Powerful teaching. Ummmm kudzidza hakuperi Thank you Prophet Miracle Paul. May God continue to reveal more and more to you. We are blessed to have you. I
Prophet Miracle Paul yaa vari kubata basa zvekuto daro I think se nyika we need to make a booking with him kuti vamboti tarisira VaMadungwe kuti vanoskwera here kuye kuye kwavanoti vanoskwera nemusharukwa,that is if it's permitted to help another Prophet coz in the n'anga world zvinonzi n'anga haizvi rape yega so just wondering if the same system applies to those who deal with matters in the spiritual realm😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Prophet Miracle Paul ndinotenda nebasa ramurikuita. Mwari werugare ngaarambe achikuchengetedzai . Ndinokumbirawo kuponeswa pasugar ne bp problem yandinayo even ndirikuno kure from your church ku Bulawayo
Handione ayine pride asi vanhu ndimi munodaro even time yaJesu vanhu vanemafungiro akadai vaitovapo asi Jesu akangorova basa zvakadaro regai kujaja veduwee pliz
This is the true man of God,, Ukanzwa prophet anobvunza dambudziko rako wokubatsira achironda dambudziko mutumwa wamwari chaiye, not vanotaura kuti unonzi Peter wakadai wakadai musoro wegora, Fambai Fambai prophet