Тёмный

PART 2: Akangoroorwa NeMurume Anobva Afa 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 73 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

16 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 76   
@AlexHungwe-xg2gj
@AlexHungwe-xg2gj 3 месяца назад
Robert usatanga waburitsa nyaya yaunenge uchibvunza munhu iwe bcz kulez ava vari kungodzokorora zvakataurwa ns amai ava pa part 1.hapana chaari kumboporofita apa bcz tese tiri kuzviziva izvi zviri pa part 1
@lerossybae
@lerossybae 3 месяца назад
Unoreva kt vangazobata zvese hre vashongwa nemudzimu pamwe tendaiwo pliz kt munhu anobatsira uyu kana vachitaura zvakataurwa kare ko pamapart 2,3 nema4 avanozoita vanenge voita cy dzimu riri apa rinozvirapira zvaro andina nharo
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 месяца назад
Haiwavo this is all bullshit zvichapera hazvo very soon imi mkoma Robert musaita business nevanhu muchinyepera vanhu
@peembano253
@peembano253 2 месяца назад
I agree with you ipapo, hamheno pangagadziriswa sei
@CharlesProline
@CharlesProline 3 месяца назад
Ndofunga kuti Robert ngaatange aendesa munhu kuna sekuru kana kuti munhu ngaatange abatsirwa before utiudza nyaya yake
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 месяца назад
Wazvionawoka sekuru ava this is his full time business everyday before he goes to sleep , he follow all Robert interviews achinyora pasi zvose izvi I don't believe a thing here aah veduwe zimbabwe inonzwisa tsitsi veduwe this is sad and va tasvu avaka ini hangu I don't believe a thing, imi mkoma Robert tanga maendesa munhu before your interview becoz apa nyaya dzenyu dziripajekerere therefore Tasvu will go through all before your visit musadaro vanhu vanematambudziko kubva kuno ku uk kundoitwa so no good
@miriam489
@miriam489 2 месяца назад
Yes ndomaonero angu
@madamboss7216
@madamboss7216 2 месяца назад
​@@l.a.t.dm.d.w5582ko mukazoona mai vake vachiuya kuzosarenda zvinhu mozotii nhym😮
@sharontarisai1110
@sharontarisai1110 2 месяца назад
Because mhedzisiro yacho kupedza data, choda riri kudhura🙄
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 2 месяца назад
Ndakabvira kuzvitaura kare cz hapana kuona apa cz nyaya yese vanenge vanayo vachiona havabve pa fb sekuru ava
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 2 месяца назад
Zvakaoma kushingurudzwa nemubereki wako?😢😢😢😢😢
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
Tasvu nyaya iyi anoiziva nekuti yakatombo buritsa achitaura ega zvakaitika mupenyu hwake 😊
@tendaichinos8475
@tendaichinos8475 3 месяца назад
Taura hako, hazvina musoro 😅😂
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 3 месяца назад
You right vakunyepa there was a video done be4
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 3 месяца назад
True
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 3 месяца назад
Haisi nyaya yekuti . Panozo buritsa mavedio chinenge chava chimunya here vakatoita ki back ground kudhara
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
@@tendaichinos8475 A nhai zvaanoswera achiona izvo munhu paanombo potera paye achida kuperekedzwa iko kwa tasvu anotanga arondedzera nhai dzake pedzezvo oenda manje zvese zvakabuda achibvunzwa ndo zvaunonzwa vachitaura kuita sevanoona futi huye bodo
@Patricia-z7b
@Patricia-z7b 3 месяца назад
Zvinorwadza izvi shemu Sekuru batsirai vazukuru venyu avo😭😭😭
@EstherMusekiwa-k6o
@EstherMusekiwa-k6o 3 месяца назад
Inorwadza nyaya iyi veduweee tisadaro vabereki
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 3 месяца назад
Zvaanenge mutema wani pandakamuona pa channel yasekuru aiva mutsvuka.😢.raive firita😮
@CharlesProline
@CharlesProline 3 месяца назад
Kuva muZimbabwe kwakaoma Mwari atiitire nyasha
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 3 месяца назад
Haaa zvakaoma. Pane wepadhuze chaiye afirwa ne 3 izvozvi ari pechi 4 same situation ine uyo apa haagone namai vake futi saka kumubatsira kwacho kunotonetsa
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 3 месяца назад
Situation ya sister yakada kungofana neyangu ndokumbirawo sister mutairewo neni tipukutane misodzi
@Justbelieve24
@Justbelieve24 2 месяца назад
So unfair what parents can do. Keep in prayer my sis
@johnmutunhi5608
@johnmutunhi5608 3 месяца назад
Todakuona chichibviswa
@LuckyMuzvare
@LuckyMuzvare 3 месяца назад
Waiting for the part 3mkoma Roby
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 3 месяца назад
Waiting patiently
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 3 месяца назад
Dzajegera hadzo mapounds kulez
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 3 месяца назад
Taura hako mapounds ese anopedzwa nemota zvinotorwa uchachema futi watorerwa zvese
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂Hayas
@vincentKuyumani-c1g
@vincentKuyumani-c1g 2 месяца назад
Ko part 3 yavepo here
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 3 месяца назад
Mai vacho vakatakura zvinorema.Saka vana vacho vakavazvarira nhamo idzodzi here veduwee.
@CollenArmitage
@CollenArmitage 2 месяца назад
Havagone kurova ngoma ma dramas asekuru kuridxa zvigure padare aaaaaah
@sandranyangoni
@sandranyangoni 2 месяца назад
Handiti ndevechirudzi here? Pada thts why
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 3 месяца назад
Same situation
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 3 месяца назад
Pakaipa
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 3 месяца назад
Unoshaya neremuro tirikungoshandiswa zvinoitisa hasha
@Amarie077
@Amarie077 2 месяца назад
Taura zvako Agness tese tese Agness.
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 2 месяца назад
Ummmmmm ndanzwa tsitsi mamuka dzinodikanwa uyo.Regai togoona kuti chikwambo cha amai vacho chinobatwa here. Kana zvakasa shanda inini ndinoona mukadzi uyo aine rinoitwa "Soro pachivanhu chedu"?
@ZviiteiMawocha
@ZviiteiMawocha 3 месяца назад
Sekuru tibatsirei mitoro yatinotakudzwa tizingazive hatiigone 😢
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 3 месяца назад
Kana zvamubata mubereki utsinye unonyura kana vari mai nehama dzavo dzinenge dzakakusona kudii haa zvakaoma
@TaiziveiKaseke
@TaiziveiKaseke 3 месяца назад
Zvinorwadza veduwe mubatsirewo sure
@AshbyMatsvai-q6z
@AshbyMatsvai-q6z 3 месяца назад
Zvinorwadza😢😢
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 3 месяца назад
Morohwa mapondo ese akapera publicity stunt....akazvitaura be4 zvese izvi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 месяца назад
Kurarama kwakaoma chokwadi
@lindiwemwadzinga5924
@lindiwemwadzinga5924 2 месяца назад
Vanhu tiudzeiwo vakamboendawo kumasangoma iwaya kuti pa 400 dollars ndopane zvese hre kna kuti kunozodiwa imwe after 400 tibatsireiwo tinzwisisi cz dakumbosvikako
@priscahwata
@priscahwata 3 месяца назад
Zvakaoma vanhu vamwari ndazwitya
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 3 месяца назад
Unoshaya mazwi shuwa asi zviriko
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 3 месяца назад
Zva zve fake manje Robert wakungoenda nemaVideo kwaKule manje
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 3 месяца назад
Sekuru batsirai muzukuru,so sad
@nunuraikuyumani-mp7tb
@nunuraikuyumani-mp7tb 3 месяца назад
Judith takamumirira
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 3 месяца назад
😂😂😂😂😂hanzi turiiiiii
@IsabelNkomonde
@IsabelNkomonde 3 месяца назад
Waiting 😂
@BinaPetza
@BinaPetza 3 месяца назад
Data kani
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 месяца назад
Kuzoiseka munhu ane nhamo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 месяца назад
Shame life is no balance😢
@FaraiMutsoko
@FaraiMutsoko 3 месяца назад
Mudonzvoooo
@BridgetTandi
@BridgetTandi 2 месяца назад
Robert wakatora nyaya ukaenda nayo Kuna sekuru Havana kutaura nezve mumwe acho uyo wani baba vakubvunza kt vakafa munhu mupenyu hatichanzwisise takungo chimera kupona chete nekt zvese akataura ega
@morgenmazana
@morgenmazana 2 месяца назад
Mukadzi uyo anonyepa ngaaende kubudiriro anokumbira ruregerero arikuiziya nyaya yake murume wechi aiva boyfriend akatiza naye kuenda joza mari dzikabuda kubasa akatora mari akaenda UK muridzi wemurume akazouya kubasa akanzi mari yakatorwa now mhuri yemurume iri kushupika I fake yaari kutaura uyo
@morgenmazana
@morgenmazana 2 месяца назад
Mean murume wepiri
@Amarie077
@Amarie077 2 месяца назад
​@@morgenmazanawhaw are you serious. Oh my God. Ummmmmm .
@CrenaHove
@CrenaHove 3 месяца назад
Chakakosha kubatsirwa dambudziko richipera zvekuti akambozvìtaura hazvina basa
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 3 месяца назад
Situation haina kundifita
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 3 месяца назад
Madzokorora wani
@elizabethmhandu8631
@elizabethmhandu8631 3 месяца назад
Idarw rudziiko rinopera vanhu vacho vachingopwipwinyika
@chichy_unseen2545
@chichy_unseen2545 3 месяца назад
Situation yekuti mubereki anokuroya yakaoma .... havasi vabereki masatanist
@violettsuro1140
@violettsuro1140 2 месяца назад
Taura hko kseka kwacho
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 месяца назад
Imi sis muneshuwa moda kugadza murungu mumatare zvimwe use your brain
@violettsuro1140
@violettsuro1140 2 месяца назад
Kamusekero kacho ndekechibharanzi yohweee
Далее
ITZY "GOLD" M/V
03:20
Просмотров 6 млн
ОТПРАВЬ СВОЕЙ ЛП/ЛД
00:10
Просмотров 139 тыс.
MUNHU AKAFA KUMA 1970s OVAKISA IMBA KUGURUVE
50:40
Просмотров 44 тыс.
ITZY "GOLD" M/V
03:20
Просмотров 6 млн