Тёмный

Takaroora PaChipositori, Mombe Dzavakutaura Ndedzeyi 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 67 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 47   
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Месяц назад
Chipositori hachisi chivanhu pfuma ngaibviswe zvinokonzera matambudziko
@philipmuliswa9926
@philipmuliswa9926 Месяц назад
rutsambo ndiko kuroora mombe dzedanga
@pokellokingz
@pokellokingz Месяц назад
Baba vemurume ava ibenzi chairo iri
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Ko mombe yehumai irikupi hatina kuinzwa,roora repachipostori kudiiko mwana haasi wesowe kauyu ipai atezvara zvinhu zvavo period zvekuti kuchurch kwedu izvi inhema asi ndeyekwaWimbo kani nekuti isu takaroorwa kumadzibaba mombe 7 chaidzo plus rusambo 2k zvipfeko zvababa $400 zvamai $500 then mapfukudza dumbu $800 saka musanyepere madzibaba haidaro.
@Judiuschuma
@Judiuschuma Месяц назад
Baba avo havasikuda kubvisa pfuma vanopenga
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito Месяц назад
Mdara chikuma ririsei basa kupolice uko
@TheChekas
@TheChekas Месяц назад
Dare harisi kuona kuti atezvara varikuita chitsotsi cheundyire. List inoendeswa kunadombo, kwete kudare.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Kusungira hakusi kuroora. Rusambo nemombe ndiko kuroora but zvokwadi anamakandinzwa ani hakusi kuroora uko kungodyiwawo zvako sezvinotaurwa namambo Makoni
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Месяц назад
Muchindiona ndirikutsvaga Simba
@ganyaz
@ganyaz Месяц назад
uku hakusi kuchaja pfuma uku ! dunhu harisi rekuroorera iri masungiro eMombe aaa !! blanket 9kgs 😂😂 iwe mkwasha hapana chinonzi kuroora pachipostori !! chipostori chipi ichochi ??
@user-is3bn9fc3m
@user-is3bn9fc3m Месяц назад
Ndochief vekutora fone vanehunjire
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr Месяц назад
Ehee ndivo cheif ava nedare ravo imbavha dzevanhu uye hudzwanyiriiri hwakawanda
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@@TanyaShumba-bz9cr Pavakaita izvozvo takazvitaura asi nhasi vari right!!
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Месяц назад
Chipostori chekudii rooranai pachivanhu so that there are no repucurssions in future. Security reasons dzeiko wambotadza kuroora zvakakwana? Pride isina basa.
@Anolisi
@Anolisi Месяц назад
Mudonzwo uyooo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Месяц назад
But hausi wababa vangu 😂
@Tari2378
@Tari2378 Месяц назад
Baba vemukwasha vanekushora dare. Vanoti vari busy zvese ne mwana wavo zvekusauya kudare??? And va dare are OK nazvo ???
@munhumutema8970
@munhumutema8970 Месяц назад
Varikuramba kujairirwa chete. And he is right
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Месяц назад
Like yangu ndaisa🎉🎉🎉🎉
@t.m1222
@t.m1222 Месяц назад
😮😮 chipositori chinyi???
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Месяц назад
Jira jena gobvu😂😂
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr Месяц назад
Kuchajira kuti mwana arambwa uku iroora rudzii irori
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Месяц назад
Mudonzvo
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
Vairegereyi kureva fuma yavo kare vanhu vachawitirana apa vakuchajira pakuti mwana wavo arambwa vakuchaja mazifuma
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@LindaMuzenda Chii chawatadza kunzwisisa pane zvataurwa nasekuru/munyayi? Munyayi ati iye pavakaenda kunobhadhara vakaudzwa kuti list yakakwana ichatevera. Zvekunetsana zvaive papi nguva iyoyo pazvakataurwa.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
@@rascocky6366 pachipostora zvese zvemimbe idzo dzemuwando hazviko mazimuvheka avo awo ndoroora ravo guru
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
@@rascocky6366 plus munyai ndandisati ndamunzwa achitaura
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@@LindaMuzenda Kana vasingadi zveroora ngavaende ku Israel vanoita chipostori chavo. Now we have to behave like jews just because some fools have adopted foreign religion and cultures??
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h Месяц назад
Kuroora kurora baba chero mukainamata positori pfuma inotobviswa kwete kuda kuchembedza vana vavanhu mahara. Kana mukati pachipositori hakubviswi pfuma muchaona kuti matsotsi anowandira ikoko senzira yokuzoramba kubvisa pfuma
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Месяц назад
Ko ivo vavanhu vacho vauri kutaura vanenge vasiri kuchembedzawo vana vavanhu here?
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h Месяц назад
@@caswellshoko4617Rate yokuchembera kwavakadzi is high and fast nokuti vanozvara vagoyamwiwa kana zvichienzaniswa nevanhurume .
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Месяц назад
@user-sl8uo9wy2h Saka zvinoreva kuti vanenge vachembedzwa nemunhu here or they where created that way? And on this issue why vanhu vachifunga kuti kuroora bcz business? They charged to according ne beliefs dzavo now Vava nenzara vava kushifter ma goal posts.
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@@caswellshoko4617 Mukadzi nemurume anotanga kuchembera ndeupi? Uyezve anozvara nekuchengeta mwana nekuita mabasa epamba ndiani?
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@@caswellshoko4617 Zvausingagone kufunga ndezvekuti sei Madzitateguru edu akaita kuti varume vabvise roora!! Ukanytsoshandisa pfungwa dzako unoona kuti pakatofungwa zvakadzama kuti vagone kutora matanho akadaro. Zvakanga zvisinei nekuda kuita pfuma!!
@it3788
@it3788 Месяц назад
Mababa 😂2ayoaneyellow shirt nabhururuvarikutarisa achikumakuti bhoohere kutihamudi kubisa rusambo
@munyaradzikazembe7309
@munyaradzikazembe7309 Месяц назад
Haaaaa kuroora rudzii kunouya 2 malist
@rascocky6366
@rascocky6366 Месяц назад
@munyaradzikazembe7309 Vanhu nyatsonzwisisai nyaya musati manyora zvamunoda. Ina wani munyayi akaenda nezvakabhadharwa pakutanga atsanangura kuti list yakanga isati yagadzirwa akaudzwa kuti ichazotevera. Zvekutanga zvakanyorwa pasi kuti mangwana pasave nekupesana mumwe achiti hapana chakabiswa. Dai zvakanga zvisina kunyorwa pasi nemaitiro emukwasha nhasi aizoti vakatopedza kuroora. Atozvitaura pakutanga achiti kwakasara zvishoma!!.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Rusambo $1,5k ishoma iyo mambo ndiyo inochargwa vasina madegree vaya cz vakadzidza vanotambira kuma 4k and above.
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 Месяц назад
Roora iroora harinei Kuti mwana akadzidza here or not ikodzero yemwana wese Kuti adzidziswe nemubereki wake zvekucharger roora nekuti anedegree ndezvehudofo hwevabereki
@agnestafa9579
@agnestafa9579 Месяц назад
Roora kubatanidza hukama it's not kutengesa mwana.
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 Месяц назад
Degree racho ndere marriage here. Musabatanidze nyaya mudikani
@HlatiDstv
@HlatiDstv Месяц назад
​@@tapiwachiguvare2605iwe wacho haude kuroora dofo chakakutadzi hudofo coz akadzidza anodura kkkkkk endesai vana kuchikoro akadzidza haambonetse hakuna kana kudare kunoendwa kazhinji
@it3788
@it3788 Месяц назад
Mababa 😂2ayoaneyellow shirt nabhururuvarikutarisa achikumakuti bhoohere kutihamudi kubisa rusambo
Далее
iPhone 16 для НИЩЕБРОДОВ!
00:51
Просмотров 610 тыс.
Bacon на громкость
00:47
Просмотров 96 тыс.
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Просмотров 27 тыс.
DNA Mwana Vainaye Hasivake Ndeva Ishe Chirikupisa
32:49