Ummm zvakaoma , chidzidzo kuna anaamai kana mapesana nevarume garai nevana venyu Ano anga ari underage yekuti amai maive nekodzero yekugara nemwana R.I.P Ano
Problem varume vanotora vana nechisimba kunana mai kana varambana ...mwana anono chengetwa na step mother asi mwana anenge aripahunhapwa chaipo ...baba havasweri nemwana havana nguva futi yekugara pasi nemwana vanenge vachingoti chavaudzwa chese na step mother kuti mwana adai vanongobata vorova ...pliz mutemo ngauite something nana baba vakadai ...hakuna step mother anochengeta mwana asiri wake agomubata zvakanaka....vana baba vanotorera vakadzi vana nechisimba kana varambana ngavasungwe.
Vanhukadzi ngatisapei vana varume kana marambqna chero zvadii ngaaende akura ave ne 18 yars chero achipota achiuya holiday asi please anamai ngatigarei nevana vedu zvamaiona uye zvaitaura mwana maifanira kutongo gara naye orega kudzokera kuna baba vacho it's so sad asi musati murume wangu imi mai imi wamugere naye anofunga sei uchishinga kuti murume wangu murume wangu 😊😊
Which means ambuya namai ava vanozovana vakamutora mwana uyu vatoda kumuuraya sei akazoshaikwa pasina baba vake sei vakati mwana ngaauye ndimuchengete akuna mai vanochengeta mwana asiri wake akuna zvakadaro mwana uyo akauraiwa naamai avo namai vavo vakamuuraya vakamurova vakamuisa mufiridge vakamupisa
I blame the mother mwana aigara achivaudza kuti ndoda kugara nemi asi Ivo Havana kumuteerera.plus vaitozviona mabatirwo aiitwa mwana asi Havana kuda kugara nemwana.mothers out there please try to listen to your kids kana vachikuudzai mabatirwo avanenge vachiitwa.your kids come first please.musakoshese second marriage muchirasa vana.
Teererai zvinotaurwa nemwana chero kadiki diki react. Vana vanogara nema maids or vehukama or vana mainini vatererei. Even zvekuchikoro don’t force your children what they don’t like.
Mai Ano vanoda kubatsirwa chokwadi apa pakuda Sekuru Tasvu ivo vomene or Sekuru Nyangatayani ndivo anasekuru vandino vimba navo ivavo, munhu aneruoko bamwana ngaaitwe back to sender, zvinorwadza weduwe 12yrs here kungofa zvisina tsananguro baba vemwana nemudzimai wavo vane mhinduro panyaya yaAno 😢😢😢😢💔💔💔
Very sad mwana we grade 1 uyo dai akawana vanogona kutaura nevana aiburitsa zvakawanda. Pachivanhu nhumbi dzikasagovewa mweya wemufi unonzi haukwanise kudzoka kuzorwisa vakamuuraya kana akapondwa since mweya wake unenge uchitenderera panhumbi idzodzo.
Nyaya iyi yakambobuda baba vacho vachitinyebera kuti ndaisimbomurova asi handaifunga kuti achazvisungirira izvo vaitoreva nhema havo kuti mwana akazvisungirira izvo mabhinya baba nastep mother vacho, ngaazvirwire mwanakomana zvibude ,mkoma Robert hero basa varombi vanyanya munyika
Ko baba Ava nemhakayei Vargas’s vachirova mwana uyu, Mainini hasi here vaitaura zvenhema ku murume kuti mwana arohwe Mapurisa Batai , ngambotorwa vaendeswe paCentral Police paHarare apa.