Тёмный

Tilder Live - Murume nemhuri yake vaona moto nehuroyi hwuri kukonzerwa nemukadzi wepiri waakaramba 

STAR FM LIVE
Подписаться 59 тыс.
Просмотров 30 тыс.
50% 1

Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa nezvinoda kufumurwa - Murume nemhuri yake vaona ndondo nehuroyi hwuri kukonzerwa nemudzimai wepiri waakaramba ari kuramba kurambwa. Murume uyu asangana nemashura anosanganisira kuona tsvina muchikafu chaari kuda kudya, kuitirwa tsvina muhomwe, kupisirwa hembe kana kudzishaya zvachose uye nekutemwa nezvavasingaoni.

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 198   
@beautymuganiwa7397
@beautymuganiwa7397 10 месяцев назад
Murume uyo ngaaende kwa miracle Paul, prophet weimwe Pentecostal church. Zvinopera zvese izvi nezuva rimwe. Prophet miracle Paul is phenomenal. God bless.
@acmfirst5481
@acmfirst5481 6 месяцев назад
Maona manje kuti Nhema dzinonetsa kuitsa BALANCE. Hakuna munhu akatikwesere anoita basa rekutengesa kuma MINE iye ane technology yokuita izvo zvavari kuti anokwanisa kuita. Ndiye angadai ari president of Zimbabwe. Tete muri kutobvunzawo kuita sokuti munhu arikutaura zvinhu zvine musoro. Mune Patience isingaite. Dai maunzawo musikana wacho. She the greatest. Tipei mukadzi iyeye akasire kuita mutungamiriri wedu tionese nyika huru (China, Russia, USA) dziri kuba mari dzedu ndondo.
@thembinyoni1880
@thembinyoni1880 10 месяцев назад
There's no power that is greater than our God, I disagree with that women who says they must praise the witch, its telling the devil that he's more powerful than our God, My brother seek those who will help you with prayer, thers nothing that God can not do if you seek him in truth and in Spirit, He said fear not for I will go before you and I will help you. Remind God of His words and He will avenge you
@S24-x1u
@S24-x1u 10 месяцев назад
Amen, amen, and again I say amen. Even the devil himself was gpcreated by God. There's no power that's greater than our God. This young man needs to seek God asap.
@judx34
@judx34 10 месяцев назад
Amen, kuvhundutsirwa nema demon.. Bodo
@heldkanyurira8048
@heldkanyurira8048 10 месяцев назад
Amen
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 10 месяцев назад
Tete Tilda deedzai musikana auye kustudio. Tinzwe masides ese
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Ngauye hake iye mukadzi nyakupromisa uyu 😮. I Wanda kuti ko dai akaroorwa aitasei ummmmm haya unoshereketa zvake sarendi
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 10 месяцев назад
Yaa ndizvo zvinoera zvinotyisa manje izvi😢😢😢😢😢
@flippertex4385
@flippertex4385 10 дней назад
Yaa Zim yane imwe level inotyisa yeuroyi.
@saka5135
@saka5135 10 месяцев назад
TILDAH PLEASE TRY NOT TO INTERRUPT WHEN SOMEONE IS NARRATING.
@TinahDzimiri
@TinahDzimiri 10 месяцев назад
Sad Mazoe ine vechirudzi nezvigure saka musatamba nayo.Asi dai science dzavo dzichirova vana Tshabangu nana ED zvaiita nani
@sampremi2014
@sampremi2014 10 месяцев назад
😂😂😂 taura hako
@sueeland5675
@sueeland5675 10 месяцев назад
😂
@veejay9436
@veejay9436 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@tinotendtaylor
@tinotendtaylor 10 месяцев назад
Mujolo is hitting from all angles guys tichazvisiya izvi
@S24-x1u
@S24-x1u 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 10 месяцев назад
Kkkk mujolo Mujolo mujolo
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 10 месяцев назад
Jesus is the overall authority. The brother should come to Jesus iye nemhuri yake. There is nothing that Jesus can't do
@tmatz6467
@tmatz6467 10 месяцев назад
Talented Zimbabweans, why not do Horror Movies.
@BlessingMalunga
@BlessingMalunga Месяц назад
Kkkkkk toita hedu mari
@deonchiurunge6304
@deonchiurunge6304 10 месяцев назад
Varume dai muchipfidza zvekungochinja chinja vakadzi izvi 😢
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Tete dzifambirei, toda kuona face yechigure ichi aaaah , rumamo ugu rwanyanya. Pure witchcraft.😮 Mustudio tikuda friend yacho , gerofrent, nedhodhi racho.😅
@AmonKazingizi-sl1ld
@AmonKazingizi-sl1ld 10 месяцев назад
Sekuru tasvu wanozvigona
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 10 месяцев назад
Imi JESUS CHRIST ABOVE ALL
@RudoMagora
@RudoMagora 3 месяца назад
Tasvu imbavha musade kurovesa vanhu mari imi tasvu anongoda mari
@Exodus1075
@Exodus1075 10 месяцев назад
Tilda try to negotiate on his behave maybe it might work as well or try to invite her to the studio
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 10 месяцев назад
Holy ghost fire consume her🔥🔥🔥🔥🔥
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Why not a him ? 😂
@AbelGwenzi-t2w
@AbelGwenzi-t2w 10 месяцев назад
Apostle Miracle patende
@PrincessMabhena-v9s
@PrincessMabhena-v9s 10 месяцев назад
Ndokuti apfidze kuramba mkadzi ane mimba wakuona Ari fresh ka
@vusumuzijonasi2956
@vusumuzijonasi2956 9 месяцев назад
Nyaya yave papi iyi 27 November akadarika kare Tete makukanganwa basa.
@Wismatic07
@Wismatic07 10 месяцев назад
Prophet Miracle Paul , ku L Chitungwuza zvinopera in 15 seconds ndokuudzai uko kunobatwa basa ramwana
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 10 месяцев назад
Seiko vanhu ivava vasngahone kuzviita kuvanhu veZanu pf????kumamisa Mnangagwa nematombo arikuma Summit kunana United nations....ku waster huroyi soo?sukhaaaaaa
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@JoanDube-f8y
@JoanDube-f8y 10 месяцев назад
Wandiuraya shamwari😂😂😂😂😂😂😂😂
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 10 месяцев назад
@@nyaradzomarozva5715 loool...aah nhai
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 10 месяцев назад
@@JoanDube-f8y loool
@vtkap1
@vtkap1 10 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 10 месяцев назад
Why surrending to the devil it's like you're worshipping him now. With God everything is possible mhani imi
@S24-x1u
@S24-x1u 10 месяцев назад
I couldn't have said it better myself
@missgee1981
@missgee1981 10 месяцев назад
Asi varoyi ivava vari kutadzawo kuita science dzavo idzi kutiburitsawo mu situation yedu senyika🤣🤣🤣🤣take take nevanhu vasina mhosva vachisiya mbavha dzenyika nxaaa
@munasheterera8420
@munasheterera8420 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@amandafish3022
@amandafish3022 10 месяцев назад
Nhai zvako kunyanya Dambuu adai kuomesa zvinhu munyika😂
@sarudzaimutsvangiriserah4520
@sarudzaimutsvangiriserah4520 10 месяцев назад
Endai kwaProfet Jose kne mwana aitemwa akambobstsirwa zvikapera
@Justinmakonese441
@Justinmakonese441 10 месяцев назад
Haa mukadzi uyu huroyi hake hwakakora muto ummm😢😢
@TanakaBonde-op9lm
@TanakaBonde-op9lm 16 дней назад
Uyu ngaaende pa norton apo haaa hanapa chinoramba
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 10 месяцев назад
Ngava ende kwa sekuru Kanengo zvinopera izvo zvehuroyi izvo
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 10 месяцев назад
Sekuru Tasvu or sekuru makatanure (sekuru venyika Kanengo) vanopedza zvese
@primrosekhumbula900
@primrosekhumbula900 13 дней назад
Ukati hausi hama yangu
@suchmoremutete9990
@suchmoremutete9990 10 месяцев назад
Tilda go and see this woman 😮
@nyariefaithpabs6756
@nyariefaithpabs6756 10 месяцев назад
Ma Sides ese akakosha do not promise your side chicks marriages those are evil woman they will be fully aware that you have a family but just want to force. Their way into a man's life Kunyepa here😂😂😂 this man did this to himself😂
@AishaKambuma
@AishaKambuma 10 месяцев назад
Ini handione kuti mukadzi wakadanana naye pane zvirimo mudzidza mavo ngavafambe zvakasimba vachazvidzwa
@vanzskies89
@vanzskies89 10 месяцев назад
Apa n’anga hombe dzakasimba dzakavhara hakuna matare in November
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 10 месяцев назад
Kwasekuru tasvu Tasvu zvopera Kalemba neve kwaMatasva vakapedzerwa zvinenharo zvongonzi back ti sender
@FortunateNyadzo
@FortunateNyadzo 10 месяцев назад
Ngaaende kwa prophet miracle Paul ku Chitungwiza kwa seke L
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 10 месяцев назад
Endai kwaprophet Joze plz
@memorygoche2574
@memorygoche2574 10 месяцев назад
Daidzai Pastor Joze
@rojamillerover
@rojamillerover 10 месяцев назад
Umm anotonzwisa tsitsi
@giftnyanhowo537
@giftnyanhowo537 10 месяцев назад
Ichokwadi tete tilder tokumbirawo kuti vachabatsira inzwaiwo tsitsi muvabatsirewo pachena vanhu ava varipadambudziko chokwadi hazvononakidza kunzwa kuti mukomana uyo akundwe na Satan pa 27 November
@nyashachakaora3178
@nyashachakaora3178 10 месяцев назад
Holy ghost fire
@mirriammutsikamahwe3616
@mirriammutsikamahwe3616 10 месяцев назад
It's sad Kuda murume here zvekutodaro saka kana wauraya wozodii it's sad mukadzi wacho muhombe
@loicemakoni660
@loicemakoni660 10 месяцев назад
10:44 vanhu vari desperate kunze yoo i surrend
@EstherMufandaedza
@EstherMufandaedza 10 месяцев назад
Goback to sender imi
@rojamillerover
@rojamillerover 10 месяцев назад
Saka iwe wakanzi haurarame until 27 November and uchiona mashiripiti ese aya but you cant just go and say sorry because ukutya kunanga munhu?
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Muchazvirega zvenyu zvekufamba ne zvimwise pamhanza . Icho chinoravirwa chiiko pavana vevanhu.
@stevebiko5258
@stevebiko5258 Месяц назад
Zviriko unogona kut idrama usat wasangana nazvo ndinehama yaiitirwa tsvina padoor zikazoita mumba mumapoto madishtowel huroyi uriko
@sharonfosho493
@sharonfosho493 10 месяцев назад
Update tete. Nezuro yanga iri 27 how far?
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 месяцев назад
ZIMBABWE yakutyisa vaduwe ndatya zvangu chiyiko veduwe kuroyerana zvisina basa asi zvine basa zviripo uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo
@fungaimiziyarova
@fungaimiziyarova 9 месяцев назад
At first one might think its a drama but wozongoona kuti vanhu vese ava havangauye kuzotaura nhema shame Mozambique magic. Muchinyanyao varume moitirei vakadzi vaviri or more. Makukuvadzisa mamwe..... @mukadzi akazodhonzwa gumbo nechaasingaone
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 месяцев назад
Nezita rajusu haufe mwari ndi mwari wedenga
@rumbidzaichivhanga2455
@rumbidzaichivhanga2455 10 месяцев назад
Maybe varume vachadzidza from this sad story varume idai munhu 1 panguva imwe nxaaa honai mhuri yese yakupinda mutsaona isiri yavo
@tafarapaul
@tafarapaul 10 месяцев назад
Scary stuff😢
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Ko bota rikudyika here pakadai kana kuti munoiswa mayekera iwaya 😢
@leonceetheafricanboy4036
@leonceetheafricanboy4036 Месяц назад
Dayi zvinhu izvi zvichiitika kumunhu akadann nemunhu chete not kumunhu wese ndaiti dayi zvaiitika kumurume wese anocheater mukadzi wake osangana netyp dzevasikana vakadayi 😂 anyways Mwari ngavapindire zvipere
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 10 месяцев назад
Kwa sekuru Tasvu hazvipere here izvi ndinovimba zvinopera
@ssam1430
@ssam1430 10 месяцев назад
Haaaaa pakaipa, but pasina mapikicha or video I remain on the fence, very soon pachaita mubatsiri as usual either genuine or marketing scheme
@jayroyal3257
@jayroyal3257 10 месяцев назад
nyaya yekumamirwa muhomwe iya. next level.
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@percyshava1955
@percyshava1955 10 месяцев назад
Wananai nematongo vakadaro vakuru chionai nanhasi zviri kuitika
@RCChirumiko
@RCChirumiko 10 месяцев назад
Sekuru Kanengo kana sekuru Tasvu vanotasvura.vanozvipedza izvi
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 10 месяцев назад
Tilbake nhasi you were more diplomatic to these men than how you are most of the time. Thank you for changing your ways and keep it up. Hapana chaunobva to be nice. Ku ma church zvatadzika. Ngavayedze n'ganga kuda kwana Kanengoni ameno
@maudmutero5569
@maudmutero5569 10 месяцев назад
Ummm tete Tilder how do you feel when interviewing these kind of stories. Thats awfully scary. But we thank God for giving you the strength
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Tete tildah is strong l tell u
@maudkadonzvo1133
@maudkadonzvo1133 10 месяцев назад
Prophet kudakwashe Jose zvopera izvi
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 10 месяцев назад
Ndavaende kwa pastor Kudakwashe Jose
@angelinekhumalo
@angelinekhumalo 10 месяцев назад
Uuuum pakuzopinza mwana ko ukarwa nemurume cz mwana hana chaanoziva.😢 Nyaya inorwadza zvayo.
@rojamillerover
@rojamillerover 10 месяцев назад
Nhai l thought that was evil
@RubatsiroChahwahwa
@RubatsiroChahwahwa 7 месяцев назад
Sekuru tasvu vanopedza basa
@leeannette
@leeannette 10 месяцев назад
Ummmm hhhh nyika yaipa iyii imboendai kwaprophet Paul
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 10 месяцев назад
Musikana akaratidza kupererwa kutadza kuita move on nelife yake ,mishonga yakaipa ,it's scary
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 10 месяцев назад
Which also means pada akatoshandisa mushonga kuti adiwe zvazvisiri zvekwaMwari
@bla_Sam
@bla_Sam 3 месяца назад
Pane update here sisi Tilder
@makuvise
@makuvise 10 месяцев назад
Vana munoti paramurirao imi mambenge mashaya wematongo hre
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 10 месяцев назад
Vamwe toti huroi hunonyadzisa vamwe vachitodada nahwo kudai
@lindsaykaridozo9811
@lindsaykaridozo9811 10 месяцев назад
Musikana ngauuye ku studio tete
@SusanMtambuwa
@SusanMtambuwa 10 месяцев назад
zve mujolo muchazvirega henyu varume imi
@rejoicevimbainashekadonda5176
@rejoicevimbainashekadonda5176 10 месяцев назад
Why wasting so much energy muhuroyi ..kutadza kuzvishandira mwanasikana anonyadzisa uyu
@happysonchokera4292
@happysonchokera4292 10 месяцев назад
Kunze kwava kutyisa uku
@sammychani5594
@sammychani5594 10 месяцев назад
Pane changabata patsanangudzo dzamukoma avo. His explanation yekuti nyaya yakaitika kuMazoe kumamine, I have learnt kuti vanhu varikubatabata kumakomba nenyaya yekuda kuita mari. This guy anogona kunge akabata mishonga asi is confused nenyaya yegirlfriend yake iyo.
@AbelGwenzi-t2w
@AbelGwenzi-t2w 10 месяцев назад
Endayi kwaka Nengo
@ChantelShipa
@ChantelShipa 10 месяцев назад
Yoweee dhodhi hre iiih vanhu musadaro weduwe hakuna chinokunda kunamata weduwe ko mwana mucheche namai vakatadzei ? Kuroya hakutangire paenda netsero weduwe
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 10 месяцев назад
Very sorry endai kwasekuru Tasvu or kwa postor kudakwashe Jose zvinopera
@memorygoche2574
@memorygoche2574 10 месяцев назад
Pastor Kudakwashe ndivo the best
@DolynMunyawiri-xb2sb
@DolynMunyawiri-xb2sb 10 месяцев назад
Teye5 Tilda ndinomboteereta nyaya dzamunosangana nadzo asi iyi iri kumberi zvinoitika here izvi?
@ReginaShoko
@ReginaShoko 9 месяцев назад
Hmmmm so sad .hope vachawana munhu anogona zvemashuwa .kubetsera..yoooo
@rachelkamulaza7833
@rachelkamulaza7833 9 месяцев назад
Ummm love is not by force kana munhu akuramba musiye why kudaro even nemwana mucheche asina zvaanoziva hitsinye ihwohwo kana achida kuripwa ngaangotaura kana achida kuripwa
@AdmireChakauya
@AdmireChakauya 10 месяцев назад
Hauna kuuraya munhu hre kumakorokoza uko coz unogona kuti musikana uyo coz vakadzi vanozviita zvekungoti uchazviona but zvisingazoite sekudaro taura chokwadii unogona wakauraya munhu
@chantellechigwedere3292
@chantellechigwedere3292 10 месяцев назад
people musangorara nevana vevanhu, musarare nevanhu vamusingade, enda unoripa, pay damages, chengeta mwana. endai kunoripa, kunokumbira ruregerero.
@tmaranz01
@tmaranz01 10 месяцев назад
haaa i dont wanna laugh on this matter...it is really a serious matter buh haa zvekuwana tsvina iri muhomwe haaa
@obey6330
@obey6330 8 месяцев назад
Muhomwe 😅
@LaizaZiwaya-i6h
@LaizaZiwaya-i6h 10 месяцев назад
Mmmm ndanzwa kutya vanhu vanoroya kunze uko nyangwe zvikanzi watadzirwa but they history ka nhai veduwee yekut akatombodaro kune varume 2 vakamuramba so itsika yake but ngozi inouya kumba kwavo
@andrewmoyo2695
@andrewmoyo2695 10 месяцев назад
Endai Ku endtime message Ku eastlea terbanacle mu Harare Mwari mupenyu akubatsirei
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 10 месяцев назад
Ari kuda kuuraiwa before ana Tasvu vavhura matare. Munhu uyu ari kuziva zvaarikuita
@ChantelShipa
@ChantelShipa 10 месяцев назад
Eyy Zimbabweans we want something new plz eeeeeh
@Exodus1075
@Exodus1075 10 месяцев назад
I think they should just pay lobola for her maybe vanosunungura I think this will help hameno
@sirbabilany1239
@sirbabilany1239 10 месяцев назад
Lobola kumumhu wasin kuroora hre
@isheunesumusenda905
@isheunesumusenda905 10 месяцев назад
kkkkkk Exodus pane Basa
@memorygoche2574
@memorygoche2574 10 месяцев назад
Kumujaidza uko anoda vanhu vaMwari vanonamata zviri serious mademoiselle ake abviswe
@S24-x1u
@S24-x1u 10 месяцев назад
Then she will be unstoppable if he does that
@mirriammutsikamahwe3616
@mirriammutsikamahwe3616 10 месяцев назад
Do you think she wants to be married arikungoda wekugara nekurara naye kuti anzi ane murume chete.
@chipomupingashato4039
@chipomupingashato4039 10 месяцев назад
Zvakaoma
@VoynneTendayiShamiso
@VoynneTendayiShamiso 10 месяцев назад
Wy come kwaApostle Sandey..ndonyaya dzavanogona idzi
@takundanashepemhiwa8924
@takundanashepemhiwa8924 10 месяцев назад
TODAY 27 HOW FAR WITH THIS GUY TETE TILDA ?
@nyariefaithpabs6756
@nyariefaithpabs6756 10 месяцев назад
This man should properly apologise kumusikana uyu and move on zvakanaka
@stephenchaipa5177
@stephenchaipa5177 9 месяцев назад
Tilder akazofa here muface uyu, akapihwa due date 😢
@tafarapaul
@tafarapaul 10 месяцев назад
Akomana ka, nyaya iyi haisi bho, muroyi uyo mahorror movie chaiwo
@mre.smataruka4928
@mre.smataruka4928 10 месяцев назад
Mmm Hanzi kunge dovi ririkuzorwa pachingwa😂
@jtayengwa471
@jtayengwa471 10 месяцев назад
Enda ku GRJ zvimba unopona shamwari
@bethelsongo3416
@bethelsongo3416 10 месяцев назад
😢ummm nyaya iyi inosiririsa...dai pawanawo anovabatsira mhuri iyi zvidzorerwe kwazvakabva
@ChipoRuponga
@ChipoRuponga 9 месяцев назад
Umm zvemjolo muchazvirega zvenyu .
@sibongileshoko6066
@sibongileshoko6066 10 месяцев назад
Prophet Jose or miracle paul please
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 10 месяцев назад
Mukadzi uyu zvidhoma zvamuwandira anotyisa zveshuwa
Далее
KAMARU USMAN | True Geordie Podcast #144
3:11:46
Просмотров 1,8 млн
Китайка нашла Метиорит😂😆
00:21
У КОТЕНКА ПРОБЛЕМА?#cat
00:18
Просмотров 633 тыс.
小路飞嫁祸姐姐搞破坏 #路飞#海贼王
00:45
Tilder Live - handichadi huroyi hwandakapihwa
43:07
Просмотров 13 тыс.
Китайка нашла Метиорит😂😆
00:21