Ndanyangadzwa ne vakadzi awa.Dzungu plus kusadzikama kuita kunge ndiye ega arikushungurudzwa muMhuri. So wese wakanyarara mapenzi here. Kana ari muroora uyu ngadzoserwe murume wake haana peace,dhemeti mhani akavhechukira .
Shumba yengòzi ipi iye akakoniw ngoz ya Tonde kusvik pakuitsipik, Simba akamukoniw fut Smba aķazoponer kwa Tasvu, Tasvu chibaba che Zimbabwe apan chaanokoniw
Vakadzi avo havana kukura varipasi pemurairo vababa. Vanongoziva chete murairo vaamai, asi nekuda kwechimiro chakagara chiripo chekuti mai mukadzi veNgozi vana havazotevedza tsika kwadzo sevamwe vana vakakura vari pa normal environment. At most pakadaro vana havasi vababa mumwe chete. It is a sorry situation absolutely. Havana kudzikama kana kushaya hunhu asi haisi mhosva yavo.
I hate vanhu vanotungamirira chiporofiti or n'anga. Zvizhinji zvstaurwa apa zvabva muvarapwa. Not kushopera. If you know psychology, unotoporofita mhuri . Vakazungaira telling n'anga zvese