Тёмный

Tete edhuku jena 

chihwa cheguhune comics
Подписаться 14 тыс.
Просмотров 15 тыс.
50% 1

Приколы

Опубликовано:

 

25 окт 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 106   
@emuraimpariwa5730
@emuraimpariwa5730 8 месяцев назад
👌Dzidziso hombe magonesa munhu haatongerwe nyaya dzauya nangana, wish more mothers in law could watch and learn. I have. Gory to God Chihwa❤🎉
@reginadhleeni5298
@reginadhleeni5298 8 месяцев назад
Mai chihwa ndakutyai shuwa mune moyo wenyu mega
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 8 месяцев назад
Amen mai chihwa ndinoudawo moyo wakadaro kana ndane muroora
@IrineMasese-pp3ro
@IrineMasese-pp3ro 8 месяцев назад
True
@alicekanengoni83
@alicekanengoni83 6 месяцев назад
Muroora anoda kudiwa shuwa hapana asina nhoroondo mupenyu. Thanks man chihwa for advocating for these young ladies
@NyaradzaiMatshedza-mv7pk
@NyaradzaiMatshedza-mv7pk 8 месяцев назад
Thumbs up mai Chihwa you're a true mom
@judx34
@judx34 8 месяцев назад
Wish ana amwene vese achidai... Great lesson
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Nevatoora achowo futi dai achidaro
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 8 месяцев назад
Nhasi hamusi Chihwa Chguhwa.. Muri Chihwa Che amwene manyama...👏👏🔥🔥🌟
@NyaradzaiMatshedza-mv7pk
@NyaradzaiMatshedza-mv7pk 8 месяцев назад
Vamwene manyama chaiwo thumbs up
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
​@@NyaradzaiMatshedza-mv7pknemuroora manyama
@idahnyoni3338
@idahnyoni3338 8 месяцев назад
Ndokuti amweneka uku love you mwenes❤
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Nemuroora achowo futi akateramira
@harrietgracedhliwayo5606
@harrietgracedhliwayo5606 8 месяцев назад
Mayita mai Chihwa, shuwa munhu ngaafambire chimwe. Murikufundisa anhu mai Chihwa, tinotenda
@Vibesij66
@Vibesij66 8 месяцев назад
Yoh ndashaya pekunyarira sure vamwe atete ndomharadzi chaidzo. Unourawa nehama vatorwa varipo.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Hapana asiri tete
@tapiwamakusiro-ju2xw
@tapiwamakusiro-ju2xw 8 месяцев назад
Good mai Chihwa magonesa ngavaende benzi ra tete vasingavake nherera . Variko sure vakadai
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 8 месяцев назад
Tete mazvinyimisa bacon nemakuhwa😅😅😅
@MelodySithole-cx4qf
@MelodySithole-cx4qf 8 месяцев назад
Vazhinji vanozviita kazhinji veukama avafari nekugarika kweumwe
@RachelRuvinga-yz7su
@RachelRuvinga-yz7su 7 месяцев назад
Well done mama chihwa wish to meet vamwene vanozivawo kuti muroorawo mumusha mavawanikwa❤❤❤
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 8 месяцев назад
Tete edhuku jena😂😂😂
@MAGALAjemina
@MAGALAjemina 8 месяцев назад
❤❤❤ amwene vakadayii ndovadawo ini 😂🔥🔥🔥
@letwingandidzanwa4838
@letwingandidzanwa4838 8 месяцев назад
True❤
@alicemukudo4372
@alicemukudo4372 8 месяцев назад
Vatete vemukadzi satan zvake paagere thank you amwene maiChihwa makavagona
@juliamutambara5777
@juliamutambara5777 8 месяцев назад
Ndatodziidzawo kuzoita moyo unenge wamai Chihwa pamuroora wangu.
@melissangandini6186
@melissangandini6186 8 месяцев назад
Keep it up mai Chihwa this is wonderful
@promisechiverengo4902
@promisechiverengo4902 6 месяцев назад
thumps up mai Chihwa vamwene hey, vachiriko here vana vamwene vakadai pasi pano sure. thank you so much
@sibongilempofu5287
@sibongilempofu5287 7 месяцев назад
Ndodawo vamwene vakadi keep it up mai Chihwa❤❤
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 8 месяцев назад
Maita henyu mai Chihwa you don't entertain vemakuhwa ummmmm tete vanegodo avo imharadzi chaiyo 😮😮😮
@Fassiha
@Fassiha 8 месяцев назад
Speaking of devil speaking 😂😂😂😂😂😂😂😂a
@lynet5565
@lynet5565 7 месяцев назад
Well done Amwene Chihwa
@agneschiduku
@agneschiduku 7 месяцев назад
Munokona mai Chiwha ,ndiizvoo
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 8 месяцев назад
Ivo Havana history hre tete ngavaende
@user-hp6wr7mv6y
@user-hp6wr7mv6y 8 месяцев назад
Nice one amai chihwa 😘 😘😘
@faithfaith1748
@faithfaith1748 8 месяцев назад
Iyi idzidziso hombe thnx chihwa❤
@mhopi9744
@mhopi9744 8 месяцев назад
Amazing ❤❤
@tsitsigozi8412
@tsitsigozi8412 8 месяцев назад
MaiChihwa dai maramba makdai.weldone maiChihwa
@nothandonataliemaunganidze9804
@nothandonataliemaunganidze9804 7 месяцев назад
Speaker of devils speak 😂😂😂😂😂😂 Mai Chihwa siyanai nechirungu
@faithmhene
@faithmhene 8 месяцев назад
Like u Chihwa ❤
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 8 месяцев назад
Mai Chihwa to the world 🎉🎉🎉❤❤
@juliamudhara8703
@juliamudhara8703 8 месяцев назад
Gud job Chihwa
@user-pc4lc6qy7n
@user-pc4lc6qy7n 3 месяца назад
U have gained a follower
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Speak ooonini.... Devil speak 😂😂😂😅
@nyarayimhuka7810
@nyarayimhuka7810 8 месяцев назад
Thumbs up for you Mai chihwa
@priscamazoe694
@priscamazoe694 8 месяцев назад
Hiii kunyadziswa here ukuuu 😮
@user-wz6rm3tn9g
@user-wz6rm3tn9g 8 месяцев назад
Very good mai chihwa mavagona vatete vemakuhwa ava
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Amwene manyama... Muroora manyama.
@Fassiha
@Fassiha 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂Vana tete musadaro so
@lizbertify
@lizbertify 8 месяцев назад
I'm loving you even more Mai Chihwa. Put someone in her place magonesa. Chii chakadaro, witchcraft tete ayo.
@mimisithole5061
@mimisithole5061 8 месяцев назад
Mbuya Chihwa ❤❤
@JuniorShelter
@JuniorShelter 8 месяцев назад
Edhukujena 😂😂😂
@itaichisero1037
@itaichisero1037 8 месяцев назад
Magona tete chihwa ndozvinoda vanemakuhwa kkkkkk
@dasilva8081
@dasilva8081 8 месяцев назад
Chihwa -cheguhune❤
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 8 месяцев назад
Tete edhuku jena munonyepa. Hakuna munhu anemakuhwa anorima, especially madhumbe anoda attention
@shoraisumaina8320
@shoraisumaina8320 8 месяцев назад
🔥🔥🔥🔥🔥
@rudojanemarumba6226
@rudojanemarumba6226 8 месяцев назад
Vamwene manyama❤
@edsonmanyau3571
@edsonmanyau3571 8 месяцев назад
Amwene vanovaka avaaa😊😊😊😊
@irenemandizvidza2656
@irenemandizvidza2656 8 месяцев назад
Woooooow
@anesukamhapa6221
@anesukamhapa6221 7 месяцев назад
Kkkkk😅😅😅
@judx34
@judx34 8 месяцев назад
First here, munotoitiira mushe
@kudzanaimutsongonono7443
@kudzanaimutsongonono7443 8 месяцев назад
Magona maningi🔥🔥🔥
@gaykumbirai8520
@gaykumbirai8520 8 месяцев назад
Yaaaa mavagona vanhu vasingazivi zvekutaura.amwene vakamira nemuroora wavo
@patriciamadondo4301
@patriciamadondo4301 8 месяцев назад
Kkkk devil spiki
@user-yz5hx2fq2p
@user-yz5hx2fq2p 8 месяцев назад
😂😂😊
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 7 месяцев назад
Devil speak😂😂😂😂
@user-mf2ud8xz1e
@user-mf2ud8xz1e 2 месяца назад
thumbs up
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt 8 месяцев назад
kkkk tete awaka
@MiriamMagadzike
@MiriamMagadzike 8 месяцев назад
Mwazvarira akapenga aya ndazvichiya
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 8 месяцев назад
Good 1 chihwq
@user-nl1pl4cr4l
@user-nl1pl4cr4l 8 месяцев назад
😂😂,😂😂😂🎉
@melodyziyambi
@melodyziyambi 8 месяцев назад
Eeeeee ndatangawoka hniti here amuna
@lydiamazengwa703
@lydiamazengwa703 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂 tete vacho here
@rumbidzaigwaze2613
@rumbidzaigwaze2613 8 месяцев назад
😂😂😂😂
@user-ig7vi3lh5m
@user-ig7vi3lh5m 3 месяца назад
Mai Sarah uchi
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 8 месяцев назад
Dai ana amwene vose tichiitawo moyo yakadaro nyika yainakidza
@memorymadyegasva1725
@memorymadyegasva1725 8 месяцев назад
Heyi heyi tete ava very denjalasi, saka vakutaura kuti zvidini? Adzjngwe here? Ahh ende godo so ka
@mianda-jp5xg
@mianda-jp5xg 8 месяцев назад
Maita bsa amai chihwa fambira chimwe munhu
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Tete avoo imboko ngaayende
@AngelineMutandwa
@AngelineMutandwa 8 месяцев назад
Tete anoroya😅
@MariaTadererwa-lh2py
@MariaTadererwa-lh2py 8 месяцев назад
Kwangu haina volume indava nhym😭😭😭
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 8 месяцев назад
Tete iiiii anhu voyee imiii
@user-gh7sf2hi7x
@user-gh7sf2hi7x 8 месяцев назад
Tete vakadai umm ngavasauye zvee imharadzi but amwene haaa bor ndavada ini
@user-qm4ut2fe6q
@user-qm4ut2fe6q 8 месяцев назад
Tete uuuuummm musadaro imi
@melodiouschesa3712
@melodiouschesa3712 8 месяцев назад
Iiih tete mmmh
@gladylady1
@gladylady1 8 месяцев назад
Good lesson to all..thxx mai Chihwa😂😂😂😂
@user-yd7tr3nu8s
@user-yd7tr3nu8s 8 месяцев назад
Good size
@user-rt6cd6wh6q
@user-rt6cd6wh6q 8 месяцев назад
Vamwene vakarongeka
@wellingtonzhawari4381
@wellingtonzhawari4381 8 месяцев назад
Pamberi nemi mai chihwa
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 8 месяцев назад
Vamwene manyama
@deeewaishe470
@deeewaishe470 8 месяцев назад
Mazvita nekudzidzisa mai chihwa
@chidondhlovu4250
@chidondhlovu4250 4 месяца назад
Devil speak kkkkkkk
@pgambizah4962
@pgambizah4962 8 месяцев назад
Ndokuti vamwene uku
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
Ndokuti muroora futi.... Vamwe aroora imboko
@user-pq3sn7uj5z
@user-pq3sn7uj5z 3 месяца назад
Devil speak kwaaaaa
@alicemuridzo7647
@alicemuridzo7647 6 месяцев назад
Mai chihwa to the fullest
@AlletaManyinyire
@AlletaManyinyire 8 месяцев назад
Thank you Mai chihwa
@vaidafani3424
@vaidafani3424 8 месяцев назад
Amwene vakarongeka
@user-mf2ud8xz1e
@user-mf2ud8xz1e 2 месяца назад
th
@Fassiha
@Fassiha 8 месяцев назад
AnyaGiribheti
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 8 месяцев назад
Sipiki of onini dhevhu sipiki
@MemoryMarinda-oc2lk
@MemoryMarinda-oc2lk 8 месяцев назад
Tete bhoo her avo
@wadzieyv
@wadzieyv 8 месяцев назад
Iiiii tete avo
@CatherineJonas-sf9vo
@CatherineJonas-sf9vo 5 месяцев назад
Munogona munhu Mai chihwa
@memoryd5233
@memoryd5233 8 месяцев назад
Tete cousin sister ya satan
@OtiliaChihamure-jr4sc
@OtiliaChihamure-jr4sc 8 месяцев назад
Ndokutenda mai chihwa gossip wariramba
Далее
mwaoneka ngemunhu usiyeba
5:40
Просмотров 13 тыс.
mukadzi ikeke
8:19
Просмотров 19 тыс.
Телеграмм-Колян Карелия
00:14
Просмотров 214 тыс.
Bvumai kukura mhai
6:18
Просмотров 14 тыс.
Beurai mupiinde
6:08
Просмотров 10 тыс.
Kisi goes by fevha
9:00
Просмотров 26 тыс.
Chisununu ngecheyi?
6:00
Просмотров 20 тыс.
Wangu mukorore ndatora
5:30
Просмотров 10 тыс.
Cheku cheku haundioni futi pamba pajo
5:23
Просмотров 11 тыс.
Mardam Chihwa
5:15
Просмотров 4,9 тыс.
Mubhurukwa ngamungware ngware
4:50
Просмотров 23 тыс.
Ka Exibit kangu…
6:16
Просмотров 12 тыс.