Тёмный

MUSAMI FIRE- GOGO VOTANDANISWA NEN'ANGA PAMUTARE 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 239 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

29 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 2 тыс.   
@sanelegundu3953
@sanelegundu3953 2 года назад
Vanhu vamwari ngapavhurwe go fund me and we put money to help Mzukuru abude pamusha apa uye ahsandirwe na Mazimai vakapedzisira kuuya vaya so that Mzukuru can get deliverance and she can start a new life away from this family. Uye kana paine vanokwanisa kumupa basa variku Zim even abroad vomupawo so that akwanise kuzviriritira foward. And as for Drewmas Media also tofanirwa kubatanidza mari yekuipa so that vana Neshamba vabatsirike panyaya yekufamba, accomodation etc so that they can contunue to travel all over Zim vachiita basa guru ravarikuita iri. Neshamba na Chihera varikubatsira zvikuru. I give respect
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 года назад
Ichokwadi
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 года назад
Thats very true.
@chipiwausiku9732
@chipiwausiku9732 2 года назад
True
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 2 года назад
Kana ecocash number yake.
@noreenmoyo7754
@noreenmoyo7754 11 месяцев назад
Toisa kupi Mari 😢😢 ndiisewo ndiri SA
@rebeccahilton4209
@rebeccahilton4209 2 года назад
Drewmas Media give this girl a job please she is very cleaver watching from botswana
@electonpowerengineers2599
@electonpowerengineers2599 2 года назад
Muzukuru uyu haana hama here uyo........ anopenga here kuramba aripo pamba apo. She is seriously under strong charms. Ngaabve simple
@shokosithembiso4738
@shokosithembiso4738 2 года назад
I have been following the story from the beginning. I'm in SA. Mzukuru ngabve pamba apa
@thandiwemoyo2592
@thandiwemoyo2592 2 года назад
Give your life to Christ and worship GOD , he is above serpents. Chidzidzo chikuru pane vakateerera kuti n'anga haipi makomborero. Makomborero anobva kuna Jehova.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 года назад
Andrew you are right, I think if she move out of this family and start another life she can have a baby. Kambuya ako kamuroyi 1st grade chaiyo
@leadermalapela5404
@leadermalapela5404 2 года назад
We love you Mr Neshamba Mkhwenyana wami we want happy people like you in Zimbabwe.
@clarahnyakabau2386
@clarahnyakabau2386 2 года назад
Vakagadzira muzukuru chero akabva idambudziko ritori muropa anotoda kubatsirwa first
@luckmoremuzungu7173
@luckmoremuzungu7173 2 года назад
Muzukuru ngaatizire kuna Jesu awane ruponeso chete
@thulanitshabalala4666
@thulanitshabalala4666 2 года назад
Muzukuru suduruka kuramba kwako unenge wakagadzirwa moyo nambuya kuti uite zvekuvachengeta madzimai ngavakurutsise
@joycechatonhora4337
@joycechatonhora4337 2 года назад
Don't cry muzukuru god is going to help you 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@oliviandaruka3733
@oliviandaruka3733 2 года назад
Vanhu ngatisatorei mishonga ikozvino mbuya vakatora mushonga ukauraya vanhu kusanganisira vana vake nyoka voda kuidzorera paakudiwa n'ombe 6 apa yakaparadza musha ivo havachina kana chavainacho saka zvinobatsirei
@tafadzwabare5532
@tafadzwabare5532 2 года назад
Ndaswera ndakamirira video iyi zuva rese nhasi kkkkk
@tariromukazi2132
@tariromukazi2132 2 года назад
Kkk me too ndaswera ndichi dongorera day rese
@donemoremawire9493
@donemoremawire9493 2 года назад
Enda kuchurch is only one way is Jesus christ
@tendaimanatsa6253
@tendaimanatsa6253 2 года назад
Journalist of the year
@jesimanbangidza9192
@jesimanbangidza9192 2 года назад
Haa ndatenda hangu team taking us to another level pasi nevaroyi .Vanoromba kutambudza vasina mhaka
@giftruzvidzo5108
@giftruzvidzo5108 2 года назад
Aaaa nyika inorema kuvenga mwana,muzukuru wako nekuda kwekuromba
@chengetaichiyedzo13
@chengetaichiyedzo13 2 года назад
Muzukuru uyu ndiye arikuda kutobatsirwa abve pamba apa mishonga yagogo inenge yaakuda kt muzukuru afire ipapa why
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 2 года назад
Welldone Chihera na Andrew muzukuru uyu mwana vaani mwana vemwana vagogo here
@agnesbeta1414
@agnesbeta1414 2 года назад
Murora zukuru
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 Год назад
Endai kwa sekuru Tasvu lwrte zvenyu zvekuda mari ye airtime enfesdai mzukuru kwa tasvu
@sandradziwani2911
@sandradziwani2911 2 года назад
the makoti must leave, the problem is not on her ngasiye
@georgephiri7839
@georgephiri7839 2 года назад
Deedzai madzimai.Vanhu ngavadzidze chokwadi mishonga iyi
@Fruitbwoy
@Fruitbwoy 2 года назад
Ndimai vangu ivavo
@lenaharuvhera8753
@lenaharuvhera8753 2 года назад
Muzukuru vimba namwari zvinoita
@nabothkusemamuriwo699
@nabothkusemamuriwo699 2 года назад
Ini zvimwe ndoramba
@nyashamanyangadze272
@nyashamanyangadze272 2 года назад
Drewmas toraio muzukuru mushande naye anogona ktaura plus akashinga,she can be a good presenter
@eltongutu2412
@eltongutu2412 2 года назад
Muzukuru ngaasiye mhuri iyi, endai naye kwamadzimai, musamusiye pamba apa
@queen7008
@queen7008 2 года назад
Isn't it amazingly strange how a killer is so afraid of death 🤷
@sandrankuruso8527
@sandrankuruso8527 2 года назад
Imagne bt shz been killng others mxm sh mst feel th pain
@frankieman1611
@frankieman1611 2 года назад
😂😂
@odnow8308
@odnow8308 2 года назад
All the victims did not have the chance to be on drewmas asking for help
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 года назад
@@odnow8308 Ummm I feel bad
@frankieman1611
@frankieman1611 2 года назад
@@odnow8308 probably their souls are using drewmas in this case for justice
@njabulogaba
@njabulogaba 2 года назад
People should start donating money to drewmas media, they must have drinks while entertaining us and by the way musape vanhu number dza muzukuru uyo for now, until abva ega pamurume.
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 2 года назад
Kana uchiti people unenge ukuti chiii mwana wamai
@shyletndoro3821
@shyletndoro3821 2 года назад
True
@rosinagwata4238
@rosinagwata4238 2 года назад
Kkkkkkkkkkk
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 2 года назад
Well said
@winniechikwaya3652
@winniechikwaya3652 2 года назад
Muzukuru uyu vakamugadzira saka mweya wake usiri kugona kubva pana mbuya ivavo
@lameckactivated
@lameckactivated 2 года назад
Let this be a lesson to all those watching and who have entertained a similar thought. True salvation is only through Jesus Christ who paid for it all on the cross. Satan comes to steal and to destroy.
@S24-x1u
@S24-x1u 2 года назад
I couldn't have said it better
@MilliciousyNails
@MilliciousyNails 2 года назад
My hearty breaks wen you cried muzukuru can i help you with sumthing.eishhhh you were very strong all the way may God bless you and protect you
@Following76
@Following76 2 года назад
Shem muzukuru uyu ane rudo mufunge andisati ndakamboona mwana akaita saiyeyu mwari ndavamukomborerewo vanzwe kuchema kwakewo
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 2 года назад
After listen to this again , Muzukuru kadzi uyu i now believe kuti pamusha apa akatorerwa kuva mukadzi wenyoka and murume wake akagadzirwa na Gogo kuti aroore aunze mukadzi uyu pamba but truly speaking mukadzi haasi wake. uye nhumbu dze muzukuru kadzi uyu inyama yenyoka.
@birthwellkanyangare3377
@birthwellkanyangare3377 2 года назад
Sorry
@fortunesimbi5141
@fortunesimbi5141 2 года назад
U naiked it right there
@tsitsinyakunu4142
@tsitsinyakunu4142 2 года назад
Taura hako muroora uyu ndiye mukadzi wenyoka coz nezvese zvakaitika sei murume wake asina kuita hanya nekutitevera mukadzi wake ambuya vakatogadzira muzukuru kuti asvibe moyo nemukadzi wake
@nai6474
@nai6474 2 года назад
Zvokwadi!! She needs to leave this place kani. Anotsvaga rubetsero asipo pamba apa
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 2 года назад
Chokwadi chinorwadza
@shadreckhandsen819
@shadreckhandsen819 2 года назад
Honestly Zimbabwe let's help muzukuru and the hubby nekuti zvekurambana nemurume muzukuru ahasi Kuda , she is in love ,and she is wife martial amira nemudiwa wake zvakaoma kudaro , soo let's just support both of them .
@auxiliamoyo284
@auxiliamoyo284 2 года назад
Amen
@silencecharumbira7890
@silencecharumbira7890 2 года назад
Hanzi panga pane Q vanhu varikuromba veduwee, I just love the way am leaving my life free sprit
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 2 года назад
Iwe ndavhunduka zvichati zvakudzoka hazvo
@karenmukuku3899
@karenmukuku3899 2 года назад
Ummm vanhu ngavasada zviri nyore kunge honye kudaro,ngavashandise maoko vanhu
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Naivo maWhite party aya? Aiwa isu todhla zveziya
@magdaline6383
@magdaline6383 2 года назад
@@mwanawapauro2944 Right now kune arikudriver all over ichipa vanhu magrocery.
@thelmachimedza9892
@thelmachimedza9892 2 года назад
Imagine haaya zvakaoma
@agnestafa9579
@agnestafa9579 2 года назад
Saka vanhu vanga vakazara kwasekuru Ava vaida kuromba . Iii tisayemura Mari dzatoona vanhu nadzo
@jesteenmazetese4650
@jesteenmazetese4650 2 года назад
Umm kunamata ndokunotoshanda Apa muzukuru,Mwari ngaakutungamirire ,moyo wako wakanakisa hazvienderani nezera rako
@queen7008
@queen7008 2 года назад
Gogaz is very much afraid of death yet she killed many innocent people.She should just chill and let Eva do what she knows best with her.Hanzi wani chaunofamba nacho ndicho chinokutora.vavakauraya vaisadawo kufa.
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 2 года назад
Sey it again
@magdaline6383
@magdaline6383 2 года назад
Queen, my sentiments exactly. ZvaKesari kunaKesari. She is enjoying. Enjoy Gogaz!!!. A lot of families are going through this.
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 2 года назад
@@magdaline6383kkk u are ryte hako
@lemmelemme313
@lemmelemme313 2 года назад
Mkoma Andrew and Chihera musaende kwaMutare pliz. 🙏🙏🙏 Ndatenda hangu.
@AdmireChaniwa
@AdmireChaniwa 2 года назад
Ndakakuonai hangu paOK
@beaullarmaposa5907
@beaullarmaposa5907 2 года назад
Shame don't cry muzukuru wakamboshingirira you are strong shame
@tondexx6942
@tondexx6942 2 года назад
Muzururu anotaurazvake she can be a good presenter very intelligent mutoreiwo ku drewmas media
@queen7008
@queen7008 2 года назад
Shuwa anogona ende anotsanangura mwanaskana uyu
@tsungaichivandikwa8980
@tsungaichivandikwa8980 2 года назад
Yes mupeio basa. I can’t wait to see her presenting other stories. Muzukuru is very intelligent and anorondedzera zvakanakisa.
@stellarmakaya4448
@stellarmakaya4448 2 года назад
Kovabereki vemuzukuru varipi iye achinetseka kudaro
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 года назад
Shame muzukuru uyu akashinga asi dai zvarega kumubata hake
@norahmadzivire9295
@norahmadzivire9295 2 года назад
True Andrew ipaiwo muzukuru basa abve panhamo iyi
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 2 года назад
This young lady's narratives are so impressive I am sure she will do better as a presenter she is very organized in a special way even her voice projection tone and choice of words is amazing
@patriciamukungatu8522
@patriciamukungatu8522 Год назад
Musikana uyu anoda munhu asingazomurasisewoo nebasa raaita irii
@Mybabyandi-2024
@Mybabyandi-2024 2 года назад
It's also a lesson to unmarried girls .ngatizivei vanhu vatinofambidzana navo.ngatinamatei tipihwe maziso anoona zvirimberi Tisati tapinda muwanano.may jehovha protect muzukuru from all this evil deeds of kambuya aka
@teematipa2779
@teematipa2779 2 года назад
Chokwadi zvinotyisa izvi
@shekinah8475
@shekinah8475 2 года назад
True. Its a wake up call.
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 2 года назад
Taura hako 🙏🏾my prayer everyday
@anmarikopo1808
@anmarikopo1808 Год назад
Well said
@maiwalee
@maiwalee 2 года назад
Ataura chokwadi mzukuru, mbuya vanonyepesa and vanehutsinye big time.
@gladyschivanga2017
@gladyschivanga2017 2 года назад
Hanzi naChihera kana muchirasa mei muchirasirira ani..thats a brilliant and deep question..
@exsellstrading3950
@exsellstrading3950 2 года назад
With everything going on with her, she still worries and cares for the poorly sekuru. Such a SELFLESS young lady. The husband doesn't even realise how blessed he is. Mapudzi anowira kusina hari zvedi.
@tichaonamarembo3373
@tichaonamarembo3373 2 года назад
This is a lesson to all of us on the consequences of kubata mushonga
@shantelchinyanga6918
@shantelchinyanga6918 2 года назад
Absolutely true,hapana chisingaperi
@msmandy3088
@msmandy3088 2 года назад
Gogo is a lying wonder vakatoenda kunosimbisa masimba If she wanted to get help she would have opted for madzimai first.
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault 2 года назад
Very true mbuya vakasvinukisa and vane tsinye paya pavasunga muzukuru kuti asaite mwana hanzi utsinye chete. Vane moyo mukukutu mbuya ava.
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 2 года назад
Ndochokwadi chamuri kutaura vakatonosimbisa ava
@Kasiboys123
@Kasiboys123 2 года назад
Vakatogezeswa kuti vasafumura Eva vaite zvivindi
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 года назад
Hanzi iwo ndivo vanhu vainge vari vepasi pasi. Which means the rich people varikuronbo ikoko kwasekuru ava. Never you envy those with a lot of money in these days of hardships and economy that is poor. I last said it that Gogo ava knows exactly what to do and she had killed more people than she is letting out. A very manipulative woman who is using someone else's child to pease her snake. Muzukuru need to leave this family and go somewhere and live her life with peace of mind. If you look at her she had lost a lot of weight because of hunger and stress. Enda kumba muzukuru it's your husband's loss not yours. Where is he going to get a woman with such qualities like that. A person who is so caring and beautiful inside and out. I feel like I want to say a lot but it's pointless
@michaelmashinge9836
@michaelmashinge9836 2 года назад
Ndochokwadi ichocho
@lancelotmasunda1803
@lancelotmasunda1803 2 года назад
Taura hako Herbet . Ngatitendei mwari nezvishoma zvatinazvo
@momof3941
@momof3941 2 года назад
Say that again and Isu tochiva
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 2 года назад
Very true, well said 👏
@mufarocharleshove4635
@mufarocharleshove4635 2 года назад
True where is her husband the family member 1, 2 Gogoe's Children ,be they Girls or Boys ,if she is clever she should leave ,All responsible parties r not there
@sharonmredzwa6005
@sharonmredzwa6005 2 года назад
I like chivindi chemuzukuru she's more than a strong woman...mwari ngavamusanganise nemunhu achakwanisa kumubatsira padambudziko raanaro
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 2 года назад
Mzaya. Ngaaende kwa prophert Magaya. Plz
@lameckactivated
@lameckactivated 2 года назад
Mbuya iyi yakatombo offer muzukuru uyu and her husband as sacrifices BUT because she is not a blood relative, Eva said no. Eva wants Mbuya's most prized possession.... her own daughter.
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 2 года назад
Muzukuru uyu anemoyo wakanaka. With all the problems, she still thinks of helping sekuru varikurwara. God bless her
@moreblessing7653
@moreblessing7653 2 года назад
Ndachema zvangu😭😭😭
@llions5633
@llions5633 2 года назад
😭😭😭zvakaoma akagadzirwa Muzukuru
@edgetonkwaramba3848
@edgetonkwaramba3848 2 года назад
she was calling him "sekuru vangu"
@llions5633
@llions5633 2 года назад
@@edgetonkwaramba3848 I know right . I am saddened by her situation really . Maybe she struggled with life at her birth family hence had found a family .
@rachelntini4252
@rachelntini4252 2 года назад
It's unfortunate that I am very far from home meaning Zimbabwe I was going to ask that madzimai to go together fasting and praying we can ask God for help let's join hands and pray 🙏 🤲 🕍 you know my God can answer prayer anyone the prayer of a righteous man is powerful 🙏 ❤
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Amen. I'm soo happy there is a person on earth who still believes prayer is powerful. God showed me and he has taken me to heaven. He asked me to start a church but I don't know where to start. Miedzo yacho haaa irikundiwandira. Pray for me too to fulfil what God wants me to do please🙏
@rachelntini4252
@rachelntini4252 2 года назад
@@mwanawapauro2944 I will pray with you you together we can defeat the devil faith chete
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
@@rachelntini4252 Amen
@Boomslang1
@Boomslang1 2 года назад
@@mwanawapauro2944 Be careful that it's not a demon deceiving you. Nobody has been to Heaven except John in the Book of Revelation, there's too many people making claims about going to Heaven with no Scriptural basis. You're not qualified to start a Church unless you're coming out of an established Church and fully ordained by senior recognised clergy.
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 2 года назад
Amen
@waltermuza4967
@waltermuza4967 2 года назад
Very beautiful muzukuru with a pure soul. May God intervene and bless her anemoyo wakanaka mwana uyu
@gcinumuzindlangisa1608
@gcinumuzindlangisa1608 2 года назад
You can say that again a million times Walter
@JoeMusara-hv2lq
@JoeMusara-hv2lq 10 месяцев назад
Endai kwatasvu gogo
@elvissalakata9074
@elvissalakata9074 2 года назад
Ini gogo hapana chavanotaura chandovimba ini vakafitwa nenhema zvekudaro chaiko
@luciaidi5247
@luciaidi5247 2 года назад
Ummm gogo vanonyepa havo and she doesn't feel guilty.Zvakaoma hazvo.
@shantelchinyanga6918
@shantelchinyanga6918 2 года назад
Nhai zvenyu dai zvisiri kuti pane zvirikunetsa pamusha pavo handifungi kuti vaida kusiya mabasa avo,moyo wavo wakaoma & vanonyepa
@vee9704
@vee9704 2 года назад
mkoma Andrew sando dzenyu you deserve the best always on point ndogara ndakatarisa drewmas everytime I open my RU-vid makakosha guys
@fodreybunu6300
@fodreybunu6300 2 года назад
Iiiiih Andrew usazoende Hako kwaMutare please !
@hessiemaplanka2732
@hessiemaplanka2732 2 года назад
Where are following so called Prophets, Magaya, Makandiwa, Java, Guti etc. The number is big of home grown Prophets.They should come forward and help. This is the time to prove their powers and miracles they claim they have.
@memoestarr
@memoestarr 2 года назад
Madzimai vaya is a good problem solver .Bring her back.
@mataxyjoe1818
@mataxyjoe1818 2 года назад
Yes I blv madzimai vanobatsira nhau iyi.plz ngavadzoke madzimai vaya ndapota.
@tanyairene3225
@tanyairene3225 2 года назад
True lets hope vanodzoka vakavapedzera bcz ummmm
@norrahhatiugari5388
@norrahhatiugari5388 2 года назад
Tipei ñumber dzamadzimai u ryt
@happysonmbenguzana1091
@happysonmbenguzana1091 2 года назад
What pains me most , that granny is killing and doing all things to mzukuru, but if you listen to mzukuru carefully you can see she’s a loving and humble woman. Her last remarks is about taking grandpa to hospital so they may save his life. Wickedness will never prevail. May God open doors for her and all the other family members left .
@chichizamba2112
@chichizamba2112 2 года назад
Ende ivo gogo kana zvavaomera vanoshedza mzukuru asi ndivo futi vaimuroya nekuti it seems vana vavo chaivo vaneta nazvo havachatouya kuzoona asi mzukuru keeps coming
@ruramaitarisayi3816
@ruramaitarisayi3816 2 года назад
Ummmm muzukuru arikushingirira zvisingaiti ngaabve pamba apo then wofamba kumaporofita wotanga newlife coz pakaipa apa
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 2 года назад
Amen
@demoskrill655
@demoskrill655 2 года назад
right gogo avo vachiri kunyeba nanhasi, last time vakati vanga vanzi nen'anga iyoyo vauye vanobatsirika asi apa varikutaura kuti vaitaura nayo vachiita kunge vaisaziva kwairi n'anga iyi. And why Andrew akavasiya vachienda kun'anga iyoyo? Mbuya iyi ichiri kuda zvenyoka iyoyo asi irikuda kuti idzikamiswe not kuti itorwe. dai vaida kuti itorwe vakaita zva madzimai vaya vakaporesa sekuru. Ivo vairamba vachiti n'anga n'anga pavaibvunzwa kuti tidzose here madzimai vachiti ndirikuda kutanga ndaenda kun'anga. Andrew mbuya iyi haisi kuda kubatsirwa iyi
@magdaline6383
@magdaline6383 2 года назад
Kufa kwenyoka ndokufa kwavo.
@oppahmwanza6271
@oppahmwanza6271 2 года назад
Chokwad havasati vakuda kut ibviswe plus vanoziva kudeedza nyoka yavo ac havac kuda....kungwarisa mbuya iyo
@Chicucwa
@Chicucwa 2 года назад
My heart broke when I heard muzukuru achiti toda kubatsira sekuru kuenda kuchipatara. Mwana Ane moyo wakanaka uyu, imagine thinking of sekurus health first. God bless u muzukuru
@shaynemtisi1302
@shaynemtisi1302 2 года назад
Mwari pindirai
@sandrawhata5082
@sandrawhata5082 2 года назад
I feel so sorry for that muzukuru may she find deliverance and live her life freely without all that evil around her.
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 года назад
Anofanira kunamata ane chipo chebasa remweya muzukuru uyo. Akatanga kutsanya nekunamata zvese zviri kunetsa paari zvinopera nekunamata. Kuna Mwari kudenga vari kutsvaga vanovanamata mumweya nemuzvokwadi .
@esnathkutadza6135
@esnathkutadza6135 2 года назад
Muzukuru ngambo suduruke .
@bleemoyo5976
@bleemoyo5976 2 года назад
Ko kana kasekuru kakaudza gogo kuti hakakwanisi kutambira nyoka back ko sei gogo vakazopiwa mvura dzekugeza zvaiitirwei kwaisava kusimbisa here hurombwa hwavo.Maonero angu zviri nani muroora zukuru ngaambosuduruka hake coz unofira mahara munin'ina iyi haungaigoni tsvaka vanobatsira uri kwauri apo chimbobva
@Boomslang1
@Boomslang1 2 года назад
@@lindahmatunga2343 Vanhu vacho vanoda N'anga nema fake mapostori instead of kutsvaga Mwari wemuBible, this story is nowhere nearer getting solved than it was from day one. Rima rega iri, not until these people repent and seek the true God through His Son Jesus Christ.
@nomajaravaza8933
@nomajaravaza8933 2 года назад
Eish
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 года назад
Ini ndinoramba ndichiti why is she still there?
@Zimaestro
@Zimaestro 2 года назад
Myb dzat8va mhepo dzepo wangu tingatii
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 года назад
neniwo
@tauraikumwenda3890
@tauraikumwenda3890 2 года назад
Mzukuru achasiirwa nyoka akapiwa ma shares asingazive saka asiri kuda kubva
@veronicachifamba7998
@veronicachifamba7998 2 года назад
I think akashandisirwa mushonga kuti anetseke kuenda, akuitiswa nambuya
@samsonncube7481
@samsonncube7481 2 года назад
@@tauraikumwenda3890 ndo o maonerowo angu, sei asiri kuda kubva, kuenda kuvabereki vake.akafuratidzwa nehuroyi wembuya iyi.
@davidmhuru6587
@davidmhuru6587 2 года назад
please stay away from this family undeuke unamate Jesus Christ weNazareta,siya zvekuendeswa kun'anga.
@cloudiemudonha24
@cloudiemudonha24 2 года назад
Andrew akuda kutorera muzukuru mukadzi
@marymugweni2323
@marymugweni2323 2 года назад
Andrew Big up. Imboita telephone interview toite tichifona tichibetserana kuvhunza mbuya ava. Let's take this matter to another level
@pelagiamasike9533
@pelagiamasike9533 2 года назад
Kwamutare musaende vanedzamba siyanai nako
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Год назад
Vanofa uku
@exsellstrading3950
@exsellstrading3950 2 года назад
Mbuya ava nhema dzavo is too much. She once said sekuru ava once told her kuti zvikanetsa huya kwandiri ndoziva zvaiitwa ne hanzvadzi yangu. Now zvakunzi I tracked him down from what hanzvadzi yavo used to say kuti ndopika ne hanzvadzi yangu nhingi. She's not ready to let go ava. Vari kutotsvaga kudzoserwa her witchcraft powers chete apa.
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 2 года назад
True ggo nhema vanowanza
@mangomaclaraquinton1638
@mangomaclaraquinton1638 2 года назад
Gogo vane pfungwa dzekuda zvinhu vanofunga kuti vanhu vanogona kungovapa zvinhu ko mombe dzavanga vachitaura pakutanga vanga vachida kuenda nadzo kupi iko ku n'anga vakanzi handichada kukuona pano
@karenmbidzo4766
@karenmbidzo4766 2 года назад
Mukuru uyu needs help because matauriro ake shows confusion. I nini ndakususpect kuti maybe she is the one who is causing the fire and all the drama. Zvichabuda pachena.
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 2 года назад
Taura hako vane ngano mbuya ava plus vaka ngwarisa
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад
Muzukuru enda hako, pamba pakaoma apa, ambuya kwasekuru ava vainyatsokuziva kunyepera kuzungaira. Sure ambuya mungakanganisa mwana wevanhu kudaro. Muzukuru enda hako amaiwee. Madzimai Mamoyo batsirai mwana please. Vabereki vemuzukuru please torai mwana wenyu, sure mungaramba makaomesa moyo mwana wenyu achitambudzwa nemumwe munhu. Ivo vana vavo varikupi. Even uya wekutsvaga navo n’anga yekuti asapinda mujeri pama stand arikupi.
@theexemplary5618
@theexemplary5618 2 года назад
Everyday I watch this story and it’s unbelievable.Chokwadi chii chapinda vanhu veZimbabwe
@maureenmukandi7275
@maureenmukandi7275 2 года назад
Muzukuru munhu ane moyo wakanaka mmmmm dai Mwari vakuchengeta uye wawana rubatsiro
@blessmoregova221
@blessmoregova221 2 года назад
Moyo wakanakisa zvisingaiite mwari batsirai mwanasikana sunungurai.
@chipomukumbareza4461
@chipomukumbareza4461 2 года назад
Vanhu varikuda fast life. Hanzi ne muzukuru ivo ndivo vaive vanhu ve pasi ku team raive kwamutare
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 2 года назад
Hanzi kadhara kacho kanenge kane 200 years. muzukuru mwari achakusunungura
@greenpeace7380
@greenpeace7380 2 года назад
Can't mzukuru leave the country and start a new life. She can sure find happiness and live a long happy normal life even without kids. She is so beautiful, kind hearted and deserves better in life
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 2 года назад
Vanhu vane moyo yakanaka zvavanoitwa soo zbnorwadza
@preciousmahlisa7160
@preciousmahlisa7160 2 года назад
Vaneshamba be careful hazvisi nyore kufambira zvakadai.Ndinoona pakaoma....
@taniachingandu2266
@taniachingandu2266 2 года назад
apana normal life ya anorarama achiziva kuti anobata mwana asi akashereketerwa she need help nedelivarance for it know we save a living God
@nai6474
@nai6474 2 года назад
Uuuh they’re probably just using the whole nonsense of zvikaita ndokuti usunungurwewo coz they don’t want her to go, THEY ARE USING HER. She needs to leave this place asap❗️Kana kurikusunungurwa anongosunungurwaka arikwaari
@ladykudzievenge8833
@ladykudzievenge8833 2 года назад
kana zvisina kugadzirwa, nyangwe akaenda kumwe akatadza kuita vana anotukwa nezvekwamusami, so ngashinge aripo, atange abviswa zvaakaiswa ozoenda hake
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 2 года назад
Haaa muzukuru dai wasiyana nefamily iyi wonamata and have in faith in God nothing is possible
@blessedmazarura1799
@blessedmazarura1799 2 года назад
Chanetsa kaa chirungu 🙄😂
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 2 года назад
I feel for innocent muroora zvangu Hug's muroora💕💕💕
@tsitsinyakunu4142
@tsitsinyakunu4142 2 года назад
Muroora believe in yourself mwari nevadzimu wako vachakurwira keep on praying dhiya
@jikliofs2311
@jikliofs2311 2 года назад
Mbuya vanonyepa avo muzukuru murume wake asawuye kovakamuwurayisa…Everything is a joke kuna Mbuya truth is Mbuya vakange vachida nyoka yavo asi she’s being forced to give it up ndicho chokwadi…
@dakawangu4490
@dakawangu4490 2 года назад
Mbuya avasi kutaura chokwadi pane zvavariku hwanza chete
@kudzanailiberation465
@kudzanailiberation465 2 года назад
But dai nyika yese tabatsirana shuwa tabatsira mhuri iyo kuti madzimai abatsire
@neriamuponda8493
@neriamuponda8493 2 года назад
Haa sorry hako muzukuru don't cry GOD is there for you everything is possible with God Amen
@peckymuyowa721
@peckymuyowa721 2 года назад
Pakaipa hapana kumira mushe
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 2 года назад
Kuregai kuramba momusimbisa chiitai mumubetsere
@peckymuyowa721
@peckymuyowa721 2 года назад
Mwari vachakurwira namata hako
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 2 года назад
200years chaiyo kkkkkk🤣🤣🤣🤣
@tungamiraingazimbi635
@tungamiraingazimbi635 2 года назад
Hanzi kurasirira moda kurasirira zvamakaita mega kuti zvitevere ani
@jalotmak983
@jalotmak983 2 года назад
Mbuya vanonyepa zvomene ava,she is very selfish imagine varikubvunzwa kuti Nyoka yaitasei she has the guys to say irikundinanzva,she doesn't mention kutsva kwemisha,she doesn't mention zvairikuita muzukuru she doesn't mention zvayakaita sekuru,she is only afraid of what it is doing to her.vanemoyo wakaoma may the snake deal w her slowly ngavasafe.we pray for sekuru and muzukuru and the affected family.kuitisa vana marombe all she cares is Abt herself ndasvotwa fani
@sarahmukwena1765
@sarahmukwena1765 2 года назад
Vana, magaya, makandiwa, freddy, madzibaba Steven, masango varipi
@primrosepasipanodya8097
@primrosepasipanodya8097 2 года назад
Kkkkk kana kunzwa chikosoro chavo kwaaa
@sameerahsameer9261
@sameerahsameer9261 2 года назад
Chinyarara hako mzukuru may the almighty Allah cure you dai mwari vakuitira nyasha hako wakashinga.....haaaa Andrew naChihera kwaMtare musaende henyu🙌🙌
@shantelchinyanga6918
@shantelchinyanga6918 2 года назад
Chokwadi ngavasiyanane nazvo zvekuenda kwaMutare vanofunga kuti Sekuru vangabvuma interview
@Dalailama3674
@Dalailama3674 2 года назад
Ummh nhoroondo dzatsanangudzwa nemuzukuru dzekuñanga dzekuoneswa map yepamba pamagirazi Ummm vanhu vane mishonga mhani.
@mubani79
@mubani79 2 года назад
Mhuri ye Zimbabwe batsirai muzukuru,
@ellenjames8546
@ellenjames8546 2 года назад
Kwete kuti ngati batsirei inc you
@vickyvals9729
@vickyvals9729 2 года назад
Some words are so common in some of our languages in East Africa Kenya, Uganda, Tanzania. I understood some things, yet it was my first time hearing this language.
@nompfupajena2169
@nompfupajena2169 2 года назад
Kkkkkk
@epsonjenero3790
@epsonjenero3790 2 года назад
So even munhu ane nyoka inotouraya anotochemao kuti Mwari ndibatsirei iwe ako worega kunamata🙏dai Mwari vatibatsira Akuna simba sera Mwari Iko kuzotyao kufa kune vanouraya wonders shall never end
@abigailtumbare7685
@abigailtumbare7685 2 года назад
Chero madhemoni Anoziva Mwari
@tracykwangware5667
@tracykwangware5667 2 года назад
I feel sorry for muzukuru.mhuri yezimbabwe ngatiitei madollar dollar tibatsire muzukuru.
@tariromukazi2132
@tariromukazi2132 2 года назад
Taura hko
@denzelchangarama9655
@denzelchangarama9655 2 года назад
Andrew this is waisting of our time Gogo avo wakanyanya vanouraya vanonyeba plis help mwana sikana uyo gogo vachapedzerana neOder dzavo dzavakatora komonetsekerei .Achera gomba ndiye ngaawire mariri.Gogo munopedza peturu kusvika vatorwa nenyikadzimu pasina chokwadi chavataura ava.
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 2 года назад
So true.Let’s assist murora awa gogo is not ready to repent coz she keeps contradicting herself and stretching the truth
@veronicachifamba7998
@veronicachifamba7998 2 года назад
Madollar anobatsirei. She needs deliverance this woman. Let's pray for her as a nation. Vanobatsira mubatsirei asunungurwe nekuti arikutotya kuwurawa nambuya
@bmaccs2253
@bmaccs2253 2 года назад
@@veronicachifamba7998 l think madhola kuti admire Brazil abve pamusha
@eresinamaisiri7490
@eresinamaisiri7490 2 года назад
WMuzukuru arikurambirira nezvepamba apa anenge akatodyiswa kuti asasiye nyoka yega.why arikurambira pamba apa .
@missgee1981
@missgee1981 2 года назад
Gogo ava is very lucky she is alive to tell her story..which means Mwari anavo and vanobatsirika. Vangu tete vakafa coz of nyoka yavo yavaida kundipa😂😂😂😂 Anyways, i know one mupostori from Bindura who can help her. Am sure vanoibata nyoka iyoyo zvobva zvangovharwa.
@patriciangorima7110
@patriciangorima7110 2 года назад
Tipooooo
@shantelchinyanga6918
@shantelchinyanga6918 2 года назад
Tipoo # dear
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 года назад
In life ngatidzidzeyi kugutsikana nezvishoma zvatiinazvo. Unozonosimudzana nezvinokutambudza zvehupenyu hwese.
@lovenesschirara3317
@lovenesschirara3317 2 года назад
Zimbuya repakona apo zimuroi🎼🎼🎶zimbuya repakooona zimuroi kuyimba hangu🎶🎤mbuya inoroyesa iyi
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 года назад
Zvisingaite veduwee ende zvakaoma
@nyaraipetro256
@nyaraipetro256 2 года назад
True zimbuya iri harina Ganda kumeso
@nomsamurima7927
@nomsamurima7927 2 года назад
Kkkkkkkk
@solidaritychinyani6372
@solidaritychinyani6372 2 года назад
Kkkkk yohwee ndaseka zvangu rwiyo urwo
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 2 года назад
Nenhema zvese
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 года назад
Mzukuru ane moyo murefu, a loving heart, rudo rwechokwadi
@thelmachaendera7191
@thelmachaendera7191 2 года назад
Muzukuru uyu is one in a million you can never tell kuti muroora eish shout out to her 👏👏
@nomajaravaza8933
@nomajaravaza8933 2 года назад
💯
@aleeyahtate9194
@aleeyahtate9194 2 года назад
Chihera is so pretty 😍 🔥 👌 ❤
@muchieman1324
@muchieman1324 2 года назад
Eish i cud watch her all day everyday anyday😍😘
@aleeyahtate9194
@aleeyahtate9194 2 года назад
I would do the same if I was a man 🥰😁😅
@leahmarau5125
@leahmarau5125 2 года назад
Gogo itsotsi vakatonosimbiswa havo muzukuru uyu inherera hre hama dzemwana torai mwana uyu arikutoshandiswa nenyoka Saka akatadza kugara kumba paakamboenda paye , muzukuru enda kumba kwenyu uchafira mahara
@vengereprecious9984
@vengereprecious9984 2 года назад
Gogo kurimba vakaromba havo asi kuroy vagara vachiroya dokunowedzeea zvimwe kun'abga nekuti zvatonowanzonzwa ndezvekuti mushonga wekunoba muminda yevanhu inoitwa nevanhu rume kwete vanhu kadzi kutoreva gogo vatori vakokota vekuroya
@tarisaiharare2825
@tarisaiharare2825 2 года назад
Thank u drewmas pliz kip updating us I would like to know how it will end with gogo it's also a lesson to kune vasat vabatabata
@virginiamagadlela6766
@virginiamagadlela6766 2 года назад
varoi mese muchaona moto
@samanthamasenda5129
@samanthamasenda5129 2 года назад
Zvidhoma zvenyu zvichaona fires zvinyoka zvenyu zvichaona firessssssss
@modest8917
@modest8917 2 года назад
Gare gare muchaona fires!!!!!!!!
@roots44
@roots44 2 года назад
Ah shemu muzukuru we like you muzukuru siya unofira mahara muzukuru yes muzukuru tomubatsira
@thomasjames4138
@thomasjames4138 2 года назад
Hapana ane Simba kudarika raMusikavanhu anovaMwari pano pasi pezuva 1st she should confess and vopfugama vonamata
@kumbiektw
@kumbiektw 2 года назад
It’s not that easy bro when you know you are responsible for the death and torture of many people…and also afraid to pay for your sins…that old hag knows what she was into and at one point she even said she did it out of bitterness…
@thomasjames4138
@thomasjames4138 2 года назад
Even though brother God forgives but us we don't Let's pray for her please
@pamhidzayimoreenkanungo4919
@pamhidzayimoreenkanungo4919 2 года назад
No one has the power like Jesus .1st she needs confess and believe to the creator of universe. Anoziva kuipa kwakaita munhu. There is power in the blood of Jesus.Jesus is the only one who can cleanse all the principalities of darkness .
@pamhidzayimoreenkanungo4919
@pamhidzayimoreenkanungo4919 2 года назад
Mark 9 vs 29 He said unto them,This can come forth by nothing, but by prayer and fasting
@welcomemuparadzi8728
@welcomemuparadzi8728 2 года назад
Satan ibenzi remunhu he contradict himself Satan anoteverwa ne vanhu anokudyisai nemapere Jesu mufudzi akanaka ngatigamuchirei Jesu
Далее
MUSAMI FIRE...................GOGO VENYOKA VORWARA
31:34
Akatorwa neNjuzu kwemakore 46- questions answered
53:49
ДЕНЬ УЧИТЕЛЯ В ШКОЛЕ
01:00
Просмотров 1,6 млн
ПОЮ ВЖИВУЮ🎙
3:19:12
Просмотров 880 тыс.
КАК БОМЖУ ЗАРАБОТАТЬ НА ТАЧКУ
1:36:32
Concern over KZN government dire financial outlook
9:21
MUSAMI FIRE- NYOKA YANGU YAKAURAYA VANHU 10 CHETE
44:22
SADTU holds 10th National Congress
2:13:10
Просмотров 9 тыс.
mapositori 8 ofira mumvura kuRushinga -Makuni area
38:00
Heatlh Matters | The hidden epidemic of Sleep Disorders
15:22
ZVIMBA....... MWANA WE 2 YEARS OSHAIKWA ZVAKARE
45:39