Тёмный

Tilder Live: Ndirikufunga kuti pamwe ndoroya nekuti pese pandagara panofiwa.Hama adzichade kundiona. 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 195 тыс.
Просмотров 87 тыс.
50% 1

Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013

Развлечения

Опубликовано:

 

6 окт 2021

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 474   
@whasingtonmugova0236
@whasingtonmugova0236 2 года назад
Panogona kunge pane anoroya asi akadeketera ne zita raamai ava .vakaiswa jambwa ne munyama paropa ravo.Amen.
@mandipaa1198
@mandipaa1198 Год назад
It's so sad!💔🙌🏽
@kinkyreggae7002
@kinkyreggae7002 2 года назад
📯🎼Mwari muri zuva redu Rinopenya pauzuru Asi mweya ungaone Paunozofamba napo🔊🎙
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
Amen
@charitymareya255
@charitymareya255 2 года назад
Munotipa, munotipa ngoni dzenyu, munotipa munotipa nehutsvene munopa vanona mata munopa makomborero. 💫💥💭
@lyntafirenyika3797
@lyntafirenyika3797 8 месяцев назад
Hatidzityi hondo dzedu Dzose dzino kundwa nemi
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 2 года назад
Handina hangu amai ...😭 I wish i can take her to be my mom
@thomasmundowa4778
@thomasmundowa4778 2 года назад
Ko ukafa ?
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 2 года назад
@@thomasmundowa4778 kufa murawo waMwari ..vamwe totoda vana mai vamwe vachirasa kudai
@fredahama3957
@fredahama3957 2 года назад
@@destinybridalslounge1623 taura hako,vamwe tinotoshaya wekuitira madanha
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 2 года назад
@@thomasmundowa4778 kkkkkkk
@shingiraichikomo3846
@shingiraichikomo3846 2 года назад
Tora ivava,vangafare kwazvo
@Dhhjj867
@Dhhjj867 2 года назад
Veduwee this just broke my heart. I wish dai ndinavo hangu mai vacho vanoroya.. msadaro veduwee
@adiolamatenhese8922
@adiolamatenhese8922 2 года назад
Dai gogo vairoya vasina kupedza time yavo vachiuya kwatete tildah sorry gogo nezvirikuitika be strong ambuya vangu we love you😘
@worldclass1219
@worldclass1219 2 года назад
inini chero amai vangu vakaroya zvechokwadi chokwadi handivarasi... she did a lot for me and i love her so much to such an extent huroyi it's nothing compared to the love i have for her
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 2 года назад
Unenge usati wapedzerwa mhuri
@worldclass1219
@worldclass1219 2 года назад
@@zamamatsotso4274 mamah vako vakakuchengeta kusvika pauri ipapo xaaa.. i would rather help her to defeat that demon than to forsake her
@debramango4050
@debramango4050 2 года назад
Hauvafumure kuvanhu unotaura navo then you find help like this gogo you can see kuti she is willing
@paumamaphosa2633
@paumamaphosa2633 2 года назад
Ndinoona sekuti pane zvirikuitika pana mama ava maybe pane zvirikuvatevera zvirikunzinga vna
@worldclass1219
@worldclass1219 2 года назад
@@debramango4050 that's true
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 года назад
I will help her and i will get in touch with her
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 2 года назад
Hi, did you manage to get hold of her to help her
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 года назад
@@patieymakojanhi101 havent gotten round to it but i will ..i kept her number
@ruvimbomakuvise5973
@ruvimbomakuvise5973 2 года назад
How far did u manage to help
@tatendaparirenyatwa1650
@tatendaparirenyatwa1650 2 года назад
God bless you hey
@bettybettypeterbetty4489
@bettybettypeterbetty4489 2 года назад
Gogo she's so innocent and vanotodawo help
@tendaimanatsa6253
@tendaimanatsa6253 2 года назад
As we grow older we are all becoming witches,, I'm touched by the story
@rejoicemlala1194
@rejoicemlala1194 2 года назад
It's so sad especially if the accuser is your own child, really heartbreaking
@brendamazarire9352
@brendamazarire9352 2 года назад
Sure unganongedze amai huroi who does that hehede munoshura zvikada mwana ndiye akabata akadii kuvaendanavo Ku church kwacho ikoko kana kunekwaanoziva
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Год назад
Uruzvionawoka why huroi hwacho huchingozobatwa tachene misoro
@blessingsncube2205
@blessingsncube2205 2 года назад
Very touched by Mbuya ava ,shuwa dei Mwari vapindira .... 🙏🙏🙏🙏
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 2 года назад
Achademba mai vake vaari kurasa kudai
@irenemathambo4831
@irenemathambo4831 2 года назад
I think she is a victim of circumstances. All those deaths were just coincidental. The daughter in law must have been HIV positive and must have passed it on to her children..The older child must have died of Meningitis .I’m sure the son was told by the Drs and did not tell his mum the truth. I’ve never known a Dr giving a diagnosis such as Death Spirit . There is nothing wrong with this lady .
@noziphomoviesnozi6070
@noziphomoviesnozi6070 2 года назад
Very true
@mazvitamazvita1333
@mazvitamazvita1333 2 года назад
Nothing shuwa dai ndiine musha ndamutora ini. 😭😭😭😭😭 I feel her Pain
@DereckZC
@DereckZC 2 года назад
You are very correct and vanhu vazhinji vanotadza kuwana help because they do not disclose their HIV status
@pamelatauzeni3052
@pamelatauzeni3052 2 года назад
My thoughts
@chipogwanzura6026
@chipogwanzura6026 2 года назад
My heart is bleeding for you Gogo, I wish I can help you Gogo
@tendaimavhe2869
@tendaimavhe2869 2 года назад
Veduwe kukura imhosva here veduwe ndarwadziwa😢😢Ndarwadziwa hangu iiii.....mhai Jiso ndiye mupenyu uye mupenyu ...Misodzi yangu yabuda shuwa
@elizabethmatanha2551
@elizabethmatanha2551 2 года назад
Handina mweya inotongwa nemadzinza 🎧🎧🎶🎶🎵🎵🎼🎼🎼zvinoda kutsanya nekunamata gogo
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 2 года назад
Hmm!!!
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 2 года назад
He's son knows what he has done hidding with her mom ,
@tafimadzi9118
@tafimadzi9118 2 года назад
This unfortunate, innocent lady is simply a victim of circumstances. Judging from some comments on the show, we are gullible people, ready to believe all kinds of nonsensical beliefs. This lady is innocent.
@mukadziaknaka01
@mukadziaknaka01 2 года назад
Well said dear zvinhu zvikangodhakwa takutotsvaga muroi . That gogo havana huroi apo
@GHXLZFn
@GHXLZFn 2 года назад
The Ngozi that will strike the son is currently doing press-ups!
@adriannamugwara4848
@adriannamugwara4848 2 года назад
😂😂
@milcentmoyo6481
@milcentmoyo6481 2 года назад
Zvakaoma
@swingyjr
@swingyjr 2 года назад
hurts to think tht munhu angoita chembere akutonzi anoroya
@thuleleningwenya4879
@thuleleningwenya4879 2 года назад
Taura hako it's so painful
@sithgasa2063
@sithgasa2063 2 года назад
Maybe someone washed huroi to this grandmother if she is genuinely unaware then someone is using her shadow or his son maybe akaromba after all it seems he is the one who has lost many kids and wife probably this time this time he selected the mother to do his killing unknowingly.
@mzee5533
@mzee5533 2 года назад
@Achiford jera iwe mupfana just create good content haikona kuti mwaudza pano mhani
@minglee4133
@minglee4133 2 года назад
@@mzee5533 🤣🤣🤣🤣
@tianovalentinemoyo6610
@tianovalentinemoyo6610 2 года назад
so sad ngatisadaro mai chinhu chinokosha mufunge kunyangwe vakaita zvinengei mwari inzwaiwo amai vedu
@machuma9192
@machuma9192 2 года назад
Mwana wa gogo ndiye anezvakabata ngatawure chokwadi achatanda bosto kunanga amai huroyi😭😭😭😭😭😭
@sinikiwemadara1246
@sinikiwemadara1246 2 года назад
Tete Treder mai avo vakaberekeswa bvuri remunhu akauraiwa muroi aripo arikuvashandisa iye yakawanda gavaende kumadzibaba miss vabatsirwa
@clemenciadurant8783
@clemenciadurant8783 2 года назад
That amaiguru is dodgy from the sound the sound of her voice she did it and now trying to hide behind her little finger, I've the feeling she knows of that urine she made her sister to do💔
@bridgetchitoro7776
@bridgetchitoro7776 2 года назад
Mama batsirwai first pekugara panozotsvagwa maonekwa makachena.But mwana wenyu ari behind this.
@normanziso539
@normanziso539 2 года назад
Vanobatsirwa vachibvepi vachigarepi coz havatorina kwekuti vagare vachibatsirwa kwacho so the first thing kuti vawane pekugara fungwa dzavo dzizorore,vane depression amai ava
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
Yaah lets help her wavane pekugara first ,chokwadi amai wako vanoshaya pekugara iwe mwana uripo ,zvinorwadza
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
@@normanziso539 True
@nakay5326
@nakay5326 2 года назад
Hakuna mumwe mubatsiri kunze kwaIshe Jesu Kristu.
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 года назад
Mmmh... So sorry gogo. I hope she will get help. If ever I was in that situation, I will try and get help for my mum. Because the way I love her soo, I would never abandon her. Mamwe maporofita anoparadza if you are not careful.
@millary01
@millary01 2 года назад
Hupostori hukasangana nehusimbe plus hudofo unopemera amai vakakutumbura huroyi
@tre642
@tre642 2 года назад
Mwana wagogo knows more , refuses to speak on show. He goes round spreading word that varoyi....so everyone joins in hating her.
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
Yaaah true ,gogo sounds innocent
@LisaMambo
@LisaMambo 2 года назад
I truly believe this, there is more to what the son is saying and there's a reason behind. I think he knows a lot more, hence the confidence in blaming his mother.
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад
Saka mwana uyu is happy kuona amai vake vachitaura pa radio and going around pa social media. Yaaaaaaa ndapererwa. Vana tisadaro even vehama. Tingati huroyi here kana kuti pane akaromba achishandisa presents yaambuya ava. Ruzhinji anenge akaromba wacho achiita zvinhu izvi ndiye anotanga kuparidza kuti nhingi muroyi. Son wherever you are if you are watching or listening wakazviparira mhosva isina achagona kukubatsira.
@alisonzuva8822
@alisonzuva8822 2 года назад
mwana wambuya ava anofanira akaromba and that is what caused the death of his wife kupera ropa and all. he knows exactly what he did and akasundira kuti iye asabatwa zvinzi ndi mai vake. Anyways God is faithful vachazviratidza havo.
@enockcouragemandivava8538
@enockcouragemandivava8538 2 года назад
I agreee with you mwana mukomana uyu akarombaa chete
@tariemunetsy1910
@tariemunetsy1910 2 года назад
I agree with you,mukomana uyu akabata,asi anovanda nezita ramai
@henrymagaya6913
@henrymagaya6913 2 года назад
Be strong God will be with you.
@juliechitere5007
@juliechitere5007 2 года назад
Kungochembera watoo muroi Mwari watibatsire cz it's all over🙌🙌🙌
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 2 года назад
Ndofunga kuti mwana wamai ava ndiye akabata mushonga akahwanda namai vake akaromba naamai ndosaka achiramba kuenda navo kwaanoti akaudzwa izvozvo mwana uyo ndiye aneyese
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 2 года назад
Hongu
@lamecknicodemusmawelankomo2724
@lamecknicodemusmawelankomo2724 2 года назад
@Achiford jera ita mushe tiri panhamo isu
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 года назад
Chokwadi chokwadi zvoorwadza 😭😭
@alisonzuva8822
@alisonzuva8822 2 года назад
Thats true. he knows what he did. akaromba and ndozvakakonzera the death of his wife ekupera ropa.
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 года назад
@@alisonzuva8822 😭😭nhs wakuonesa mai vko moto uuu zvkaoma
@sirchifamba39
@sirchifamba39 2 года назад
Tete Tilda musasiya gogo ava. Take her as one of your projects. ndarwadziwa
@everydaywinning
@everydaywinning 2 года назад
@Achiford jera wacampainer wena lol
@amaiyeukai2310
@amaiyeukai2310 2 года назад
Munhu isnot a "project"
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 2 года назад
Hugs gogo i felt your pain shuwa kuvengwa ne dzinza res veduwe worse kupumhwa huroyi nemwana wako😭😭😭
@sabletrable2887
@sabletrable2887 2 года назад
trikuda follow up on gogo pliz
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 2 года назад
Ummmm ndanzwa tsitsi dai mwari avabatsira mwanakomana shuwa 9mths wakatakurwa wodero maivako chero vakanzi muroyi Mai ndimai Chete widya uchiguta nyakukutumbera asina pekugara Tilder l u r a star gogo vachabatsirika uri Master planner l salute you allways
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 2 года назад
This is so annoying and painful gogo just pray God is good love us all you can tell gogo she's telling the truth we will put you on prays be blessed 💯💯🙏🙏
@mimsharkangel1826
@mimsharkangel1826 2 года назад
Uummmmmmmmm Imika kudenga kwacho kunodzoka kwoita kure zvedi. She has become the collateral damage. I don't even trust Mwana komana wavo. So so suspicious
@sylvianyakudya7993
@sylvianyakudya7993 2 года назад
God is faithful gogo Mwari variko,Its so sad
@sophiamaphosa3503
@sophiamaphosa3503 2 года назад
That’s a really said story God will help you mommy 🙏🙏
@thokhumalo9696
@thokhumalo9696 2 года назад
Deeply hurt for this granny. How painful it is for a mum to be treated that way. Very sad indeed 😢
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 года назад
Chokwadi mwanakomna uyuka mwari awenaye 😭😭kutambudza mai vko kusvika pkushaya kwekugara
@henryshoko5276
@henryshoko5276 2 года назад
Its like vakaudzira mwana kuti mai vakaipa ndivo vakaberekesa mai ava mhepo to justify what they told him
@energymashy9431
@energymashy9431 2 года назад
Mai havarabwi mwana mukoma na uchachiona vafa havo agovatsvaka achivashaya kukumbira ruregerero misodzi yaamai haiwiri pasa mahara chaiko uchazivona mwana komana zvichakakunakira bcz she is still alive wants she gone becareful for what comes to u
@wongaimarvelmahurede3665
@wongaimarvelmahurede3665 2 года назад
It is well gogo. Mwari ariko He will pull you through
@leahzhakata6294
@leahzhakata6294 2 года назад
Ndapera mate mukanwa. Amai komborerwayi neDenga zvese zvichafumuka zvega. Mwari ngavaburitse chokwadi chese pachena.
@dorcastiger1266
@dorcastiger1266 2 года назад
Mwari we nyasha seiko zvichidai ndarwadziwa minamato yangu gogo inemi. Mwari ngaakusungunurei gogo
@patridahchimpika9084
@patridahchimpika9084 2 года назад
Amen
@brendachiduku7385
@brendachiduku7385 2 года назад
Dai mai ava vachiroya avaimbouya pajekerere kudai
@perseverancekazaza5884
@perseverancekazaza5884 2 года назад
Shame💔💔💔💔ndarwadziwa misodzi yangu yabuda zvakaoma, mwana wavo achavademba vasisipo
@chancemaringwa916
@chancemaringwa916 Год назад
May God youch the heart of her son.Let him realize the responsible he has over his mom,unconditionally.
@sirclassics_uk
@sirclassics_uk 2 года назад
So sad very sorry Gogo may God protect you.
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 2 года назад
Vanhu vanongorwara vachifa veduweee. Saka toti vese vanofa vanenge varoyiwa here
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 2 года назад
Mwanakomana akaresva uye ari wrong zvaari kuita mai its not good
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 года назад
Rega uone hko achaitamba nhamo zvke akazovademba
@knowledgechagomoka5938
@knowledgechagomoka5938 2 года назад
hes urikupi
@tinashevukomba3965
@tinashevukomba3965 2 года назад
so touching ,,,,mmmmm zvinorwadza
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 2 года назад
Sad story
@tancepnyamasve2820
@tancepnyamasve2820 2 года назад
Amai ava ndoona sekuti havaroyi asi varikushandiswa nemuroyi ari mumusha imomo. Kune vakangwara vana tsuro magen'a varikushandisa chiso chaamai awa. Varikutoita zvinhu zvawo vachitobudirira amai avavachitambura. Muroyi chaiye haaiti zvaitwa naamai awa.
@nyashamarawo671
@nyashamarawo671 Год назад
I rarely cry but this woman's story yandibata bata vanhu ngatisadaro vabereki vedu
@nyaraylshonhiwa5521
@nyaraylshonhiwa5521 2 года назад
Tete Tilda mukaona mukadzi mukuru akadai achiuya pajekerere handifunge kuti vanoroya Mai ava
@trishfashu6656
@trishfashu6656 2 года назад
chokwadi
@ashantichimombo1786
@ashantichimombo1786 2 года назад
Hupenyu hwakawoma wena
@mrsmtm8496
@mrsmtm8496 2 года назад
Ko what kind of Dr told them it’s spirits? He/she needs to be fired
@user-ho3pr1cx5d
@user-ho3pr1cx5d 5 месяцев назад
Some doctors are prophets also
@chichismith6962
@chichismith6962 2 года назад
That’s so sad may God remember you
@irenemandizvidza2656
@irenemandizvidza2656 2 года назад
Ummmm panogona pane akavashinhira nezita ravo
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 2 года назад
Ndiri kutoshuwirawo kuti dai ndinavowo vabereki ndichiita zvinovafadza vamwe vachiita vekutamba navo 😭😭😭
@blackcherry9344
@blackcherry9344 2 года назад
I dropped a tear gogo sory henyu
@solomonashamo2521
@solomonashamo2521 2 года назад
I feel pain truly speaking l wish l cud do something for you gogo but God is there he will do something for sure eish ndabatikana sure
@priviledgemabhiza6967
@priviledgemabhiza6967 2 года назад
Death spirit nachiremba hre Mmmmm pane nyaya asi vabereki havaitwe kudero
@christinechrissy
@christinechrissy 2 года назад
No doctor is allowed to tell a patient that
@kuzinyabadza
@kuzinyabadza 2 года назад
This is heartbreaking 💔
@firstlady2671
@firstlady2671 2 года назад
Mwana ndiye muroyi, period!
@tawandamhandu642
@tawandamhandu642 2 года назад
eish my heart broke. Mwari pindirai
@sashasithole1022
@sashasithole1022 2 года назад
Mbuya Ava vanoroya ,chavaendesa kuradio kutsvaga pekugara .
@firstlady2671
@firstlady2671 2 года назад
Andifungi uuumm muroyi haangabudi pachena kudayi
@oleandarmuzvidzwa2555
@oleandarmuzvidzwa2555 2 года назад
Vozotanga kuroya nhasi here nhai veduwe. Uuummm this is sad she is innocent if she wasn't she wouldn't be willing to look for help. Ngatidei ana mai veduwe please these people do a lot for us.
@blackcherry9344
@blackcherry9344 2 года назад
Mwanakomana uyu ndiye a nenyaya yose anenge akaromba akugezera Mai
@portianyakupinda7119
@portianyakupinda7119 2 года назад
This is so heartbroken 💔
@thuleleningwenya4879
@thuleleningwenya4879 2 года назад
Asikana mwari vanokunzwai gogo 😥😢 ndarwadziwa
@drpetsepractice1443
@drpetsepractice1443 Год назад
gogo vakaiswa jambwa dai Mwari avabatsira. vanu musadaro shuwa kupesanisa mai nemwana wavo. this is very sad
@Durablacks
@Durablacks 2 года назад
Hey this elderly woman touches my heart big time, you may find that it could be a bad spell that someone may have put on her that wherever she goes everybody have to hate her💔Spirit of darkness hoovering all over her! Oh Jesus! Modimo wa tshwaro Yahwe! Yahwe! Yahwe😪
@lynnemtare8652
@lynnemtare8652 2 года назад
Ukaona wasvika pakuti mubereki wako anokumbira pekungogara zvapi iwe uchikwanisa kuvapa zvakaoma.semwana chako kuremekedza mubereki wako nekumukudza sezvinodiwa naMwari iye akakutadzira Mwari ndivo voga vanokwanisa kuranga mubereki
@chemix4695
@chemix4695 2 года назад
ndarwadziwa hangu, kti vamwe vanana mai vanovabata like, ino ndotoshuvira kuti dai mai vangu vari vapenyu, but trust me God's wrath is coming to the son nemukadzi wake and everyone who judged this lady, I hope she will get all the help, ndarwadizwa hangu, i felt her pain
@pamelakavande331
@pamelakavande331 2 года назад
Zvakangooma i really feel sorry fo gogo ava veduwe vakatoremerwa
@gracechivasa4724
@gracechivasa4724 2 года назад
Chero vachiroya sevana musadaro vabereki
@judithsiisii5124
@judithsiisii5124 2 года назад
This is sad, Lord hv mercy
@melodyziyambi4362
@melodyziyambi4362 2 года назад
Nhai Mwari hnz basa remumba iiiii moyo wangu waenda kurefu shemu gogo hvana huroyi avo mwan arikuramba kufamba navo uyo ndiye muroyi zvakaom shemu
@sarudzaimachawira1139
@sarudzaimachawira1139 2 года назад
haaah zvinorwadza l cant believe someone will say something like that to his mother so heartbreaking
@ticharevasababieblessing2089
@ticharevasababieblessing2089 2 года назад
Vana musadaro soo I cried
@memomaiinnonasilent8774
@memomaiinnonasilent8774 2 года назад
Zvakaoma ndarwadziva ini
@angelineangie927
@angelineangie927 2 года назад
gogo murikushandiswa..........pane arikuraya vanhu achisvibisa imimi.......my mom vaiva nedambudziko ramunaro sister yavo yavati muroyi ma neighbours akatenga vachiti mai venyu vanoroya......my mum vakatanga kufamba kumaporofita vachida kuziva chokwadi asi pese pataienda vaudzwa kuti amai ndiri kuona muchinzi muri muroyi asi hamusi.........vakaudza kuti pane munhu akakugadzirai kuti vanhu vakafamba imi ndimi munobatwa kuti muri muroyi iye haabatwe
@memorymagaisa3822
@memorymagaisa3822 2 года назад
Ndarwadziwa hangu tete Tilda vavengi vanozviita pamwe vakagadzikwa shavi iroro vasingazivewo apa vane bp ndabatikana hangu dai mwana abatsira mai vake chero asingagare navo mai vakakosha veduwee
@ottiliahumbira5910
@ottiliahumbira5910 2 года назад
Maroiaripoo asi.imimurikitungamidzwa .pamberiimi hamunamhosva mama vku
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
Zvinonzwisa tsitsi chokwadi mukadzi mukuru kushaya pekugara like asina hama ,l feel pain for u mother God will make a way for u .Rambai muchinamata mwari vachaita kuda kwavo amai wangu 💙💙💙💙💙💙
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 2 года назад
Ummm zvochemedza gogo avo ndavanzwira tsitsi mybe vrikuroya vasingazive vnobatsira vayamureiwo hey ndanzwa ngoni
@noxblablabla136
@noxblablabla136 2 года назад
@@makanakandinotenda3289 True let's help her and she needs our prayers also .lm sure God is gonna make a way for her .
@gladysmacky9881
@gladysmacky9881 2 года назад
Zvakaoma Mwari ndavabatsire gogo vanogona kunge vachishandiswa vasinazive.
@shamisomakurumuremakurumur7056
@shamisomakurumuremakurumur7056 2 года назад
Chero ndikawana mai vangu vachifeva handirasi I love you gogo
@hastingsdemawatema6919
@hastingsdemawatema6919 2 года назад
Kana uchida kuona kuti unochona uye kufuratirwa nemusiki rega mubereki wako achipemha eizvo iwe uri mupenyu.Shuwa nyanisi kudenga kure uko.Vazhinji vanoona sekuti denga ndiro riri pamusoro pezvidhina munyasi riini ceiling.Mwari haashanduke.
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 2 года назад
Maiguru vanzvenga nyaya yeweti avo ah
@jessymachaya8932
@jessymachaya8932 2 года назад
Taura hako kutadza kupindura mibvunzo zviri straight
@tabethmandeve7028
@tabethmandeve7028 2 года назад
So sad indeed
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 2 года назад
Gogo hamuna kumbobatsirwa nen'anga hre pangava pabasa remavoko chero kupi zvavo
@linnetbhasvi8115
@linnetbhasvi8115 2 года назад
Mwari vakuitirei zvamunoshuvira Gogo
@annitajoshua7043
@annitajoshua7043 2 года назад
Gogo vakanyepera nemwana wavo kuti Doctor vati death spirit
@sydneymurumbi2607
@sydneymurumbi2607 2 года назад
Vakaberekeswa gogo hama yavo yakaromba ikaisa pavari
@chibwarisvo4154
@chibwarisvo4154 Год назад
😢 gogo ava havana chavakabata but pane munhu akuva shandisa zvekuti vanhu vakafamba vanobata ivo nekuti pane akuzvikunzeresa zvinorwadza
@charitymareya255
@charitymareya255 2 года назад
Pamba pavaka bviswa nemwana wavo vachino rojerwa ku Chitungwiza ndepavo here tete? Mai avo vaka gezerwa huroi maybe vakushandiswa vakaberekeswa
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 2 года назад
Kovarudii kufamba Vega vabatsirwe pamwe vakaberekeswa huroyi bcoz azvishandi kuvapa pegura vasina kubatsirwa kana zve sure sure vasina kubata nemaoko avo
Далее
😮Новый ДИРЕКТОР Apple🍏
00:29
Просмотров 24 тыс.
Musikana Otizira Vakomana Vaviri Kudunhu KwaShe Negomo
14:22
Попалась за конфету 🍭🙃
0:20
Просмотров 4,3 млн
Попалась за конфету 🍭🙃
0:20
Просмотров 4,3 млн