Dzamhondoro idzi.... Pasina team iri hapana sungura Mutambi neteam rake, Romeo Gasa neteam rake, Ngwazi, Baba Sharo na the senior Profffesor Mudhara Nicholas Zakaria....... Sungura kuvanhu varume.....
iwe wangowengawo Macheso, enda unonzwa madhuwe unzwe kudairana kwe lead and bass kukurehwa!!! anyway simon ndedzemudanga reKhiama dzese@@EdsonChirove-nq1gz