Тёмный

UZUMBA: Mwana Uyu Akandiramba Kuti Handisi Baba Vake 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 69 тыс.
Просмотров 1,7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

18 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 36   
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi День назад
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
@BlessedTMugaradziko
@BlessedTMugaradziko День назад
Imi chief saka imi mukafirwa nemudzimai Vana vokusiyai mega apa musinganzwe mushe saka hama dzenyu dzokusiyai hre muchigara mega apa matadza mambo
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 День назад
haa mambo tererai nyaya zvakanaka dzidzisai vana kuremekedza vabereki
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu День назад
Chief uyu hapana hapana
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu День назад
Chief hamutongi muchidaro
@HazvineiGondo
@HazvineiGondo 23 часа назад
❤mambo Itai mushe
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 День назад
LIKES GUY'S PLEASE ❤❤❤❤
@BrianMirisawu
@BrianMirisawu День назад
Life maone
@InnocentNdemera
@InnocentNdemera 3 часа назад
Mukoma Robert imboonesai mambo nhando uyo
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge День назад
Mambo ava Dai vari ama 2k tainzwisisa 😢 Ndo chiii chakadaro
@IdahTakwada
@IdahTakwada День назад
Hapana chozikanwa namambo uyu
@givenmapfaza5245
@givenmapfaza5245 23 часа назад
Cheaf ava bho here haiwa
@user-yu7xl8es4x
@user-yu7xl8es4x День назад
Mambo muribenzi hamugoni kutonga
@vincentnyirenda7611
@vincentnyirenda7611 19 часов назад
Chief hamugone kutonga
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 День назад
Song iyi haichabve mumusoro mangu kuiimba mazuva ose ah😅😅
@ShondaOz86
@ShondaOz86 День назад
😂
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 12 часов назад
Vakomana bvisai chibanner chenyu kani munotivhiringa
@SimbaDickpabuuro
@SimbaDickpabuuro 12 часов назад
Chief nyajina hamugoni bsa vanhu veuzumba mune nhamo
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise День назад
Mambo too much noise apa hamugoni kutonga
@ephraimmurukai9915
@ephraimmurukai9915 День назад
Gadzai madzimambo chaiwo chaiwo kwete majokes aya
@TheresaMaps
@TheresaMaps День назад
Tina makasa hie
@user-vo6wr3zn9f
@user-vo6wr3zn9f 16 часов назад
Mamabo muri dofo uyu atora brother yake yakaremara isisina arikuchengeta asi vana varipo iwe wakuti sona nemunhu arikutobatsira enda kwa Mambo Mutasa vakudzidzise mutemo
@thelifegames4499
@thelifegames4499 День назад
Mambo uyu ngasiye basa
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu День назад
Taura hako
@prosperchabvuta8374
@prosperchabvuta8374 День назад
Saka murwere odzorwa kwaari kurambwa? Kana munhu arwarisa tinoziwa mukoma achitora munin'ina kana vice versa kuti achengete. Pamwe pane imwe information isina kuburitswa mudare nokuti kutonga uko handizvoba pamagariro edu echiwanhu. We are family first with our siblings before we are family with our children saka handiadze kutora mukoma wangu ndichichengeta. Mambo musadaro imi!
@RoseFombe
@RoseFombe День назад
Ummmm ska aifanira kusiya mukoma wake hre mambo avoka
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge День назад
Hapana zvozikanwa ndingasiye hama yangu ichitambura herr😢
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 День назад
Vosiya mukoma wavo here veduweee???Dai mabvunza kuti mukoma makavatorerei
@ngonimazikana7051
@ngonimazikana7051 12 часов назад
I thought mutoriro ndewe ma2k chete ini
@ShondaOz86
@ShondaOz86 День назад
Chii chakadaro.Kwakutouraya munhu achiri mupenyu.Imi mambo itai mushe
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 17 часов назад
Musora botso😂😂
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 День назад
Chief you're very very wrong
Далее
ReBroadcast: MaSisters Angu MaBishu
50:14
Просмотров 703
Jeri pamba pangu
8:23
Просмотров 1 тыс.
JANE: Ndatambudza NeSatanism
38:49
Просмотров 10 тыс.
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34