Тёмный

PART 3: Akafira PaSowe CheShumba Sekuru Kanengo Voenda Maodza Village Chiweshe 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 55 тыс.
Просмотров 36 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

27 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 301   
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 дней назад
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 6 дней назад
Vanoromba vachati eke akuna Chisina magumo Acho munhu aharovi
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 дней назад
To thise of us who are used to watch Tsoka aka Mukotsanjera pangoozi 😮😮😮
@user-xg4oi6zx5s
@user-xg4oi6zx5s 4 дня назад
Kkkkkkk
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 2 дня назад
Zvaitoda Mukotsanjere izvi
@user-tj8ib6lr6d
@user-tj8ib6lr6d 2 дня назад
Mukotsanjera is the best of the best
@TeeKayMakaz
@TeeKayMakaz 2 дня назад
So far hapana zvavati vaita.
@user-bu3vf1bx3g
@user-bu3vf1bx3g День назад
@joyleenmanyengavana5502
@joyleenmanyengavana5502 6 дней назад
Haaa ndichafira pasoshari midhiya ini, ndabva kuKaranganda ndapano futi
@josephinempofu2589
@josephinempofu2589 6 дней назад
😂😂😂😂Handei narwo
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 дней назад
Yaaa tinofira ipapa tichidzi fambira pamwe nekudzidza munhu haaurayiwe
@user-mq7ff1ej6n
@user-mq7ff1ej6n 6 дней назад
Tiri tose tabvakowo tsoka dzotopera
@SeleYusuf
@SeleYusuf 6 дней назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉
@user-sz9yn5sq8d
@user-sz9yn5sq8d 6 дней назад
😂😂😂 tese wena
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 дней назад
Anamadzibaba vayaa vokut anopenga anonyepera varipiko,kuita basa rekuchekeresa vanhu vachishandisa Zita rechech
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 2 дня назад
Zwemasowe tichazvirega
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 5 дней назад
Ndochibvondoraa ndochibvondora chete bvondo bvondo ...singing hangu........ 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 5 дней назад
Photographer is doing a great job.Sound is very clear.
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq 5 дней назад
True
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 4 дня назад
Anogona zvekuti❤
@PrideMlambo-yf3kq
@PrideMlambo-yf3kq 6 дней назад
Mkoma Robert thank you so much for giving us the great work bro
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 дней назад
Welcome
@batsiraitoronga4773
@batsiraitoronga4773 6 дней назад
Thank you for the wonderful content siyabonga
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 5 дней назад
Truely speaking ini hapana kna chandapedzera data rangu apa Ndiwo masvikiro enyika acho here iwaya madrama aya Why nhau dziriserious dzatinofunga kut dzinofanira kugadziriswa asi dzinoitwa drama ,, Haaa nxaa
@user-gx5rk3yg3j
@user-gx5rk3yg3j 6 дней назад
Brother Robart l say god bless you for wonderful job you do god bless you aboundently
@DRRZOE
@DRRZOE 6 дней назад
@roberttapfumaneyi thank you we hv been waiting.
@rosachioma3771
@rosachioma3771 5 дней назад
Mukoma Robert you are the best watching from SA
@cassandraker
@cassandraker 6 дней назад
murume wekubudirwa mubatsireiwo varume tarisayi akapfeka one hembe kubva paya mmmmmm zvinopisa hurombo😢😢😢
@Djoko209
@Djoko209 6 дней назад
Zvnorwadza wena kubva musi wekutanga ne hembe imwe chte
@silentmutsikamahwe6906
@silentmutsikamahwe6906 6 дней назад
Wonzwa umwe achiti fake Mapostori aye ngaasadaro veduwee
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 дней назад
May be dzakagezwa and happens to be the one he wore again on this day
@MollieMapara
@MollieMapara 5 дней назад
😂😂😂 kuda ndiyo inoitaabudirwe
@debzzz-yq9pe
@debzzz-yq9pe 3 дня назад
I’m also worried
@siphidube9811
@siphidube9811 5 дней назад
Robert ,you are doing a good job 👏👍
@PreciousNyarufuka
@PreciousNyarufuka 6 дней назад
Thnks bro for the info kip the great job
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq 5 дней назад
Sekuru kanengo Sando dzenyu 🔥🔥🔥🔥 pisai varoyi avo.Mkoma wangu Robbie neteam basa murikuita tinotenda,👏👏👏
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 6 дней назад
Sekuru Kanengoooooooooo bhura basa uriChibaba iweee vana Elias vana vaya ita basa reMhondoro mdara ndrikuuya
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 дней назад
True that
@GeorginaZiva
@GeorginaZiva 5 дней назад
Best job ever continue good work bro
@ndakaiteikapfidze5213
@ndakaiteikapfidze5213 День назад
Enjoying the song and beat
@TanyaradzwaChisikani
@TanyaradzwaChisikani 5 дней назад
Ah mkoma Robert yy sekuru vachit vanhu vamutsvake pakuti Ivo vamudeedze nemishonga
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 дня назад
Hapasi pese panodaidzwa munhu nemushonga
@MwoyoWangu
@MwoyoWangu 6 дней назад
Thanks mkoma Robi for your labor of love educating us on our culture.
@user-qt6sz4zf7r
@user-qt6sz4zf7r 3 дня назад
Chibasa ichi chengozi chinongoda shumba 1yengozi muzimbabwe sekuru Mukonzajera
@bensonchitupa3804
@bensonchitupa3804 6 дней назад
Hapana zvaitwa apa, tafunga kuti mhepo yemufi ichataura kuti akafa sei like in part 2. Sekuru vangadei vaudza mafiro akaita mufi then votaura Ari kukonzersa
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 6 дней назад
Pa ndakaona nyaya iyi yaiswa uku ndakabva ndaziva kuti zvadhakwa
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 5 дней назад
Taura hko
@user-wr1br2kg3n
@user-wr1br2kg3n 5 дней назад
Ndozvatiri kuda izvozvo
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 5 дней назад
Kuita havo dramatize zvavakaona paVideo yekuSowe. 🤣🤣🙌
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t 5 дней назад
Regai tione ekedhi ndiye une nyaya yese
@user-wr1br2kg3n
@user-wr1br2kg3n 5 дней назад
Kanengo basa hamuna kunyatsobata apo cz maifanira kt mhepo iyo moi haker imi or umwe mutorwa , plus pamanga muchiti ndokufumura ndakunyara umm munganyare varoi here ivo varivo vamafambira,,, mhepo iyo manga muchifanira kushopera zvakaitika avo varikubudirwa vakanyarara kt ti provhe havasi kunyepa
@AgathaMncube-zl8fg
@AgathaMncube-zl8fg 5 дней назад
Very true
@user-gj5lw2jc5v
@user-gj5lw2jc5v 3 дня назад
Vanhu awaa matsotsi watotora mweya uyo kutowedzera pabasa rawo ndomasimba awookaa 😂😂😂
@maipraise
@maipraise 5 дней назад
Haaa guys handisikuti kudii kana kuti kudii hangu asi handina chandaona chafamba ini,kovanhu vese vakungokuma avo how far?zvichiri zvemufi uya here
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 4 дня назад
Mukoma Robert sando dzenyu. Watching from Mozambique. Basa murikugona zvenyu
@user-mj8fg9sc1u
@user-mj8fg9sc1u 5 часов назад
Siyabonga sekuru kanengo l love you sekuru mina ngise bulawayo ngifuna usizo lwenyu
@johnbuchan9334
@johnbuchan9334 5 дней назад
Keep it up
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 6 дней назад
Ndokut vanoronba vaone kut akuna Chisina magumo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 дней назад
Yoh the whole village and surroundings
@MensentMusa-cw9mx
@MensentMusa-cw9mx 2 дня назад
Baba vanobate Ngoma havo avo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@SandiraChipfupa
@SandiraChipfupa 6 дней назад
Waiting
@faizelmutasa884
@faizelmutasa884 3 дня назад
Love the crowd
@user-nd7uf4lw2p
@user-nd7uf4lw2p 6 дней назад
Mkoma rorbert u are a star
@mdkt1097
@mdkt1097 5 дней назад
the best
@shumbashumba9803
@shumbashumba9803 5 дней назад
Chokwadi hapana zvitsva zvaitwa apa tisafadzane nhema sekuru ivo vaifanira kuita basa voga kaa
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 5 дней назад
Process its too slow kunoku.... Tanga tajaira kwedu kune imbwa yegorongoza mkotsaz.... But wl patiently wait kusvika ekhedhi abvondorwa
@deeewaishe470
@deeewaishe470 5 дней назад
Kkkkk mukotsanjere
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 5 дней назад
@@deeewaishe470 kkkkk ehe ikoko
@siphidube9811
@siphidube9811 5 дней назад
I agree, here looks like a skit 🤦
@georgencube6793
@georgencube6793 5 дней назад
Shumbq yegorongoz
@user-mu5oj2jw5e
@user-mu5oj2jw5e 5 дней назад
Mkoma Robert picture quality and sound 💯 rambai makadaro
@emmanuelmahove9989
@emmanuelmahove9989 День назад
Mr Robert Tapfumaneyi makadini ,fambai nebasa
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj 5 дней назад
Hapana zvikifamba apo havana chavatikuita sekuru ava
@Nazline-y9n
@Nazline-y9n 5 дней назад
Ah ah ndiyekanengo wekusaizwa naElias here uyu ingavanebasa sekuru ava ndaisavazivaini
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 6 дней назад
Ka band manyama 🥂
@ShingiraiKahwena
@ShingiraiKahwena 2 дня назад
Tajaira chibaba chedu mukotsanjera haanonoke anongobvondora 1 time
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 дней назад
Munhu haaurayiwi veduweeee and akafa anoona zvechokwadi
@georgencube6793
@georgencube6793 4 дня назад
Haaaah ini hangu ndajaira Tangwena tsoka gorongozi yengozi Mukotsanjere
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 5 дней назад
Bheju haaa munomama chete .....in mbwa ye gorongozi's voice
@georgencube6793
@georgencube6793 5 дней назад
Chibaba chiya all the way
@user-qt6sz4zf7r
@user-qt6sz4zf7r 3 дня назад
Ndiye arikudiwa apa
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 4 дня назад
Saka apa tomirira papi nyaya ngaibude pachena sekuru kanengo bvondorai vanhu musanzwa tsitsi ratidzai hukuru hwenyu varoyi vanodherera mukavasiya vanozoti hapana zvatinoitwa
@mdkt1097
@mdkt1097 5 дней назад
ZimNews you are phenomenal. Zvayave rally hei. The excitement reached UK, equally excited as people vari pamusha apa. Apa magwenyambira are on fire. ululululuuuuuuuu What a way start weekend. Miss home.
@LuckyMuzvare
@LuckyMuzvare 6 дней назад
🎉🎉VAMATAKANURE🎉🎉❤
@julietsaumba8355
@julietsaumba8355 6 дней назад
Vanhu wedunhu iri vanoda zvinhu yoweee
@iressemerson7468
@iressemerson7468 6 дней назад
Sekuru Kanengo huchi ❤❤❤
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 дня назад
Mkoma Robert muchatifoirisa imi 😅makuita kunge Karanganda takungogara pamedia patinokwidza nekudzika
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 2 дня назад
Haaa vanozviti maporofita garai pasi zvave kutotibvisa pana Mwari nekuti amweni enyu munonyepera Mwari
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 6 дней назад
Mbira dzirikurogwa apa
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 3 дня назад
Nguva inoperera mukuridza ngoma
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 6 дней назад
Tanga takatoimirira thanks mkoma Robert
@WidgenRopafadzo
@WidgenRopafadzo 6 дней назад
Haa sry guys ne comment yangu but basa chairo rabatwa apa ndiri kuri shaya musoro wenyaya chaiwo wafambirwa hapana kna chabuda apa , ngozi yacho iri kuita kunge iri kuto porofita vanhu zvayo kkkkkkk,hnty ngozi inotera ropa rayo ngataure kuti imi ropa rangu makaisa pakati aaah ngatimboti hameno kwacho 😂😂😂
@BhandaWilson-kb2xw
@BhandaWilson-kb2xw 6 дней назад
Nokuti iwe unegodo nasekuru kanengo ibva ipapa haunyari une mweya wenzinza wakakugara iwe ita kuti mubatsirwe nasekuru kanengo
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 6 дней назад
Iwe unoita mayare tipirewo akuudza kuti ingozi ndiyani , sometimes listening to understand is a skill if you didn't understand ask uwane kunzwisisa, matare haasati apera
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 дней назад
Wakafanana nevana vachitaura wasekuru Kuti Muri Kuti Ari kunyepera Uri mumwe wavo
@AgathaMncube-zl8fg
@AgathaMncube-zl8fg 5 дней назад
This is just a dram
@AgathaMncube-zl8fg
@AgathaMncube-zl8fg 5 дней назад
Any where I don't believe in him. He is just after money I payed 400us but he didn't help with anything
@TemptationGandidzanwa
@TemptationGandidzanwa 2 дня назад
Basa kumberi sekuru ini ndakasunungurwa hama wee
@user-mj8fg9sc1u
@user-mj8fg9sc1u 2 дня назад
Ngiyavuma sekuru kanengo robert siyabonga mina ngise byo kodwa ngiyalandela izinto zenyu ngoba ngezeqiniso inkosi ilibusise thina nga e bulawayo akukho libuye lakhuthi amasela bayasihlupha
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 4 дня назад
Musatipa Mbira Chiremba anogadzira zita neTsanangudzo haikona kuti nguva refu ndeyembira,Hatinei nembira idzo ngozi ngaidzikamisweka hamuna zvamaita mutarise mabasa evamwe vana Chiremba
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 дней назад
Kutambudza jaha rakanaka kudaro,ekedhi wakaipa Moyo
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 дней назад
Kuporofita neropa revanhu
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 6 дней назад
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@SylviaJonga
@SylviaJonga 5 дней назад
Mukoma Robert thank you so much tawonawo makomo ekwedu 🙏muchidzifambira nyaya dzacho
@user-vs8jb4lg2u
@user-vs8jb4lg2u 4 дня назад
mmm yaaa makore kore makaoma asi mutongo kuenda jeri
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 5 дней назад
That’s a welcome back for Sekuru Kanengo! 🎊 🎉
@JudaMugomba
@JudaMugomba 5 дней назад
Uuuh Robert n'ganga arikudziwanza apa hapana zvaitwa , drama chairo, gore rino ma1
@hardmorefore
@hardmorefore 5 дней назад
Murikurowa basa bro Roby but chindakaona ndechekuti pamba traditional healer umwe neumwe une pake panechipo chake sekuru kanengo pakubata zvikwambo ishasha pangozi só far Mukotsanjera ndibaba
@BhandaWilson-kb2xw
@BhandaWilson-kb2xw 6 дней назад
Sekuru kanengo vanogona basa rawo vanoita basa
@annadzoto6837
@annadzoto6837 6 дней назад
Mukoma Robert 4 pliz
@tinahmaduu
@tinahmaduu 5 дней назад
Sekuru Kanengo to the world 🌍
@Beaumwanza090
@Beaumwanza090 5 дней назад
Robert tapfumanei unotigonera ❤
@floramash8201
@floramash8201 5 дней назад
i think sekuru wants to compete with karakanda ngozi theme...retso is not used for that
@user-cr7ne8rm5q
@user-cr7ne8rm5q 5 дней назад
Teera ma video akare ndozvavanogara vachingoita
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 4 дня назад
Zvekupfeka zvinobva nechiri pauri hazvinei ibasa rei rachinoita
@BeautyHlatywayo-nv8ik
@BeautyHlatywayo-nv8ik 6 дней назад
Magona mukoma Robert timbona nekunzwa zvoitika muma porofita nekuti ndirimumwew wevanonatawo masowe
@angelchari7840
@angelchari7840 5 дней назад
Madzidzibaba huyai muone mabasa amadziteteguru edu inga maiti vanonyepa
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 6 дней назад
Hezvoooo ayo maporofita su
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj 5 дней назад
Havasi vanopenga mhuri yese hre iyi
@user-lf8ms6tv1o
@user-lf8ms6tv1o 6 дней назад
Vakomana vanobata ngoma
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 2 дня назад
Nhaimi asi mapostori atsipika here nokuti hapana chiri kufamba apa tungamidzayi.Evans anotora ropa rake homwe yozorora mozoita zvemusha iwoyo mapedza zvaEvans zvamainga
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 3 дня назад
Nguvazhinji maiisa kungoma nembira zvabva zvaita kunge bira
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 6 дней назад
VaSekuru vamwe vacho hatina kuvaziva
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 5 дней назад
Kuzotipfekera black kuda kutityityidzira here
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 5 дней назад
😂😂😂😂😂😂😂maZimbabweans mune moto​@@EulitaMagaisah-gt9wv
@preciouschipamba932
@preciouschipamba932 2 дня назад
​Kkk vanotyisa
@vimbaimurwira6390
@vimbaimurwira6390 6 дней назад
Varoyi vese ngavafe zvavo 1:05:10
@Beaumwanza090
@Beaumwanza090 5 дней назад
Zvakaoma
@user-ii9zc8it7i
@user-ii9zc8it7i 5 дней назад
Hapana zviripo kungotora mari mahara isu takadyirwa mari ifake
@AgathaMncube-zl8fg
@AgathaMncube-zl8fg 5 дней назад
Fake fake fake I payed 400 us for nothing
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 5 дней назад
Ishuva here
@user-tn2bk6ui1r
@user-tn2bk6ui1r 2 дня назад
Ummm musadaro gys
@faithbungu9136
@faithbungu9136 6 дней назад
Ichatosvika part 10 pasina chabuda
@BhandaWilson-kb2xw
@BhandaWilson-kb2xw 6 дней назад
Watanga iwe ibva ipapo kanengo muiti webasa
@user-tb1ys3xl1h
@user-tb1ys3xl1h 5 дней назад
Ita steady ka nhy
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so 5 дней назад
😂😂😂😂😂
@mtauser86
@mtauser86 4 дня назад
🤣🤣🤣🤣🤣
@pamelamurambiza
@pamelamurambiza 4 дня назад
Mukotsanjere ndiye anogona kuti zvibude zvazviri
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 дней назад
Nyaya yese irikuda Ekedhi aripo
@Traceyparadza-yy9tt
@Traceyparadza-yy9tt 4 дня назад
Ko varegerei kushandisa simba ravo sekuru Kanengo kudeedza ekkedhi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 дней назад
Kanengo chidhara ...Eriyas uripiko zimuroyi
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 5 дней назад
ELIYASI ANODA MATAYI NEPETRO atungidzwe
@talks1000
@talks1000 6 дней назад
Tateguru Kanengo for the people.
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 5 дней назад
Ulululuuuuuu💃💃💃
@tracykume9689
@tracykume9689 6 дней назад
Ko zvariri bsa
@user-ti3xc6br8n
@user-ti3xc6br8n 5 дней назад
Boy's re Mbira number one
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 6 дней назад
Kumasowe ndo ku hospital here?😢
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 6 дней назад
Dayi vadedza mapositori acho aga aripo kuti zvinyatsobude mushe mhepo yemufi isayi kumasowe ikoko
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 6 дней назад
Ndoo panonetsa vanhu vakawandisa havaiti order
@nisbertmukuruwejee4696
@nisbertmukuruwejee4696 5 дней назад
Kkkkkkk
@nisbertmukuruwejee4696
@nisbertmukuruwejee4696 5 дней назад
Pakazara yeeee. Kkkkkk.
@BhandaWilson-kb2xw
@BhandaWilson-kb2xw 6 дней назад
Sekuru kanengo vanosvipedza izvi guys kanengo vanogona basa rake
@user-tn2bk6ui1r
@user-tn2bk6ui1r 2 дня назад
Sekuru ndokutembai basa mobata yooh
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 5 дней назад
Hey vanhu vose hapana anoenda kubasa apo 🤔
@AgnesGiri-wc3fq
@AgnesGiri-wc3fq 6 дней назад
Ndivo gogo vedu hre avo
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 5 дней назад
Havasi.... Search her pa you tube pano unovaona... Mai kanengo vanoimba
@DRRZOE
@DRRZOE 6 дней назад
Ngoma nembira idzi dzakatonhora
@siphidube9811
@siphidube9811 5 дней назад
Kwenzakalani la ekhaya 🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 5 дней назад
Zvaida Mukotsadyera izvi
@patriciazandonda2740
@patriciazandonda2740 5 дней назад
Chokwadi ndiye anogona nyaya dzakadai
@mo_ink1452
@mo_ink1452 3 дня назад
MukotsaNJEra
@user-qt6sz4zf7r
@user-qt6sz4zf7r 3 дня назад
Shumba 1yengozi muzimbabwe
Далее
СПРАВКА ДЛЯ УНИВЕРА
00:44
Просмотров 348 тыс.
NYAMAROPA..........ANOSHANDUKA KUITA BERE
49:44
Просмотров 80 тыс.
Mukotsanjera kwa Headman Chigodora Nikisi Family 1
1:12:34
OEDZERWA ARI KUMAKUVA UPDATE
40:16
Просмотров 56 тыс.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
Headman Chigodora Chikwambo chaBABA
53:13
Просмотров 327 тыс.