma kwaSekuru Tasvu nekuti vanokupedzerai nguva padare vachiramba zvinhu zvavanoziva zvavainazvo, ngavakuripei mombe, yenyu varipa mbuzi payega yega pamakurikota enyu amunotonga nayo vozoripa mombe imwe futi yekudeura ropa mudunhu memwe, izvi zvinozoita kuti vamwe vanhu vasarambe zvavanoziva nekuti vakapika nhiko dzekuti pane chese chandichataura tichave chokwadi ivo votaura nhema.
@sammychani5594
@sammychani5594 7 месяцев назад
Sister vaneblack jacket negreen hat dai mwari vakuitirei zvakanaka. Full of wisdom
@lindytv3075
@lindytv3075 7 месяцев назад
Ukaona mhuri yoenda kuno tsvaka rubatsiro kuma sabhuku, Chief or headman vanenge vabata vabereki asi zvorema kuti vavanange kuti baba handei kun'anha.
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 7 месяцев назад
I wish sekuru vangu varivapenyu tamboenda navo kwaSekuru Tasvu vakatisira matambudziko
@Nenyasha639
@Nenyasha639 5 месяцев назад
Shame zvakaoma hama yangu
@tanyanyiwaq
@tanyanyiwaq 7 месяцев назад
Giving people mudzepete and forcing them to confess while under the influence of this mudzepete is wrong. That man is confused. Its a matter of time before this tsikamutanda and Herdman Chigodora are exposed of fleecing people of their hard earned cash. This is a scam
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
Madhara Aya aratidza kushamiaika nechinhu icho, hachisi Chavo mhani zvinhu zviri kuiswa nen'anga idzi mhani, varume ava they both innocent.
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 7 месяцев назад
mudzepete uyu ummm ndautyawo nekuti sekuru vatotaura kuti l am confused
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 7 месяцев назад
@@frankmoyo7267 apa matsvagiro aarikuita musaga acho haaa hapana kumira musheba
@ericachari5942
@ericachari5942 7 месяцев назад
Exactly my point this is fake to be honest varikudhakisa vanhu nekuvatyisidzira plus sei zvinhu zvacho zvakafanana
@user-cu1lo6mc2x
@user-cu1lo6mc2x 7 месяцев назад
Hamunyep kani this tasvu am no believing
@RodreckDzobo
@RodreckDzobo 5 месяцев назад
Best headman in zimbabwe.thankx headman chigodora,love u . Misha ngaicheneswe , vanhu varikuromba zvakaipisisa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 7 месяцев назад
Chigodora one heart for His people to live peacefully, United in Love💞🏆🙏🏽🤗🙏🏽🏆🎉. Headman you are a Father of the NatioChigodora Will baptize you Ipapo . No No nonsense policy in his Country,God bless you, True leaders with a heart for 5he people takes his job with an iron fist no to varoyi kutambudzwa kwamhuri wana wazukuru , God bless Shield Chief! Chief Chigodora ⚖️by your Sacred Blood ,His popularity to be a door for peace unit love to reign, by truth transparency integrity above all is Justice handed over for the weak to be strengthened by His Empathy Sympathy & Efficiency to Aid and Shield the powerless⚖️, Justice is held fair & Square without bias⚖️👌🏽🙏🏽🙌🏽👌🏽🎉. God bless you your Young Energetic double edged e Marketers (Order! Gucci ! & Bass Secretary!) new strict professional iron fist assessors, by taking the young under gour wings shows that you're indeed a King in the making with the fear of God without bias by having a no Nonsense Policy. If God blesses it will be good to build a befitting court house to hold the many Souls rushing to his professional team for aid. I am glad hhs not narrow but broad minded by now , including fresh blood in his wings to help him interrogate assess both verbally & on a spiritual level. We applauded you Headman showing the world what true justice is, without dragging but by holding the tiger by the tale.🙏🏽🤗🙏🏽🙏🏽
@freechipom
@freechipom 7 месяцев назад
I love sekuru Tasu he doesnt waste time plus he gets straight to the point avanyengereri. Ayewa vanhu vane zvinhu zvavo shame. Ini hangu i wont forgive easily these varoyis dont have hearts plus avana tsitsi as long vasina kubatwa. Vanhu ngavaripwe for everything they would have been put through.
@selinasakupwanya8053
@selinasakupwanya8053 6 месяцев назад
My mom vairamba ndavati maNeighbours enyu anzi ane zvinhu vakati haa sekuru Martin havana zvinhu 😢😢😢.Speed to show her this.Veduwee
@user-gm2no3ts6n
@user-gm2no3ts6n 7 месяцев назад
It's very sad kuti vanhu vanobvuma zvekunyepa.
@energychirunga8883
@energychirunga8883 7 месяцев назад
Unoona zvandinoona iwe
@marvelouszinyoro8039
@marvelouszinyoro8039 7 месяцев назад
Vodii vatyisidzirwa
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 месяцев назад
Chigodora must called to order we know this scam ana tsika mutanda Vaidya nemaheadman Nana sabhuku mudunhu mombe dzikapera mumisha umu
@Chidhuwa
@Chidhuwa 7 месяцев назад
Imagine
@chengetaimupatule9313
@chengetaimupatule9313 6 месяцев назад
Zvakaoma ini zvinondirwadza mufunge zvavanoitq chembere neharahwa idzi
@adamdzwowa1782
@adamdzwowa1782 7 месяцев назад
Headman Chigidora and team you highly saluted. Munobata basa zvisina kwamunenge makarerekera. You are Chief of the Chiefs. Headman Chigidora munofanirwa kuitwa mukuru wemadzimambo enyika yese yeZimbabwe bcz amunoziva zvamunoita.
@ericnoble3613
@ericnoble3613 7 месяцев назад
Best of the best chief mambo chigodora🎉🎉🎉
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 7 месяцев назад
Sekuru venyika munogonesa, thanks VaChigodora😊
@user-lq7pn1vy1c
@user-lq7pn1vy1c 7 месяцев назад
Kumirira kuzokumurwa pazere vanhu,machechi,vanasekuru vachigaro shevedzera kuti huya uponeswe,huya kureururo wozogamuchira Jeso wakachena pachena,zvino Kuda kungwara ngwara mmm lord have mercy ❤
@user-qq6tk6mk2x
@user-qq6tk6mk2x 7 месяцев назад
Sei muchingoti munhu achembera muroi ndezve kunyepa izvi muchanotsva kudenga
@elandbull9419
@elandbull9419 7 месяцев назад
Saka zvavari kutaura vakabatirwa pfuti here ,vaye vanotaura kuti ndakapedza vana vanenge vachipenga nepfungwa here
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 7 месяцев назад
Hamusati masangana nevaroyi
@tanyanyiwaq
@tanyanyiwaq 7 месяцев назад
They are forced kumwa mudzepete a cocktail which makes you drunk that's why they look confused , they are drunk and they don't know what they are saying. They fear victimisation as you can hear they are being threatened with violence if they don't speak.
@tanyanyiwaq
@tanyanyiwaq 7 месяцев назад
Sly media you should be ashamed for what you are doing peddling tsikamutanda
@Anolisi
@Anolisi 7 месяцев назад
Hama tenda mwari kuti hachisati chakubata chikakubata hautaure chinhu tibvunzei isu takabatirwa muroyi tikanyara kuti nhayi sekuru kozvamanga machembera mushe 😢
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 7 месяцев назад
Varoi variko kunze uku anoti hakuna zvakadai haasati asanganga nazvo vanhu vari kutambudzwa mumamisha umu varoi vane moyo wakaoma
@SheilaMazuru
@SheilaMazuru 7 месяцев назад
Zvakaoma hutsinye ndobasa remuroyi kuitira hutsinye mhuri yako munhu haasiri rt
@user-ky9yz9gh3w
@user-ky9yz9gh3w 7 месяцев назад
Tateguru tasvu number 1
@femiamapiye1618
@femiamapiye1618 7 месяцев назад
Taura hako
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 7 месяцев назад
Muchiti havazive here vamwe vanoti hakuna varoyi ndovaroyi vacho .
@tariromagwaza
@tariromagwaza 7 месяцев назад
Taura zvako Varoyi vazere Ko kubheja vachiramba
@christinematarirano9432
@christinematarirano9432 3 месяца назад
Good work headman Chigodora you are helping many many ❤
@jescamadondo2979
@jescamadondo2979 7 месяцев назад
Tasvu watches the proceedings at headman chigodora's court and uses that information. The fact that chigodora orders people to specifically go to tasvu begs a lot of questions
@brucemutayiwa
@brucemutayiwa 7 месяцев назад
Vanhu varikubvuma vega avo iwe
@onaingorima7122
@onaingorima7122 7 месяцев назад
But why vachisendwa ikoko vese it's like pane connection yekt tozosheyana mari
@talentsakupwanya2428
@talentsakupwanya2428 7 месяцев назад
Headman na Tasvu vari kudyira vanhu mari dzako.Vanhu vanofanha kusiwa vafambe kwavanoda..Nyaya dzese dzinongonzi $300 KwaTasvu kwacho kunongobatwa nyanga kumunhu wese
@jescamadondo2979
@jescamadondo2979 7 месяцев назад
@@brucemutayiwa they are elderly people and vulnerable most likely having brain degerative diseases like dementia and their brains will start to believe what is constantly repeated to them as the truth
@normanmuzanamombe4693
@normanmuzanamombe4693 7 месяцев назад
Uuummm syndicate tora Mari United.
@allenchikosha5330
@allenchikosha5330 6 месяцев назад
Segmentation is what l first pick from the heading of the story. Kuzviwetera uko is a sign of prostate ailment, It a typical ailment associated with old age. Attention should be focused on the subject rather than the condition of the this man.
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 7 месяцев назад
Mukoma u are blessed pakutaura chaipo,moita kuti munhu hana yake iwe bhooo
@decidefaraikapau1109
@decidefaraikapau1109 7 месяцев назад
Izvo ndezvenhema zvazobatana seyi zvinhu izvi kunge vanhu vakanoromba varivese ka1 apo tanyeberwa zviripachena
@user-hu1st5gb5u
@user-hu1st5gb5u 7 месяцев назад
Zvandinetsawo apa handina kupaona mushe
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 3 месяца назад
Neniwo pandisiya ndiine mubvunzo
@TauraiMudya-jz4lj
@TauraiMudya-jz4lj Месяц назад
Names mentioned there are deceased
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 7 месяцев назад
Zvinorwadza kuona madhara edu achinyeperwa nekushungurudzwa nembavha iyi
@lovemore7530
@lovemore7530 7 месяцев назад
Hazvisati zvauya kwako dako
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 7 месяцев назад
@@lovemore7530 ndini yezvara vatsikamtanda kana muchimuziva, ndini zvakare nyakupedza N'anga yainzi Chikasha kuGokwe uko saka madhiri acho ndomaziva
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 7 месяцев назад
So are yu saying vabvuma havo ivo vasins chinhu am now confused ini aaah
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 7 месяцев назад
Ko vanonzi vanotora vega
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 7 месяцев назад
​@@zvaazvinhu5216 Ndeenhema here kana ndeechokwadi chitipai tinzwe 😂😂😂
@user-lg3sw6ww4r
@user-lg3sw6ww4r 7 месяцев назад
I pray that God opens people s eyes to this wickedness. Have Zimbabweans lost all sense of reason and common sense . You do not even need to have discernment to see the scam. People in the Eastern Highlands need a big evangelism to have their eyes opened to this scam . They have always been very superstitious and kumapositori havabvi . Are there any schools there its like they live in their own error age of real darkness 4000 years back . We cry our beloved country Zim regressing in every sector of life . I pray to God to destroy all this heavy corruption in broad day light . God please help these poor people
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 7 месяцев назад
Mukunetsa mudhara uyu kuti ataure kuti akauraya zvaasina kuita musadaro soo
@elandbull9419
@elandbull9419 7 месяцев назад
Watovachenesa Inga varikubvuma kuti vanoroya
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 7 месяцев назад
But haazi kunanikidzwa ari kutaura ega wani
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 7 месяцев назад
Unopenga iwe
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 7 месяцев назад
Unenge unoroyawo iwe 😂😂😂😂
@angelakaonza6168
@angelakaonza6168 7 месяцев назад
@@user-lp9ug8rj7s kkkkkkkkklkkkk muroyi muroyi chete
@user-zv2jo2dr2u
@user-zv2jo2dr2u 7 месяцев назад
Kkkkkk chigodora woooyee ichoooo chidhara chabatwa chairabaa tasvu ano tasvuura
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 7 месяцев назад
Headman Chigodora operation yamuri kuita mudunhu menyu yakanaka dai madzimambo atora nzira iyi nyika ichene .operation go back to centre manyama.
@tariromagwaza
@tariromagwaza 7 месяцев назад
Vamwe vanaMambo vanozviita sei ivo vakaromba kkkkk
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt 5 месяцев назад
Kkkkkkk zvakaoma, thumps up to our legendary headman Chigodora❤❤❤
@irvinemangawa1316
@irvinemangawa1316 7 месяцев назад
Matsotsi aya. Hapana kwainoenda nyika nevanhu vakadai!!
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 7 месяцев назад
Scam Iya coz Mombe dzaano charger vanhu blaz uya I don't know kuti anengani as we speak 😂
@irvinemangawa1316
@irvinemangawa1316 7 месяцев назад
@@blessingbikinyaamidu5224 a couple got charged USD 4k each for kuromba cleansing. Hakuna mweya unochenesa unokara mari kudaro 🤣. Straight thievery.
@NyarugweJnr
@NyarugweJnr 7 месяцев назад
bvapo iwe ndiwe mumwe
@user-mp9bn5vl6l
@user-mp9bn5vl6l 7 месяцев назад
Uri muroi wemunhu
@NyarugweJnr
@NyarugweJnr 7 месяцев назад
Varoi munotozivana munorwadziwa mukaona mumwe wenyu achitorerwa huroi hwake zvinoonekwa nema comments enyu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 7 месяцев назад
Apa mudhara ainzwirwa tsitsi after azviitira wet headman vakatukwa nevanhu now hezvoka zvabuda pachena madhara aya haanzwe akabata
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 7 месяцев назад
That won't justify shit wangu
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 7 месяцев назад
Kuita weti yanga iri tactic iya
@perpetuavhudzi3970
@perpetuavhudzi3970 7 месяцев назад
How come i feel this old man anr kakutya kaainako
@emmzy3296
@emmzy3296 7 месяцев назад
Ndakagara ndazvinyumwa ini 😂😂😂😂kuti mudhara havarware ava huroyi uhwu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
Kkkkkkkkkk vakanzi naHeadman mazviitira weti nemhosva yei zvikanzi ndine hurwere
@PaloSant
@PaloSant 7 месяцев назад
Vanhu vaipengereka mu comment section vachiti heee sekuru ava vane problem ye prostate
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 7 месяцев назад
Sekuru Tasvu mudhara wamakapa tsvimbo ari kuramba kudare, muitei zvinogara zvakadsro
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 месяцев назад
Iwe une makuhwa iwe 😂😂😂
@shumzaali714
@shumzaali714 7 месяцев назад
Toda kuwona vachidzosa tsvimbo iya plz
@shumzaali714
@shumzaali714 7 месяцев назад
Toda kuwona vachidzosera tsvimbo iya please
@sarunahmakanyisa224
@sarunahmakanyisa224 7 месяцев назад
Kkkkk aahh ende iwwe😅
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 7 месяцев назад
Ndiye mudhara wacho uyo aneblack
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 7 месяцев назад
M seeing Headman Chigodora being rewarded or receiving a gift from Tateguru Tasvu SOON
@memoryncube8391
@memoryncube8391 7 месяцев назад
Kkkk coz varikuendesa ma customer
@TheChekas
@TheChekas 7 месяцев назад
Agara anecut yake pama$300
@user-nx1sh4fm2j
@user-nx1sh4fm2j 7 месяцев назад
@@freedomchitake5552 wanted to say the same thing
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 7 месяцев назад
Mkoma Robert dzidzai kutaura nevanhu zvakanaka
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 7 месяцев назад
Ane speed
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 7 месяцев назад
Taura hako anobhowa
@MargaretNdhlela
@MargaretNdhlela 14 дней назад
This is real vanhuwe kana usati wambosangana nazvo unoti mahumbwe munhuri zvirimo varoyi varimo unozozviona wakura upenyu huchiramba kufamba hwakasungwa. .l know 😢😢😢this life inosungwa hey asi kn munhu asin kusangan nazvo anoramba achiti kupuma machembere but ivo vanenge vachitoshanda life yemunhu rough😢😢
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 месяцев назад
Waya waihumana wachitaura zve age ngawauye pano ,ndine meeting nemi
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 7 месяцев назад
😆 vanenge vasati vasangana nenyaya dzakadai
@netsietumu7767
@netsietumu7767 7 месяцев назад
Saka weti Iya kwaive kutya zve paya
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 месяцев назад
@@talentgwatidzo hawasati waroiva
@cassandraker
@cassandraker 7 месяцев назад
Vanohumana hako iwe hanzi kurwara kkkkkk hurombwa😂😂😂😂
@Owenkuwenyi
@Owenkuwenyi 7 месяцев назад
Shaaa vanhu vasati varoiwa vanotura tosh bt 1 day is 1 day
@tambudzaikaseke1632
@tambudzaikaseke1632 7 месяцев назад
Vanhu voparara nekushaiwa zivo,sei chinhu chakabatwa nasekuru ava chakafanana nechakanga chakabatwa natete vaye vakabatwa kumwewo
@tatentaspanner9278
@tatentaspanner9278 7 месяцев назад
Nhai zvako unozogoona chifukunyura anodini kuisa hembe dzacho tichiona kkkk imi ityai Mwari vanhu imi
@cherimlambo4926
@cherimlambo4926 6 месяцев назад
Why do these things come amongst clothes.
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 7 месяцев назад
Sekuru tasvu murume wamakapa tsvimbo ari kuramba kwachigodora anetsvimbo yenyu muite zvachimutasvu vanodherera
@lindytv3075
@lindytv3075 7 месяцев назад
Regai adzose abatwe futi or apiwe punishment
@bla-den612
@bla-den612 7 месяцев назад
Kkkk..uyo netsvimbo yaakapihwa akatosigner contract yke. Achadzoka zvake
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 7 месяцев назад
Ishe Chigodora handidi nemi.Thanka you Sekuru Tasvu.Misha ngaicheneswe
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm 7 месяцев назад
Vakawanda vanomutuka chigodora kana achitonga vanenharo semadhara iwaya
@flossykandy8113
@flossykandy8113 7 месяцев назад
People are being coerced into accepting witchcraft. This Tasvu knows chikwambo ichi than the alleged wizard. This is scary. Justice to the rich and the elderly!
@mercyngirazi8862
@mercyngirazi8862 7 месяцев назад
Chigodora you are the best because haude mari yemunhu , kwete tasvu hapana chaanogona mari yangu yakaenda mahara
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
😂😂😂 zvadizvee
@jepsongombedza7257
@jepsongombedza7257 7 месяцев назад
Tasvu uyu arikunyepera vanhu ndiye muroyi mkuru.
@waynetyrexchapisa2200
@waynetyrexchapisa2200 7 месяцев назад
But sure anoisira vanhu zvinhu uyu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
Ndazvitaura kare ndikatukwa kunzi kumba kwedu kune varoyi, these are scammers, varume ava havasi kuchiziva chinhu icho their faces are telling it all.
@giftmaoneni1204
@giftmaoneni1204 7 месяцев назад
Izvo zvinhu zvacho zvinongogara mehembe here. ndovanozviisa
@marvelouszinyoro8039
@marvelouszinyoro8039 7 месяцев назад
Ndatombozvifungao kuti ndivo vanozviisa ko zvazobatana sei zvinhu zvevanhu vaviri umwe neumwe ayifanira kumira nezvake mmm vabereki vedu varikutambudzwa munhu anotenda zvekunyepa achitoona kuti ndikuitiswa
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 7 месяцев назад
Muzukulu thxs nemashoko akanaka kunanasekuru naamai wako mashoko makukutu
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 7 месяцев назад
Chandakadzidza muroyi haabvumi zvekumhanya .
@markmax3112
@markmax3112 7 месяцев назад
Akangobvuma chete anourawa nezvinhu zvake. It's an oarth pakutombeswa ukabvuma unofa zvinokuuraya
@chipomuyengwa2510
@chipomuyengwa2510 7 месяцев назад
Head man Nasekuru tasvu pamberi nemi ❤
@TheChekas
@TheChekas 7 месяцев назад
Mbavhi mbiri idzo
@gilbertncube986
@gilbertncube986 7 месяцев назад
Where did these clothes come from?I wanted to see the beginning
@angelachiwara2021
@angelachiwara2021 7 месяцев назад
My question too
@senelisilezvareva1561
@senelisilezvareva1561 7 месяцев назад
My question
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 7 месяцев назад
Ngaadzoke mudhara uyu Kwa headman chigodora ataure kuti akabatwa
@princeakoma7069
@princeakoma7069 7 месяцев назад
Ayewa basa rashandwa nemi headman kana neni ndakanda mapfupa pasi kkkk haaa ndanakirwa zvekudaro netype ye rongation ye dare guru renyu, ukanyatsocherechedza unoona machin da mambo vanotanga vaivhiya voyiwumburudza apa ivo changamire vakatarisa vakanyarara havo kunge mambo the late Solomon, unozongonzwa viti imi musharukwa ndakubata ko ngenyi muchiramba kufamba nevana, vana vakuti handei baba haaa, apa pakungoda kuti kaaba headman votonga nyaya zvobva vabatika imbwa pachinyiro kana kuti pachimamiro sekuru tasvu apa changamire Chogodaz apa nyaya mudaire haifanire kuzodzoka futi kuti endai unofamba ayewa sekuru Tasvu ipapo vanenge vatorei mumweta zvobva vatobata nekubvaa dare ragadzirwa rotopera, ndatenda hangu
@robbinahnyamukunda5679
@robbinahnyamukunda5679 7 месяцев назад
😊
@user-rs9xz7kx3i
@user-rs9xz7kx3i 7 месяцев назад
I love you sekuru tasvu nebasa ramunobata one dayndichauya ku Zimbabwe ini ndiri muzambian ❤
@noahchishanu917
@noahchishanu917 7 месяцев назад
Kunoda kuendwa usasekidze.
@cathymars7139
@cathymars7139 5 месяцев назад
Skuru bba Wes ndimi makauraya vana venyu veduwe zvakaoma .vana skuru vngu hanzvadzi dza mai vngu havatorina Misha it's so sad😢
@confidencemawire3623
@confidencemawire3623 5 месяцев назад
I hama yako here
@rodwinkawanza6364
@rodwinkawanza6364 7 месяцев назад
Toda kunzwa zvaKagurabadza, headman Taipei tizwe.
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 7 месяцев назад
nevaya vekutizwa pa Xmas nevanin'ina vavo toda kuti vaende kwaSekuru kunyange vairamba
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 7 месяцев назад
Yakapera wani yakagura badza ndakayiona ichitongwa kwamambo Marange vakazotaurawo umwe ayivashandisawo akagurabadza
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 месяцев назад
Ummm sei chikwambo chacho chakafanana munhu wese anonzi ane chikwambo chakangofanana, musadaro vanhu imi
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 7 месяцев назад
ndaiti ndini ndega,ndaona apa varidzi havasikuzviisa,wega kusagi iwo varikurongedza,dzirimbatya musaga vasvika,kwa tasvu zvozoonekwa.apa hanzi unenge,vamwiswa mushonga.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
This is a scam kana mazogara, chinhu chacho chakafanana fanana, nyango gondwatrukwa wacho anenge akangofanana kana nyoka dzacho dzakangofanana
@florencemadzinga8281
@florencemadzinga8281 7 месяцев назад
Saka wakubvuma nhando here varidzi wazvo itai mushe imi.munhu haabvume mhosva nhando asi makupenga. Ungabvume kuti uri muroyi usiri ìmika imi pfutseke
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 месяцев назад
@@florencemadzinga8281 sandizvo dear vanogona vachiroya or vakabata mishonga way back didn't know zvichakuita muroyi, asi zvezvikwambo ndezve kugadzira, open your eyes, hakuna chikwambo chisingafemi
@user-mt6jc4lj3j
@user-mt6jc4lj3j 7 месяцев назад
Ndezveshuwa here zvinhu izvi it looks like madhara aya arikubvuma nekuvhiringika wani
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 7 месяцев назад
vane mishonga yavanopihwa kuti vanwe .i think ndiyo inovavhiringidza votanga kuhumana.hapana chokwadi apo.its fake
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 7 месяцев назад
Chigodora ari kuita deal na Tasvu chete.why is it achiti munhu wese enda kwaTasvu asingasiye vanhu kuti vaende vega kumunhu waanoda
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 7 месяцев назад
huroyi hawubvumike straight straight se food zve nhay
@user-mt6jc4lj3j
@user-mt6jc4lj3j 7 месяцев назад
@@cathrinebare2213 yaaa I think so hazvisi Boe zvaari kuita ndakatarisa dare rake wese waabata anonzi kwatasvu why asingadi Kuti mhuri ifambe yega as for hangu I don't believe zvinhu izvi mudara uyo paanzi wakasunungura mwana uyu here ati handina chandakaita paari iye tasvu abva amuvhundutsira kusvika azongobvuma but unotoona Kuti hapana zvaari kuziva hake I feel sorry kune vese varikudzimaidzwa nemishonga
@user-ru7vj1tq3e
@user-ru7vj1tq3e 7 месяцев назад
Kkkkkkk vese arikuti ndezvekunyepa huyai tiende these munozvionera KUMUSHA kwangu
@RichardMapoka-zh3vi
@RichardMapoka-zh3vi 6 месяцев назад
I agree with Jessica at some point there is a lot of bias especially munhu kana arikufungidzirwa hurombwa it's only the accusers that are are given enough time to speak the alleged accused anenge achingoguridzigwa there is no transparency or fairness.Kubva kare pachivanhu chedu isu takakura tichiziva kuti vanhu vanofamba nzvimbo nhatu kusvika vagutsikana hence Murume haarohwi netsvimbo imwe unotomupamha kuti awe so mheno hatirambi hurombwa asi kana musungwa ane marights and is innocent until proven guilty.
@stnsml1
@stnsml1 7 месяцев назад
Why do these witch doctors catch similar items all the time. I wonder if the people accused do really accept these goblins or are forced in a spiritual way to accept things they don't know. I have reservations about these n'angas
@oniassithole9335
@oniassithole9335 7 месяцев назад
Chigodora ishangwiti thumps up
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 7 месяцев назад
The best headman chigotora viva Soko godbless u
@pamelachakanyuka3814
@pamelachakanyuka3814 7 месяцев назад
Ndezvenhema izvi l
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 7 месяцев назад
Haaa hamuna chamati maona ini ndakabvako kwaTasvu
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 7 месяцев назад
Inhema sei vachiudzwa zvavarikubvuma vega pavakageza kurukova Tasvu ayiveko hre
@Chidhuwa
@Chidhuwa 7 месяцев назад
​@@davisonzamani5197imbavha idzo makabvako kupi madesciples ekubira vanhu
@TauraiMudya-jz4lj
@TauraiMudya-jz4lj 5 месяцев назад
Nhema dzipi vanhu ava varoyi
@rambochauke710
@rambochauke710 7 месяцев назад
Waaaaaaaa i follow this story from headman Chigodora until Kwasekuru Tasvu number one kumapenalty
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 7 месяцев назад
Kubuda komweya😅😅
@WellingtonMuzvimbiri
@WellingtonMuzvimbiri 7 месяцев назад
Mwari vatichengetedzere headman Chigodora, dai vakapiwa mukana wekubatsirawo vamwe Vasari mudunhu ravo,pamatare ese dare ravo ndiro rinogona kutonga nyaya dzechivanhu
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 7 месяцев назад
Vanhu vasabira vanhu mari zvakapusa kudai
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 7 месяцев назад
Kupusa kwacho kuripapi iye munhu achibvuma ega achizonotora ega sekuru vari kumba kwawo shaaa varoi ,ngozi ,dziriko vamwe vakabata vachiziva vamwe vasingazivi siya vanhu vachene shamwri
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 7 месяцев назад
Unopenga iwe ataurirwa nemunhu
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 7 месяцев назад
Asi kwenyu zvakarongeka Kani ??????
@EnerOnlineAcademy
@EnerOnlineAcademy 7 месяцев назад
teerera nyaya kwayakabva iwe. vairamba nyaya dzavo
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
​@@constancemarifiye6658my question is pavanenge vachirongedza hembe dzacho why vasingachione chikwambo chacho chozongobuda vasvika pan'anga and ukada kutarisa madhara ayo atoshamisika, they all confused kuti what's going on? Stop❌stealing from poor old people.
@user-lh6og9pr7i
@user-lh6og9pr7i 7 месяцев назад
Jamukir yakaita madhara ayaka kuita headman benzi vachiziba kuti ndivo vanofamba nemarusero THANK YOU MKANYA MAKAPINZA marombe aya biz kusvika pakutora zvdhoma zvavo vanhu ndavatsve kusvika varutsa huroyi
@tariromagwaza
@tariromagwaza 7 месяцев назад
😂😂😂, taura zvako Vanoramba zvekuti kana usingazive unoti Headman ibenzi
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 7 месяцев назад
Tasvu vatasvurwa avo sekuru Tasvu to the world
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 7 месяцев назад
Long live Headman Chigodora
@gracemupita1801
@gracemupita1801 7 месяцев назад
Sure ngavambouye kwa Chigodora
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 7 месяцев назад
Social media is powerful im shocked these are people i know vry well yoh i didnt know they do this evil thing eish
@Chidhuwa
@Chidhuwa 7 месяцев назад
Fake kubira vanhu uko,wese anongobatwa wese muroyi,sekuru vadhakiswa avo and varikuti Havana chavakabata,Chigodoro and tasvu must be arrested
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 7 месяцев назад
Tirikuvada kwa Headman Chigodora padare vataure vega
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 7 месяцев назад
Vanodzokera kwaheadman vosvikoramba seuya
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 7 месяцев назад
Combination ya Sekuru Tasvu na Headman Chigodora ngairambe yakadaro manje vamwe varikuti kana vabatwa kwa Tasvu 1 pavanodzoka kwa Headman ne feedback varikunoramba kuti Havana kubatwa
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 7 месяцев назад
😂😂😂😂apa vairamba
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 7 месяцев назад
Kkkl hanzi takurai madhende avo sly😂
@nokuthungorima787
@nokuthungorima787 7 месяцев назад
Tinotenda sukuru nebasa ramuri kuita
@audreymisomali9189
@audreymisomali9189 7 месяцев назад
Haaa basa sebasa headman chigodora madhara ese haana kuchena aya awunzei kwa sekuru Tasvu
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 7 месяцев назад
😅😅😅kairamba zvekuti vanhu vakati musadaro munhu mukur
@gracemunoakwa486
@gracemunoakwa486 7 месяцев назад
Headman Chigodora is the best❤
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 7 месяцев назад
Mkoma Robert na sekuru tasvu chimboendai kwachigodora pliz
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 7 месяцев назад
Please respect Karanganda OK
@fungaimlambo4244
@fungaimlambo4244 7 месяцев назад
Headman chigodora to the fullest
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 7 месяцев назад
Thank you hazvanzi asi hazvitambirike wamai nokuti Haiti nyore vakafa havadzoke
@EuniceChinyoka-tb5vh
@EuniceChinyoka-tb5vh 7 месяцев назад
Sekuru tasvu yaa ndimambo wevaroyi one tasvu zvenyu munobata bsa
@johnmazvarira7155
@johnmazvarira7155 7 месяцев назад
Ini hangu personally i still stand guided....haaa varume as much as i have much respect for sekuru and Zim News Beat TV...i think there is something amiss....ini i have struggled for long but thru my personal being things i can call myself average and good...i believe these are staged stunts and why always to old aged who r prone 2 Amnesia nd all those 4get me ailments....invite me and lets see...ndotokandawo bute
@carliblisslucksonjnr101
@carliblisslucksonjnr101 7 месяцев назад
wangu if u follow these bloggers well last week there was a 21 year old boy akaromba so ukuti mushonga hauko here
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 7 месяцев назад
Thanks sekuru vangu ❤❤❤
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 7 месяцев назад
Taura hako munhu anenge asati asangana nedambudziko kana vanhu vanomuvhiringidza muhupenyu,so dont judge nezvinhu zvamusina kumbodangana nazvo
@user-ry4dk1po6i
@user-ry4dk1po6i 4 месяца назад
Viva Sekuru rambai makadero
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 7 месяцев назад
Anoti hakuna zvakadai naye akaromba futi unorambira vanhu sei ndimi munopedza madzinza muchisweroti tonamata
@chingombedaries
@chingombedaries 7 месяцев назад
Zvinhu zvekuisira izvo
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 7 месяцев назад
Zvirikuiswa nani ska kana varikuzviisirwa sei varikubvuma kuti ndezvedu varoyi vacho ndichibva ndapindura vaya varikuti dai sekuru tasvu vadzikisa mari chinoitika kumatare ndechekuti ano charger mari yematare isvikiro rimotaura pavari mariiyoyo ndopanobva ye transport kunotsvaka mishonga yevanhu vavanorapa kwavanenge vaziswa neanotaura pavari nezvimwe zvinodiwa mumatare musafunga kuti vanoidya paya vanenge vachinzi vaichengete nedzimu ravo then ndorinozovaudza kuti chiita zvakati nezvakati kana yasvika amount yakati ini ndakafamba nawo matare big time ende l bealeave kuti chivanhu chiriko coz ndakabatsirwa matambudziko angu kuchivanhu nesvikiro
@tariromagwaza
@tariromagwaza 7 месяцев назад
Kana zviri zvekuisirwa saka drama racho rinotanga kugadzirwa kwaHeadman here Coz zvinotanga kutaurwa kudare kwaHeadman
@chingombedaries
@chingombedaries 7 месяцев назад
@@tariromagwaza use common sense why Chigodora achitoda 300 padare obva ati endayikwa Tasvu.Drama rinototangira ikoko why is not giving families chance kuti vafambe vega kwavanoda assisted by mupurisa waChigodora.Thats pure scam why Chigodora achifonerana na Tasvu
@chingombedaries
@chingombedaries 7 месяцев назад
@@tariromagwaza information yabva padare ndiyo yanoudza Tasvu remember that head grow up in Chigodora village anotoziva tunyaya netukuhwa twemu village umu
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 7 месяцев назад
Chigodora you're the best
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 7 месяцев назад
Izvi zvekubvisana zvinhu mmmm handibumirane nazvo vanhu dai vachingoona paglass chete coz moona zvese ava vatori neconfusion yekumwa mushonga weglass ende zvimwe vanobvuma nekuti vanotya ukamwiswa overdose unogara chero 2 dys musystem zvekuita senge njere dzarasika
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 7 месяцев назад
Ukuona manje something is fishy panyaya idzi
@user-cu1lo6mc2x
@user-cu1lo6mc2x 7 месяцев назад
Vnhu vekwachigodora havafungi shuwa😊
@manu-kt5uk
@manu-kt5uk 7 месяцев назад
Ndaakutenda manje this is real baba I followed this story from day one
@TheChekas
@TheChekas 7 месяцев назад
Hausi kuona kuti yakarongwa
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 месяцев назад
​@@TheChekas ko kubatwa kwavaiitwa nevana vavo kee vasati vaenda kwachigodora uyu Mushonga yavaigeza vakabata zvombo iyoo yaive yei ...don't trust madhara edu aya 😢😢😢
@TheChekas
@TheChekas 7 месяцев назад
@@user-jj6le6xq7o ukangoenda kun’anga pane anonobatwa. It’s always wehukama
@luckmorengwenya268
@luckmorengwenya268 7 месяцев назад
I repeat this tasvu anonyebesa y uchit kna munhu akati izvi handizvivi woti saka endai ibvai pano ...mwari akatarisa
@user-eb4rv8sc6z
@user-eb4rv8sc6z 6 месяцев назад
the problem is many people vakaromba that's y vanhu vanepower rokutsoropodza mutwenyu tinokuzivai vecrictism tichakunzwirai😢
@MrKuda2008
@MrKuda2008 7 месяцев назад
Syndicate Chigodora ns Tasvu tichakunzwirai..handei tione
@corleone230
@corleone230 7 месяцев назад
Yeahhhhh been waiting for this one😂😂😂
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 7 месяцев назад
Me 2
@majoriewhite21
@majoriewhite21 7 месяцев назад
Hanzi "Muroyi ane nhamowo"Kadhara aka ka🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿😂😂😂😂😂😂😂😂
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 7 месяцев назад
@schumieelf3232
@schumieelf3232 6 месяцев назад
Nhema chaidzo shame Zimbabwe 😢
@benafrikatrip9575
@benafrikatrip9575 7 месяцев назад
This is heart wrenching. Surely why why you are being cheated by Tasvu and Chigodora…. Mudhara ane Kidney problems likely heart failure wonzi muroyi hunza 300$ from 30Thousand….. look at that Tasvu sofa, Merc and Combi…. Kutora zvevapfupi…! This is dirty practice 😅only in Africa and Haiti voodoo nations…. Scabia
@user-km1jb9ly6k
@user-km1jb9ly6k 6 месяцев назад
Sekuru tusvu chibaba chevakaromba ,ndipo pazvinoperera basa sebasa sekuru vanhu vagare zvakanaka
@Pepukaishonhai
@Pepukaishonhai 7 месяцев назад
Mudhara wechibhachi chitema hatauri chokwadi plus kushaya hanya kwavo nevanhu vaiziva kuti zvinhu zvavo ndozvinouraya vanhu
@tanyanyiwaq
@tanyanyiwaq 7 месяцев назад
He is drunk nemudzepete
@Pepukaishonhai
@Pepukaishonhai 7 месяцев назад
@@tanyanyiwaq kkk kuti kudaroka
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 7 месяцев назад
Varoi havabvume Aiwa ndapota Hai aaaa .......for many years slaughtering ur own kids then woti l didn't know
@Qwinpin
@Qwinpin 7 месяцев назад
To think kuti ndakakanzwira tsitsi pakaisekwa kaita weti padombo mudare... hanga kamupfiti pafeya. Kusanyara!
@angelakaonza6168
@angelakaonza6168 7 месяцев назад
Nhai hako
@PaloSant
@PaloSant 7 месяцев назад
Hoo ndimi maiti prostate incontinence what what?
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 7 месяцев назад
Yeeeeee kamudhara Kaya kabatwa Mose varoyi muchazvirega zvenyu kutambudza mhuri
@matsverudorothy1513
@matsverudorothy1513 7 месяцев назад
Sekuru Tasvu naheadman Chigodora manyama sando dzenyu ❤️
@TheChekas
@TheChekas 7 месяцев назад
Mubatanidzwa wembavha uyo
@surftechengineering1687
@surftechengineering1687 7 месяцев назад
Zvimwe zvinhu please ngatishandisei pfungwa. Scam iyi these men have been drugged nemudzepete and convinced kuti mishonga ye luck yapanduka. How can 1 chikwambo belong to 2 people ivo vasina kuromba pa n’anga 1. Zvikwambo zvese zvirikubatwa na Tasvu zvinekamboro, they’re being made by the same person. The two old were interrogated into submission. Tell me who doesn’t know kuti age dzemadhara aya ndiyani asina kupiwa mushonga we luck when they let rural areas in search of work in urban areas. This has all the Hallmarks of a scam. Open your eyes
@PrinceZindonda
@PrinceZindonda 4 месяца назад
Kune avo varikuti ndezvenhema izvo,hamusati maroiwa...kana kut kutovharika ikoko uchitadza kuona reality in all this,ndookutoroiwa kwacho ikoko,kudzimaidzwa chaiko
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 7 месяцев назад
The fact that we still have even young people believing explains a lot
@acmfirst5481
@acmfirst5481 7 месяцев назад
They do not actually belief it. Its just has entertainment value in that people somehow like to witness and encourage the abuse of elderly people. Surely nobody could possibly believe that wearing a hat of feathers and spraying maize flour can affect anyone adversely. These guys are just actors making money from fools. Hapana kana chiripo. Hapana chinokwanisa kuvapo.
@nos__mas
@nos__mas 7 месяцев назад
@@acmfirst5481 I really would love to agree with you, but ndosara ndiine so many questions as well. I would like to know how you can assemble such a cast pa acting yacho. Ma actors acho keep changing and come from different villages/parts of Zimbabwe. Imagine ku actor uchizviirira weti kwa Chigodora then wozounzwa ku Mabelreign kuzobatiswa chinhu icho.How much do they get paid ivo nemhuri yavo yese inenge ichibuda pa TV,ichizvinyadzisa to the world like this. How do you run and pay such a huge and never ending acting crew, without also getting exposed? Also on another note, there is another issue yakaitwa recently ina Blessing we Benz wekuti ndakaita accident ka 2 ndichiuya what what kwa Chigodora. Akazonzi akazono batirwawo nyoka vaenda kwa Tasvu. M sure u saw it.That guy I know him personally. Anoshandira ku Beitbridge . Anotoziikanwa nenhau dze for using juju pazvinhu zvake. His first wife akafa nezvinhu izvozvo so we are told. His properties pane asisagarike coz panobuda masvosve ekuti noone can stay in it, he even turned one into a school but chakatozovharwa because of masvosve ainetsa vana vechikoro. So my question becomes, how did he become part of this acting?Was he acting?
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 7 месяцев назад
​@@acmfirst5481saka uri kuti zvabatwa izvo zvabvepi, saka zvavari kutaura varidzi kuti they know vari kupenga ere
@moyodziva
@moyodziva 7 месяцев назад
i am a born-again Christian and i believe that the word of God and prayer can neutralize these acts, um sayn dat bcoz this is real the devil does a lot to divide families, i have witnessed things in the bedroom with my wife, but God showed his power n we are a living testimony wat i just hope for is that this is permanent help to the ones suffering otherwise spirituality is just a fight of powers , sekuru vanogona kutobata zveshuwa asi vosiyawo zvavo
@PaloSant
@PaloSant 7 месяцев назад
Are you saying the devil doesn't exist? If you believe he exists then you will know he's got agents. Varoyi are his agents
@user-xv4ux3zy2l
@user-xv4ux3zy2l 6 месяцев назад
makapusa saka birwai ..... ndezvekuisirwa izvo
@nomusamurima6326
@nomusamurima6326 5 месяцев назад
panotodzidziswa zvekunotaura kana vasvika kwa Headman musatambudzisa vanhu vakuru imiiiiii
Далее
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Просмотров 208 тыс.
Will A Guitar Boat Hold My Weight?
00:20
Просмотров 68 млн
Men Vs Women Survive The Wilderness For $500,000
31:48
Takanobatwa kwa Tasvu .DARE RA HEADMAN CHIGODORA
39:07
Просмотров 212 тыс.
Manjuzu PaTateguru Tasvu Huya Uzoona
1:10:39
Просмотров 9 тыс.