By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Cheers to us vanoti vanhu vanoshanda na mukoma robert. Vanogona bsa. 🎉🎉🎉 ❤ not forgetting team leader mr Tapfumanei👏👏🙏🙏🙏ndichakutengerai drink mabatsira vanhu vakawandisa.
Baba Blessed muri zii asi you are the Spear head of the family kunge usipo so hurtful, apa your wife & mother-in-law vachi shaya hope, apa its your mother behind this destructive witchcraft on an innocent Child 13 years , pazvichanaka will you show up be like a Man, Father, Husband & Son-in-law in its truest definition & hold the tiger by the tail but as the Father why are you set back uri head of the house its disappointing ucharipiswa by 2 to both Mothers including aku kanganisira,Mwana future its not too late, be on the drivers seat go take your kids & be with them.
Mwana uyu misikanzwa chaiko Vana vemazuva ano havachateerera plus imi Mai regai kupindira nyaya idzi mukwasha anomuka akupandukirai ingotaurai dambudziko remwana coz munenge makunyanyo tarisa zvehuroi Musina kumbonatsotarisisa Kuti arikumboswera kupi kuona kwangu kwaambuya kwaanoenda anokuda because akaramba kuenda Ku school vanongo murega it's only that he's so stubborn chete
I truly boast, fear & love this Good God l serve afresh & glad to have been Chosen & Loved by our Merciful God Ephesians 1:4. God says, suffer no witch to live Exodus 22:18. The devil is a liar! The father of all lies John 4:44, We throw him & his evil doers in the bottomless pit of hell, for we've overcome by the Blood of the Lamb & Power of our Testimonies, Revelation 12:11, Amen & Amen!🙏🏽
Please Vabereki zvinake zviome Pamuri ndopane Mwana or Vana, Diaspora(target to separate briefly organise papers asap & unite), or even if here in Zimbabwe. Our God is faithful, He makes a way; otherwise movhurira vana & expose them to abuse Physically or Spiritually, Godforbid!.😢
Kazhinji vana vemubereki anoroya vanenge vachiziva mabasa anoitwa ne hama yavo saka vanenge vachitotyavo kimutanga kuri kutyira upenyu.Gogo ava vakaravidza mwana ari under age uye kumufundisa mabasa okuroya. Mwana uyu anoda kushandirwa zvakasimba achenurwe njere dzake dzidzokere panzvimbo
The gvt should amend laws and build a prison specifically for witches. There podaidzwa masvikiro oisa hoko dzekuti hapana anobudamo. Vanopezanamo imomo vega vega
Mbuya ava vanofanira kutongwa nekuita sexual abuse, mwana uyu needs deliverance and counselling, witchcraft inofanira mubumbiro remitemo witches have gone to the extreme.
Nhai vanhuwe witchcraft mu Zimbabwe yave mental health problem here, because zvinenge zviri kutoita worse. Zviri kukonzerwa nei i poverty here, ma church edu here, i n’anga dzedu here, i education yedu here, i unemployment problems. Please let’s discuss.
Mwoyo wekubereka Gogo thank you makamira mira mutsoka dzamai , be blessed & healed even Blessed wacho as you name be delivered & Blessed in Jesus Christ name,God loves you. Vabereki itai plan muve nevana muno stresser Gogo Ava she is coming from Operation