Тёмный

Mwana ononga sadza remubin nechikonzero chekuvengwa namai nyakutumbura 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 195 тыс.
Просмотров 21 тыс.
50% 1

Nyaya yaBeauty inoenderera mberi tichinzwa mai vake vachitsanangura

Развлечения

Опубликовано:

 

18 май 2020

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 293   
@siceleslendlukula8518
@siceleslendlukula8518 4 года назад
Yoooo zvakaoma ndaiti ndini ndoga ndinorwadziwa nevanhu vane vana asi vasina hanya navo vamwe tiri kutsvaga vana hapana chatisina kudya asi vamwe vanoita vana vekutambisa
@getrudemanzini630
@getrudemanzini630 4 года назад
Ava Mai vanonyeba . Uye havana kanashungu nemwana wavo
@derbymhonah3559
@derbymhonah3559 4 года назад
Kusarohwa dia ndombuya dzirikyuita maben10 mujoni muno. Ndozvimbuya. Zvisingadi kukura Mai beauty v mwari vakurangarirei ndarwadziwa
@murozvi31
@murozvi31 4 года назад
The way that mother is so defensive ka. If I was Beauty I'd take this as my closure and move on. God is all we need.
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
I am a widow for more than 21 years I was left with 5 children but I make sure I put my kids first mai Ava havadi mwana wavo don't call her mum ndimi maka muunza pa nyika
@sharonchimombe7342
@sharonchimombe7342 4 года назад
I know that God will favor this child....Beauty God loves you unconditionally. We love you and we are praying for you.
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 4 года назад
Ndochembere dzirikunetsa pa ndazo idzi nechihure 😂😂😂😂😂😂😂😂. Amai ngavachengete vana ava mangwana havazive anovachengeta.
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 года назад
Ndachema zvedi hey ini ndina mai vkafa ndatoona ndirinani pane kuvavapenyu vkadai sure😥😥😥😥
@rashygox4858
@rashygox4858 4 года назад
I experience the hatred from my other parent. But this I surrender,I thank God for my parents and everything they done
@tildermutekedza6801
@tildermutekedza6801 4 года назад
Mai Beauty u are very luck kuti andikuzivei , muroyi wamai vakaita sei nhai mai ava sies DEVIL NXAAAA dai ndaikuonai ndaikupedzerai serious.
@emillypesanai9855
@emillypesanai9855 4 года назад
Ndinavamwe mai vandoziva vakazvara vana vavo six,vakasvika pakufa kuvigwa vasingadi kuwona kana kunzwa nezve vana vavo.vakanga vakarambana nababa vevana ava. Vana vakazoenda nababa ivo mai vakaroorwa neumwe murume,saka pana mai vabeauty chiripo chakaitika asi hawurambi vana kana mwana,chero mumwena unogara navo. Mai vabeauty vanekamwe kamutsindo kandatya nako.
@MaiNasheWashe
@MaiNasheWashe 4 года назад
This has made me appreciate my mother more. Mum was in her 30s pakafa baba . 30yrs later tese we are graduates tane mhuri dzedu mum never remarried. Takarerwa nemari yehuku mum sacrificed herself to give us the best she could. Ndiwo moyo vamai izvi zvamai Beauty yooooo unochema shuwa, may God bless you tete Tilda🙏
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 4 года назад
Tete Tilda 🤣🤣🤣 hanzi hooo mutori ne fridge kkkk
@franciscaharumando9551
@franciscaharumando9551 3 года назад
Vatori nefridge mwana achigara muimba yemaplastic
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 3 года назад
@@franciscaharumando9551 Mufunge zvenyu
@christinechirenga2581
@christinechirenga2581 3 года назад
tete Tilda you are doing the Lord s work, thank you....Beauty Mwari vachakuitira zvikuru
@kudakwashechibiso1591
@kudakwashechibiso1591 4 года назад
Ummmm Ndarwadziwa asi.... mai vandoziva vangatodya nhoko dzezvironda pamwe chete nevana vavo.A mother will never eat sadza not knowing kuti mwana aripi.... Inhamo ipi yavaitisa kudai😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@sarahsambani3292
@sarahsambani3292 3 года назад
Ndarwadziwa.ndipei namba dzaBeauty ndizotaura naye achida kuenda kuna mai vake we can go there naye kana achida kuita zvechikoro oita.tinovada vana avo tichivashaya.ndipei namba yake ndinongoraramao naye nezvandiinazvoo.ndingori nemwana1 atove kucollege frm there zvikuramba Ngaauye ndigare naye or achida uendavto her mom tomuendesa😭😭😭
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Ma excuse enyu anonyadzisa makatiza mwana muchiziva mucharangwa na Mwari
@mimiesac3197
@mimiesac3197 4 года назад
Beauty wandirwadzisa ndarwadziwa ndohupenyu hwandiri kuraramiswaa nastepmom vangu handibvumirwe kuona baba vangu.... ndarwadziwa Beauty ndarwadziwa chokwadi. 😭😭😭😭. Beauty arikupi nhai.
@gogokazima3547
@gogokazima3547 4 года назад
Tilde think very much for what you doing. May the Almighty be with you and keep doing what you are doing
@memorykunaka197
@memorykunaka197 4 года назад
Ndanzwa moyo wangu kutsemuka chaiko....but mwari havadhakwe Beauty they is light ahead
@zimbabweanshona7006
@zimbabweanshona7006 4 года назад
Murikutovanetsa mai avo havana kana basa nemwana vawo
@brightnesschiweshe7912
@brightnesschiweshe7912 4 года назад
Taurai henyu kutovanetsa kana shungu havana
@patriciagunzo4360
@patriciagunzo4360 4 года назад
Aid mwari wandinoziva mhinduro yake inononoka asi shamhu yacho ummmmn zvakaoma shuwa mwari ngaawedzere Beauty maropafadzo vazviona kti mwari haasi munhu
@chidohakata2287
@chidohakata2287 4 года назад
Mhai Musadaro kani kuomesa moyo kuti papata, akaitasei mwana uyu chingasakisa kuti mumuseme kudai zvokwadi ngwarirai MUCHASEMA munhu achakuchengetai ramangwana! dzorai moyo Mhai ndapota kani.Fukidziraiwo mwana wenyu uyu chokowadi!!!!!
@matibisachatyoka
@matibisachatyoka 4 года назад
Chokwadi ichocho
@derbymhonah3559
@derbymhonah3559 4 года назад
God is training you for great things sweety. , All I can say beauty loveyour mom and accept it I know it's painful. But I pray kuti uve a blessing to your family. Mwari vanosimudza. Dia. Kuna amai ndoti dai mwari vakuwanirai nyasha. Mungazokwanisa kupa muroora sadza. Munorwadza amai.
@gamuthegafa3285
@gamuthegafa3285 2 года назад
Haa really sad😢 Beauty it's time you move on. Start your own family. The mom is very defensive, mwana havamudi zvachose. Itori Nherera iyo
@luxuryking7542
@luxuryking7542 4 года назад
Amai muroyi ava
@puritymarukutira7665
@puritymarukutira7665 4 года назад
Mai avo idirany'o chairo.Handinawo chandiinacho to help but on behalf of mwana uyu macompanies akagona kubatsira mupfanha wekuti akuvara nembambaira Dai amubatsirawo please.
@tabethchibada1950
@tabethchibada1950 4 года назад
Ummm ndabatikana Mwari rangariraiwo Beauty
@snoweeification
@snoweeification 4 года назад
Ngavadzingwe musouth vane hutsinye.tete tilda batai vanhu ku south amai avo vadzoke kumusha,
@theafricanprincess8906
@theafricanprincess8906 4 года назад
Mbuya iyi has a masters degree in lying, mai chaivo vane rudo vangashaye mari yekuuya kuzotora mwana wavo,
@tariromahere3956
@tariromahere3956 4 года назад
I'm in pain .Sorry hako Beauty
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 года назад
Beauty is suffering from rape trauma. But from my work as a linguist, educationist and psychologist there are many possibilities. Uuuuuuh!
@maxwelltomsen935
@maxwelltomsen935 4 года назад
Mama tamburayi nemwanawenyu ratidzayi rudokumwana. mwarivanewe beauty
@charitygwirise7230
@charitygwirise7230 4 года назад
Vane hutyinye amai ava vanonyepa
@tinahmaduu8646
@tinahmaduu8646 4 года назад
😭😭😭mai ava moyo wavo wakaoma dai Mwari vaitira nyasha Beauty uyu
@cynthiachiremba9333
@cynthiachiremba9333 4 года назад
Zveshuwa
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 года назад
Great job tete Tilder God bless you
@abilitychikamburaabilitych8600
@abilitychikamburaabilitych8600 4 года назад
Mam Beuty limenemene shemu😓😓😓😓
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 4 года назад
Amai ava ummmmmm Beauty itirwa Nyasha 😭😭😭😥
@nkosiyazimoyo6162
@nkosiyazimoyo6162 3 года назад
I hope mwana uyu akazowana rubatsiro....mai avo ka🙌🙆
@rumbidzaichikodza2559
@rumbidzaichikodza2559 3 года назад
Beauty ndinonamata Mwari vaite kuti ubudirire ugova ndiwe unodarika vamwe vese vanodiwa Mwari pindirai mulife maBeauty ava mai havadi mwana wavo
@gugulethuchiwandire6638
@gugulethuchiwandire6638 4 года назад
this mom doesnt care honestly….shes not even sounding hurt,vashaya kana mashoko ekungotaura kwakuto cutter phone and shes pretending not to hear the other callers naBeauty Wacho
@murozvi31
@murozvi31 4 года назад
My heart just broke. 💔😭
@roniamukonda5520
@roniamukonda5520 3 года назад
Ndarwadziwa na Beauty mwari hawakusiyi wakadaro uitirwe nyasaha
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 4 года назад
Ndachema kurwadziwa kunzwa mwana achichemera kudiwa namai vake ummmm zvakaoma
@dutoitcroydon6611
@dutoitcroydon6611 3 года назад
this mother is heartless kune vamwe vasina vana vavanotambisa kudayi
@franciscaharumando9551
@franciscaharumando9551 3 года назад
Mmm ndabatikana zvisingaite ini mwana wangu haana hake chaanoshaiwa ari kuenda kuchikoro form 5 kuno kusouth Africa anouya asi ndakuona kti yava nguva yekti ndigare pane mwana wangu ndirikuno kucapetown ndikutofunga kusiya basa ndinogara nemwana wangu avo amai havana moyo nemwana wavo ndarwadziwa zvisingaite 6yrs munhu usingazive pane mwana wako kuno kusouth Africa ngavasanyepe hautadze kudya nyama amai itai moyo muchanyatsoshaiwa zvenyu zvamuri kukumbira kuna mwari muchazviwana
@mamoyomurapa7878
@mamoyomurapa7878 4 года назад
Mwoyo wawo wakaoma mai ava ,even kana zvinhu zvkaoma bt 6 years dzese kushaya kana plan imwechete chaiyo,dai Mwari wanzwira wo tsitsi Beauty
@rosachioma3771
@rosachioma3771 3 года назад
Ndarwadziwa veduwe ndiri muberekiwo mwana uyu akugara senherera mai varipo mwari dai apindira chokwadi
@shamisondebele3513
@shamisondebele3513 4 года назад
Mmmmmm ndarwadziwa mmmm vanamai vakadai Mwari vaonei.....vanamai vasingadi kuchengeta vana. Ndarwadziwa shuwa.
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 года назад
Ndarwadziwa tete Tilder amai ava vakaoma moyo kurasirira mwana vawo kudaro vane zvavanoziva zvavakaita mwana kuti chaabata chese chisabudirire matauriro avo anoratidza kuti havatomude mwana vawo
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Ndinogara munyika dzevamwe but I start to feed my children now they are married
@fredahama3957
@fredahama3957 4 года назад
Hmmmm amai ava vane moyo rudzii wekuti vabva vafuratira mwana kudaro?? Mwana kubatwa chibharo,kushaya pekugara,kurwara,kunhonga mubin vachishaya kana hany'a.Dai Mwari wenherera neshirikadzi arangarira Beauty.Amai ava hapana tarisiro yekuti vanochinja, mwana havamude uyu
@princessdhamba3700
@princessdhamba3700 4 года назад
Haaa ndarwadziwa
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 4 года назад
Ndarwadziwa nekusarudza vana ndiye achakuchengetai
@memorymanyame668
@memorymanyame668 4 года назад
This is a sadest story tete ,toziva munhu anotanga kuvhumbamira mwana ndimai vozonamatirawo mwana wavo so kana mai vakabara mwana vachisvika pakadaro zvinopa munyama, ndarwadziwa amai ava vakaoma 💔💔💔💘💘💘💘
@ivychiadzwa3744
@ivychiadzwa3744 4 года назад
Haa mai ava ndarwadziwa chokwadi namai awo zvovanoita semunhu mukuru wani
@lynelmuchenje2029
@lynelmuchenje2029 4 года назад
Zvakaoma veduwe, ndarwadziwa kusvika pekupedzisira mai imi musazodaro
@talentsowa4040
@talentsowa4040 4 года назад
Ummmm ndarwadziwa
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 4 года назад
Ehh varikunzwa varikunyepera kunge vasirikunzwa
@priscamunhenga3741
@priscamunhenga3741 3 года назад
Amai wemwana uyu vari kuti ambuya vaBeauty vaigara muSouth Africa here kana kuti amai vawo chizvarwa cheku South Africa chete here nokuti kana ambuya vaBeauty vari chizvarwa cheSouth Africa zvinoreva kuti amai ava vatori nemapepers eko. Zvichireva kuti kana vane mapapers zvinoreva kuti vanoto tambira mari. Tete itai find out kuti vari kushandisa mapapers api vari ikoko. Kana vakangoti vane mapapers aikoko vanoto tambira mari ye grand. Amai vandino gara navo vano tambira mari yeupofu
@ticha76chimkaka33
@ticha76chimkaka33 3 года назад
Hupenyu hwekuvegwa namai ndihwo hwandakamborara manamai vangu nanhasi havanei neni zvakangooma
@bettychatsega9440
@bettychatsega9440 4 года назад
Mai avo vakaoma moyo chokwadi😭😭😭 mwari ngavave navo. Ende vanenhema dzisingaiti sure mwana kugara musango
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 года назад
Don't judge please!
@Joyjoy12149
@Joyjoy12149 4 года назад
Fortula. Tich WaGora Mu OG don’t judge kudii that’s her daughter, a mother’s love should be unconditional. This a show where people can comment
@preciousbaloyi5341
@preciousbaloyi5341 4 года назад
Ko kuzonyepa kuti hakuna wandomboona anouya ikoko zviri pachena kuti havamudi mwana uyu,,,vangatadza kuenda kumabhazi kunotumira zvinhu kumwana wavo
@preciousbaloyi5341
@preciousbaloyi5341 4 года назад
Vakaoma ava and zviri pachena kuti havamudi mwana uyu,,,vangataure kuti ndoshaya vanhu vanouya ikoko kuti vataumire mwana havanzwe kuti inhema idzodzo
@hildakanyoka7499
@hildakanyoka7499 4 года назад
Haaa amai ava kaa zii zvangu
@patiencesukali5967
@patiencesukali5967 3 года назад
Moyo wangu warwadza 😭😭😭amai ava Mwari ave nemi
@politemukucha1603
@politemukucha1603 4 года назад
Inzwa kunyepa kuti ndinoshaya munhu afona hanzi handisikuwanzwa mai awa wakafita kuwe waitouraya wamwe wana ndawanyarira wanosemesa wazongosvowa kunyara ukaona warume wasingatakure 9 months worwadziwa ummm wakadai waisafanira kubereka
@munashemichelle484
@munashemichelle484 4 года назад
Mai AVI ngavadzoswe pliz vaonewo nhamo irikuonewa nabeauty
@rebeccamatenga3897
@rebeccamatenga3897 4 года назад
Mai ava ndavatya chokwadi Havana havatorina rudo na beauty zvachose. Ngavarege kunyepa kuti Havana kwavangatumire zvinhu kuna beauty. Before lock down mabhazi achafamba unotumira,even now mota dzana malaicha dziriko dzirikutakura zvinhu, ecocash iriko kutumira mari.
@linetzhou8373
@linetzhou8373 4 года назад
Umm ndatya shuwa
@evelynchibamu199
@evelynchibamu199 4 года назад
Mwari vakukomborere nebasa guru raurikuyita
@learnmoretakawira9079
@learnmoretakawira9079 4 года назад
Ndivo vanhu vanofanira kupiswa ava vana mai Beauty
@deliwemuteerwa6874
@deliwemuteerwa6874 Год назад
Ndarwadziwa vamwe vakadzi havarwadziwe ere nekubara
@precioustachiona3260
@precioustachiona3260 4 года назад
Ndarwadziwa nenyaya iyi
@sheilahkove5268
@sheilahkove5268 3 года назад
Tete pane kupedza nguva namai ave madii kuita kuti mhuri yeZimbabwe ibetsera aite mwana wenyika hake
@munashemichelle484
@munashemichelle484 4 года назад
Ayewa Mai Ava vane hutsinye. Vanonyepa. Dai vadepotwa kusouth ikoko...toons Kuti vanokudzokera sei
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 3 года назад
Ndaradziwa nemwana uyu ummm hakuna mai vakadaro
@irenemoyo6775
@irenemoyo6775 4 года назад
Saka murikuitei kuno kuSA kwacho dzokeraika kumusha munotambura muripamwe nemwana wenyu aah mai iyi yakaoma moyo chaiko .apa munhu anotowana mari yekuenda paFcbk nxaaa
@virginiagwiti4815
@virginiagwiti4815 4 года назад
Mai vanonyepa ava zvakaoma
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 4 года назад
Vanozviitisa mai vaBeauty avo havana kana hanya vandirwadza
@blessingnhema3946
@blessingnhema3946 4 года назад
mmmm ava mai avaka irombe vakabatwa nedemon renzvimbo ava kukanganwa mwana sure
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 4 года назад
Maiweee ndavavenga Mai Ava AAA ndimai rudzii nhai Aaaaaa ndabatikana
@sheillahwasie9977
@sheillahwasie9977 3 года назад
Mai ava havadi mwana wavo six years sure kushaya yekutumira mwana mmmm vanonyepa mai ava 9 months dzako sure
@elisharusirevi7786
@elisharusirevi7786 4 года назад
Mai vanonyepa ava hanzi ndodya ma veg ne derere kunyepa ma vegie anotodhura nederere nyama yakatochipa inotangirapa 7rnd ma necks livers gizzards ummmmm
@lizzydzivakwe112
@lizzydzivakwe112 4 года назад
asi mai ava vane moyo wakaoma chokwadi sadza ringadzike mwana usingazive kuti adyei
@panashemuchape467
@panashemuchape467 4 года назад
Ko mari yedata vanoiwanepi kkkk vatori pafacebook.Fake parent and Beauty anoda prayer and move forward.
@tendaimajaura5673
@tendaimajaura5673 4 года назад
Ini ndiri single vana ndiri kuno joni ndikushandira vana vangu ini better nditoshaya vana vadya mai imi musadaro musadaro musadaro
@josephinepapaya6805
@josephinepapaya6805 4 года назад
Zvakaoma amai ava ,ko kujoni ndokumusha kwenyu here ,ko kugarawo pasi nevana venyu varikoko ,mune moyo wakaoma
@emmanuelmaboyi4010
@emmanuelmaboyi4010 4 года назад
Tinogara tete long time
@patriciasvosve7986
@patriciasvosve7986 3 года назад
Mmmmmmmm zvakaoma shuwa ....mai avo vanonyepa kuno Joni hongu hupenyu hwakaona asi hauzoshaisisi kusvika paExtend ikataura mai avo aaaaaaaah ndatya nazvo......kana dai vaida kudzokera kuZim vakaenda kumaBus anodzokera kumusha wotsanangura situation vanokwidzwa mahar bhazi aaaaaaaah ...ngavataure chokwadi mwana haasi wavo ava
@lindahzhanje7925
@lindahzhanje7925 4 года назад
Uuuuu zvakaoma chokwadi.ndarwadziwa chokwadi
@chipogumbo4183
@chipogumbo4183 3 года назад
Ndipeiwo namba yemusikana uyo ndokwanisa kumuisa kuno hazoshayewo zvokuita
@prettynyangombe25
@prettynyangombe25 4 года назад
Ndarwadziwa mai ava ka..vachamuda mwana uyu nerimwe zuva, kune vasina vana kunze uku vasina kana mbereko vamwe vachiita vekurasa Zvakaoma hazvo
@chipomuguti5232
@chipomuguti5232 4 года назад
Sisi Tilder can l have your number ndoisa mari kubatsira mwana uyu nokuti mai Ava varikutotamburawo please help me with your number you care the best lady my Zimbabwe please nditumireyiwo number dzenyu ndarwadziwa ini 🙏🙏🙏
@Tanialinet
@Tanialinet 4 года назад
Chipo Muguti thank you that’s the way forward Mai ava varikutotatambura ichokwadi Beauty will do something in life
@profqda3464
@profqda3464 4 года назад
Iri kuenderera mberi yakatangira kupi Tete nyaya yaBeauty?
@susanchimedza2664
@susanchimedza2664 4 года назад
Mai ava munoda nyasha beaut Mwari vachakurangarira amai muchamuda mwana uyu
@gracengonidzashechiwara2937
@gracengonidzashechiwara2937 3 года назад
Hanzi na Tete Tilder hooo mutori ne fridge🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@geraldomufambi7865
@geraldomufambi7865 4 года назад
Amai vanonyepa ava, ngavasanyebera ushayi. Nei vachitadza kutambura vese pamwe nemhuri yavo? Amai vandirwadzisa ava 6 years vasingazive mararamiro emwana wavo.
@rutendoaudrey
@rutendoaudrey 3 года назад
I don't like to Judge but iiii veduwe you are a mother ,she is your child..Nomatter how hard it is for a mother,a mother is suppose to be the one taking care of her children...I don't have children yet but in my Imagination the way I will fight and provide for my kids 🤷🏽‍♀️whenever I am ,whatever I eat ,my kids eats with me ..How will I sleep knowing my kids are suffering😒what annoys me is she is so defensive and how dare she say zvinhu zvakatondiomerawo???You are the Mother, suffer for your kids...Kids have to be kids not being responsible for what to eat and Look for a roof over their heads....Am pissed off...
@beautyroshniegangarahwe7133
@beautyroshniegangarahwe7133 4 года назад
Sorry beauty everything is going to be well
@veronicachimimba6238
@veronicachimimba6238 4 года назад
Yooh kwaze kwabuhlungu ukuzwa udaba olunje yooh ngikhalile shme lomama ulenhliziyo yetshe surrend
@masivandatv7326
@masivandatv7326 4 года назад
Amai imi kana maverenga comment yangu itai mushe mhani tese tirikuno musouth kana maida mwana wenyu kuti auye hamaitadza mhani chii nemi nhaimi hamuunzwe kurwadza kwe 9 months here imi chiii.... Ingotaurai kuti hamusi kuda uye makavenga mwana wenyu imi manje hamuzive ramangwana vakuru vakati chengai ose manhanga hapana risina modzi... Indava kupandunzwa ne joburg imi nonsense hamusikunyara izvozvi mxxxxxm
@flattersibanda5752
@flattersibanda5752 4 года назад
Mai beauty ka moyo wenyu wakaoma hamhurwadziwi nekubereka here mwari akukomborerei ne moyo wenyu makaoma amai imi musadaro hanzi chirere chigokurerawo mwana iyeye achakuchengetai mangwana
@kaybee447
@kaybee447 4 года назад
Ihure mai iyi...tete batai imigration officers vadzoserwe kumba..stupid yambuya ndaishaira mashoko dhemeti mhani....unoda boyfrend yeiko
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 4 года назад
Amai ava vanoroya chete, its true kuti muroi haaroyere kure, dai mwari uyu apindira hupenyu hwa Beauty.amai ava vagorohwa ne shamhu,
@brightnesschiweshe7912
@brightnesschiweshe7912 4 года назад
Muroyi anotoroya husiku arinani oane huroyi hwamai avaaa
@fredahama3957
@fredahama3957 4 года назад
Ichokwadi muroi amai ava,vakaita sei vasingarwadziwe nekubereka
@patriciachamanga7536
@patriciachamanga7536 4 года назад
Ndarwadziwa amai ava ngavatye mwari
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 4 года назад
Mai Ava vari South Africa ipi yavatambura zvakadaro
@anesunetty2006
@anesunetty2006 4 года назад
Mwari akakuchengeta Beauty kubva pawakatanga kushungurudzwa nekuvengwa ndiye Mwari mumwe chete iyeye achiriko nanhasi Mwari anoziva zvaanoita ndye achatonga ndarwadziwa namai ava hangu 😭😭😭asi chandinoziva mucheri wegomba anowiramo
@violetmsusa7950
@violetmsusa7950 4 года назад
Thank u
@chipomuyengwa4559
@chipomuyengwa4559 4 года назад
Ummm mai ava mwari ngavaitire Nyasha mwana skana here kumusiya ega
@chipomuyengwa4559
@chipomuyengwa4559 4 года назад
Ndarwadziwa hangu
@angeltembure8437
@angeltembure8437 4 года назад
Eish😭
@maiano7593
@maiano7593 4 года назад
Akaramba mabasa avo ekuroya ndosaka vakamuvenga.Munhu chaiye chaiye haaite masara musi akadai.Ingotaurai kuti vanogarepi hakuna kusina maZimba vambova shanyira.
Далее
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Просмотров 16 млн